@LearnmoreMagwenderese iwe kutaura chokwadi ukatongwa nedofo zvinobhowa that's why vanhu vachidzikisira chivanhu nokuti munhu asina ruzivo akaenzanisa nyaya akasava neruzivo zvinosiya Nyaya inedivi . Get me Papa hurumende ngaipindire Mambo mutasa he is the best
Iko kutofunga kuti humambo hunopimdwa needucation qualification ndokutokanganisa. Madzimambo havasi judges kutonga Nyaya uku is just part of the many things they do
We really need chiefs with wisdom.Our old chiefs were not learned much asi wisdom yekutonga were just like uh graduates with PHDs...Vanga vane hungwaru
Plaz hurumende yedu ngaiipinze humambo munhu akati fundei saMambo mutasa kutangira kumasabhuku ... Shuwa ngazvitarisiswe zvinhu izvi Mambo mutasa aneuchenjeri ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉
Ndezvedzinza zvinotenderera mufamily not because wakadzidza
@LearnmoreMagwenderese iwe kutaura chokwadi ukatongwa nedofo zvinobhowa that's why vanhu vachidzikisira chivanhu nokuti munhu asina ruzivo akaenzanisa nyaya akasava neruzivo zvinosiya Nyaya inedivi . Get me Papa hurumende ngaipindire Mambo mutasa he is the best
Mambo Mutasa haazi kufunda zvishomaba akatofunda zvekuti heki
Iko kutofunga kuti humambo hunopimdwa needucation qualification ndokutokanganisa. Madzimambo havasi judges kutonga Nyaya uku is just part of the many things they do
Haaaaa ndarwadziwa mamwe madhara vari very stupid kamudhara aka last week kaiti muroora akatiza zvikwereti that's why mamwe madhara achirohwa nevana it's so painful
That’s a perfect and nice set up Well done 🎉🎉❤
Mambo mutasa ndi Boss wangu .. 🎉 Kuda Kana kusada ndichanogara kwaMutasa .. l love Yu big Dhara ❤
Mukuru anogona basa uyu anoziwa nyaya
We really need chiefs with wisdom.Our old chiefs were not learned much asi wisdom yekutonga were just like uh graduates with PHDs...Vanga vane hungwaru
Mune bsa mambo Mutasa shumba mhai wangu chikara ❤❤
Iyi nyaya yana Timburwa yakambotaurwa naMukotsanjera.
Akatoti ngozi yemukadzi akafa ichakunetsai. Moziva kana zvisati zvatanga vanhu vanofunga kunyepa
Have watched NGOZI stories but this one ...mmm😢😢💔
Kuparikwa uku itayi mega Ana musoro bhangu dxidzai barika musaty mariita munozotambura zvekudaro
Karanganda to the world Gombakomba Family baba tapusi tinoda update ndikokumusha kwangu ... ???
Iye mukadzi wacho ngaauye awakuramba nhasi nokuti zvaipa manje, ko pazuro ke kkkkk Tracy ita basa, Mambo mutasa manyama
Charisi nehure rako ummmm it shall never be well with u😢😢😢😢
Mahindra to the people 😂😂😂
Charisi you must not have peace muri varoyi iwe nemukadzi wake.
Benzi rababa vandi gumbura shuwa chihure kusvika kuuraisa munhu akakubarira vana 7
Bambo Tinto yekuekita uyu haaaa tazomuziwa wena ,mukoma muri benzi
Charisi arikunyepa. Last episode akati ndakazoroora nekuti mukadzi anga akurwara izvo ndiye akaurayisa tsek zibenzi rababa
Bambo Tito 😂😂😂
Vnhu vekuziva vose zvavo
Ini ndinotogarira pano nhasi❤❤karanganda
Kkkkk haubve pano
Mavakutigonera 🎉 manje kwte zvamunositipa aaah
Huh dhemeti chekeresa maikuru ngekude nyachide, choonai kwatawa manje
Charisi Charisi Charisi ziso rako rikutaura zvakawanda
Kuti dheshe sofa rese
Ndaiyepo
Ndaiyepo
Streaming karanganda from SA.... No more Netflix.
Ndakamboona dzimwe nyaya but Aya ma1
👏👏👏
Manje maHindra 😂😂😂😂 haifambire mahara
Bambo Tito Vakuzora zvekutsvukisa
Ehee nhai akubva ashata
😂😂😂😂😂😂@Tatenda
Mukoma vanopedza nguva vachitaura zvisina basa nxaa. Ngapisike mativi emuromo ayo
Ngavati dyooo panyaya sabamnini
Mambo dare renyu rakarongekaa harina bvenge bvengee
Ehhhh nhasi zviri kumba kwedu bambo Tito
Iti vauye nemhuri yekumukadzi mudiki nemhuri yekumukadzi mukuru Charlie's itsotsi
Akaurawa kumusha kwemukadzi mudiki here pamwe ndashaishe Kunzwa?
Udondoenda neni kuNyafaro ...shame zvorwadza mabhinya aya
Tamirira part 2 baba Taps
Haa kwaMutasa kunoda n'anga 50 kuti kuchene ...mabhinya village yegayega nonsense
Thank You So Much Chief Mutasa and Your Team
Bamkuru ngavaite vachipukuta mromo
AnaCharisi veuku havana tsitsi
Munorangarira Charisi natete Joyce vekwaSimba(sekuru Tasvu) kwamambo Marange
Imi pukutai muromo siiis
😂😂😂😂😂😂 iwe so asi wazvionawo ma 1
Vanhu vekwaTumburwa murimbwa ...kuurayisa mkadzi nekuda mjola murimadoortea ndini ndadaro
Izvi zvinongoda Mukotsanjera abvise ngozi iyo aise kuvaridzi not mutorwa uyo
Kamudhara ako kaBaba Lap TV
Chief Mutasa kumberi product of Tsambe,UZ
Charities uduzvii
Ndarwadziwa vamwe varume zvamunoita ummmm zvakaoma.
Pakaipa apa
Charisi , nukadzi wako, mukoma wako nemukadzi wake mese muri varoyi vakuru ngozi iyi inofanira kushanda nemi isiye vamwe vese. Mukadzi wecharisi akauraya Tracey kudzinza kwake ngakuite murakatira kunge makonzo aisirwa rat kill zvimwezvo nekumukadzi wemukoma wacharisi. Tracey basa sebasa
Ma1 aya
Varume muchinyanyawo chihure izvozvi wawa robbed apa wachembera kwaass
Maita basa mambo Mutasa
Baba Tito
Uuuuuum kwaMabvudza zvariribasa imwe woye surrender
Mutasa muhombe chero mukaramba zvenyu ...brain dzashanda apo
Charisi uri benzi hausisina kukwana
saka zimbabwe yese yakazara vanhu vane ngozi chete handiti? ingori family yedu chete isina ngozi vamwe mese mungori ngozi dzega dzega. ripai ngozi imi mashona imi nyika haifambiba iyi nezvingozi zvenyu izvi
Ohh kwenyu kwakanaka ndichatoira muroora mumusha menyu
Munhu haangofi Moti zvavharana
Muno mama chete
Dzriko zvadzo bt inyaya yekuti hadzisati dzabuda chete bcz hamuzive kut Wana sekuru wenyu aifamba sei
@@GraceeSimango huyai muite mukadzi wangu hatina ngozi isu
Ndachema
Charisi wakutimakisa
Uuuuummmmmm
Komurume wemukadzi arikubudirwa aripi
Charles anoda shamhu
Zvafanana nekuroodza mwana mobva mati idya to roora rako
Rpai mkadz acharisi
Nyaya dzengozi dzanetsa
Karanganda
Bambotito
Charisi kunzvenga nzvenga hakubatsiri taurai nyaya yechokwadi mubatsirike. Don't be a foolish man.
Tavapo
😂
Mambo mogona kutonga rambai makakadaro ndineyangu nyaya yanemakore ndofunga ndichauyanayokwamuri ndatenda