Haaaa vanhu vanorwadziwa nemi chokwadi but kudenga Kuna mwari mufunge you are doing wonders in your life keep on let them bark for dogs that bark do not bite l love you mai tt do you❤
Muchaurayana chete imi vanhu imi. Mai tt don't try to act innocent you destroyed a lot of people with your bullyness. Zvinonaka kana zviri kwa sugar kana zvakwasauti zvovava. Award rakakurwadzayi mai tt lets be honest here.
Quietness ipi? Kakangonyarara mazuva ekuti album launch ipfuure kabva katanga. She's been making noise aka. Ndiko kanotodenha then act like a victim. Kambwa aka
Mai tt manga makanyarara pese apa wani why kuda kufadza vanhu hezvo mava kunzi kurwadziwa neaward ko live ndeyei muchipopota madii kumirira munzwe vanhu vacho kty vanodzoka hre
Vakawanda vanorwadziwa newe mai Titi siana nembwa idzo awuna zera navo vanoshuvira kuti dai vaita hupenyu wakafanana nehwako they threatened you vachihwanda nemafuta mukosho yavo
Veduweee musakanganwa kuSubscribe😢r😂
Kkkk makarapa munhu makadii kutanga mazvirapa imi skin yenyu hooo zviya n’anga haizvirape😂
I love you my tt unozvishandira ufunge vanorwadziwa newe keep it up❤❤❤
Waifunga kuti ndiwe uchaitwa number 1 paAward😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vanhu vanongo rwadziwa nemukadzi uyu anozvishandira pliz musiyei yoooooo zvanyanya
Nyaya yakatangira ku award paakangopiwa 🎤 ndikanzwa oti handina zvekutaura ndakabva ndaona kuti ooohh finish Godo ragara pahuro 😂😂😂😂😂😂😂😂 face kuita ye purple ne mafuta haiwawo zvedu
Haaaa vanhu vanorwadziwa nemi chokwadi but kudenga Kuna mwari mufunge you are doing wonders in your life keep on let them bark for dogs that bark do not bite l love you mai tt do you❤
Tisireiwo madam boss please apinda papi apa musada kumuzora matuzvi evamwe
@@gracenyandoro7234 nhai zvako
Taura hko madam boss varikupinzwaa papi Uye pakudiii ummmm musada kungosvibisa munhuwo imi
Pepper spray if he comes back😂
Eh imi mai imi, misatinyaudze. This is exactly what you do when you are guilty. Takukuziva
Veduweka😢
Satsha Kabhadale abantu imali zabo kumbe Abi yeke eChikurubhi As’funi bumbulu lo msindo!!
Mukosho wakaora akunyangadza nei dako ramai
Ingirishi is ingirishing😂🤲
😂😂😂😂😂Iyi haisi nyaya yemafuta ndeAward 😂😂😂😂😂
😂😂😂 hakuna mafuta emazamu here 😂😂 akarembera mai mafuta weee
😂😂😂
Ko mhino yakamboita seiko yamumokwenya zuva ne zuva yakatsva ne mafuta here??? 🙄🙄🙄🙄🙄
Haaaaa ndiyani atanga musindo aaghhh Dizemba will be a long month for us 😂
Award ndiyo yatanga musindo😂
Murwere wepfungwa
Runner wa Tyra arwadziwa ne kukundwa
Firita ndeyeiko pamunhu ariku glower nemafuta ake 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Haiwawo ngaatibvire uko kusvotwa ne award hapana chimwe.
Kurwadziwa uku
Haa zvakatangira paAward🙄
Ndochokwadi
😂😂😂😂Sure
Second runner ma 1 😂😂
😂😂😂😂
Mai tt mapurisa acho atoneta nemi aaaaa
😂😂😂😂
Kkkkkk angaakaita cy kkkk anga akapfeka hembe 😂😂😂😂 kkkkkkk kushaiva nyaya chaiko
Vavakapfeka Hembe kkkkkk
Nyarara hako mai TT
Hapana chaunobva
Ndakazviona kuaward vakaita kushaya zvekutaura
I agree with you dear
Go mura go❤
Isu takati vapeyi gore mozoti vachinja vava kunamata. Hezvo Canaan iye.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vanegodo awo but mafuta iwayo tichazoonerera in 5 yrs to come kune wose wanozora kudakuita varungu
Wataura kwokwadi dear awo wachaora😂😂
That's true mai tt
Zvamakufanana naswagger nhai😂😂😂
Mai kasongo ndinovada zvokuti coz idofo rene brain makaenda kuchikoro but hamusi kushandisa njere
Vaudze. Kudzidza kwacho hakuchaoneke.
Upcoming rich aunt
Mabhodho acho ese kana achitopisa vanhu iiiii ose ngaamiswe zvipere
Yooo regai munhu ashandira mhuri yake
Hoyoo pa canani😂
kkkk hamusi mumwe wema cio here nhai mai tea tea
Fire 🔥🔥🔥🔥🔥
Mai kasongo for life. but right urichidzidziso chetkuti kana wakaita godo unoita seuchafa naro hauvengwi asi igodo uchafa hameno hako
😂😂😂😂😂musaite semacousin aJesu akadaro Feli ari muCanaan
Hello December 🎉🎉🎉
Iwo mafuta acho atanga kutengeswa namaititi here angozara pasirose kushaya basa kutsvaga mari nenzira isiyo
❤❤❤you mura
Ah amai vanemadrama apa. Noise noise noise always
😂😂😂 cn't comment
Iwe mhata siyana nevanhu urimbavha kaa ndosaka uchidhila nemadrugs hurehosana
Ataura zita remnh hr plus akakubira chii musavenge mnh tarisai zvri paground
@@ThandiweShangwa-t7ukana usina kubirwa nyarara, ok?
Vese vakadzi ava havana kukwana nxaaa
Hiii mura sorry nyaymrarsi masister
Gospel singer possessed by dhimoni as usual , shatricia
Unovhura case une V11 here kut ndiye atuma ...ukwane iwe
Mura ndiye ari kutodenha vanhu vakazvinyararira. Zuro ndi zuro akadenha Kalonga futi but Kalonga haadaire hake. Ipapa atangana nana mai Juju apa havamupindure futi. Ivmbenzi mkadzi uyu
Vanozivana vanhu vaye hangauye kungopopota mahara imi isu vanhu vanoozoona tisu tisngazive zvinenge zvichiitika
@@CharityMhizhahandione kudaro ini
Musapinde nemoyo vane zvipersonal zvavo kuseri ukoo vanhu ava
Muchaurayana chete imi vanhu imi. Mai tt don't try to act innocent you destroyed a lot of people with your bullyness. Zvinonaka kana zviri kwa sugar kana zvakwasauti zvovava. Award rakakurwadzayi mai tt lets be honest here.
Ndakaita life 😂😂mufundi
😂😂😂😂 zvatanga December tonakirwa hedu ndaona yaperera Kwa madam boss
Ndiko kwairi kutoenda. Award iya yakarwadza😂😂😂
Ndizvo zvari kutoda... Arikuda Tyra chete
Zvapera mai titi chingoita zvemapurisa zvapera
Ko ayiti bba juju vkasviba ndian 😂
Kaive nembiri yekuvhunditsira vanhu kakutyei
Akawo aka hakazorore
Ndozvinoitwa ku Canan here izvi 😂😂😂
Vhunzawo😂😂😂
Do you blame her this is her life being threatened @@Syescooamal
@MosesHby who? Kanonyepa aka. Kari kutsvaga ku trender plus kurwadzirwa Tyra akahwina . Katori pahashalongwane-f1q
Ibvapo iwe zvarwadza kaa ndiwe umwe ano threatener vamwe, wakanzwa butter
Who is the man tigare tamuzive ?
Haya kudenha after runner up , apa voti ngaabvise post nekuti aimbovashandira moita noise
Let there be peace
She has been quiet minding her own now they want to provoke her .
True
Haiwawo. Nobody provoked her. Kane huturu hwema awards chete. Karikutsvaga kusvika pakutuka Tyra. Takukaziva
Godo richamuuraya Feli akarwadziwa neaward chete nobody provoked her hake.. Ane shanje dzakawandisa
I support her she's been quite for long time.
Kwaakupera kwe gore mhepo dzirusuka
Murikuzvienzanisa nenivea nhai imi nabhururu wenyu iyeye ane mazita ejuti mai nhingi , Feli glow pamuchatsva mese vanhu vacharasa magaba zve mudzimba
Mazuvano akunamata akuenda kusabata
This is sadFelly sry hako vanhu godo rakawandisa
Leave Mura alone please I like the quietness of her this days.❤❤❤
Quietness ipi? Kakangonyarara mazuva ekuti album launch ipfuure kabva katanga. She's been making noise aka. Ndiko kanotodenha then act like a victim. Kambwa aka
@@CharityMhizhashe has been minding her business lets acknowledge facts and not be bias! Enough is enough!
Love you ma Titi ❤❤❤
Shona inobvimirwa
@@ssam1430 haiwawo ma teacher nhema nxiii
Mai iyi ine ruzha takazviziva kuti zve canaan ndezve nhema hamuchinje imwi never 😏😏😏
Mai vako chaivo vanenge mananana akawora maoko ne dhodhi gro!
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 gospel singer akangwarangwanduka kudaro 😂😂😂 mazamu akarembera
zvatanga
Ava mai vane problem following her it's a disaster..Erizabeti wapindana nacho
Haaaaaa Elizabeth achiona hake kkkkkk vanhu vanozonyamya kuda kuvaita kaBaby😂😂😂😂😂
Aka wo aka kanongowandira pamuromo sepinjisi 1 day kachamamiswa muromo iwowo unenge wekamutswiri ,tanga tine runyararo chaizvo mazuvano
@@nyaradzomarozva5715 😂😂😂😂😂😂
Tseki dako ramai saka woda kuti anyarare hre iye atangwa
😂😂😂😂
Um anotoita police yababa vake
Uyo weka foni ke blue aku recorder kauyu😂😂😂😂 gist
Haaiwo mafuta amai juju kumberi tibvirepo kushata zuda mupavarara gondo
Hondo yemafuta😮 asi chii nhai? Ko mapurisa acho haafambe ne ID here? They're suppose to show their identity
Mai tt manga makanyarara pese apa wani why kuda kufadza vanhu hezvo mava kunzi kurwadziwa neaward ko live ndeyei muchipopota madii kumirira munzwe vanhu vacho kty vanodzoka hre
God have mercy with your people with lake of knowledge Amen 🙏
Chimbavha...sei iwewe mai tt unorwadziwa na madam boss kurwadziwa nevanhu vasina basa newe
Mai titi isai macamera mushop kuwachisa vanhu vasina brain seivava
Siyai Mai Titi vanhu vane godo
Unongonongedza vanhu usina proof iwe unotorwara une pamuromo iwe
Anofanira kuBurner mafuta ekutsvukisa ko zvaaimbonzi habvumirwe wani .nemiwo vanhu siyanai nekutsawo munhu anozvitsvakira mari yake
Anosungisa ayo haana kuongororwa na dermatologist kuti anoita vakutotyora mutemo
@moreblessingmaphosa7684 anofanirwa kuburnewa mafuta iwawa
People are full of jealous hama yangu 😢
Sorry mura 😢vanhu vane godo
They are jealous of you mama shumba because you are powerful
God bless this special woman ❤
Kkkkkkkkkk
Zvaitaseiko
Ngavanorwa nevarume uko kwete vakadzi
Vakawanda vanorwadziwa newe mai Titi siana nembwa idzo awuna zera navo vanoshuvira kuti dai vaita hupenyu wakafanana nehwako they threatened you vachihwanda nemafuta mukosho yavo
We actually dnt care
Mazamu amaitt akura guys
People are jelous of you Mai titi
Shumba muripiko huyayi muone
😅🤣🤣😅
Rich auntie inogara ku Dema here weduwee.
Vanhu vane godo newe kuti uri kusimuka zvakanaka usabatikana nemarombe awo .I love u ❤❤❤
+263 😂😂😂😂
Ehee vano mujairiraaa.Havadi kuti mai titi vabudirireee
Maimbozivikanwa nekutyisidzira vanhuwo ka imi. Muchitoti hautouyi kuZim nyika yambuya Nehanda imi
Kkkk