Pazvinhu zvese jersey redu re man city back💪💙 City yarema kudarika zvese ,man city iri loyal kudarika mabhebhi😂😂😂 Hatiite move on kubva pa man city💙💙😆 Chero man city ikadyiwa nemamwe ma teams tinongoida chete but mabhebhi akangodyiwa chete zvaendwa🙌😂💙💙💙
Asi vanhu munoshamisa chaizvo why do you date 2 pple at the same time kana usisade munhu murambe woenda kune mumwe ama2K I surrender generation yenyu hameno kuti makaitwa seiko
Ma fans ese eMan city ..let's rally behind our brother soko 🎉🎉🎉
Man city woyeee
For the love of man city ❤
Huya utore juzi rako rawakakanganwaaa, ndikaritarisa ndinoshaiwa rugare
Don’t forget to subscribe ❤
😂😂
😂😂😂😂😂
Ko ve suit yakandotorwa here kkk
Haaa mkma Danny vanojamuka not vmwe vanouya ku reality loyalty test kuzopusa
Not forgetting the part ye jezzy re Mancity killed me 😅😂😅😂😅
King Ryan please put some English subtitles we don't really understand shona we enjoying the show
Hanzi akafa ndiani ndovigwa😂😂😂😂
Kkkkkl hanzi im just tasting but chimoko ndechangu ndozviziva kkkkkkkk unonyunyiwa baba lkkk
😂😂😂mkoma dany vatsamwa vakatuka munhu kuti zidzoro rako ndikuda jersey rangu😂😂
3 years dating a girl without a plan. Move on girl, life is too short
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Watching from Jo'burg, King Ryan musaisa ma Imoge kani tobva taziva zvirikumberi
Man City ❤
haaaaaaa iiish uyu ita follow up Ryan uone kuti Jersey radzoka xaaaa, iMan City iyi haaa Jersey torida . Ngaaite zvaSamaita but jersey ngaruuye.
😂😂😂😂akafa ndini ndinovingwa mastatement manyama kkkkk😅😅
Hihwee😂😂😂
Man city jersey ngaridzoke pliz pliz .majeersey edu haapfekwi nevanhu vasiri loyal
😂😂😂😂😂😂😂Kwaaaaa harisi series remalndia kwaaaa ndachema zvngu ini
Vakomana vacho havana kumira mushe pamastatement apa😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakawoma Ryan unopeswa mwanangu kkkkkkkkkk pihwa jersy mwana vehadzvadzi yangu soko siyananazvo
First person wandaona akadzikama pa camera and areacter in a way yekuti anyatsorwadziwa😅 , ryan uyu deserves number dzevaya vaya vakarambwa mupewo
Kkkwa Ryne unokanisa kkk hanzi ini handiitirwe zvisina basa😂
Jersey redu re city please ngaridzoke ndopfeka zvangu ini hanzvadzi yake ndoera tsoko sebhudhi vangu
Samaitaaaaaa 😂😂😂😂soko hamuns dhiri 3good yrs paisinawo kana ka plan zvako moda kudzidza munhu kusvikepiko nhy mukanya
Kkkkkkk Danny watova mboko watukwa pachena
Danny boi was so confident
Statement iro rinoudzwa saga reupfu kut kna ndikfa ndini ndinovigwa
Zidzoro rako Natasha 😂😂dzoka ne jersey redu shit mhani dhemeti 😂😂😂😂
Samaita vatora ❤ gudo mumwe wangu asi haaa zvadhakwa
Nice programe vakadzi hatina zera nav hey ndakutotya kunyura murudo pliz tisapinde nemoyo hama dzangu
Watching from SA, Mbombela
Hoyo thank you so much
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi zidzoro rako mhani iwwe
Ma 2000 chiiko nemi nhaimi mava kumhanyira mari than rudo , kungoona anekamari kake wava kutomhanya naye, 2 yrs dzokutambisa umwe
RYN WAKUDA KUIMAMISWA HANTY KO GHETTO LOVE STORY NANHASI😢😢😢
Kana samaita vakafa ndini ndinovigwa akaita kuti nyurududu kkkkkk
Dany wandinakidza mhani 😂😂😂 jersey chte hre ko moyo❤
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 zidzoro ndrikuuya kuzotora jersey randasiya kumba kwako
Apa mukoma vang vavakaperera veduwee shem hazvidi kupinda nemoyo
3yrs mdhara dzokutambisa, pihwai Jersey renyu reCity mdhara mubve mauya kumbanje tinadzo kkk
Ndrikudzidawo😂
Zidzoro rako iwe😂😂😂😂
Vasikna vemuHarre vkauya kubhizimusi😂😂😂😂 zverudo kudhambeni😂😂 ryn unoknganwa chazuro nehope hntie waida kurohwa nemuface walolo 😂😂😂Moda kundiputsira musha wankuu😂😂😂😂😂😂😂😂😂 dannnn dannnn babeeee babeee😂😂😂😂😂😂daaaa
Ana Samaita muriko here uko ini ndiripano😂😂
Iwe dzoka ne Man City yedu kani chiiko newe 😂😂😂😂😂😂
Man City jezi kkkkkk Danny claim more mfana wangu
Pazvinhu zvese jersey redu re man city back💪💙
City yarema kudarika zvese ,man city iri loyal kudarika mabhebhi😂😂😂
Hatiite move on kubva pa man city💙💙😆
Chero man city ikadyiwa nemamwe ma teams tinongoida chete but mabhebhi akangodyiwa chete zvaendwa🙌😂💙💙💙
Asi vanhu munoshamisa chaizvo why do you date 2 pple at the same time kana usisade munhu murambe woenda kune mumwe ama2K I surrender generation yenyu hameno kuti makaitwa seiko
Man city I want my jezz please Dany uri marara u are my x kkkkk zvakaoma
tukuda jersey redu re man city in King Ryans voice
Huya nejersey raHalaand iwe😂😂😂😂
Danny dzokera kuskuru loyal yeiko
City to the World 😂😂😂🔥🔥
😂😂😂
Pep Guardiola is a very proud mad zvanhasi... 😂😂
Huh vanhu vanongo viewer vasingaise malikes munenge muchiedza kudiii asi 😢
Iri drama❤ city hoye kkkkk
Wakamboona kupi Natashah akavimbika pasi pano
Jersey redu reCity tikurida Natasha😂😂
😂😂😂😂😂soko masvika pakusokotsiwa nebabe 😂😂😂😂😂
Watching from Mozambique Maputo
Nice place Maputo
Where are you watching from??
Turkey
USA❤
United Kingdom 🇬🇧 🔥
Obvious Chiredzi kuSugar
Cape Town
Mazuvano ndiri kukasika💃
Danny munaye ipapo 🗣️🗣️🗣️🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi harisi series rema India
Tikazogara hedu Ryan unopesvedzera big time unosimbisa zvekudaro kuti munhu anyatsopepuka
Dear Natasha Zidzoro😅
Vasikana musadaro 3yrs is not a joke
Ryan unokuchidzira
Danny face kuita shena so chando here
Man City yedu yakuda nguvo yayo kk
Jersey rangu re man city 😂😂😂😂😂
😂😂😂 danny takarambana imiwee
Jezi ravo 😂😂 Man city 😅
Soko varikuda jersey ravo re city vasati vaenda ku church Tsoko
😅😅😅😅 jersey re man city rorema 😅😅
Mancity aweeh 🎉
Hash tag ...jersey Kuna Soko😂😂😂
Ryan anopesva ndati
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Danny why like uriwe Drip 😅😅😅 mukanya
Kkk Soko had a lot of confidence, over confidence….😂
Mutemo wedu wekutanga sema Chief hatiregerere ma cheating partners never 😂😂
Jersey reMan City
Zvirinani kuda man city
Man city baba
City jersey ngaridzoke 😂😂😂😂
He took your girl and Bernardo’s jersey kkkkkk
Samaita kumberi
🤣🤣🤣🤣🤣
Ryan anopesvedzera
Man city muriko here uko kkk
Man city woyeee😂😂😂😂😂...
Man city 🏙️ woyeee
Watch u from cape Town
3years ndedzei nhai itiswai kkkkkkkkkbt Natashakaaaa 😂😂😂😂😂😂😂itiswai sterekieeeeeee
Usadaro Natasha
@@brianchapotoka9405 aaaah zvimww xvacho hazvichada 3year hr amana
Two months vs three years..😂😂😂😂😂😂😂😂
@@eunicenyandoro8009 😂😂😂
Tikuda jersey redu reman City😂😂😂
🤣🤣 jezi reman city
South africa
Dany Dany 😢😢
Ummmmmm love = to ma funnies
Zvaazongopusa dani uya😂😂😂
🙌🙌🙌🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Ray apwanya musha wevana
😂😂😂 Mkanya vatota
Ms citizenship Mariko hr 😂😂😂
Kkk kkk