Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Handidhli mombe ini😂

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 май 2023

Комментарии • 28

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 Год назад

    Kkkkk we have Dhafu and mbuya vapiyasoni.....aya ndomaGoat real talent vanondigonera.....bt parough mbuya piyasoni chibaba uuum

  • @tinotendazinyambe479
    @tinotendazinyambe479 Год назад +2

    I love 💕 you guys 😂😂😂😂😂😂😂😂😂ko gonzo rine zvigunwe zve munhu here 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @benhildamugore2905
    @benhildamugore2905 Год назад +2

    Ndawana pane zvigumwe zvemunhu mukuru😂😂😂

  • @tanyaradzwamararakwenda3596
    @tanyaradzwamararakwenda3596 Год назад +2

    Madhliwayo hamudhli mombe diiii 😂😂😂

  • @noreenkureva1021
    @noreenkureva1021 Год назад +6

    Prevention is better than precaution 🔥🔥🔥⚒️

    • @gee9961
      @gee9961 Год назад

      icure 😂😂😂😂😂 mbuya vakati regai ndigadzirise

  • @rutendomushana3053
    @rutendomushana3053 Год назад +1

    Haa mbuya piya suspect hamudhli mombe nyatsotaurai apa zvikufamba sei

  • @fungivembo4012
    @fungivembo4012 Год назад

    Mbuya vaPiyasoni kana.Hanzi nxaa muri kubva pano imi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @priscillamoyopriscillamoyo1223
    @priscillamoyopriscillamoyo1223 Год назад +1

    Mbuya piyaaah kkkk ❤❤❤❤❤

  • @queenofthejungle1641
    @queenofthejungle1641 Год назад +1

    Zvebasa rei kuti to mixer mafuta mabatwa batwa mbuya

  • @Spo7017
    @Spo7017 Год назад

    First pano, mbuya munofara here

  • @tom1462
    @tom1462 Год назад +1

    Mbuya munondigonera

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 Год назад

    😂😂😂😂😂😂😂 Combination iyi ka 💥💥💥💥💥makaba mbuya va Piya 😅😅

  • @alfredmunyamagumise156
    @alfredmunyamagumise156 Год назад +1

    Combination inondifadza iyo

  • @alicezhou8812
    @alicezhou8812 Год назад

    kkkk makonzo anezvigunwe zvemunhu here kkkkkk

  • @nataliemadzivanyika5176
    @nataliemadzivanyika5176 Год назад +1

    i cure😂

  • @jennymusindo9089
    @jennymusindo9089 Год назад

    Hamuna mamwe hre makey kkkkkk tokuzivai gogo

  • @MemoryMarinda
    @MemoryMarinda Год назад

    Kkkkh mby va pp makaba imi

  • @MargretZhou
    @MargretZhou Год назад

    😂😂😂😂😂 l luv u guyz mondiitira

  • @user-mm6mo3nj2i
    @user-mm6mo3nj2i Год назад

    Kkkkkk isakubva ipi yamakakurira imi

  • @isabelmoyo5572
    @isabelmoyo5572 Год назад

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😅😅😅😅😅 ah Mbuya ava ka🔥🔥🔥 torai maruva enyu💐💐💐💐

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 Год назад +1

    Maroja mune nhamo chokwadi kkkkkkkkkk

  • @brianchabvuka4257
    @brianchabvuka4257 Год назад

    😅😂😂😂😂

  • @arimosozindonda3983
    @arimosozindonda3983 Год назад

    Door rakiiiwa

  • @tom1462
    @tom1462 Год назад

    🔥 🔥 🔥

  • @hoto31
    @hoto31 Год назад

    nyaya zvayatoshata

  • @prospermasiwa5014
    @prospermasiwa5014 Год назад

    Muri kubva pano imi