Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
Chief Shumba Hwenje - Dhakota [Official Video] Kumasero
HTML-код
- Опубликовано: 20 сен 2021
- Copyright © 2022 Hwenje Studios
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a RUclips channel, without the prior written permission of the publisher.
#hwenje #hwenjetirimusango #Zimbabwe #Zim1ndokupaivoteyangu2023
CONNECT WITH US
FACEBOOK: 🔗 / chiefshumba
Instagram: 🔗 / chiefshumbahwenje
Famba
Distributed by 3dots.Ent
/ 3dotsmarketingagency
@Sylvester 3Dots Entertainment
Handisi munhu wekumasero but chiSong ichiiii ma1 🔥🔥🔥🔥🔥
Haaaaa ini chinondiita boo hankuu
Kkkkkk cuz wandisetsa
Chokwadi
I hurt Zanu pf but this one of my best Song...Zimurume rogona iri
U said exactly wat i wanted to comment
Neniwo hahaha
Hwenje
😂😂😂😂😂😂😂 totally said 😂😂😂😂😂😂
kkkkk
ndiri team Chamisa hangu but song huchi iyi pulloooooo
Good song mukoma chokwadi nyika yako inyika yako chero zvinhu zvaoma asi l am proud to be Zimbabwe guys
Kumasero uko hatiko asi song bhooo zvekty
😂😂😂 iwe
Kufara
Munogona masong eyu ndoaridza everyweek bt kumasero hakusikwangu hangu❤❤❤
Deep down unenge uchiida zvako Zanu, ikaita order unongoida pakare.
Nyc voice Shumba must come to CCC ☝️💛☝️☝️
😂😂 your wish ❤
😂😂😂😂😂
Once upon a time there was a party😢😢
hwenje chopedza 🔥🔥🔥
I like that lady dancing with the man in the centre circle ! greetings from Berlin!
Bruschal
I love this song ❤❤❤❤❤❤❤
Hapana chisingaperi Hwenje, bvunza Tambawoga namuteki, mari yeZANU ndeyeropa nemisodzi haikupe rugare, cherechedza magumo ako, unoparira dzinza rose.
Chinozopera ambodyawo. YeMDC isingaperi vanaWelshman vanei
Mirai kutaura zveropa Hwenje is praising vakuru vake guys guys pamwe pachoo bvumai tikapera kuita veCCC ko Zanu yachoo inosara nani musadaro
Chief torai bag. Musangano vakasimba kumacero kwete zve CCC zvisina estructura
usavengavana vevhu vanoda nyika yavo ....be patriotic wewe
Uyu muface anogona uyu ndapota he gut the voice
I love this song so much nyika ndeyedu iyi mhani
Huh chi bomb beat plus voice maiwee zvangu dhakota to the fullest
That lady dancing with the man is talented.I love her, connect me to her, from Berlin
It's me
Voice harina munhu iri ukabvunza ana Mteki anamanyika ana tambaoga vanokuudza ikozvino vakapera sezvihutaa
Iwe uchiripo here
Amazing voice huchi...nyika ndeyedu
Maita Basa Chief.Magonesesa.Ndatoona tichitiza Dakota 1977....kwaRusape. KwaTandi..❤...... KuCell ...well done
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Song inonakidza ,but ndeyembavha daze zanu pf.
Beat roonakidza despite zvekumama zveZanu zvaanoimba. Ndongoiridza ndichireva kumasero e CCC plus ka Yellow kedu ako bhoo
Negreen yedu mango
Point
@@tarymajaka7215 waonakaa yellow iyoo kumberi
😅shuwa iyoyo .
Yellow zvinhu
Timeless...munozvigonera zvenyu Shumba
Iwe chief hwenje uri chibaba handisi wekuma sero but l love your songs
Chief voice renyu rakanaka zvokut asi ......
Content ndipo pavarasika
im not a politician but i can't ignore the song
Me too dear ❤❤❤❤❤
Proudly Zimbabwean 🇿🇼😊
Chimurume ichi chogona handisi hangu chimu zanu
Hoo ndiwe wakaimba ....ndakubata❤❤❤❤
Beat racho kuseri👌 haa song inonakidza mhani
Chinogona hacho shumba hwenge 😊
Uyu anokupedzera 🎉🎉🎉❤
haaah number ronaka haro iri
💥
Zanu pfee 🤜
nyika inovakwa nevene vayo
Must try gospel or dzimwe mimhanzi chipo nevoice zviripo but kungoti zvaanoimba atizviteerere
Wagara hauna basa saka anoda kuti uterere ndiyani
Asi pano uripo zvako😂😂😂kutonyora two lines😂😂😂
Excellent voice Chief
Chonaka tho im proudly ccc
Shumba vanemkadzi here asking for my sister
Voice rikutambiswa ah
Ngoma yacho mayeee❤
This is a good song vakomana
Vanhu veZimbabwe Aya mashoko Ava Samora panguva yehondo according to the History of African liberation wars written by a certain white guy!
Munogona Shumba ❤
Nice song chief hwenje
Kumasero 🔥🔥
ndadzidza kuti helicopter inonzi Dhakota
Ichi Chakagonekwa Ichii
Hapana hapana
Dai Zanu PF yainyatsotonga zvinhu zvakarongeka ka iri rume raipiwa award iri but dambudziko arikuimbira kumbavha tozotadza kuida bcz of ikuimbirwa divi rembavha ndozviri kuidonhedza value
Great song ❤
Chibaba ichii❤❤❤
Love the Voice
Well done
mdara anoyimba uyu 😂🙌🏽🔥
Kkk yakazoridzwa song iyi pamitary police road block zvikanzi darikai dhondi
Hate it or not Zanupf has the mandate to rule Zimbabwe because it brought it.
Pasi ne Zanu pf
I love this piece ❤
Music inopisa but economy matikuvadza
Kumaseeeeero ukooooo
Masterpiece 👌📍
Mabwidi neZanu, mukombe nechirongo vana Tambawoga vakaenda nepi muchamhara henyu mukoma ZANU chiwororo Eliot Manyika aripi
But mukoma munogona but dai masuduruka mbichana Ku politics unoziva chemujolo chandinakidza mazowanza chi zanu ndopama rasika mukoma but zvimwe zvese zviri bhoo
Paita mutengesi somewhere
Tambaoga did it .. this fool done did it too
Handis hnq wema sero but haaa pamberi nedhakota kkk😂🤣🇿🇼
Zvikunditi ndiri muzanu zvava zvenyu masongs emurume uyu ndoada ini
Nice song
Ndakamaka Zanu pf but song iyi huchi
I lov shumba and the music and Zimbabwe at large
If you love Zim you can't love music that endorses Zanu
😂😂😂😂 masong aya anonakidzira svoto.
love that song in heart.kupinda mu song nemoyo
Gud chief shumb😢
Correction:
Varungu vakavaka nyika ino kuti ive zvese zvairi zvino. During sanctions Smith managed to build and feed the population, road dzemu highfield, glenorah was perfect. And guess what he didn't use any of that as campaign propaganda, he did because that was his job and he knew.
Urimbwa
Zvino zvomodzingana nekupazirana dzimba varungu hre
Chimurenga songs remixed. Ndidzo dzaiimba vabereki vedu pama pungwe. Apo anenge achinzi mutengesi achiurayiwa makatarisa.
Zanu inondibhowa
Asi masongs Ayo huchi
Sando dzako Hwenje
handisi wekumasero but kasong aka kane ma1, unonzwa simba rekuda kurwa hondo
Manakiro evoice rikutambiswa
Taura hako
good song, keep it up chief
Very talented
Rambai makadzvanya Chief.
I hate zanu pf wholeheartedly but as for the song eiiish its very excellent,
nyika inotongwa nesu vana vevhu
Me too hes a good singer
@blamhizha tongai but reality is nyika yaparara kwazvo
Tambaoga 2.0. I hope haa svipiwe kana nguva yake yeku svipwa yasvika
pamberi ne zanu pf ....our true party many likes ma cdes
Twuma songs twako unonyura wakadhibha😂
Very talented but he will not go anywhere just like the Tambawogas and Andy Browns of yesteryears
Where do you want him to go, it's not about you brother some like this music
Handei tione
Ukuda aendepi stupeti🙄
@@lloydnkosi8181 haiwa kuda music yeiko
Anotodyira ikoko achiimba hake dze politics vaye veMDC vaiimba tichikura vaya vekuimba handicheuke kwandakabva vakayendepi
Most of his supporters kumusic tisu ma ccc 😂😂😂😂 ngatimubei munhu uyu
chief you are talented but hamuna maLyrics makashaya vanhu vekuimbira i think
Tumbuya twezanu kumberi manje asi mune favour chete wanhu wezanu ndosaka takukusiyai
Nhandi veduwe kadhanzi kanorohwa na Vakapfupi kanonzii
Arikuti chiiko uyu.Ini hapana chandanzwa pane zvaari kutaura
Kapfupi madhanzi here awa kkkkkk
Zvirambe zvakadaro CDE
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Michidimbu "mapudzi anowira kusina hari"
Rinogona zibaba iro
Handipo pamusangano wenyu asi muchinda anogona music uyu
Chief Hwenje ndoda ka Collabo nemi mukoma