Separate yoself from unbelievers | Evanglist Chrispen
HTML-код
- Опубликовано: 5 фев 2025
- 14 Musasungwa zvisina kufanira pajoko pamwe chete navasingatendi; nokuti kururama kungava novukama bweiko nokusarurama? Chiedza chingayanana seiko nerima?
15 Kristu unganzwana seiko naBeriari? Unotenda ungava nomugove weiko nousingatendi?
16 Tembere yaMwari ingatenderana seiko nezvifananidzo? Nokuti isu tiri tembere yaMwari mupenyu; Mwari sezvaakareva; achiti: Ndichagara mukati mavo, nokufamba mukati mavo; ndichava Mwari wavo, ivo vachava vanhu vangu.
Chokwadi ichi chinorwadza vazhinji but zviripachena hazvo kuzviramba dzingoriwo nharo zvadzo
IShoko raMwari
To separate yourself is to come out of any synagogue you are going to eg Roman Catholic or Methodist and come to the body of Christ that is to be baptized into the church. It is not to dissociate yourself from people physically.
I disagree with the title separate yourself from unbelievers. Is it not the sick who need a doctor? So why would the dr hide? He wouldnt, go spread the gospel. I cant understand the language the video is in so I can not comment on that part, maybe theres more to the video I can not understand.
read 2 Corinthians 6:14-18 you will understand the title and the Word
He is developing a cult