Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

BINDURA-- MWANA AURAYA AMAI VAKE NDOKUTANGA KUVADYA ACHISEREDZERA NEROPA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 авг 2022
  • UMNTWANA OBULELE UMAMAKHE WAMUDLA

Комментарии • 233

  • @samanthamapiye7682
    @samanthamapiye7682 2 года назад +3

    Ndarwadziwa veduwe chandakwanisa kubata vana vangu misoro and we prayed nhasi hondo dzatave kurwisana nadzo zvaoma veduwe

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 2 года назад +2

    Zvakaoma uye zvinotyisa izvi ngavambofamba chiripo chikuru chakakonzeresa zvidai pamusha apa......Chihera is back yeee💃

  • @candicendlovu1745
    @candicendlovu1745 2 года назад +5

    Happy to see my favorite.. Uchihera💃💃

  • @kellytibethchimwedzi7205
    @kellytibethchimwedzi7205 2 года назад +6

    Welcome back my sister chihera love you ❤️ . VaNeshamba munofara hr thanks nechirongwa zvakaoma izvi zvinoda kumbofambirwa shuwa 💔💔💔 RIP

  • @dorothymunemo7398
    @dorothymunemo7398 2 года назад +1

    Mweya wetsvina chaiyo. Mwari pindirai mu mhuri Ini. Hesi Chihera, good to see you again.🙏🏼🥰

  • @pridemutasa1087
    @pridemutasa1087 2 года назад +3

    Dai vana mai vaioneswa zvirimberi zvimwe zvimagora dai zvakaurayiwa kare kurera shumba nemukaka chaiko yopfuma ichikuti urinyama 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔

  • @marydumbu5207
    @marydumbu5207 2 года назад +13

    Happy to see you Chihera ❤❤

  • @judx34
    @judx34 2 года назад +8

    Welcome back Chihera❤️... lovely to see you

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 2 года назад +1

    Cheers to us team drewmas vatanga kupa a very big like thumb up 👍🙋‍♀️🥂🍻kuri kufarira kudzoka kwa Chihera (my mother's totem!)be4 watching the sad & scary video !!

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 2 года назад +3

    How are you guys munombodziifambira nyaya dzacho thank you guys welcome back chihelele

  • @tatendasarucheratatendasar2619
    @tatendasarucheratatendasar2619 2 года назад +10

    Musha hauna haranga here uyu

    • @loreen3607
      @loreen3607 2 года назад

      Chii chinonzi haranga

  • @priscillamurenjekwa539
    @priscillamurenjekwa539 2 года назад +1

    Auya uya Chiheraa💃💃💃
    My favourite 🤩

  • @baechps2961
    @baechps2961 2 года назад +2

    Hes chihera am happy to see you lots of love♥️♥️♥️♥️♥️♥️♥️♥️♥️♥️

  • @miriammafukame2410
    @miriammafukame2410 2 года назад +2

    Happy to see you back again chihelele love you so much

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 2 года назад +2

    Welcome back Chihera... she's a full vibe to me..

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 2 года назад +1

    Welcome back Chihera dearest
    Thank you Drewmas,
    Iyi nyaya inosiririsa.

  • @sandrazhakata8106
    @sandrazhakata8106 2 года назад +3

    Welcome bek chihelele,l missed you,wadzoka wasimba wena

  • @hipposave2573
    @hipposave2573 2 года назад +3

    Kusataura nevanhu, kusaita shamwari ndokutopenga kwacho ikoko. Zvinhu zvinotaridza kusakwana kwepfungwa nguva yese iyoyo

  • @kudakwashemanhanga4517
    @kudakwashemanhanga4517 2 года назад +2

    I missed you chihera,welcome back

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 2 года назад +1

    Chihera is glowing, Andrew doing well weight wise tell us your magic

  • @oneilmanjoro7446
    @oneilmanjoro7446 2 года назад +5

    satan aripabasa chokwadi...ngatinamatei weduwee

  • @tatendasarucheratatendasar2619
    @tatendasarucheratatendasar2619 2 года назад +5

    Welcome chihera
    ndanga ndakusuwa

    • @Bridge_M
      @Bridge_M 2 года назад

      chihelele we love you, don't leave us again 😢

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 2 года назад +2

    We have Chihera again in the house wellcome back sesi love you
    Mukomana uyu anenge akange agarwa nemweya wesatanisim nyika yoenda kumawere

  • @sibuchanza5813
    @sibuchanza5813 2 года назад +7

    Welcome back Chihera we missed you 💃💃we will not tell you what Andrew did to us in your absence🤣🤣
    Very sad incidence for sure Lord have mercy, we are living in trying prophetic times, but our stregnth is in Christ.So sad even for minors to witness that, those children are traumatised they need counselling Drewmas you can also help in that area.

  • @sharoemukarati5884
    @sharoemukarati5884 2 года назад +1

    I know the place very well... Eish zvakaoma

  • @johnfarai5265
    @johnfarai5265 2 года назад +3

    Chiheleleeeeeeeeeeeeeeeeeee welcome back

  • @dannymashange6174
    @dannymashange6174 2 года назад +2

    Welcome back sisi ndafara kukuonai

  • @junioralex2164
    @junioralex2164 2 года назад +2

    Hazvisi zvega something wrong pamukomana ane mhepo iri strong inoda deliverance namatirai vana mhepo yacho iri kufamba

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 2 года назад +2

    First

  • @lindahzhanje7925
    @lindahzhanje7925 2 года назад +1

    Chihera uri cy ....wellcome back

  • @delightmarozva3364
    @delightmarozva3364 2 года назад +3

    Well came back chihera

  • @constancemarifiye7331
    @constancemarifiye7331 2 года назад +1

    Happy to see Chihera zvinoreadza izvi zvakaoma

  • @marshallspears2636
    @marshallspears2636 2 года назад +5

    Chiheraldoooo💕💕

  • @takudzwakabaya2785
    @takudzwakabaya2785 2 года назад +2

    Um zvinotyisa izvi nyika yedu yaipa. Werokamu bheki Chihelele

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 года назад +1

    Hello UChihera wethu, siyakutanda, sikumbulile wena (we missed you so much). This is sad veduwe. Chihera shaaa kurova kudaro shaaa.

  • @yonkimhlanga8539
    @yonkimhlanga8539 2 года назад +1

    Titambire Chihera 👏🏾😘

  • @cleopatralaston8387
    @cleopatralaston8387 2 года назад +2

    welcome back chihera we missed u

  • @talechipunza7846
    @talechipunza7846 2 года назад

    Welcome back chihera

  • @ivyshumba7233
    @ivyshumba7233 2 года назад +5

    Chihera ndafara kukuona

  • @villagetv1010
    @villagetv1010 2 года назад +3

    Yooh my girl she's back🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗I'm so happy ❤❤❤❤🌷🌷💐💐🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷💐💐💐🌷🌷🌷🌷🌷💐💐💐❤

  • @akadee8355
    @akadee8355 2 года назад +1

    Ngozi yacho uuum yakauya zvinesimba akomana😩

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 года назад +3

    So heartbreaking 💔 😢.

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 2 года назад +1

    Welcome back Chihera ❤️💓

  • @florenciaasahd2350
    @florenciaasahd2350 2 года назад

    Vanhu vekumasowe chavanotanga kufunga maporofita instead of police vachingoti mhepo okay kana iri mhepo why kumasowe kwacho vasina kuudzwa zviri munzira handisi kushora hangu but heyi hanti mweya unofanhirwa kutipa heads up🙄🙄🙄

  • @salvationtambara5886
    @salvationtambara5886 2 года назад +1

    Welcome back chihera.

  • @mostaffmtombeni4590
    @mostaffmtombeni4590 2 года назад +2

    Welcome bek chihera wangu

  • @StaMa4973
    @StaMa4973 2 года назад

    Kurova makuva akusi right. Isu kubva zvataka siyana nazvo vapenyu wedu wurikufamba zvakanaka. Isu vanonamata saka atiiti zvemakuva. Munhu Kana afar afa hamuki. Kunze kwaIshe Jesu ndivo vega vakamuka. Ayo ndivo anonzi ma familiar spirits they imitate hama dzakafa vanhu vovurira madimoni

  • @rom5897
    @rom5897 2 года назад +2

    Welcome back Chihera miss you

  • @nyaradzaimudede1479
    @nyaradzaimudede1479 2 года назад +2

    This is so sad ...Mwari ngavati wanirewo nyasha

  • @energymapahla1918
    @energymapahla1918 2 года назад

    Kugadzira makuva ikoko ndicho chivanhu chacho Mr Neshamba

  • @enesianyamutunbu7936
    @enesianyamutunbu7936 2 года назад +2

    Welcome back home chihera💃💃💃💯

  • @tanakalorraine3749
    @tanakalorraine3749 2 года назад +2

    Iam the first one to comment 😉

  • @enocksibanda3031
    @enocksibanda3031 2 года назад +1

    Welcome back madam chihera how is uk am from Zambia

  • @ethelkuhuni2990
    @ethelkuhuni2990 2 года назад +1

    Yhoo it's so touching 💔

  • @perpetuavhudzi3970
    @perpetuavhudzi3970 2 года назад

    Yeeeaaa chihera is back

  • @rindaimasviba1602
    @rindaimasviba1602 2 года назад +4

    Ko Chihera vadzoka vachirikugona Ndebele🤣🤣🤣🤣

  • @elishamapfuwa2582
    @elishamapfuwa2582 2 года назад +1

    Umm nyaya iyi inorwadza veduwoye haa mwari pindirai zvenyu umm ndachema hangu

  • @michaelb.f.chiwoza2430
    @michaelb.f.chiwoza2430 2 года назад +3

    Big Mike is here...

  • @jameskwindingwi4912
    @jameskwindingwi4912 2 года назад +1

    Happy to see you chihera 🤗

  • @littlechefvickymommy6279
    @littlechefvickymommy6279 2 года назад +1

    Halaala chiheraaa

  • @elhajjmahashalakabash6459
    @elhajjmahashalakabash6459 2 года назад

    I had to recheck the date on the video when I saw Chihera. Welcome back.

  • @goldendoororwa1355
    @goldendoororwa1355 2 года назад +4

    Zvakaoma

  • @leewekwamhako8798
    @leewekwamhako8798 2 года назад +5

    zvinotyisa😭😭

  • @elishamapfuwa2582
    @elishamapfuwa2582 2 года назад

    Yoo chihera hesy✋heyi kuita dhafu dhunda kudero umm zvnofadxa ndafara

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 года назад

    Hmmm ngozi yakadai inoripikasei veduwee

  • @chipogumbo6296
    @chipogumbo6296 2 года назад +1

    Wellcome chihera vedu

  • @natlizcommoditybrokers5988
    @natlizcommoditybrokers5988 2 года назад

    Chihera aaah good to see you

  • @blessingmutekede8247
    @blessingmutekede8247 2 года назад +1

    Pasi rakatakura kurema hama vadikanwi zvotongoda minyengetero inesimba

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 2 года назад +1

    Ko baba awa hawana kubatabata hr

  • @bettybettypeterbetty4489
    @bettybettypeterbetty4489 2 года назад +1

    Chihera well come back my dear

  • @shtldriver1692
    @shtldriver1692 2 года назад +2

    Well come back chihera

  • @preciouskafambira246
    @preciouskafambira246 2 года назад +2

    Mwari pindirai chokwadi satani chinemazano, Soo sad

  • @freegracesibanda690
    @freegracesibanda690 2 года назад

    Chihera wedu adzoka love you chihele subuyile dali

  • @talenttapiwanashe6329
    @talenttapiwanashe6329 2 года назад +4

    Welcome back Chihelelelele ❤💥💥💥

  • @tinashejosiah
    @tinashejosiah 2 года назад

    Happy to see you again Chihelele ❤❤❤😍

  • @sekaimuparutsa5494
    @sekaimuparutsa5494 2 года назад +1

    Chihera mind dressing Cultural relevance

  • @aishakambuma1258
    @aishakambuma1258 2 года назад +1

    Today is another day tina Chihera welcome back.

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 года назад +1

    Chihera well come back

  • @KudzaisheMavidza
    @KudzaisheMavidza Год назад

    Ngaaende kwa baba magirazi please kulusaka

  • @dorothygezi4624
    @dorothygezi4624 2 года назад +1

    Saka vanhu muchigere nehanzvadzi yake mumba koakauraya vanhu futi musikana ngaaendeswe kuchipatara, putting people's lives in danger.

  • @claudiouskudakwashechitaur7292
    @claudiouskudakwashechitaur7292 2 года назад +1

    Ummm it's so sad

  • @gaylordmachengedzero2964
    @gaylordmachengedzero2964 2 года назад

    0ppar welcome back girl

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 года назад

    Welcome back helele

  • @oliahkasvosve2490
    @oliahkasvosve2490 2 года назад +1

    Well come back Chihera ❣️

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 2 года назад

    Well come back chihera .... sorry nekusangana nemakunakuna

  • @manyonimapfidza8375
    @manyonimapfidza8375 2 года назад

    Welcome back chihelele

  • @aaroncharles4637
    @aaroncharles4637 2 года назад +6

    Our today's lives only need prayers esh this is so sad Greetings to you Chihera glady to meet you again may the Lord continue to bless you guys

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 года назад +1

      You don't need prayers, you need to work hard and work smart. People should stop talking to an imaginary God

    • @kudakwashemunyengeri2085
      @kudakwashemunyengeri2085 2 года назад +1

      Urikutaura prayer Ipoh wanzwakuti ayipindamasowe ..... chi vanhu chedundochodiwa

  • @chidotatenda1663
    @chidotatenda1663 2 года назад

    Welcome back chihera wedu❤️❤️❤️❤️

  • @julietkarongwe5173
    @julietkarongwe5173 2 года назад

    Welcome back chihera I miss you.

  • @rachmietiger4122
    @rachmietiger4122 2 года назад +1

    Welcome Chihera .

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 2 года назад +17

    Why would you first go kumaporofita instead of police or help to restrain the guy

    • @edmorekapesi2381
      @edmorekapesi2381 2 года назад +3

      What is police in zim

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 года назад +1

      @@edmorekapesi2381 what is police in Zim? It is the force that managed to restrain him dummy!

    • @liqshate3180
      @liqshate3180 2 года назад

      Spiritual warfare pakaipa

  • @g.karodza
    @g.karodza 2 года назад +1

    ko chihera makadzoka rinhi but ndebele yenyu ummm😂

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 года назад

    Chihera wandi bhowa ndange ndave kufarira hangu Thando.

  • @irenezindoga2145
    @irenezindoga2145 2 года назад +1

    Chihera asimba shem

  • @sifisomkandla9623
    @sifisomkandla9623 2 года назад +4

    Amai vakafira mkwasha, kurambidza kubvunza mkwasha roora ndopazvakatangira. May their souls rest in peace

  • @eunicechinyoka9505
    @eunicechinyoka9505 2 года назад +1

    Wlcm back chihera nenhamo iyo yamama

  • @evidencechisvuvure2614
    @evidencechisvuvure2614 2 года назад

    Aaaa chihera wadzoka i'm to see you wakadzidzisa Sokostina basa haaa anopusha basa zvakanaka

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 года назад +1

    Yoooooo inga zvakaoma nhai zvinotyisa izvi

  • @carolinemarondera1609
    @carolinemarondera1609 2 года назад

    Welcome back Chihera
    Mmmm zvinotyisa 🤦

  • @hazelchihoro4465
    @hazelchihoro4465 2 года назад

    hesi Chihera welcome back