Komusikana uyu kuzoti, “Tina babe” aaaaaah finish ndapererwa hangu hanzi, “This is a small understanding” gegegege “Ndochinja, I’m still working on it Doctor Ryan” This is the best….. Bhudhi Polony Manyama!!!!
Ryan if you put the world loyalty or loyalty test paunenge uchiita story build up munhu akangwara chaiye can easily pic up zvirikuitika and you won't get true results. Try using other names that don't give a clue kumunhu wamuri kufonera kuti munonyatsoita nezvei chaizvo. Your program is very good toda kuti urambe uchigadzirisa nyika zvauri kuita izvi kkkkkk
ini hangu KingRyan ukandifonera uchitaura zvinondidonhedza pasi ne bp ndokusungisa....better hako kuti tiwirirane kuti unondipa price money chero hangu ndichiziva kuti hapana hapo mari its just content
Who has gone crazy like me with this episode kudya boki , mazipolony😂😂😂😂😂😂😂😂
Polony yanetsa kkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣
Whenever you feel like you're experiencing a challenging day, return to watch this video.
Polony is the key word 😂😂😂
Musatenga Mapolony kana musati marora 💔
😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
Hande ku Jimu Tinashe tigorova vanhu 😅😅😅
Ryan:imimi maitemgerwa polony kaimi
Her:ehe anotenga
Tinashe: saka manje ?kochawakandirambira chii😂😂😂
Munhu anotenga polony anorambirweii nhaii😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂Polony
Was watching this with my big brother n his name is Tinashe n im Takudzwa 😂😂😂
Taku mutsvuku here uye ane mamuscles aripo here😂😂😂
But Ryan why are you laughing bro 😂😂😂 uchitaura nyaya ye poloni
Ryan akuvara nekuseka nenyaya ye polony aaaaah Mwari tibatsireyi nyika inoine nharo help us God.
Who else waiting for mukoma Tinashe to eat boki 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Meee😂
Me😂😂😂😂
Me also😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Part ye Polony killed me😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 hasha hadzidi munhu anokakama arwadziwa nepolony yakakura kudai 😂😂😂😂😂 can't stop laughing
Ngaadzose mapolony edu😂😂😂😂😂
My last three words ....No More Polony 😂😂😂
Mapolony 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 aaah mandinakidza nhac aaah 😂😂😂😂😂😂😂
Komusikana uyu kuzoti, “Tina babe” aaaaaah finish ndapererwa hangu hanzi, “This is a small understanding” gegegege “Ndochinja, I’m still working on it Doctor Ryan”
This is the best…..
Bhudhi Polony Manyama!!!!
Kkkkkkkk nhasi zvangu hanzi ndaikutengera maziPolony eweek chairo unm
Sure shantie haudaro mhofu vaikutengera mazi polony 😂😂
Zvakaoma kani
Mhofu vanotenga mazipolony 😂😂😂😂
Mkoma Tinashe vanotenta polony ye week 😅😅😅
Zipolonybrakadai😂😂😂😂😂 hàa Tinashe. Anodya boki
lets make Tinashe Colcom ambassador
This episode is on 🔥 fireeeee I feel like to coment whole day 😂😂😂😂😂😂😂
Hausiwe here wakadya polony kkkkkkkkkklkkl
😂😂😂Polony
@@wilsonmasiyiwa3747 😂😂😂😂😂une pamuromo iwe
@@wilsonmasiyiwa3747 😂😂😂😂😂une pamuromo iwe
@@wilsonmasiyiwa3747 😂😂😂😂😂une pamuromo iwe
Polony yeweek....bby raingotengerwa Polony chete kkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂 Ini hangu Ndakatozviwonderawo zvangu
Polony polony polony 😂😂😂 Ryan violence too much
Dead nepolony plus jacket raRayn😂
Uyu anoda kurohwa, King ryan mune masasi aaah hanzi muface wako atsikwa nemota but usazodaro wanzwa,mashoko ekupedzisira ,musatenga mapolon musati maroora iwe unozvimba
RYAN SHAAA USADARO SHAA UNGASEKA MUMWE
IYE AYITENGA POLONY KKKKKK😂😂😂😂😂😂😂
Sorry is nothing without change amen 🙏🙌😅😅
Arwadziwa ne Polony not relationship, apa Ryan kuwedzera salt pachironda
Izvo zvimastatement zvukumama ndozvamunosiirwa,kudyiwa boki ndochii ichocho
Ryan kutoseka hako Zi polony wayisa munhu pa tyt😂
Mashoko ekupedzisira ave evari kutangawo mapolony 😂😂😂🙌🙌 Ryan kudenga kure newe chete
Woooo ndaseka hangu vaskana munodarirei maitengerwa polony wani
veColcom pls take Tinashe anokwanisa kuita brand ambassador
KKK Ryan unoda shamhu kkkk ukusekei, iwewe hauone here kuti mkoma vanotenga Ziku polony re1 week kkkkk, haaa mkoma vakuspoiler mwana nema polony. Haaa mkoma nyaya ye polony maisimbirira wani
Nyaya ye polony yanetsa iyi 😂😂
So you're all going to ignore jacket raRyne
😂😂😂😂😂no
😂😂😂😂😂
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣
kkkk polony inoita kuti babe adywe, Ryan haikona kupota uchiseka iwe
😂😂😂😂 its a blocking for a polony thing😂😂😂😂 so it's a polo thing 😂😂😂😂😂
Kkkkkkk polony yanetsa hoyooooooooo polony apo huh yarwadza mukomana
Paanzwa kt munhu atsikwa achema , paazonzwa kuti ndiTinashe kuchema kwapera , apa mapolony waitengerwa kkk
Ryan itori chironda chaicho 😂😂😂😂😂hanzi imboitai zvemamonya 😅😅😅😅what about maZipolony
Ryan if you put the world loyalty or loyalty test paunenge uchiita story build up munhu akangwara chaiye can easily pic up zvirikuitika and you won't get true results. Try using other names that don't give a clue kumunhu wamuri kufonera kuti munonyatsoita nezvei chaizvo. Your program is very good toda kuti urambe uchigadzirisa nyika zvauri kuita izvi kkkkkk
Saka lets say akadzoka achiti babe sorry ndakutengerawo polony unoita sei 😂😂😂
😂😂😂😂😂 munhu antenna polony wani 😂😂😂😂😂
Mapolony mapolony, pamwe polony yaitoendeswa kumonya
Its Ryan tryin not to laugh 😂
Zipolon kkkkkkkkk akahla polon yatinashe😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 I know right
Polony ma1 bt mabbie ndivana satan sure odyiswa polony unopa hake mamonya uyu avharisa mudhara ndiri pa UK ndi diva uyo mugyz wangu ndogara ku gv7 bbie iri ndoriziva dakuri seke kuti hauchadye polony
Dead by polony 😂😂😂
😅😅 Ryan anobva adzambiridza pa polony ipapo hahaha 😅😅
hahaha shoko rangu kwauri iwewe Ryan nderekuti dzidzi kuzvibata pakuseka apa hahahahahahahahaha
For me it's the question, Akaita sei? Maone anenge atotanga
Kkkk ko waidyirei ziPolon nhai kkkk polon polon kkkk pokon polon
Polony baba yeweek ndachema zvangu🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk ryan kwana iwe
yaaa mukomana arwadziwa uyu
King Ryan mukugadzirisa nyika varume mese endai kutest yelove muzive kuti mukudiwa here nevanhu vamuri kuchengeta
Ndazoseka nhasi ,hanzi ndakatozviondera hangu 😂😂😂
Ryn jacket iro asi wava loyar kanhiii😂😂😂
Amana Ko jacket radini 😂💔 mapolony hamuna kumanzwa here
Iwewewo futi tengawo zvimwe kwete ma polony kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣 polony yanetsa naa this should defo be a comedy show
Muchaurayana 😂😂😂😂😂
Zverudo zvinonetesa izvi
kkkkk this guy about polony,u killed me
Kkkkkk Mhofela vaitenga polony
Baby akuda Monya kwete polon uuu ndofunga akawanda ma polon aya 😅😅😅😅 asizvinoitika me l use to say buy me chicken pie
Kkkkk sorry mhofu 🤣
Mhofu weporona 😂😂😂😂😂😅😅😅😅
Bishu manyama haagute maporona 😅😅
Am literally in tears 😢 😂😂😂😂
Dzoserwa mapolony yako shaa😂😂😂
Kkkkk hanzi ndaitenga mazikupoloni 😂😂😂its too complicated
Ryan waseka polony 😂😂
In love with your jacket king Ryan 🎉
kkkkkkk
Its ma ma ma zipolony akadai so in Tinashe's voice kkkkkk. Chimboitai nezvemamonya anemazimhasuru.
😂😂😂polony wena nekudhura kwaakuita zvinhu
Muregerere wobva wamuoroora
First time kuona Ryan achiseka
Haa polon inodhura paZimbabwe boys...kahwai aka ngakarambwe boys ka condemned
Kkkkkk kkkkkkkkkk Ryan usadaro hanzi iwewe wakangausinga koshese ma polony 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaaaaaa Polony yanetsa boixxxxx
Shem ngapihwe polony dzake
The polony part😂😂😂😂😂😂
Hanzi ndaitenga mapolony akadai so
Kkkkk jus bcos mudhar amugym mune tsoyoka kkkk so moda kuti mwana adiii kkkk
Polony woyee 😂😂
Uyo tinashe paangoti nhasi hatisati tataura na bae ndazviziva hangu kuti haana kana dhiri😂😂ahh tovadii vakomana vakadai
Mhofu vaitenga zipolony rakakura kudai so mhofela mhofela 🤣🤣🤣🤣🤣
Zipoloni zihombe hombe Rayn you go thru a lot😂😂
ini hangu KingRyan ukandifonera uchitaura zvinondidonhedza pasi ne bp ndokusungisa....better hako kuti tiwirirane kuti unondipa price money chero hangu ndichiziva kuti hapana hapo mari its just content
😂😂😂😂😂 nyaya dzenyu dekuda kudya idzi iwe musikana iwe dzosa ma polony edu plizzz
😂 😂 😂 😂 😂 Polony yeweek
😂😂😂😂😂polony to the fullest😂😂😂😂 mcharega zvenyu mjolo uyu
mapolony e week shuwa womudaro haaa girls musadaro🤣🤣🤣
Hanzi enda kune vanogyima. Musi waachashaiwa munhu wekurova acharova iwewe 😂😂😂😂😂
Hanzi waitengerwa mapolony akakura sei😂😂😂😂
Iiii veduwee pakaipa hanzi hatichatengerwi mapolon kusvika waroorwa ma1 kkkk
Polony😂😂😂 yooooo
Tinashe sorry hàko Mhofu ,arwadziwa shame apa ano ndandama nehasha