World over ma programmes pa tv or RUclips varikungoita ma adverts. Just skip the adverts zvinotofaya.Thats why pationoona TV even bhora nguva yema adverts ndiyo yekuenda kutoilet nekunotora food or drink 😂
The reason why we don't actually listen to our own pipo is because of lying . Misleading titles ,inini hangu hai Ava ndavakundikana vamuti tete Tilda. .Nyaya yaIshmael yatainga tichainzwa nguvai kana totonzwa nyaya dzekugeza .Beta tione maNigerian movie ekunyepa
Tete Tilda we respect you as you can see kut trima fun's enyu asi musapote muchitipedzera data nenyaya dzisinei nesu mabatirwq banga here kunyora musoro wenyaya muchitipq nyaya isiriiwo kana muchifunga fungai manyorerei musoro wenyaya muchiziva kut ahisi nonsense
Ko Tilder wakazorega riinhi kutengesa ma spiritual spectacles aya aana Freddy naMasango wawai advertiser pa radio? Ko iwewe Tilder nyaya yekwaMarange hauna kumboinzwawo here yevasikana vanoroorwa vari under age.
@@lenso3757 vakagona vanhu vaitobiirwa mari vachifunga kuti ichokwadi. The way Zimbabweans are foolish nekuteera zvese zvese vaitongoramba vaxhirohwa mari
The advertising method doesn't observe the ethics of journalism.Advert re personal arrangements moisa headline to draw attention.Ini hangu I will sue.These things don't mix!!!You are becoming a shame to journalism.
When meeting a dog for the 1st time don't go above it it's more like you're challenging it and it goes in defensive mode jus like human beings. Instead put a hand under it like below it's mouth and ignore direct contact like you're not bothering about it.
Next time try to consider that viewers and listeners are not stupid, don’t draw attention by putting a certain headline and then talking about something else, it doesn’t show any professionalism, it’s a shame
Data rinodhura pliz try kuita nyanya yawanyora kwete kutipedzera data nema solar tinoziva kwaanotengeswa
Duzvi rake ka million
😅😅😅😅😅😅😅
@@walterndlovu-l8mHezvo Hezvo Hezvo 😮
World over ma programmes pa tv or RUclips varikungoita ma adverts.
Just skip the adverts zvinotofaya.Thats why pationoona TV even bhora nguva yema adverts ndiyo yekuenda kutoilet nekunotora food or drink 😂
@@martinamukanya1200Regai ndite fast fowards
Pamba pa gogo pari smart. She's so clean
The reason why we don't actually listen to our own pipo is because of lying . Misleading titles ,inini hangu hai Ava ndavakundikana vamuti tete Tilda. .Nyaya yaIshmael yatainga tichainzwa nguvai kana totonzwa nyaya dzekugeza .Beta tione maNigerian movie ekunyepa
Kkkkkkkkkk chiregayi kudaroka 😃😃
Ini ndakavatadza kubva pekutanga chaipo
Tete Tilda we respect you as you can see kut trima fun's enyu asi musapote muchitipedzera data nenyaya dzisinei nesu mabatirwq banga here kunyora musoro wenyaya muchitipq nyaya isiriiwo kana muchifunga fungai manyorerei musoro wenyaya muchiziva kut ahisi nonsense
Dambudziko ndiroro rekuisa musoro wenyaya mombotanga mataura imwewo nyaya mozongotaura nyaya yacho zvishoma ko kungogara manyora misoro yenyaya mbiri nhai vatete Tilda
Imagine
Kkkk vanoziva kuti vakanyora zvemaSolar vanhu hava view
@@kudzaiczenda1884 ndosaka ndisisina nguva yekuteera zvinyaya zvavo coz zvinondimara shame.
Nguva yandikutambisa chiteerera zvisina chekuita nemuso wenyaya kunezvimwe zvinenge zvichida kuonekwa zvitori nemusoro uko
😂😂@@milanjameson4409
Taura hako dambudziko i hombe iroro unotovhiringika ka otombo dzokorora kuvenga musoro we nyaya
Madzimai Duduzile vachiriko here kuFarm nevamwe vese?
Yooohwee zvangu probability 99,9% vaibata vana chibharo madzibaba Ishmael 😢
22:40 ndipo pakutangira nyaya 😂
Gogo vari smart . Madzibaba ishu ngavasabuda kujeri
I like that borehole drilling how much is it
How much is the deposit for fathers day 2025
Ndokumbirawo number nice job
Hello do you in Zambia
Madzibaba ngavasungwe
Vose nevanotevera ngavasungwe
Regai makuzontengwa nepwere , heading nenyaya hazvisangani
Kuita vanhu mabenzi
Nyaya chaiyo starts 22:40
Hahahabthank you. Me going straight to 22:40
@@memoryd5233same here😂
Thanks😂😂😂😂
Thanks 😂😂
Yeah thanks i just go straight
Ini ndazvi farira gogo vane utsanana kwazvo❤
Gogo is very smart
Yaa ndoziva smart ndopainotangira God u bless u be smart yenyu
Ko nhai tete nyaya yababy Princess yakazodini vakazouya kuZim here vana john zvivi memukadzi wake
Havasati vauya
Ndosaka ndisingaone zvaTilder cz nyaya unoionera kumagumo kuma 22minutes chaiko😅
Nhai sekuru Masendeke vskazodii nembs yavo?
Mbuya vakashaika
❤❤❤❤❤❤❤❤
Gogo, smartness yenyu yakanyanya ~ is it in the blood or kanjani? ❤❤❤
Vocks ndiri kuuyawo kwaMurehwa pliz
Ishumairi wekunyabhira hre nyaya yacho yakamira seiko
Hello tetez and fam ❤❤❤❤
Ko Iko kuzonotaurira nyaya yamadzibaba kumba kwevanhu, dzimwe nyaya itirai kustudio
²nd kusvika🎉🎉🎉
Ichiri nyaya yemaDNA here kana yava yemasolar? How about kuisa yemasolar kwayo yega?
This is good
Excellent
Misleading g title
Ko Vidio zvaratopera update yaMadzibaba Ishu yacho ndisina kuihwa😮
22:40 that were the main story start.
Ko Tilder wakazorega riinhi kutengesa ma spiritual spectacles aya aana Freddy naMasango wawai advertiser pa radio? Ko iwewe Tilder nyaya yekwaMarange hauna kumboinzwawo here yevasikana vanoroorwa vari under age.
Govt yakaramba zvema prophet ne n'anga paRadio
@@lenso3757 vakagona vanhu vaitobiirwa mari vachifunga kuti ichokwadi. The way Zimbabweans are foolish nekuteera zvese zvese vaitongoramba vaxhirohwa mari
Tete KO nyaya yababie Princess yakapera sei akazovigwa here
Apa dai matoisa musoro wenyaya weSolar coz matibhowa Tete
Mandipedza 😃😃😃
Saka ma solar e vox ndea madzidza Ishmael here?😊
Haaaa nzeve dzangu dzakutorwadza nekumirira DNA results😢
KO update ya BA kudzi veku epwh nhayi tete vakazofiko
Gogo vari smart then voita accommodate 😂😂😂
The advertising method doesn't observe the ethics of journalism.Advert re personal arrangements moisa headline to draw attention.Ini hangu I will sue.These things don't mix!!!You are becoming a shame to journalism.
Zvinondibhowa sei.ndaivatevera chose but nyaya yezvima Advert iyi.nyaya inozotaurwa latter Xaa
Zvinondibhowa sei.ndaivatevera chose but nyaya yezvima Advert iyi.nyaya inozotaurwa latter Xaa
Click bait... 😅😅
It's embarrassing
Zvinobhowa mxiiii. Thats why I nolonger follow these stupid stories 🚮
Ndivo vanhu vari kubhadhara rent
Terrain akabva kuGIGloo here yane rimwe zita
When meeting a dog for the 1st time don't go above it it's more like you're challenging it and it goes in defensive mode jus like human beings. Instead put a hand under it like below it's mouth and ignore direct contact like you're not bothering about it.
@22:00 ndoparikutanga nyaya chaiyo 😂😂
Tilda rondedzero yake you deserve 0% that's off topic
Tete musasanganisa nyaya please
Amen
Fast fwd skip the garbage nyaya starts at 22:40. Ur welcome⚘️
As you can see mai nyathi 😅😅😅
Itai gagaga tete tinzwe
Kkkkkk gagaga
Gogo singisi
Gogo Sigi
Pane chimwe chitendero Chino hwandiswa handiziwi Kuti ndicho chete Chino bvumirwa kuroora vadiki hre Sisi tildah kubvunzawo
Smart gog o must have been anurse or teacher house smartyardsmart😂
Vox guy speaks very fast
He is poor
Tipeiwo contant yeSolar pliz anaTererai
Kuitisana uku, ndomadhodhi aya DNA result iripi 17 minutes in the video, ptuuu
How mch?
Taura zvako ini ndada solar mvura tawanayo
Ndombozvida here ini zvekunyeperwa nyaya isipo nxaaa
😂😂😂😂imajeni
Kkkkkk
Musawanzonyepa misoro yenyaya dzenyu
Tilda siyana namadzibaba ishamel wakabvira kare nawo enda kkwamarange uko
Haiwawo ngaadungwe. Varikutsemura vana apa vozovasya fut. Ngaasungwe
Mozambique mosvika here
Ingoitai fast forward at 23:17 to save data
Zvese zvinoda mariii
Tilda you are going to loose some respect.Your professionalism is going down by putting wrong title
Did you listen to the whole story?
Next time try to consider that viewers and listeners are not stupid, don’t draw attention by putting a certain headline and then talking about something else, it doesn’t show any professionalism, it’s a shame
Nhai kutiita matsaga kudaro
Kuisa bolehole imariii kusvika zvese zvapera
It depends $2000 kana muchida ndibatei
Ndioeiwo contact yenyu
Munhu ndeanoti gaaa panyaya kwete kumbotanga matitenderedza , tine zvakawanda zvekuita
Ko nyaya ishumairi yazodii zviya asi chii nhai chakadaro musazodaro Tete Tilder tangonzwa dze ma solar kupera
mmmm zvekuti imbwa bhoki zvandibhohwa,
Zvinokudzwa chose
Tilder wava kutijairira padata
This is more than advert, kuti pedzera data
1st pano
Stop misleading us veduwee....Nyorai headline yemaSolar🙄🙄🙄
😂😂😂😂
Tipeika contact
Ndibatei Iam cheaper
Marii@@mayvena5477
Yo hayi kunzima
In ndikuda # dza aunt avo
Tete Tilder matrouse chiregai zera renyu harichadi
😂😂😂😂
Ko kuisa musoro wenyaya usiwo kudiiko kuda kutivhiringa here
Headline yenyu bhoo here
Headline iyo .nezvir kuitwa zvemasolar ahhhhhhh
Be professional if u want to follow u not kutipedzera nguwa nenyaya isina basa
Unenge wazvigarira zvako
Apa marasika musoro wenyaya
Zimhazha
So motitambisira Data muchitanga kutaura zvisina bsa nonsense Tilder
Misleading
Hi auntie
Tionewo btry racho KT rakamira sei
210 us or
Ngaende kuna Gumbura uko
Gumbura handiti akafa kare hre
Inga tererai rave bhoziwero asimba
Ndazvionao shuwa
😅😅😅😅😅😅😅😅
Ishmael ngaaorere kujail
Hasi akabuda hre
@@TawandaMatongahaasati
musadakutijairira, data rinodhura iri
Uuuuuu zvakaoma sure
Kkkkkkkk haaa tiridhaaa
Endai nekumarange futi
Nosense