Tanaka akafanana namai vake so cute . Handina chandiinacho Mai Tanaka asi ndinokunamatirai kuti muchawana rubatsiro kuhama dzangu dzose dzemuZim. Uncle Saint komborerwai nokusingaperi
mwari havakusiyei mega mai Tanaka ndafarira kuti hamuna kuita pfungwa dzekutiza mwana wenyu mukuramba muchishingirira,ndina mbuya vangu vakatiza mwan wavo anehurema saTanaka keep it up GOD WILL PROVIDE
My ? Is sei varume vachisiya mhuri nekuti mwana anewurema ? I choice ya amai here ? Kuti mwana azvare akadaro? Munhu wese anoda zvakanaka mu life. Asi Mwari havafare nevarume vakadai,it won't be surprising kuti ana baba vanosiya mhuri because of such reasons ivo havabudirire mu life , varume disability is not a choice garai nemhuri dzenyu Mwari vakatendeka vanotokukomborerai muripamwechete. pamwechete.
Misodzi yangu iri kuyerera 😭😭😭😭😭😭ndakatarisa Tanaka namai vake . Dai ndine chaniinacho ndayivabatsira zvino handina. Ndakungo kumbira kuna Mwari kuti vabate mukati vevanhu vavo vanokwanisa vabatsire Tanaka namai vake 🙏🙏
Uncle Saint ndabatikana zvikuru 'am crying mwari vakuitirei zvakanaka.
Tanaka akafanana namai vake so cute . Handina chandiinacho Mai Tanaka asi ndinokunamatirai kuti muchawana rubatsiro kuhama dzangu dzose dzemuZim. Uncle Saint komborerwai nokusingaperi
Ari kuda wheelchair Tanaka veduwee ❤
mwari havakusiyei mega mai Tanaka ndafarira kuti hamuna kuita pfungwa dzekutiza mwana wenyu mukuramba muchishingirira,ndina mbuya vangu vakatiza mwan wavo anehurema saTanaka keep it up GOD WILL PROVIDE
Uncle komborerwai nebasa ramurikubata😢
Ummm who's cutting the onions with me here? This is really heartbreaking 💔
So painful Mwari vanokupai nyasha
Munhu uyu akabata mwana chibharo ngasungwe uncle
Mwari ndoda kutenda nezvandiri ummm ndagwadziwa 😭😭😭
Uuuuumh ndabatikana hangu namwari imi mudavose muripoko musatisiya tichiremerwa pindirai Mwari hupenyu hureruke kuna Tanaka naamai vake.
Zvakaoma mufunge be strong mai Tanaka zvichanaka 1day vana veZimba havatisiye vanotambanudza maoko thnx kune vachabatsira
Iiiiiiih Mwari ndarwadziwa kan💔💔😭😭😭😭😭😭dzifambirei uncle mhondi ivharirwe💔
Ndarwadzia zvngu😢😢😢 Mwari muripiko veduwee....vana veZimbabwe ndoziva kt pakadai maoko enyu haaremerwi kutarandavadza
Ndarwadziwa veduwe ndinayewo mwana wasis vangu anorarama nehurema akarepwawo asi ndotenda hangu mwari murume iyeye akapihwa 25yrs in prison now ane 20 arimukati iwe nyakureper mwari havana kurara chimwe nechimwe chinenguvayacho ichakwana nguva Tanaka namai vako mwari vakuchegetei zvichanakawo inguva chete😢😢
shem ndarwadziwa,inihangu handina chandinacho asi rudorwekubatsira ndinarwo,asi ndonovimba mwari achatumira ngirozi dzake kuzobatsira😭
Amen 🙏
Mwari pindirai henyu.mhondi kuchikurubhi uncle
Mmmm zvorwadza izvi,paitoda stand yavo pachavo, kana kumuendesa kujairos jiri
Ndarwadziwa ini hngu Mwari vane simba pa nherera, chirikadzi , zvirema ne mapofu ratidzai simba renyu pana Tanaka na Mai vake 😭😭😭😭😭
😢😢😢 ndarwadziwa mai Tana chiregai kuchema nkt mwana akakutarisai muchichema iye ochemawo
Uncle Saint komborerwai basa ramurikubata rakakura ,ndarwadziwa veduweee varume sei vaine moyo wakadaro
Ndarwadziwa Wana Mai takaremerwa,sekuru wonai zvekuita nasithole uyu,hangaroyi achidaro nganopika jere
Zvinorwadza Mai Tanaka Dai mwari akuwanirayi Nyasha 🙏🙏🙏
Ndarwadziwa zvangu. Mai Tanaka Mwari uyu ngaanzwe kuchema kwenyu
Handina chandinacho hancu but Ummm ndabatikana 💔
Ummmmm what a sad story. Chibharo man uyu ngaabatwe veduwee. Ndabatikana veduwee 😭😭😭
Ndiwo vanhu vanoda kuvakirwa imba awa kwete madrama ose atiri kuona , ndanzwa tsitsi, vanoda stand under sabhuku vowakirwa zvawo
Xem ndarwadziwa hangu sorry mama it shall be well mwari varikunzwa kuchema kwenyu
Zvakaoma chokwadi zvinorwadza
My ? Is sei varume vachisiya mhuri nekuti mwana anewurema ?
I choice ya amai here ? Kuti mwana azvare akadaro?
Munhu wese anoda zvakanaka mu life.
Asi Mwari havafare nevarume vakadai,it won't be surprising kuti ana baba vanosiya mhuri because of such reasons ivo havabudirire mu life , varume disability is not a choice garai nemhuri dzenyu
Mwari vakatendeka vanotokukomborerai muripamwechete. pamwechete.
Ndarwadziwa😢😢😢😢😢ini ,dai MWARI pindirai family iyi ibatsirwe
Ndarwadziwa zvangu 😢😢 dai mari vabatsira maitanaka
Very sorry Mai Tanaka ndarwadziwa chose..kugara nemunhu anorarama nehurema kwakaoma..Mwari varambe vachikugonesai nekukushingisai
Chandinoziva hangu Mwari vachapindura asi uyo murume wekuraper mwana aiwa itirwa nyasha komborerwa hako asi one day chete uchachema hako mai Tanaka sorry nesituation yauri 😢😢😢
Mwari havati siye tega, nyaradzwai Mai Tanaka
Mai Tanaka chiregai kuchema mwari vatokunzwai soo I am so sorry you are in a depressing situation but please be strong for Tanak a and here siblings.
Hei so emotional l think Tanaka anoona marwadzo amai vake😢😢😢
Ummm so sad.....😢😢😢ndarwadziwa shame...Totenda kunevachabatsira mhuri iyi
Ummmm so sad uncle saint pliz nyaya ngaisimudzirwe magona mabatsirawo mweya wawo
Ndachema nhasi handina hangu chandinacho Mwari ropafadzai Mai tanaka
Kuchema kwake anorwadziwa na mai vake eish
So painful mwari vakuitireyi zvakanaka uncle Saint namai Tanaka
Zvinorwadza vanoda kuvakwirwa imba kule ndarwadziwa
Ko adii kusungwa.uncle saint pliz itai ve Metrix vauye vaaite investgate mboko iende kujeri
Zvakaoma veduwe ndarwadziwa
😢😢😢Mwari muriMwari vasinga nyadzise
Ummm zvakaoma munyika tinoona zvakasiyanasiyana iii Mwari pindirai
Uummm Mwari tigoneseiwo kubatsira pakadai,ndarwadziwa
Heartbreak ndarwadziwa sekuru rambai mune rudo rwenyu 😢😢😢
Ndarwadziwa shem😭😭
Mwari pindirayi
Zvinonzwisa tsitsi nhai mwari. Varume vanombozvifambisaeo sei?
Kudenga kuna Mwari havatisiye tega Mai Tanaka😢
😭😭😭😭😭😭 Mwari ngavamuitire nyasha awanewo ma sponsor
Ndarwadziwa zvisikaiti be strong mainini zvinoita
Mwari pindirai 😭😭😭😭
😢😢😢 ndihwo huroyi kushaya tsitsi sure nemwana akadai
💔💔😭😭😭Zvatonaka my sister kuuya kwamaita kudai mwari vatopindura
Ndarwadziwa asi mwari variko vanoona zvinonaka cht
Uuuuummmm ndarwa
Haaaa ndarwadziwa 💔💔💔
Eish marwadzo chaiwo
Ndatochemawo nenhau iyi uumm mwari pindirai henyu
Zimbabwe Haina mutemo. Dear kuvarombo inotowedzera marwadzo
Shame 😢zvinorwadza dai awanirwa wheelchair
Misodzi yangu yayerera ndarwadziwa hangu
Ndovekubatsira ava kwete zvekuswera uchiti Go and See Victor kune vanhu vatori nemari dzavo kare. Sad!!
Yeah sad now you can help these people iwewe jay
Varume mune zvivi shuwa chaiko
Sorry Tanaka,ndarwadziwa hangu,Mwari vakubatsirei maiTanaka
😭😭😭😭😭 zvakaoma ndabatikana veduwe
Aaaaaaaa nhai Stole mwari akutonge ufe sembwa.mitemo ye Zim huye bodo😢😢😢😢
Very sorry zvakama 😢😢
Zvinorwadza Ko munhu akaipa kudaro anoburitswa mujeri seiko nhai vamwe wee
eish ndarwadziwa hangu 😢
Mwari pindirai
Mwari pindirai vabatsirike
So heart breaking💔
Shame so sad😢😢😢😢😢😢😢😢
Unenge uchiti ndinotambura then boom
Ndarwadziwa
Very painful
Ndarwadziwa 😢😢
Misodzi yangu yangoerera
Uuum zvinorwadza hazvo
Shemu ndarwadziwa
Uuuu ndarwadziva
💔💔💔😭😭😭 ndarwadziwa
😭😭😭😭😭😭😭 zvinorwadza veduvee
ei shame asi varume musadaro zvinorwadza izvi
zimbabwe yakaoma l lost my sister abatwa chibharo zvakaoma😭😭😭😭
😢😢aish zwakaoma life so
Ndabatikana varume mwari Ave nemi😭😭😭😭😭😭
My heart broke,you can hear voice ramai ava kut vakaremerwa. It's a lot
😭😭😭😭😭😭😭😭😭zvakaoma hazvo zvinorwadza
Painful 😢ndarwadziwa nefamily iyi
Tinotenda Uncle pfurirai Mberi nebasa
Jehova God please intervene. My Lord you are able. You've never failed the work of your hands. I trust you Lord you will surely intervene. Amen.
Zvakaoma veduwee
Mwari pindiraiwo mupe amai ava makore akawanda ekuraramq 0:52 😭😭😭😭😭😭
😢😢 so painful 💔 💔 💔