Baba Tapas Thank you so much ne basa vanhu vakawanda havabvume Kuti chivanhu chiriko vanofunga Kuti kufa kwe munhu zvarova no hazviko mapositor arikunyangadza chivanhu
Baba vataura chokwadi ava yoooo ini pandakaita mukomana wangu aingoti uri mhandara hre cz ndri kurota ndichinzi uri mukadzi wemunhu.apa bambo vakauraya mudzinza vriko now 😭😭😭😭😭😭😭
I wish l was there.Thats my grandfather wakaurayiwa we grownup tichinzwa nyaya iyi all l can say chizororai murugare chihwa nyaumbe chisunungurai madzinza aya. Again it's a lesson to us munhu haaurayiwe 😢.
Pakaipa, panobarwa mwana anenge asinga zive nyaya yacho and suffers more. Hey vanhu havatye. 42 yrs munhu haarove. Good thing varipa. Baba Taps Kudos to you and Team Karanganda TV.❤❤❤
Baba Taps god bless you and sekuru Mukotsanjera may god give you long live and countuie to do tha exllent job to teach poeple a lesson that do not kill people
It's so touching eish why does people murder one another 😢😢😢 munhu kusiya mhuri yake ichitambura sure nekuda kuita successful business 🤔 ere 😭😭😭😭 thank God vadzifambira after 42 years of family suffering 😢
Manje ordinary vanhu vakauraiwa panguva yewondo, say 70s, then 80s during gukurahundi and then after 2000 during political disturbances, dzinoitwa sei? No wonder our nation is in so much turmoil.
Baba taps ndine mubvunzo...mukazosangana zve nakule munabvunza kuti""saka ava vanenge vaurawa nengozi ava zvotopera zvakadaro...havazonetsiwo here pamberi apo?"
I have learned a lot from this event,Chief Mutasa eloquently summed it all up,thank you Karanganda tv.
Chivanhu nematare at its best👏🏾👏🏾👏🏾
Umboo hwekuti Chivanhu chedu hachizi chekutamba chiriko nanhasi
Totenda nekuzviratidza kuti vanhu vazive 👏🏾👏🏾👏🏾
Mushonga wengozi kuripa kwete kutsipika kana kutandira!
Ndofamba newe bro
Thanks Karanganda kudzidza akuperi rambai makadaro.
Ngozi ngadziripwe uye chivanhu chiriko.
Tasunungurwa Mhuri yekwaDangarembwa.takatambura muma marriage kwemakore zvinowa zvinhu zvinorwadza zvakaitwa newakuru😭😭😭😭
At least maita zvakanaka nek7bvuma kuripa chidzidzo kune varikunzwa munhu haangouraiwa kunge huku
So zvachinja here?zvinhu zvakukufambiraiwo here
Makaita zvakanak,asi nyoraiwo number dzesvikir rakakubatsiraiw kuitir vamwe vane matambudxiko akadai vakwanise kuwan mkana wekubata svikiro vabatsirwew
@@kudakwashekanyondo bvunzai baTaps vanokupai
Zvakaoma
Thank you babaTaps . We are learning . Hanzi mweya wemhunhu haurove . Mushonga we ngozi kuripa .
Baba Taps thank you, our culture is rich and unique. Keep showing us such programs.
Hie unenumber dzababa Ava vakabatsira. Mhuri iyi?
Wish they could help Tapiwas family, to find Tapiwa head.
Taura hako
Taura zvako mudikani nekuti marwadziro azvinoita akaoma
Taura hako but zvakuda baba namai vaTapiwa kusimudza musoro kana wachitambira zvechiwanhu
Wanoda marii zvee
@@chipochiponda1049 ndo chokwadi chipo
Haa ndachema hangu tirikutambudzwa nengozi tisi ngazive chokwadi😭😭😭
Taura hako mudikani 😢😢😢
Apa munhu wacho anenge auraya anenge aenjoyer ega Mari dzake dzeropa
Kuti chuu. This one is great baTaps. Thank you
Baba Tapas Thank you so much ne basa vanhu vakawanda havabvume Kuti chivanhu chiriko vanofunga Kuti kufa kwe munhu zvarova no hazviko mapositor arikunyangadza chivanhu
Mademon anouya achiita sevanhu vaya vakafa,plus vanhu ava kudenga havaende,mweya iyi inenge ichida kungonamatwa saizvozvi pamunozo ripa paya
Mukotsanjera from Nyatsanga .
Ndatopinda busy practising. Zimbabwe has got talent ❤❤❤
Morning BaTaps .thanx kuti ziisa.ko zvakurikumaraini kwangu nhai 😢chidzidzo icho
Chiremba ava vaifanira kupinda panyaya ya Rebecca weku Malawi uya.
True even ya Tapiwa
Rebecca akaenda ku malawi ..i saw mai tino in malawi pa pik
Munotsanangura baba yoo good story taller
Baba vataura chokwadi ava yoooo ini pandakaita mukomana wangu aingoti uri mhandara hre cz ndri kurota ndichinzi uri mukadzi wemunhu.apa bambo vakauraya mudzinza vriko now 😭😭😭😭😭😭😭
Zvinorwadza 😢
Zvorwadza zvokuti ummm
Chief Mutasa huchi💯
Eish 42 years it's not a joke... Ye zvakaoma.. Hopefully he can now rest in peace
Baba Taps can you pliz put no ya Dr mukoshera on the screen for us
The murdered Mr Mujeke died physically, but he didn't die spiritually. The human spirit doesn't die it is eternal.
😔
Karanganda TV 🖥 rambai makadzvanya ... thank you, tiri kudzidza
Kujeke akangwara. He has been keeping abreast with currency changes over the years. Arikutoziva maUSD
Mweya wemunhu haufe tinenge tichinyeperana paye kuti vkafa havana chavanoziva hezvooo ka thank u baTaps
Ndadzidzawo nezvengozi big up babaTaps
Thank you baba Taps nhasi tadzidza zvakawanda pamusoro pekuripwa kwengozi
Mai vane cap ye blue avo is fireeee
baba vevanhu monakidza imi, thanx tadzidza
Ndinotenda chaizvo ngozi ngairipwe chokwadi,zvedu zvekumaChurch zvekunzi chaporofitwa chafumuka hazvishandi.Ngozi ngadziripwe.Thank u Karanganda nekuratidza vagoni vebasa...SaMukotsanjera.
Vanonyepa vana Papa nemaporofita enhema anotaura kuti chivanhu hakuna. Icho chivanhu chiripo nekuti isu ndisu vanhu vacho. Mushonga wengozi kuripa chete❤
Maporofita paanoti chaporofitwa chafumuka hazvireve kuti ngozi hairipwe kumapostori vanotokubatsira kutsvaga kuronda kuti uripe musangovenga or kutuka zvamusingazive. Fundai kana kunoita interview navo munzwisise unless muchireva vamwewo
@@ceemu3966 handisi kuvenga maporofita asi itsika yedu iyoyo kti chabatwa pamweya chafumuka ndochokadi.Hanzi minamato inoshanda nooo...kuripa ndokuzvichenura!
@@walataram kana kuine vanodaro vanokanganisa vandinoziva vanoudza munhu kuti ripai
@@ceemu3966 handirambe kti variko asi vashoma vanodaro.Kazhinji vanotoudza vanhu kti hatiite zvechivanhu.Ngozi inoda kuripwa nechivanhu.Mashoma maChurch anoti endai munoita zvechivanhu mozodzoka tonamata zvedu.
I like the strength/fitness demonstrated by the dancers - even vane mitumbi anoita seyakati kureyi; heii these are strong guyz: Hard Mashona, I guess.
Mhosva airovi veduwee
I wish l was there.Thats my grandfather wakaurayiwa we grownup tichinzwa nyaya iyi all l can say chizororai murugare chihwa nyaumbe chisunungurai madzinza aya. Again it's a lesson to us munhu haaurayiwe 😢.
Ko Anonzi Union Kujeke ungomuziva ere
Sorry brother
Loved your comment God bless you for your good heart of not revenging
@@tafirenyikashylet4707 Umm no l dont !
Oooh sorry dear may his soul finally fly higher you too find closure and comfort Sekuru is now in safe hands
The lady ane jersey reblue is on fire 🔥❤. Vese zvavo I like their energy.
Umwe anenge atomukirwa ipo paye
these dancers are very good please organise shows for them
1982 ipapo unenge usat vazvarwa ,vazozvarwaro 2000 vopihwa mutoro 😭😭😭😭😭😭
Mutoro unorema
Ndo yacho zvee hama
😭😭😭😭
Zvinorwadza zvinobatwa nevanhu mumadzinza umu iwe wozopikira mhosva yausingazive kwayakaparwa
😢😢😢😢😢😢most african family has that one greedy uncle who killed a person for riches or killed on behalf of munhu akaromba,😢😢this is sad
😢very sad hey especially kwedu kumanyika its sad
Pakaipa, panobarwa mwana anenge asinga zive nyaya yacho and suffers more. Hey vanhu havatye. 42 yrs munhu haarove. Good thing varipa. Baba Taps Kudos to you and Team Karanganda TV.❤❤❤
Number dzachiremba tikudzidawo
Wakazodiwana number dzaChiremba
Amen ichokwadii ichocho nhereera dzine nhamo
Thank you baba Taps ndadzidza zvaka wanda
Thank you karanganda tv 👏👏😍
Pamberi nekuripa ngozi amen chaiyo 🙏🙏🙏🙏
chief avo vanemoto,how old is he.
Chidzidzo chikuru: "Vanhu ngavangoregera zvekuvuraya vanhu unoparira vasina mhaka". I hope maGreenbomber ezanu pf anovonavo zvironga zvakadayii izvi.
Baba tapusi makadini. Tinotenda chirogwa ngozi ngairipwe munhu ayisi hukuba vanhu ngasiye kufuma nekuuraya
Vese variuraya in the name of political parties, hezvo izvo 42yrs ago.
Nyorai nmbr dzesvikiro irori vanhu vabatsirwew nyik ikutambur kuwan munhu anobatsir zvakadai
Baba Taps vanobatwa ceiko sekuru avoo tatambudzwawo nengozi kwedu kubocha ukooo tanzwa
Mushonga kuripa hakuna chimwe❤
BaTaps toda part 2 yacho
Part 2 and 3 I saw it ku Sly media
BabaTaps Karanganda yatofambe nenyika sekutamba sekuseka sooo. Wayiepo here
Amen vana vechidiki musauraya ngozi iriko
Especially vanotumwa kuurayira vanhu zvepolitics kuti mumwe munhu adye zvake
Toilet chaiyo,panherera po magona sando dzenyu .Mashoko enyu akakosha👋👋👋
Chirungu tikaita zvedu bt tiri vanhu vatema,hazvifi zvakachinja
Nhai baba taps ko sekuru mkotsanjera vanowanikwepi?
Kulnyanga kanandisi kukanganisa
Ndazinzao
Karanganda tv📺⚽🥅🏃♂️👏👏
hurumunde ine dzayo ngozi
Taura hako
Hurumende ndiko kwadzizere ngozi vanogara vachidzi tsipika😂😂
Mazosiya kuisa number dzaChiremba Karanganda TV
6:00
Yaaah munhu haaurayiwe se huku ndoochokwadi chakazara
Next time taura nevanhu wakabvisa hat. Ndokuti culture , respect
Yaa this issue yandibata ndingawanewo here contact yaSekuru Mukotsanjera ndinogara Hre
Sekuru ava Vanowanikwa sei nhayi baba tapas
Mushonga wengozi kuripa wedue 😭😭
Nhasi ndini ndatanga....well-done baba huchii
Sando dzako
Koyasimbarashe yapapiko baba Tapis
Ndokumbirawo # dzababa Taps
Baba Taps god bless you and sekuru Mukotsanjera may god give you long live and countuie to do tha exllent job to teach poeple a lesson that do not kill people
Yes
😂😂😂😂 god bless never veduwe ane moyo wakanaka bt mkoma vacho hondo chaiyo
Tipeiwo nhamba dza Mkotsanjera
Dzidzai kupatsanura mudzimu nengozi pliz mupe vanhu dzidziso yakakwana
Zvakaoma hazvo kuuraya kwakaipa shuwa mombe 15plaz mbudzi 9 .kuuraya kwakashata zvechokwadi uumm
Am sorry to be out off topic; but chokwadi to those one varikutunwa nezanu pf kunouraya vanhu you’ll see pamberi apo
Mhuri idzi dzarerutsirwa naSaKujeke, haana kuita request a wife
Ngozi ngairipwe nesu vanhu ngatisiyei kuuraya munhu haisi mhuka veduwe
Uri Chief mhandoi
It's so touching eish why does people murder one another 😢😢😢 munhu kusiya mhuri yake ichitambura sure nekuda kuita successful business 🤔 ere 😭😭😭😭 thank God vadzifambira after 42 years of family suffering 😢
Imagine
Apa kuuraya munhu akura kare kana business racho veduwe mmmm
@@nondochirau9664 kuisa ngozi mumusha nezve nhando mufunge
Part2
Sekuru shuwa mati Zvipoko😢😢 coz zvibhakera zvakandwa nemukadzi uyokaa🥱🙌
Kumusha kwangu kwakaoma weduwe
Moti vakafa havana chavanoziva, moti maiTino idrama kuda following imika zviriko
Shaaa taura hako kutambudzwa nemweya weumweo wausingazivi
😢vakauraya muninina wangu vakaunza mombe 1 Hakusho kudeerera here
Haaa ichanetsa hayi
Vaenderei kwasekuru munoripwa
Chief Mutasa bvisai Cap iyo neglass
Heyii ndoopaurikutoona hako mazuvaano vanhu vachitoramba vachiita buzy kuromba vachiuraya vanhu izvo zvichizopinzisa vanhu buzy nemaExpences akadai
Nherera totizirepiwo veduwe😢
Unotoona mugeneration yedu iyoyo imwe munhu Ari busy musango kutotsvagawo wekuuraya izvozvi ASI arikuona kuti idambudziko izvozvi kuripa ngozi dzakaparwa nemadzibaba edu
People are committing atrocities. I'm scared watching this especially after he mentioned zvipoki izvi😱. Some are from a different era.
Manje ordinary vanhu vakauraiwa panguva yewondo, say 70s, then 80s during gukurahundi and then after 2000 during political disturbances, dzinoitwa sei? No wonder our nation is in so much turmoil.
Gukurahundi is very painful 😖
Zvakaoma vanhu moyo yedu ngaitendeuke tisaurayane
Zvakaoma pfuuraiwo nekwedu Kupwanya
Look for Itai Dzamara mudare renyu
True
Itayi Dzamara ngaastvakwe
Thanks for sharing Baba Taps 👏👏👏👏 ma Generational Curses chaiwo 🙈🙈🙈
Baba taps ndine mubvunzo...mukazosangana zve nakule munabvunza kuti""saka ava vanenge vaurawa nengozi ava zvotopera zvakadaro...havazonetsiwo here pamberi apo?"
Sevanhu vavasina mhosva vasina chavaiziva
Hey zvakaoma chaiko munhu haarovi shuwa.kupariravanhu zvakaoma
Ganda remombe rairohwa zvaro
Sekuru Mukosanjera isimbi inogaya dzimwe simbi panyaya dzekuburitsa ngozi ndinotenda kuti mhuri zhinji dzirikubatsirika. Mabusiness emushonga nekuponda vanhu zvakaitwa nevakuru vakasofa asi vakaparira mhuri
People want to be rich without working for it.
Baba vhurai church munoita muparidzi chaiye
Sekuru mukotsa njera today number dzenyu
Pamberi ne chivanhu munhu haafe sehuku
Vanhu musauraya vanhu 😢
Mai avo moti mombe dzekuchikwambo mopenga,mufi maakumuti chikwambo mhoti aive baba vevamwe vanhu