Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Masasi ababa Juuuuuuuu gegegeeeeeeeeeee seka ukore
Kkk baba juju team you are creative chibhadhara Mai juju kkkk
haaa ndokudai guys yeeeee mai nabajunior munogona
Kkkkkk Bba jujue u are the best hanzi imhepo Mai juju
Kkkkkk toothbrush yadonha,.ambuya kkkk haaaa pakaipa wena
You guys ndinokudai....munomboziya
Kkk hanzi tsanya Mai junior
Baba juju .murume uyu anovhara ma1 yoooo 😂😂😂😂🔥🔥
Nigerian styling chokwadii madsimbisa thats gorgeous ❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Ndatanga nekupedza ndichingoseka, keep up the good work guys
Baba juju's reaction killed me...i cldnt hold it in apa ndirikubasa......................
Kkkkkk hanzi mweya yakaipa inondikurira baba juju munodashamhu
Yaa pakaoma mai juju pampering nekugadzirisa varume avo I love the spirit
Baba vangu Zhou iweee,.mweya yakaipa inotishanyira,shuwa madzimai tibatsireio,. chokwadi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 baba namai juju hama mbiri idzi dzinongondiitira soo vane kamwe kathat soo👌👌👌
You can say that again 🔥🔥🔥🔥
Tsotsi rabatwa kkkk
Umm vanogona zvawo vanhu awa
Kkkkkkkkk zvadhakwa
Mweya yakaipa guys vakadzi tinamatireiwoo guys kkkkkkkkkkkkk ichoo ❤
3rd watching thiz ..love yu guys
Slim Ma1 anogona manje ngarambe akadaro my best actor
the Mweya wakaipa part killed me😂😂😂😂😂😂😂may my soul rest in peace kkkkkkkk
Baba Juju Slimboy the trickstar.iko kunamatirwa unokuda fani
This is good..keep it up..thanks for supporting Our lodge @bayleaf garden lodge
I watch this at least twice every week 😂😂
Mai Juju naBa Juju kuseri kani
Kooo kuzotswinya manje 🤣😂🤣🤣🤣 hanzi urin'anga here mai juju
TThanks magtom media keep the fire burning,,,,,,,,,,, mai juju vapedza masports apa
Maijuju fans isa like tione.
😂😂😂😂 ndinamatirewo plz ,mweya yakaipa inondikurira
kkkkkkkkk Thompson usadaro shaaa. Haaa mbabvu dzangu dambudambu
Mweya yakaipa mai junior , pota uchitsànyawo uchindinamatira mukadzi wangu mai juu 😂😂😂🤣🤣🤣
❤❤ huchest super keep it up
BaJuniour sooka. Hanzi mweya yakaipa mai Junior inonditeera, potai muchindinamatirawo muchitsanya.
Mai juju drama queen 👑 😅 sua my stress healer
Kkkkk one of the best ichi ngachiende mberi guys
Kkkk one of the best skits ,,baba juju nhasi vakukumbira ruregerero
Kkkkkkkkk yaaah ndatenda hangu mai juju
Kkkkkkkk haaaa baba juju unoita seusiri kuona,kkkk,like it guyz
You guys munondigonera , you are the best guys keep it up ..... Sando kuna baba juju nai juju vacho 🔥🔥🔥🔥
Haaa baba juju makaipa kkkkk hanzi mweya yetsvina inonditevera 🤣🤣🤣
I like how mai juju looks in baba juju’s eyes good one
hesi meki
ichichopisa mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas anhuwoyeee best of slimy mhayiweee ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkkkkkkk ndapera power nhasi baba juju na Mai juju ur the best
Milidzi ndlovu my bro ndibatsirewo kusvika mu 755 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro milidzi
@@Kaflashi OK let me help you
😀😀mai juju wotosvuuka mabvi shuwa 👐
Ambuya hamusimi amai junior herePota uchitsanya
Hanzi ambhuya hamusimi Mai juu here imi hahaha Manga mabatwa nechadzimira here ba juu
Kķkk mweya yakaipa inonditeverera zvinamatire baba Ju
Kkkkk sure imweya wakaipa baba juju chero ini unombondibata
Kkkk slimy nhaiwe hanzi mai juju ndinogara ndichikuudza kuti undinamatirewo wani
Number Two Pano love and likes. ❤️❤️
Mai Jnr namatirai babaJu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk mweya yetsvina mabatwa Baba juju
Saymore my bro ndibatsirewo kusvika mu 765 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro saymore
😂😂😂😂baba juju❤❤varume musatidaro
kwaaaaa ndinamatirewo mai juju nhasi ndaseka zvangu
Mai Junior ndogara ndchikutautira ,ndinamatirewo,,mweya ykaipa kkkkk
Baba juju namai juju 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Ma 1 ayo
tetes kuseri awo kkkk umzhalo pambili guyz 👏👏👏👏
Kkkkkkk baba juju haaaaa wakanyanya unondiuraya wena
Ba juu na Mai juu ma1
Nancy keep.on ....🌹🌹
Kkkk haaa nic maiJuju munhu ngaaende kulodge every month
Kkkk haaa unopera power sure
Ndinamatira Mai Juju,Mweya yakaipa,Baba Juju maone,love you guys
Nhai ambuya hamusimi mai junior here imi 😂😂😂😂😂😂😂
Yaaaa team iri rinogona zvaro jerasi down
🤣🤣🤣 baba juju masiira mhosva kumweya yakaipa kkkk keep it up guys mogona
Aaah ava vaviri ava so kah. You are liked.
Ambuuya hamusirimi Mai Junior
Iike like like ...mai Ju wakanyanya, dia! I like your character.
Kkkkkk ukaita murume akadai haaaa unenge uripanguv yakaoma
Waswera ere mudiwa wangu killed me😂😂😂Then he goes on to say ambuya hamusi imi mai junior here imi 😂😂😂😂
“Ambuya” killed me too kkkkkkk
Ambuya ndawira pasi🤣🤣🤣🤣
Kana kubata nechadzimira kwacho kkkkkkkkk
@@rosemaseva4464 yh
@@rosemaseva4464 1. 1a)M
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk baba Juju zvakaoma hanzi ambuya
Ndikabuda mubath ndotora 50 dhoraz yangu😂😂handisati ndambopindawo mulodge😂
Hanzi Ah iwe urin'anga here iwe unoshopera here iwe😂😂😂😂😅😂
Kkkkkk mai Juju vavakutongera pachitororo
Mweya yetsvina munizoinyanyira baba juju
Kkkkkkkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 baba juju zvakaoma wena
Mai junnioiur rova haaaa❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ndokudai team imi mogona ,50 US ikutodiwa muripo musipo kkkkkkk kip it up guyz ,tototanga kuseka tisati taona coz yu have never disapoint us
Titus tapiwa my bro ndibatsirewo kusvika mu 755 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro Titus
Baba juju makapenga kushaya rudo nechikafu chabikwa namdam
Aiiwaaaaa this is one of the best 🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 Wadii kuvata uri 1 Mai juju piwai 50 mari kkkk
Baba juju mweya yetsvina inokushandisai shame inga ma1
Mukadzi akangwara anonamatira murume wakee kkkkkk haaaa dzogona idzi hanzi ndati rega ndimbovatawo mu lodge
Frm 🇧🇼🇧🇼🇧🇼 with love..
minamato yenyu mai juuuu yatoita kti muuye kuno kkkk
One of the best skit
My lovely guys vanodadisa haa guys i support you nemoyo
😂😂😂am dead in laughter varume so....
Zvinondikurira Mai junior. Tsanya uchinamatira imba yako. Slim unozvinyanya
Kkkkkkk tsveee kuzvinamatirawo, kuda kuti mai Juu vasvuuke mabvi nekuvanamatira
Kkkkkkkkk
OMG Slimy ndibhanguza zveshuwa Kkkkkk hanzi mweya yetsvina hona yandishandisaa chaaaaai bhanguza to the fullest
Kkkkk murikushandiswa nemweya vakaipa hr bajuju kkkk
Kwaaaa ndinamatireiwo mkdzi wangu
Baba ajuju kunyepera kudzungaira.
Toothbrush 🪥 kwatara pasi.....😅😅🤣🤣😅 hanzi ambuya... 🤣🤣😂😅🤣...... pota uchinditsanyira 😅🤣🤣🤣🤣🤣maizve zvangu mbabvu dzangu....
Baba vangu ZHOU iweeeeeeeeeeeeeeeeeee 🤣🤣🤣😁😂😂✔✔✔
Kkkkkkkk baba Juju 🙌 hanzi uri n'anga here mai Juju....
Kkkkkk Mai juju namai juju vanongons
Makanyanya guys following u always 🙏🙏
KKK majuju mogonesa kp t up kkkk haa mandisetsa
Kkkkkk regai ndingoseka chte
Big up mai juju sando dzako . Pihwa 50 iyoyo
Baba vangu nzou iweeee kkkkk this one killed me
Tinamatireiwo please 😂😂😂😂zvinombotibata
Baba juju never disappoints

Ambuya hamusimi amai junior here
Pota uchitsanya
Hanzi ambhuya hamusimi Mai juu here imi hahaha Manga mabatwa nechadzimira here ba juu
Kķkk mweya yakaipa inonditeverera zvinamatire baba Ju
Kkkkk sure imweya wakaipa baba juju chero ini unombondibata
Kkkk slimy nhaiwe hanzi mai juju ndinogara ndichikuudza kuti undinamatirewo wani
Number Two Pano love and likes. ❤️❤️
Mai Jnr namatirai babaJu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk mweya yetsvina mabatwa Baba juju
Saymore my bro ndibatsirewo kusvika mu 765 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro saymore
😂😂😂😂baba juju❤❤varume musatidaro
kwaaaaa ndinamatirewo mai juju nhasi ndaseka zvangu
Mai Junior ndogara ndchikutautira ,ndinamatirewo,,mweya ykaipa kkkkk
Baba juju namai juju 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Ma 1 ayo
tetes kuseri awo kkkk umzhalo pambili guyz 👏👏👏👏
Kkkkkkk baba juju haaaaa wakanyanya unondiuraya wena
Ba juu na Mai juu ma1
Nancy keep.on ....🌹🌹
Kkkk haaa nic maiJuju munhu ngaaende kulodge every month
Kkkk haaa unopera power sure
Ndinamatira Mai Juju,Mweya yakaipa,
Baba Juju maone,love you guys
Nhai ambuya hamusimi mai junior here imi 😂😂😂😂😂😂😂
Yaaaa team iri rinogona zvaro jerasi down
🤣🤣🤣 baba juju masiira mhosva kumweya yakaipa kkkk keep it up guys mogona
Aaah ava vaviri ava so kah. You are liked.
Ambuuya hamusirimi Mai Junior
Iike like like ...mai Ju wakanyanya, dia! I like your character.
Kkkkkk ukaita murume akadai haaaa unenge uripanguv yakaoma
Waswera ere mudiwa wangu killed me😂😂😂
Then he goes on to say ambuya hamusi imi mai junior here imi 😂😂😂😂