Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mai Vhayi mukwane manzwa ,prangadhayi license kudiiko 😂😂😂😂
Aah kana ndakuenda buhera handichapfuuri bocha ndotogarira ikoko zvangu. Aiwa kunonakidza 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 kuchiri kuseni for prangadai license kkkk.isa mufaro
😂😂😂😂😂😂Prangadai licence, Bocha to the world🌍mai Chihwa vakudzikamisai 🎉🎉🎉❤❤❤
Kubocha kunonakidza ndati
Kkkkk mai vee
😂😂😂😂😂😂Mama Vee you’re the best thing that ever happened to us as Zimbabweans. God bless you❤️☺️
.ndakufunga kutengesa wheelchair ya sekuru vangu.kuti ndigare ndiri online🤣😂🤣😂🤣😂😂😂😂😂😂
Vana amwene vane nhamo ndati😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Prangadai maikuru mai Chihwa 😂😂😂😂😂Mufaro kwamuri diko
Mai veee only socialite yye Zimbabwe isigatukane nevamwe masocialites
Kkkk aimbotuka asi
@@tatendafaithmasarira9044 aitozotuka adenhwa bvatosiyana nazvo vanhu ndovaimudenha kkkkkk sa tatelious
Mweya wapotsa😂😂😂Mufaro hapachina ka
Ndakwanisa kuseka chete song manyama😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤
You killed me mama Vhai😂😂😂
Mai chihwa to the world kkkkkkk varamba kudyirwa ngeanhu anonyepa😂😂
But all l wish is for all the Zim socialites to be like you mamaVeee munhu asineyi nemumww munhumaiVee vanongofunga kuita skit cheteche kwete zvehondo nemakuwa wish to meet you in person oneday Adimaya❤😊
True dat... I once saw him from a distant yoo i was happy and screamed mama Veeeeeee and boom he responded
Chihwa kaa waendepi mufaro zvoyenda here mama vee madrink Ayo atoenda naChihwa
Ko vapstora vakafa here zvomoti vasaterera nyaya dzevapenyu😂😂😂😂😂😂
Mhamha vee ngoni dzinotiza munoziva😂😂😂😂😂😂😂Makudzinga vapostori futi, 😂😂😂😂😂Drink raenda manje
Mai vhai kaa usadaro iwe ndiwe waisa Bocha on top zvino kuzonwa pakirawa idzo ndimi wagugula kupi
Kkkkkkkkkkkkk bocha rine power
❤❤❤😂😂😂😂 handina chokutaura 😅😅😅😅
😂😂😂😂 ,😂😂😂😂vanhu wee ndakuvara nekuseka❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Dzapera ka ngoni kuti hwaaaaaaa .. munatanga mabvunza ndiani wamauya naye muzowana kuita prangadai license
😂😂😂😂😂😂😂 haaa team iri rondigonera shame ndokudai mhaniii ❤❤❤❤❤❤
😂😂😂😂😂prangadai license 😂
😂😂😂😂😂Mai Chihwa ka ndimwi amwene acho anzi dhiringi iri arimwiwe neanhu anonyepa
Handidi kupiringishwa kkkkk iyo face 😂
😂😂😂😂ko.yakutomwiwa vanu varipa church.rakaongororwa
😂😂😂😂😂😂admire ka kwana❤❤❤
Mama vee pandimi apo ko kutaura kuhaka kwatanga nguwai kkk😂😂😂😂😂
Admire you’re talented keep it up
Mama Vee yu are the best
😂😂😂😂😂😂 ende futi. U hv spoiled everything nekunyepa
😂😂😂😂😂haa Mama Vee unondipedza
😂😂😂ndodawo vane ndebvu kkkkk Bocha power kkkkkk.
Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂iiiiiiiiiiiiiiii veduweeee kaaaaakkkkkkkkkkkkkk l can't stop laughing
Mama vee
😂😂😂😂 ndinoda vanendebvu nditaure nawo yoweee🎉,MaChihwa kuteerera ......handidi kupiringishwa 😂😂😂😂PRANGADAI SIVAMAINDER...........Hamai vai neteam rese munogona sivadainence stroner😂😂😂😂😂😂😂😂😂.Siva guidance mufaro hapachina Mai Chingwa,hambai ngedrink.Maruva enyu Ayo team🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂
Zvaendwa kkkkk drink mabhisvo gone 😅😅😅😅😅chiprofita went rong kkkkkkkk
Isa mufaro kwamuriiiiii!!!!❤️
😂😂😂😂Admire kkkkk
Amwene handivo ba 😂😂😂😂😂😂😂 vamananga
Ndoda vane ndebvu nditaure navo 😂😂😂😂
Pane kandimi kenyadzi karohwa palast minute madzimai vachibuda kirawa kkkk
Nhai mai chihwa zvomotakura dhiringi kkkkk
Kkkkkkkkkk mama Vee indimi hwai idzodxo prangadai license hedzo dzakurasisai drink raenda harimwiwi ane vanonyeba kkkkkkkkk
🏃➡️🏃➡️🏃➡️🏃➡️😂😂😂ndakananga kubocha
😂😂😂😂😂😂😂haayaa makaoma guys😂😂😂😂
😂😂😂😂Mai vee ka, munondiitira hangu
Ndiyo nguo yacho here mai vee
Ini ndinoda vanendebvu, nditaure navo nditaure navo. Pranka di license 😂😂😂😂
I think maichihwa ndoo amwene😢😂😂😂
😂😂😂kunamata kwacho ngakugare
Mai sauti waita kubata muchiunukaaa😅😅😅😅😅😅
Prangadai guidance toner, drink radzokera. Bhooo here madzimai mai Vee😅
Mama Vee ka.. asazi😂😂😂
Nceèe😂😂😂😂😂mutoridambùdziko mai vhai
Is the interpreter necessary since mese murikutaura neshona plus ndimi dzenyu Mhamha Vee dziri pamberi 😂😂😂😂
Ndozvinoitwa kupostori deae
Isa mufaro❤...munondiitira mai vee
Imikawaa😂😂😂😂 muchatiuraya nekuseka imi team bocha
Kkkkkkkkkkkk haaaa Admire huye bodo , Titende in mbuya aPiyasoni’s voice , kweeeeeeeeeeee
😂😂😂😂madzimai ava sarendi 😅😅😅😅😅yhooo
Ndakutanga kuita nezvenyu guys from masvingo
😂😂😂😂😂Prangadai licence
Ndiri kukunyarira mama Vee 😅😅😅😅😅
Ndimi kuseri kwekuseri kkkkkk
Isai mufaro,😂😂😂hapachina mufaro
But pafair admire ndiwe one munhu akadzidzisa vamwe kuita macolabo, Mai Vhai to the fullest
😂😂Bocha hookoyo apa kwazara varoyi 😅
Prophetess mai vee 😅😅😅😅😅😅
Mufaro kwamuri kkkkkk😂
Mufaro kwamuri😂😂😂😂
Musaterere nyaya dzevapenyuu hahaha😂
Kkkk mweya waPrangadai wapotsa
Mhosva ..Mhosva ..Mhosva kaaaaa how many time did I call u 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ndimi mune yese😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 I dieded a die
Madhakwisa zvinhu😂Mama vee
Ko mai Chihwa handbag haiiswe pasi chero pa krawa😂
Pidigu dhiii haaaa mama Vee kuseri
😂😂😂😂 but mama vheee uri basa chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂you guys so 🙌
Mma Vee muchatidzingisa basa imi😂
Bocha bocha bocha ndati boooochaa😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mai vee
😂😂😂😂😂 manje drink raenda
You won't disappoint woooo 😅😅😅😅😅morning team
😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅chichakadaro
Kkkk tsanangudzo ndatenda hangu prangadai license
Drink harimwiwi nevanhu vanonyepa 😂😂
Team iri ka makes happy oooh
Hahaha pidigudhii nekuseka ndafa
Vanhu 😂😂😂vanonakidza
😂😂😂😂😂😂mama vee
Mmmmmmm mai vhai ka😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ndimi to the fullest
😂.😂😂😂😂😂😂Team ndorida iri
Ndaswera ndakungoimba ndinoda vane ndebvu
Mama vhee😂😂😂😂😂
Kkkkkkk hende futi😂😂
Kkkkll Mai vee I love you my guy ❤
Mai Vhayi mukwane manzwa ,prangadhayi license kudiiko 😂😂😂😂
Aah kana ndakuenda buhera handichapfuuri bocha ndotogarira ikoko zvangu. Aiwa kunonakidza 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 kuchiri kuseni for prangadai license kkkk.isa mufaro
😂😂😂😂😂😂Prangadai licence, Bocha to the world🌍mai Chihwa vakudzikamisai 🎉🎉🎉❤❤❤
Kubocha kunonakidza ndati
Kkkkk mai vee
😂😂😂😂😂😂Mama Vee you’re the best thing that ever happened to us as Zimbabweans. God bless you❤️☺️
.ndakufunga kutengesa wheelchair ya sekuru vangu.kuti ndigare ndiri online🤣😂🤣😂🤣😂😂😂😂😂😂
Vana amwene vane nhamo ndati😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Prangadai maikuru mai Chihwa 😂😂😂😂😂Mufaro kwamuri diko
Mai veee only socialite yye Zimbabwe isigatukane nevamwe masocialites
Kkkk aimbotuka asi
@@tatendafaithmasarira9044 aitozotuka adenhwa bvatosiyana nazvo vanhu ndovaimudenha kkkkkk sa tatelious
Mweya wapotsa😂😂😂
Mufaro hapachina ka
Ndakwanisa kuseka chete song manyama😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤
You killed me mama Vhai😂😂😂
Mai chihwa to the world kkkkkkk varamba kudyirwa ngeanhu anonyepa😂😂
But all l wish is for all the Zim socialites to be like you mamaVeee munhu asineyi nemumww munhumaiVee vanongofunga kuita skit cheteche kwete zvehondo nemakuwa wish to meet you in person oneday Adimaya❤😊
True dat... I once saw him from a distant yoo i was happy and screamed mama Veeeeeee and boom he responded
Chihwa kaa waendepi mufaro zvoyenda here mama vee madrink Ayo atoenda naChihwa
Ko vapstora vakafa here zvomoti vasaterera nyaya dzevapenyu😂😂😂😂😂😂
Mhamha vee ngoni dzinotiza munoziva😂😂😂😂😂😂😂
Makudzinga vapostori futi, 😂😂😂😂😂
Drink raenda manje
Mai vhai kaa usadaro iwe ndiwe waisa Bocha on top zvino kuzonwa pakirawa idzo ndimi wagugula kupi
Kkkkkkkkkkkkk bocha rine power
❤❤❤😂😂😂😂 handina chokutaura 😅😅😅😅
😂😂😂😂 ,😂😂😂😂vanhu wee ndakuvara nekuseka❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Dzapera ka ngoni kuti hwaaaaaaa .. munatanga mabvunza ndiani wamauya naye muzowana kuita prangadai license
😂😂😂😂😂😂😂 haaa team iri rondigonera shame ndokudai mhaniii ❤❤❤❤❤❤
😂😂😂😂😂prangadai license 😂
😂😂😂😂😂Mai Chihwa ka ndimwi amwene acho anzi dhiringi iri arimwiwe neanhu anonyepa
Handidi kupiringishwa kkkkk iyo face 😂
😂😂😂😂ko.yakutomwiwa vanu varipa church.rakaongororwa
😂😂😂😂😂😂admire ka kwana❤❤❤
Mama vee pandimi apo ko kutaura kuhaka kwatanga nguwai kkk😂😂😂😂😂
Admire you’re talented keep it up
Mama Vee yu are the best
😂😂😂😂😂😂 ende futi. U hv spoiled everything nekunyepa
😂😂😂😂😂haa Mama Vee unondipedza
😂😂😂ndodawo vane ndebvu kkkkk Bocha power kkkkkk.
Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂iiiiiiiiiiiiiiii veduweeee kaaaaakkkkkkkkkkkkkk l can't stop laughing
Mama vee
😂😂😂😂 ndinoda vanendebvu nditaure nawo yoweee🎉,MaChihwa kuteerera ......handidi kupiringishwa 😂😂😂😂PRANGADAI SIVAMAINDER...........Hamai vai neteam rese munogona sivadainence stroner😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
Siva guidance mufaro hapachina Mai Chingwa,hambai ngedrink.Maruva enyu Ayo team🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂
Zvaendwa kkkkk drink mabhisvo gone 😅😅😅😅😅chiprofita went rong kkkkkkkk
Isa mufaro kwamuriiiiii!!!!❤️
😂😂😂😂Admire kkkkk
Amwene handivo ba 😂😂😂😂😂😂😂 vamananga
Ndoda vane ndebvu nditaure navo 😂😂😂😂
Pane kandimi kenyadzi karohwa palast minute madzimai vachibuda kirawa kkkk
Nhai mai chihwa zvomotakura dhiringi kkkkk
Kkkkkkkkkk mama Vee indimi hwai idzodxo prangadai license hedzo dzakurasisai drink raenda harimwiwi ane vanonyeba kkkkkkkkk
🏃➡️🏃➡️🏃➡️🏃➡️😂😂😂ndakananga kubocha
😂😂😂😂😂😂😂haayaa makaoma guys😂😂😂😂
😂😂😂😂Mai vee ka, munondiitira hangu
Ndiyo nguo yacho here mai vee
Ini ndinoda vanendebvu, nditaure navo nditaure navo. Pranka di license 😂😂😂😂
I think maichihwa ndoo amwene😢😂😂😂
😂😂😂kunamata kwacho ngakugare
Mai sauti waita kubata muchiunukaaa😅😅😅😅😅😅
Prangadai guidance toner, drink radzokera. Bhooo here madzimai mai Vee😅
Mama Vee ka.. asazi😂😂😂
Nceèe😂😂😂😂😂mutoridambùdziko mai vhai
Is the interpreter necessary since mese murikutaura neshona plus ndimi dzenyu Mhamha Vee dziri pamberi 😂😂😂😂
Ndozvinoitwa kupostori deae
Isa mufaro❤...munondiitira mai vee
Imikawaa😂😂😂😂 muchatiuraya nekuseka imi team bocha
Kkkkkkkkkkkk haaaa Admire huye bodo , Titende in mbuya aPiyasoni’s voice , kweeeeeeeeeeee
😂😂😂😂madzimai ava sarendi 😅😅😅😅😅yhooo
Ndakutanga kuita nezvenyu guys from masvingo
😂😂😂😂😂Prangadai licence
Ndiri kukunyarira mama Vee 😅😅😅😅😅
Ndimi kuseri kwekuseri kkkkkk
Isai mufaro,😂😂😂hapachina mufaro
But pafair admire ndiwe one munhu akadzidzisa vamwe kuita macolabo, Mai Vhai to the fullest
😂😂Bocha hookoyo apa kwazara varoyi 😅
Prophetess mai vee 😅😅😅😅😅😅
Mufaro kwamuri kkkkkk😂
Mufaro kwamuri😂😂😂😂
Musaterere nyaya dzevapenyuu hahaha😂
Kkkk mweya waPrangadai wapotsa
Mhosva ..Mhosva ..Mhosva kaaaaa how many time did I call u 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ndimi mune yese😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 I dieded a die
Madhakwisa zvinhu😂Mama vee
Ko mai Chihwa handbag haiiswe pasi chero pa krawa😂
Pidigu dhiii haaaa mama Vee kuseri
😂😂😂😂 but mama vheee uri basa chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂you guys so 🙌
Mma Vee muchatidzingisa basa imi😂
Bocha bocha bocha ndati boooochaa😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mai vee
😂😂😂😂😂 manje drink raenda
You won't disappoint woooo 😅😅😅😅😅morning team
😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅chichakadaro
Kkkk tsanangudzo ndatenda hangu prangadai license
Drink harimwiwi nevanhu vanonyepa 😂😂
Team iri ka makes happy oooh
Hahaha pidigudhii nekuseka ndafa
Vanhu 😂😂😂vanonakidza
😂😂😂😂😂😂mama vee
Mmmmmmm mai vhai ka😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ndimi to the fullest
😂.😂😂😂😂😂😂
Team ndorida iri
Ndaswera ndakungoimba ndinoda vane ndebvu
Mama vhee😂😂😂😂😂
Kkkkkkk hende futi😂😂
Kkkkll Mai vee I love you my guy ❤