Chivhayo heyoo munhu anoda kubatsirwa zviri serious...hameno kuti unoti kudiii nemukomana.. Kana uchikwanisa kupa vanhu mota for free vakira mukoma imba agare wo parinani...ndingafare ndikanzwa kuti watora danho apa
@margaretthomas1177 plus Chivharo kune criteria that you have to meet b4 asati aburitsa mari yake and that is that you must be a staunch supporter of musangono or else haibude zveku mhanya, this is so sad 😊.
Thanks a million for watching-Remember to help our brother
I will never leave my mother's child..Totambura tese zvedu iii
Its high time we stop zvekuti vanhu vanenge vane mari ndivo chete vanobatsira tese tikaisa $ $ iroro rinobatsira
Hanakumboita zvekuba here mukomana uyu ngaende kwaMiracle Poul
Eish zvinobata moyo dai pawana anongogara naye kusvika zvanaka akwanisa kurapwa
Wish sharoo can help also and she can bring happiness to him
Kuna sokostina ndokwatoenda
Muendesei kwaProphet miracle Paul please
Chivhayo heyoo munhu anoda kubatsirwa zviri serious...hameno kuti unoti kudiii nemukomana.. Kana uchikwanisa kupa vanhu mota for free vakira mukoma imba agare wo parinani...ndingafare ndikanzwa kuti watora danho apa
Chivhayo ndozvasingade zvekuudzirwa
@margaretthomas1177 plus Chivharo kune criteria that you have to meet b4 asati aburitsa mari yake and that is that you must be a staunch supporter of musangono or else haibude zveku mhanya, this is so sad 😊.
Please betserayi mwana Mai ve Sabufa ndokamuroya ngaende kwa sekuru Tasvu please sekuru ngava betsere mwana😭😭😭
Ko Faustina akabva ku sly media
Ko Pelagia wakabva kusly media
Kana wakakwana hazvibvunzwi pamhepo it's her secret kana uchida kuziva zvizere tsvaka number dzake womubvunza
Pelagia wekwa Mupurwa iyazve wavakune mumwe mushasu wakatiza musha wako wekwa Sly😂
Wicknell ona Simba pliz
Kowakabvacrini ku sly media iwe 😂😂😂😂😂😂😂😂
Zvinowanikwa
Ndandechitonetsekawo kut mukadz uyu akauya riini uku.
@@Mels-rb9hum surprised also😂
Mwari pindirai
Ndosaka sly media yadhakwa dhakwa mazuvaano,wakabva ruining kwa mkoma Sylvester
Muendese kwatasvu
Sorry bro😢
Yaa zvakaoma hazvo mwari rangariraivo inyika yekwedu
Ko tete Pellagia makabva ku sly media.
Shame mwari pindurai
Pelajiya batsira mukomana arapwe aone azvishandira
Magona sekuru kuona ndokukuru
Inini ndinotomuda Simba akadaro coz varume vanoona ava ma1 chaiwo
Kkkkkk,shaar itotaura naSokostina varume vanogezeswa nevamwe vakadzi havaite .tanga kugadzirisa wawaona uyu haazoiti problem..Akarapiwa akaona ane future uyu.you are right sisi
Zvitorere hako Simba iwe u will nver regret
Ndarwadziwa paatangu kuti ndokumbirao ruvatsiro ndirapwe bdizvishandireo
Ko ku sly media wakabvirei nhai mwanasikana
Ko Sokostina vakabva ku sly media
Anokwanisa kuona Simba anongoda rubatisra
Wakabva kusly media asi havabhadhare
Uum maiava vanenyaya panezvavaita
Vanhu varikutambura kani Mwari
Ko wakabva ku sly Medea nhai Pela
Chivhayo hero basa pliz muzvakanaka
Mari yachivhayo ndeye Mota wangu kwete dzimba
@prophet miracle paul
@tilder moyo