Pregnant mother imprisoned with 2-year-old gives birth in prison.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 ноя 2024

Комментарии • 56

  • @ClintJera
    @ClintJera 2 месяца назад +7

    Zimbabwe mnnnn how many times i can say Zimbabwe ndarwadziva ,ndanzwa misodzi paati mwana ayinzinema officer torai mwana kana vakadya Mwari ,,munhu vekusabhadhara bed uyo Mwari akuitire nyasha cz zvavakaisa mulife yevamwe vanhu sure

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 2 месяца назад +10

    Asiwo imi makatadza kusaenda kunoita community service yenyu dai musina kuenda kujeri

  • @TendaiMagunde-q1r
    @TendaiMagunde-q1r 2 месяца назад +3

    Crime was committed by confiscating property unlawfully although the couple was owed.
    However, the State through the presiding officer should have imposed a non custodial sentence

  • @vimbaimunyanyi
    @vimbaimunyanyi 2 месяца назад +3

    Mwari tibatsirei. Shame zvopisa tsitsi ko vana havapiwe space, so touching

  • @GalieCharidza
    @GalieCharidza 2 месяца назад +2

    Iro zimbavha rekutenga mubhedha iro uchafa uchitambura

  • @nicholasmapazire6743
    @nicholasmapazire6743 2 месяца назад +1

    So touching

  • @cc35506
    @cc35506 2 месяца назад +4

    Sad case though it was better dai vakangoita community service

  • @FelistersMuranga
    @FelistersMuranga 2 месяца назад +5

    Why vasingasungi vanhu vanemhosva chaidzo not zvimasmall small izvi

  • @dzidzaidzinotyiweyi7703
    @dzidzaidzinotyiweyi7703 2 месяца назад +1

    Jeri remuZimbabwe rinopindwa nevasivo 😢 ....umm

  • @TanahMaiTinhonho
    @TanahMaiTinhonho 2 месяца назад +4

    Hapana chinhu chinorwadza saamai kuona mwana wako achitambudzika😢😢 so sad

  • @TalentMatande
    @TalentMatande 2 месяца назад +3

    Zimbabwe uhori hwacho hwanyanya sure mungasungira munhu bad rake apa hushingi hwenyu imiwo police kutora munhu anenhumbu nemwana sure mwari pindirai

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 2 месяца назад

    So touching uyu munhu we bed God must punish u for the rest of yo life

  • @ClaraTapiwa
    @ClaraTapiwa 2 месяца назад +6

    Shame so sad.. vanemhosva chaidzo dzemashuwa varikungonzerereka panze.

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 месяца назад

    Zimbabwe marwadzo zvakaoma hazvo😢chero waka buda nekubatsirwa zvakana🙏

  • @tapsymhlanga4301
    @tapsymhlanga4301 2 месяца назад +5

    Nyika yedu ine vanhu vaneutsinye dai vakasunga murume chete

  • @valeriephiri999
    @valeriephiri999 2 месяца назад

    asi mwarii feel ur pain

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 месяца назад

    Uuu zvakaoma hazvo ivo ma judge enyu aya utsinye hwacho ungati havanawo vana

  • @CleoMarema
    @CleoMarema 2 месяца назад

    Zimbabwe kaaa😢😢😢😢

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 месяца назад

    So sad Zim chiko nhai

  • @sheillamujeri6979
    @sheillamujeri6979 2 месяца назад +1

    Chinyika ichi soo

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 месяца назад

    Mmmm Ko vana amai ve couple iyi vakadii kuuya kuzotora mzukuru mu jeri iiii mu nhamo nemudambudziko ndaingotora muzukuru wangu. Chero kacheche ndainotora yoooo

  • @PrudenceMasveta
    @PrudenceMasveta 2 месяца назад

    Zvakaoma veduwe

  • @Nunec
    @Nunec 2 месяца назад

    Makashaisha paku ignowa judgment. Dai makapeya and makaita community service

  • @priscillahchiromudzimu1632
    @priscillahchiromudzimu1632 2 месяца назад

    Saka tichiti ngatingwatirei zvatinoita ndiwe watadzirwa but ndiwe inopedzisira wapara mhosva

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 2 месяца назад

    Ko zvoindisa kujeri err izvozvo .apa munhu wechikwereti ndiye airamba .mhondi dzopihwa bail ko imi makanyanyotadzei

  • @Donald-un1sm
    @Donald-un1sm 2 месяца назад

    Yah Zimbabwe is hell military junta is cruel

  • @dhilleofficialzw
    @dhilleofficialzw 2 месяца назад

    Yea ma1 chaiwo

  • @LucyDudu
    @LucyDudu 2 месяца назад

    Shame vapari vemhosva huru havasi kana kumbogara mujeri kwe 4 mnths

  • @geraldkaporoma374
    @geraldkaporoma374 2 месяца назад +1

    Varikuside kupi shame ndarwadziwa hangu ndine hembe dzemwana musikana

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 месяца назад

      Aisa 4n number pa screen

    • @SinnieChimz
      @SinnieChimz 2 месяца назад +2

      Area 16 Dangamvura ,Mutare

  • @lloydkingzhuwau4999
    @lloydkingzhuwau4999 2 месяца назад

    Zvakaoma hazvo munyika medu umu varipano izvozvi vachiona interview hazvivarwadze kana nekuti moyo havana asi Mwari haasi benzi pane shamhu yavo yakavamirira nemheni ⚡️⚡️

    • @mishecknkonzo4805
      @mishecknkonzo4805 2 месяца назад

      True karma is a bitch bro but we don't know if that bitch is beautiful

  • @FutureMunesi
    @FutureMunesi 2 месяца назад

    So pathetic 😢😢😢

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 месяца назад +1

    Shame zvakaoma hazvo chokwadi 💔

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 2 месяца назад

    Zvakaoma apa mari yenyu hamuna kupiwa, apa makusungwa ft

    • @chiyedzaMadondo
      @chiyedzaMadondo 2 месяца назад

      Mari vakaiwana.hanty vakatengesa foni

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 2 месяца назад

      @@chiyedzaMadondo saka vakazosungirwei??? Saka dai vasina kutevera chireti chavo hr ndomhosva yacho

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 2 месяца назад +1

    Zvakaoma hazvo kna usina mari unofira mujeri

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 месяца назад

    Mmm asi munhu uyo akatora bed re couple iyi akasabhadhara obvapo ovasungisa futi mmmmm mwari ave naye asi chando ziva chaunodyara ndochaunokohwa. Munhu iyeye achararama hupenyu hwakatukwa for life. 2 yr old mwana nemimba mmmm zvaida moyo unoregerera dai akango withdrawer case yacho vakataurirana.

  • @tonderaipkunaka4788
    @tonderaipkunaka4788 2 месяца назад

    Zvakaoma yhoo

  • @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
    @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko 2 месяца назад

    Ndarwadziwa

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh 2 месяца назад

    Shame mheni

  • @alcatelthree
    @alcatelthree 2 месяца назад +3

    Fon yagara imhosva pachayo dei vakatora bed ravo back

  • @FayRue
    @FayRue 2 месяца назад +2

    Tokumbirawo her details

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 месяца назад

      Iripo wani contact pa screen

  • @NomatterKabudura
    @NomatterKabudura 2 месяца назад

    Ummm Ndashaya chekutaura ini.Mwari pindirai.

  • @RumbidzaiChitongo
    @RumbidzaiChitongo 2 месяца назад

    Mujeri makawoma veduwee kwakuzoti nemwana shame sorry hako dea 😢😭

  • @geraldkaporoma374
    @geraldkaporoma374 2 месяца назад +3

    Hapana ane number dzepaap here

    • @loycethukamina1396
      @loycethukamina1396 2 месяца назад +2

      i know her, i can try to get her number

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 месяца назад

      Inga number aisa pa screen

    • @geraldkaporoma374
      @geraldkaporoma374 2 месяца назад

      @@loycethukamina1396 okae dea dzandawana hadzisi paap kufona nekwandiri kunodhura

  • @memorychitambo6616
    @memorychitambo6616 2 месяца назад +4

    Zvakaoma hazvo. Vanopara mhosva svinu varipanze