So sad, zorora naKristu mwanasikana, mai vako ndivo vakaita ruchiva vakafuririka nekuda kwevanhu vaivafurira zvisinei mai Ruth kana paine akakuti usarapise mwana marwadzo acho uchaawona mudikani, kutadza kumira mira kumwana wako mumwechete zai regondo tisadaro, wakakoniwa mai Ruth, kutadza kutsanangura kuti mari irikufamba sei or yakafamba sei or inaani vaskana tisadaro, 😢😢😢💔💔💔
Mai va Ruth zvenyu zvaita nechikwata chenyu , manje garo zivayi kuti hamuna Peace na Ruth she's coming back to you one by one, you are going to regret zvamakaita
May her soul rest in peace Kune vakadya Mari yekurapisa Ruth hokoyoi nechipoko chake iye ndinoshuvira kti dai vasungwa vose havo Ivo mafriends acho neuya wekutengesa mota ngavasungwe plz guys dzifambirei nyaya dzemari❤😂😂
RIP Ruth.asi family ngaidzorere Mari ingochengetwa kune achadazve help
Next time when we help let's just pay straight kuma hospital kwacho ...kana ari ma tickets totenga haaa mari inemiedzo.
Muchireva hospital idzo dzekuZim hre dzizere huwori idzi🤦♀️🤦♀️
@@cathrinemarwendo7654 ku India kwacho or anywhere kwa service provider wacho.
😭😭😭 Rip Ruth asi vanhu vakadya ma donations ako kt uyende kunorapwa unovaziva Ruth take take navo nemu mvura mese
Very sorry Ruth RIP😭😭😭😭😭😭😭
RIP Rue .since mari isina kushanda ngavadzose havo ibatsirewo vamwe
Why people are so heartless 💔 😢kuchiva mari yaifanira kurapisa mwana, may your soul rest in peace 🙏
So sad, zorora naKristu mwanasikana, mai vako ndivo vakaita ruchiva vakafuririka nekuda kwevanhu vaivafurira zvisinei mai Ruth kana paine akakuti usarapise mwana marwadzo acho uchaawona mudikani, kutadza kumira mira kumwana wako mumwechete zai regondo tisadaro, wakakoniwa mai Ruth, kutadza kutsanangura kuti mari irikufamba sei or yakafamba sei or inaani vaskana tisadaro, 😢😢😢💔💔💔
Hiii Mwari vamuzorodza zvake sazita wangu .Rest in peace😭😭😭
Shame zvakaoma Shuwa tinotenda nevose vakatambanudza maoko zvinonyadzisa kune vakatora mari yaRuth
🎉Each man should give what he has decided in his heart to give, not reluctantly or under compulsion, for God loves a cheerful give🎉
Eish haaaa zvakaoma hazvo
Rest in peace Ruth
Ruth wandirwadza shuwa ...ndarwadziwa rest in peace ,
Vakadya mari yaRuth vese ngasungwe rip😭😭😭😭😭
Rest in peace my sister
Mai vako vakakuitira hutsinye,zorora murugare Ruth
Rest in peace Ruth 🙏🏽
Sad rest ini peace
May her soul rest in peace
Aaah 😢 may her soul rest in peace
Shame Ruth rest in peace
Ndasungwe vanhu ivavo mai vacho itsotsi
So sad,Rest in peace Ruth
Mai Ruth🚮 chii chakosha Mari neupenyu hwemwana wenyu
Shame rest in peace
Mmmm rest in peace ruth😢
RIP sis until we meet again
Mai va Ruth zvenyu zvaita nechikwata chenyu , manje garo zivayi kuti hamuna Peace na Ruth she's coming back to you one by one, you are going to regret zvamakaita
Rest well sazita 😭😭😭💔💔💔
Uuuuuuuum veduwee ndarwadziwa 💔💔💔💔💔RIP mwanangu
😢😢😢rest in peace Ruth
Sad rest in peace Ruth
Ndarwadziwa veduwe rest in peace 😢😢😢heartbreak
Rest in peace Ruth zvoradza
Yoooo rest in peace 😭😭😭😭
Shame zvinorwadza Rest in peace Ruth
Eish ndarwadziwa rip Ruth😭
😢😢😢😢😢 zvinorwadza kutanga kuitwa kwemashura evanhu zvakaoma
Rest in peace Ruth eish Mwari vakuzorodza inzira yedu tese
Rip Ruth
RIP Ruth 😢
Sorry RIP Ruth
So sad😢
Ummmm ndarwadziwa 💔💔💔rip Ruth😢
Very sorry
RIP Ruth😢😢😢😢😢😢😢😢
Rest in peace Ruth vakadya mari mwari ngavenemi
Uuummm shame rest ini pease my sister wooo ndarwadziwa pakashanda chitsotsi
Rest in peace sister
So Sad so vakakoshesa mari kukunda munhu. Zvakaoma.
Aaaaa sorry my sister r I p
😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔
Rip Rue
Rest in peace Ruth ona zvekuita ne vanhu vakakutadzisa kunorapwa
Very sad
May her soul rest in peace
Kune vakadya Mari yekurapisa Ruth hokoyoi nechipoko chake iye ndinoshuvira kti dai vasungwa vose havo Ivo mafriends acho neuya wekutengesa mota ngavasungwe plz guys dzifambirei nyaya dzemari❤😂😂
So sad
Rip
Kune vakadya mari tinoti sorry kwa sorry
Zvakaoma Rest in peace
Rest in peace
Rip shame sorry
Zvinorwadza weduwe
Veduwe sure zvakaoma vana vezimbabwe. Hiii veduwe ruth hako nerugare
Marwadzo 😢
freeze the accounts of those people who received money vari heartless dai vakamienfesa money wasn't there's
Aaa veduwe 😭😭😭
Sekuona kwangu chero mai vake vanoziva mafambiro akaita mari.Matsengero avaiita mkanwa
Shame oooh
Mari ndisatan zveshuwa
Vanhu vanga Garibaldi mari kusvikira munhu afa apa imari yake. yekuti abatsirike
zvakaoma hazvo rest in peace
Shame and ndabatikana shame vakatadzireiko kuendesa mwana iyeye
go well girl u finished yo race tinoteera inguva chete
Izvi akazvitaura kare kare
Ashaya zvariinhi futi nhaimi sheem anga arwadziwa mwana iye ayi
Zorora hako murugare Ruth mudikani
Mai va Ruth imbwa yamai chaiyo
Mbava idzodzoka karma is caming for you
Shame mwari tambirai mweya wake uzorore murugare
Mai vacho vakazvitaura kuti situation yaari haizi kuchaita
Mwari amuzorodze murugare. Vakadya zvichavawanawo chete
Zvinorwadza apa achitenda nemoyo wake wose apa matofo akamira nedivi kutomuita benzi hanzi ngaafe vachikanganwa kuti inzira yedu tose apa naiyewo aitova neshuviro yekurarama asi shamwari ne hama dzakafarira mari kudarika munhu zvakafanana nevaurayi ngavapinde mujere vaurayi vachazviitira mumwe futi
Ngaateere vese vakadya mari yake yaakabatsirwa nayo then after ozorora murugare
Zvakaoma
Rlp
Mai vaRuth vhurayi mabizness nemari yaRuth yamakaba hamuna moyo wekubereka dai marohwa neshamu yakaoma
Usadaro vanzwa madoctor anenge atovaudza kuti haachatarame may be mari yacho iripo
Kwatove kuromba
@@amandafish3022 zveutano zvoda kunzwisisa
Mari ngaidzoserwe mune vanhu vakawanda varikurwara munyika
😢😢😢Rest well my dear.
Mwana uyu i see kut vabereki vake vakaudzwa kut mwana uyu hapachina ,kut vachamuudza kana kutaura kupublic zvaisaita
ED and cabal vachitamnisa mari vasingagadziri zvipatara
Mhsrip
I think avo vaiva step mother mai vaya
Mhsriep
Zvakaoma hazvo
Nematambudziko
Rest in peace Ruth😂😂😂😂😂
Rest in peace Ruth😢😭😭😭
very sorry RIP mwana wamai till we meet again
May her soul rest in peace
Rip Ruth😭😭😭😭😭
Rest in peace Ruth