Chirara mwana wangu | Enda Kunorara | Let’s go to Sleep Shona Lullaby | Zimbabwean African Lullabies
HTML-код
- Опубликовано: 2 фев 2025
- Shona Baby Song:
Chirara
Chirara mwana wangu
Vara maziso (x2)
Vara maziso mwana wangu
Chirara (x2)
Chirara mwana wangu
Vara maziso (2)
Vara maziso xmwana wangu
Chirara (x2)
Chirara mwana wangu
Vara maziso (x2)
Vara
maziso mwana wangu
Mangwana izuva rimwe