@normakhumalo8535 how do you know kuti she's joking . Tikatarisa team raakambofamba naro within a year zviri pachena kuti pane paakakwaniswa muma cults ekuromba nekushandisa vana vevamwe. Iye she knows . Pane video yaakabuda achikisserna ne mumwe musikana then pane ma fake prophets aakambofamba navo then Java. Haa regai aite ndiye adini hake chero zvisina museredzero. 😂
Uyu mabrijo ndakamuona Kuti akazungaira shuwa end anenge asina kukwana
Kubatira zvinhu padenga uye kuzungaira chaiko uye kuda kuzvikoresa apa uri dzudzunwa
😊😂😊😊😮😂😢😊
What a fabulous interview. Love you Mabrijo, living her life unapologetically.
Kwana iwe unonyadzisa dzinza rako .Dai wambonoona Dr. Akaromba uyu
Anopenga uyu mabirijo akazungaira hadzina kukwana izungairwa
Uuuuuuuuum mabrijo zvariribasa Mwari huyai mega
Ummmm uchidei mabrijo yoo-hoo 👐👐
Ndosaka wakuda kuita life yaZodwa wabantu ,it's an assignment yaakapihwa naDevil pamwe ndoyawakapihwa kwawakaromba
Uncle Saint please taurirai Mabrijo ambo joina ma Actors i think anogona kutorira zvekutodaro pliz
😂😂😂😂 uyu kumutuka kupedza nguva,musiyei,drama queen zvake😂😂😂😂❤❤
Every 3 month ndeye passport guys bvunzayi ini ndoendako every 3 month's paZim
Uyu murwere wepfungwa 😅
This lady need to go and see the doctor wepfungwa mubereki webenzi haana mufaro . Vabereki vanonzwa sei vachinzwa mwana achiti akaromba
Same same na Madungwe kkkkkkk
😂😂😂Yu took it personal she's joking
@normakhumalo8535 how do you know kuti she's joking .
Tikatarisa team raakambofamba naro within a year zviri pachena kuti pane paakakwaniswa muma cults ekuromba nekushandisa vana vevamwe.
Iye she knows .
Pane video yaakabuda achikisserna ne mumwe musikana then pane ma fake prophets aakambofamba navo then Java.
Haa regai aite ndiye adini hake chero zvisina museredzero.
😂
Iyoo kuromba serious ,ndafunga kuti uchati I'm joking
She's just joking 😂😂😂
Uyu anorwara 😊
Ndi home wangu l love Mabrijo
MaBrijo ndizvo here
Uyu anopenga last year ayit ane 23😢
Ihama ya Evangelist Marufu here 😂😂😂😂
😂😂😂
Uyu murwere wepfungwa chete. Api maUs acho
Ndiyani angaite huroi hwekutambisa pauri mabhicho😮
Mabrijo uno actor iwe
Unorevesa here zvaunotawura pamusoro patowers
Hezvo hezvo hezvo akaromba yoooo
Ndakutyira boss Lee vachachekereswa namai
Usataura nhema iwe unoroyerwa mahara iwe kkkkk usadaro
😅😅😅😅 haha ma brijo sando dzako comedy unorova but some of the things urikataura xvino Maker sense
Haaaa mabrijo wenyu uyu bodo oooooo hanzi matowers akashata
MaZimba tararama kubva muvanhu vakaromba
Ah ngaende kunoongororwa pfungwa
😂😂,😂 uyu muregererei veduwe
Handione kunge arikutaura chokwadiii ini amno Mqari 😂😂
Taura hako
Mabrijo uriRight Right here iwewe
Pfungwa dzake ndidzo ndidzo na Madungwe
Akaromba shuwa 😂😂😂😂
kuganza nekuromba here mwana mudiki akadaro puuu 😮
Ichokwadi here mambirijo
Which standard nhaiwe bhiri
Level rekudzingaira unotogona kuriona pane vamwe vanhu
Uyu mukati ahisi hanzvadzi yaMadungwe hr nhaimi😂😂😂😂😂
Engilishi ndorota nayo😂😂😂😂😂😂😂ndazoseka
Uri benzi Mabrijo
Good morning Uncle
Mubereki we benzi haana zororo
Uyu had hadzimo chete. Ndashaya bin daindakukanda😂
uyu anopenga uyu uyuka uyu
Mmmmm saka vataurwa 3 ava asi mune kwamunoonana spiritually
Iiiiiii pakaipa apo uncle, chimoto chaicho.
Uyu utove usatanism
Haa ,homie. Kaa yaa uri. Mberii.wee , 😅
Anorevesa here ndezva rini izvi
@madam boss , mama vee n bee wezhira vamwe vese don't twit 😅😅
😂😂😂😂😂😢😂😂 both africa and america wanweiko brijo or icomedy😂😂
Haaa iwe unofarisa uri woroyewa uchiroyerwa mahara
Mmmmm ndapera 😂😂😂
Ummm vabereki vakabereka vakudyiwa moyo manje manje vanenge vaurawa😢😢😢😢 kuromba ma l
Mmmm rombai moga guys
Brijoooo😊😊😊
Uchazotaura hako kana nyoka yakuda ropa
Uyu anorwara uyu
I drama. YaMabrijo she is playing along. Nezvinotaurwa nevanhu
Dzorwadza pfungwa
Iri hure iri at 21 wakutotaura zvekuromba tseq mhani
Morning uncle Saint
Mabrinjo na tawas zvanga zvakawanana zveshuwa
Its a lie akungosimbisa zvotaurwa nevanhu uyu
Haana chinhu uyu...chaanacho kubleacher badzi.
Beaching inoitwa ne munhu ane mari
22 yrs chembere yakadai ,uri kudyei chiri kukuchembedza
Kunyepa arikuuya kumadays hahana permit
Hmm zvakaoma
I benzi redu
Unotoona kuti Dziri kurwadza pfungwa
Kkkkk
😂😂
😂😂😂😂😂😂 Zvakaoma
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂this is a skit kwana Mabhirijo benzi renyika
I think I skirt😂😂😂
Skirt chaiyo here askana
Kana ma answers acho ese uuuummm not serious at all plus kakusakwana 🤷♀️🤷♀️
Kkkk masekawoka kule
Unonyadza kuromba muzera vako shame❤
😂 unemari ipi nhai mabrijo
Auncle sant vatopererwawo
Mabrijo unoda zvekupfeka chaiko unozviti unopfeka zvodhura
Anorwara uyo
Ndongokudira kut unozvimitirira mai boss Lee unozvikoshesa
Enda unonamata kwete zvako zvekuromba izvo
Uyu imboko chaiyo iyi kkkk
Jessuu
Tawas akuzvinzwa hre
Ko makazoramba hr
Uuuúu uyu Ari srs aaaaah
Uyu unoninàkidź hñk 😂😂😂😂😂😂😂
Maiweeee vakanaka havadaro
300 us iwe waihora marii
Tawas siyana naye
😂😂😂😂😂😂😂😂
Worst interview
Ummmmm kunzima😂😂😂
Haaa kuterereswa crap chaiko, tipeiwo zviri nani Uncle Saint
😂😂😂😂 hotest lady ndaseka
It's a joke...hakuna munhu anotaura zvakadai
Mari unayo asi fees yemwana haukwanisi kubhadhara zibenzi
Uncle vedu murisei