Cde was indeed a legend 💪. Vakuru vedu vakashungurudzwa zveshuwa and we thank you for celebrating us. Vakangwara ndivo vakudya zvavo isu takasunungurwa vacho tichitambura. Life so.
thinking our grand parents's struggles for us to have freedom but up to now we are not free ,,Zimboz are all over the world in search of greener pastures 😭
"ko iye Queen wacho murikumbomusiyirei? ndiye arikusigna ma sanction ka aya".....kkkkkkkkkkkk Chinx Zimbabwe remains the only country that has stood and told the white face the truth about them and has stood like a giant amidst all odds
Ndo rinonzi tune rinotambika. A revolutionary from start to finish. In my view no deserving National Hero than than Nyati Mbishi. Rest in eternal peace Chief Makoni
cant forget the year rakauya cde kumusha kwedu kwa Nhakiwa vakaimba song iyi tikaita bara ramhanya munhu wese this will remain one of my favourite song
unoda kuti vafe nekuda kwei uri muroyi chaiye manje va Mugabe vachararama iwe vEEEE hauna chaunoziva mwana wa satani uchatsvukira mwari chengetai va Mugabe
vanhu ndapota ngatibatanei to fight all these injustices against isu vana vevhu. Tinokandirwa twu AID tobva tafunga tagarika, ivo vemhiri ava votora zvakawanda kupfura zvavanotipa. Ndiri muBorn free asi I know what i need to know. UNITE!!
Munokandirwa twuAID why imi muine minda nemigodhi? Smith aine masanctions echokwadi haana kubvira akapihwa AID...after matanks aputitswa, there were never fuel queues kasi imi during peace or whatever you call it hamuna fuel...think again
2023 and we are still listening,rest easy cde
Come back again
2030 tenge tichipo
2023 we're still listening to cde Chingx ,rest easy cde
Who is still here with me listening to cde Chinx 2021.....
i am here with you in 2022 listening lol
2023
Year round here.
2024 I leave a comment here
tiri tese
Pamberi nebato
Cde Chinx deserves serious recognition
Forever in our hearts Cde, you fought a good fight and left us with your Master pieces to listen to. RIP our Hero
Cde was indeed a legend 💪. Vakuru vedu vakashungurudzwa zveshuwa and we thank you for celebrating us. Vakangwara ndivo vakudya zvavo isu takasunungurwa vacho tichitambura. Life so.
We are still listening to his song in 2024 rest in peace Comrade Chinx
Listen to patriotic songs is my hobby
Listen to this song in March 2023
Rest in Peace Comrade you are part of Zimbabwean history forever remembered.
Evry year i come here to leave a comment, whenever u don't see my comment it means i will be dead ,2024 still listening 🎉
thinking our grand parents's struggles for us to have freedom but up to now we are not free ,,Zimboz are all over the world in search of greener pastures 😭
i HAD THE GRACE OF ATTENDING CDE CONCERTS AND HE PLAYED THIS SONG MMMMMMM I WILL NEVER FORGET THAT DAY TICHITENDEREDZA MA SHIRT MUDENGA
Always remember you Cde Chinx can't go a day without this song...
2023 and we still listening. RIP COMRADE
and they choose to put you in the same basket with Soul Jah Love (ngwendeza).... rest in peace true revolutionary
Politics aside you were so talented rest in peace comrade mari yakazodyiwa nevakangwara as my late father used to say
For those who are not in England hamuzwisise sense iri pasong iyi
2023 Roger positive.....RIP MY CDE,Cde Chinx and CDE RGM
"ko iye Queen wacho murikumbomusiyirei? ndiye arikusigna ma sanction ka aya".....kkkkkkkkkkkk Chinx Zimbabwe remains the only country that has stood and told the white face the truth about them and has stood like a giant amidst all odds
Ndo rinonzi tune rinotambika. A revolutionary from start to finish. In my view no deserving National Hero than than Nyati Mbishi. Rest in eternal peace Chief Makoni
This song means a lot to us the sons of soil,,,we the proud Zimbosss
Happy independence Zim forever remembered Comrade . I wanted to be a soldier mhani !
he deserves alot this man he is a hero
Cde Chingaira for ever missed. RIP our hero
Tisu takushungurudzwa munyika yedu, takuita kunge vatorwa munyika yemadzibaba edu nechatakatadza hapana! Hama dzedu ropa ririkudeuka serehuku hazvina zvazvakasiyana nekugara munyika yevatorwa, Hama dzirikufa masikati machena, we are crying for Zimbabwe 😭😭😭
We’ll never forget the Mugabe Zanu PF it was something else if not heydays
2023 still listening to CDE CHINX
This is a classic!
Cde Chinx one time, ropa rangu rino mhanya mhanya, reminds me ma days angu ndichiri ma Recruits, Usadherere
RIP Cde CHINX a true son of the soil
Happy independence day Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Happy independence my Zimbabwe
Inspirational song forever missed Cde RIP
Continue to rest in peace Cde forever missed
Rest in Eternal Peace Cde. We only interacted on a few occasions at favourate places. Ndakangotandarawo nemi kashoma. We will meet up in Eternity
Here the legend is singing about the tribulations of war, ......and the deserving rewards afterwards, eg land repossession
Cde chinx ,,we still listening to your songs ,,makatishandira,rest easy
May your dear soul rest in peace Cde Chinx, u a true hero
cant forget the year rakauya cde kumusha kwedu kwa Nhakiwa vakaimba song iyi tikaita bara ramhanya munhu wese this will remain one of my favourite song
Sahwira says, "chitaurirwa mbare yagotsi... Ipi konalo gandanga?" Classic piece of chimurenga history relived through music.
CHIKOPOKOPO CHOUYA KUSENI SENI KUSHUNGURUDZA BUT TAKAITORA ZIM...PROUD ZIMBO
RIP CDE CHINX ...a hero indeed yu wil always be remembered ..Son of the soil hondo yemindaa........
RIP Cde Chinx..True hero and son of the soil
joy akanganisa aiwa haana chikopokopo kushungurudza mweya wegamba that gd vazukuru vangu
Mai juru vakanganisa? aiwa Havana kukanganisa kkkkkk
Thank you for this song i like it. Post the video please, i really like the video also. CHINX CHINX CHINX one time.
Rest easy Cde lm still listening
Hav bn lookin for this track,......thanx fo posting
unoda kuti vafe nekuda kwei uri muroyi chaiye manje va Mugabe vachararama iwe vEEEE hauna chaunoziva mwana wa satani uchatsvukira mwari chengetai va Mugabe
+Pride Tafireyi lol...what have I done?
tafae machimbiz chakapenga chi song ichi
2023 we are here.
That was good music my late hero chinx may you rest in peace cde
Reminds wen coming Malawi with Zupco after Tete in Mozambique to Harare tichinzwa this song.
l will never forget Cde Chinx thank you so much
kkkk ndasparkwa kwanzi tainetsewa netwana twana Queen. love this song I used to sing it ndichitamba kuchikoro. Im proud to be Zimbabwean
Great song, R.I.P Cde Chinx
I love this song so much
Nanhasi kusvika kare tichingoinzwa...yaichizoti yoobudiswa paztv,,,zvakaoma
i really like him the way he smile makes me happy
genuine
Vanhu kushungurudzirwa kuti Zanu PF ibe zvayo.Zvikupera gore rino
Anyone with a video for this song? What a master piece from Cde Chinx
I like all your songs Chinx
2024 Independence, come, let's celebrate together
these are real heroes for sure. chaiti chauya chikopokopo kwaifiwa sure
vanhu ndapota ngatibatanei to fight all these injustices against isu vana vevhu. Tinokandirwa twu AID tobva tafunga tagarika, ivo vemhiri ava votora zvakawanda kupfura zvavanotipa. Ndiri muBorn free asi I know what i need to know. UNITE!!
Munokandirwa twuAID why imi muine minda nemigodhi? Smith aine masanctions echokwadi haana kubvira akapihwa AID...after matanks aputitswa, there were never fuel queues kasi imi during peace or whatever you call it hamuna fuel...think again
Heroes acre should have had this man for it to be credible how many war vidz dd he feature in
ZANU PF betrayed the Revolution by not honouring Cde Chinx at the heroes acre...We shall never forget
U hv done big job in zim Chiñx. RIP CHIÑX
thnx to ZANU PF the lbrtn party.... pamberi neZANU PF.... youth hainakukanganisa !!!!!!
HONESTLY I DOH NOE POLITICS BUT I LOVE MY COUNTRY AND ITS LEADER!!!! .....LEADERS ARE BORN AND MANAGERS ARE TRAINED
Walt Mark Yes, it's clear that you don't know politics
Renny 😂😂
2021 mweya wegamba uchiri kushungurudzwa 😭😭😭😭😭
we already miss yu,go well son of the soil
Mai Mujuru hona vakanganisa, haiwa havana kukanganisa kkkk
hukanganisa
Ndini……. This is me in 2024
kambo aka kano ndifungidza 1975 pakakarohwa remix na Souljah Love !! varungu vese vakabva va surrender vaona munhu anodya bonzo!!
haa makanyanya makuseri dead
Themba Mpofu iweh
ah buried hangu ini lol
ahahahaha haa amanaka
zvino tingati chii chimwe chakatyiwa nevarungu !!??
Rest in peace Cde
I remember you SOJA at Gokwe gala 2012 pamukaimba this song # tag zororai murugare
Rest in peace Cde ,i love the song l am looking for the video
You are a hero
Deserve kuenda pa heroes.... true gamba
Love this jam 💥💥
This one deserved space in the Heroes acre. Anyway every burial is a burial.
Vanhu veZanu imbwa mhani.
Its 2024!🎉
RIP comrade Chinx
zororai murugare nyati makoni your legacy will be fo ever cherished
Yaa yandifungisa Mbare Mashawasha
inonakidza chikopokopo yakaimbwa riinikoooo rip cde
Ndiri muborn free & l hate Zanu asi Chinx aindigonera RIP cde Chingaira
Legend!
Why was he not buried at Heroes Acre , yet Soul Jar love is a hero?
Gushungo vakanganisa aiwa havana kunganisa
kutenderera kuseseni kushungurudza mweya wegamba pamusoroi comrade
RIP comrade
muvengi anyepa shuwa nice music
tx chnx ivhu nderedu vana vevhu no more varungu havalumi handei kuminda
Avana kukanganisa
kambo kakapenga zvako aka.tiriku cricket tichikaimba pa castle corner
baseline👌👌👌
Rest in peace cde chinx
ini ndabata panzi mai mujuru havana kukanganisa
+simbarashe nheya ZANU yakanganisa kubvisa mai mujuru muparty shuvw mai mujuru vakanisa awa havana kukanganisaa
simbarashe nheya hautobate bit yacho.kkkķkkkkk mai mujuru ndoopavabata.inzwa çhàiti chàuya chikopokopo
Kana ini wena 🤣🤣🤣
haaaaaa inondiita great song iyi
Happy national heroes day
rip our herooooo cde
RIP Cde Chinx