l liked Mbira Muzik nekuda kwaMbuya Madhuve, She was a Legend in Our Zimbabwe African Traditional Muzik, Rest in Peace Gogo, Pengai Pengai Ambuya Madhuve
Ndiko kwandinobva ikoko, Mdhindo Guruve kwaabiyedu, thnx for remembering Ambuya Madhuve RIP, we should also celebrate "Mukanya" Thomas Mapfumo while he is still alive, he is from that area also!
Chimbwido is a female mujibha. By her age born in 1954 she would have been a war vet but I doubt she went to war. They would have mentioned. It was just a song
Lack of awareness and monitoring yehama dzaigara navo vaitomwa medication, TB ikatopera vachidyawo zvakanaka...Mai Devon kana vari vapenyu vanonzwa sei zvavakaparira rufu rwaMbuya Madhuve
l liked Mbira Muzik nekuda kwaMbuya Madhuve,
She was a Legend in Our Zimbabwe African Traditional Muzik,
Rest in Peace Gogo,
Pengai Pengai Ambuya Madhuve
Very sad. If the government won’t help vanhu ngatibatsire these old parents. At least a roof on his house kuti aitevo dignity.
Ndiko kwandinobva ikoko, Mdhindo Guruve kwaabiyedu, thnx for remembering Ambuya Madhuve RIP, we should also celebrate "Mukanya" Thomas Mapfumo while he is still alive, he is from that area also!
Uyu murume uyu ko iwewe haunawo kuvaka here
Thanks Dremas media. I can't wait for Solomon Skuza
Ndafara zvokuti kuenda kumusha kwangu Guruve for legends.
Aaah Guruve home of finest mbira maestros Living Legend Thomas Mapfumo..Robie Chagumuka..Ambuya Madhuve....Pamberi neChivanhu chedu pamberi .....
Mbuya madhuve nditete vangu pahwadaya panyanhunzi apoo
Pengai pengai mbuya Madhuve
Forever missed.
Thank you Drewmas media taking us to another level 👌👌❤❤
Continue to RIP mbuya madhuve 💔 Eish l didn't know kuti Edna Jnr akafa futi maa1 ndakadzidza naye
Thank you so much Andrew. Zororai murugare mbuya madhuve. You played your role.
where is that young girl ayiimba ne mbuya madhuve
Chokwadi ibasa rakanaka ,musakanganwawo kwaChamunorwa Nebeta
ndasara ndega
Mbuya madhuwe she was my landlord in western triangle pacherima in Highfield
Ndotoridza masongs enyu nanhasi mbuya madhuve
ambuya madhuve vaive muhombe🔥⚡
Thanks a lot kuna mkoma clive malunga
I loved hr songs ...may her soul continue to rest in peace
Thanks mdala Clive ❤
Kana une mari, nyangwe ukakosora unonzi sorry " ane mari ndiye mukuru"
zororai murugare ambuyavangu madhuve
Nematambudziko ambuya maduve
Ndabva ndavaziva pamaimba taive vagumi nevaviri. May her soul rest in peace.
2024 ndiani aripano neni kovana vaitamba pama videos ambuya Madhuve hamhuna kugona kuvatsvagawo here zvingadai zvanakidza kunzwawo vachitaurawo Nyanhunzi Hwadaya kumaraini kwedu Ikoko
,Zororai murugare Mbuya Madhuwe
Mozorora murungare mbuya
Hi it's Clive nice work
Zororai murugare mbuya madhuve
R.I.P mbuya madhuve
Shumba you are better than those granny they can't take it 😂😂😂
Ko kamuzukuru kavo kaye karipi
Mbuya madhuve vaive mujibha here war veteran
ana mujibha haasi ma war collaborators here ?
Chimbwido is a female mujibha. By her age born in 1954 she would have been a war vet but I doubt she went to war. They would have mentioned. It was just a song
RIP mbuya Madhuve
Dhurumasi media thank u
Ini mubvunzo wangu unoti pavakainba gumi nevaviri chii chachaitika vaive murwi werusununguko here?
Muri Nyanhunzi kwandaive ndakaroora uko ndichibva hangu mudhindo netara
Zororai murugare
Zororai murugare mbuya Madhuwe
Ambuya Mmadhuve ...penga-penga
Echo - mawungira
pakupedzisira dai musina kuisa malyrics enyu pamusoro penziyo, taida kunzwa nziyo chaiyo
Sad example of many patients who fail to take prescribed medicines leading unnecessary loss of life
Continue to rest in peace ambuya
So Sasha is not related to the late ambuya Madhuve? Is it true guys
@@sharonwurayayi6364 yes mitupo chete wakafana
𝐓𝐚𝐤𝐚𝐞𝐧𝐝𝐚 𝐓𝐚𝐤𝐚𝐞𝐧𝐝𝐚
R.I.P
Ndichangosvika inyaya yeiko iri mudariro
Ndeyamadhuve mbizi zebra
Lack of awareness and monitoring yehama dzaigara navo vaitomwa medication, TB ikatopera vachidyawo zvakanaka...Mai Devon kana vari vapenyu vanonzwa sei zvavakaparira rufu rwaMbuya Madhuve
Panyaya yekusungwa apo vahanzvadzi vatsenga tsenga mukanwa ,the case come out in the newspapers ,it was a prima facie case of fraud !
Ko kamwana kavaiimba nako karipi
ko vasikana vavakaimba navo vari vadiki vakaendepi
Amadhuve Sasha now a grown artist
Sando dzenyu sahwira vechikadzi avo.
Zvakaoma.mufunge
Muroora arikuziva basa
So Sasha is not that small girl.. Wat a fraud
I was shocked 😃
Seen
English subtitles please Mr Neshamba