2 kgs of sadza, 2 kgs of relish, Zim's strongest man sits down for lunch... | ZTN Prime
HTML-код
- Опубликовано: 19 окт 2024
- 2 kgs of sadza, 2 kgs of relish, Zims strongest man sits down for lunch...
Find out more on tonight's edition of #NewsPlus at 20:00 HRS CAT on #ZTNPrime, #DStv294.
#GetThePicture #Zimbabwe
But dziMuchinda dzakagara nechepa left side Dzirikuti nechemumoyo eish ndisirewo SADZA 🤣🤣
Camera not on best position
True
Musataure zvimwe zvinhu kufadza vanhu h metro inozoda proof 😂😂😂😂😂
Saka ndiyo misuva yaanogura kumba kwake hr uye anodya akamira hr kumba kwake vaaanhu musanyepa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣aguda kudara uyu anga achinyepa kuti anopedza basa
Havana kuziva kt pachazodiwa humbowo kkkkkk
Aaaaaa ndiyani ane murume uyu Ari muhondo idi😂😂😂😂
Wonderful keep going brother u can make it ,bcz u are Zimbabwean doesn't mean u can't do it ko vanozviita vakazvigona seyi
Ndi Manager here uyo. He looks worried or maybe hungry. I wonder if he is married.
Ehe manager akagara ku left side 😢 ARIKUTOTI EISH NDISIIREWO SADZA shaa!🤣🤣
@@JoemanMthethwa-ou4od haha so true. Ko kutozoita nyaya all week.
Plus kudya wakaunganirwa kunoda hre
🙌🏿he is a beast 🤣
AHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHHH do I like zimbabwe food?
We must encourage him..out there ppl are making mari nezvehu strong man izvi..manje ma zimba hameno mweya watinawo sooo😂
His digging himself an early grave 😢
😂😂😂😂
Asi munhu afunga kumutengera good Mwari avenaye
Bcz muzimba dai arimu rungu kana kuti mu American ndopamaitenda vanhu vatema soo makaoma hamugoni kusimudzirana kungofunga zvakadhakwa always
@@TakudzwaChivaura haaa variko ma bodybuilders but vanodya zvine musoro kwete mupengo uyu .l don't look at colour or race plz.
I can't the sadza
Ende ainakirwa😢
Wow❤
Kupenga kana cy chiiko.
Misuvanzombe kkkkk
Musuva rudzii uyo. This is madness
😂😊
Bamthakatha lo .
😮
kuda kudheerera sadza rinokuwachisa
Kkkkkk vakomana haaa kusimba kwacho ngakuokone aaaaa
This guy wasted a lot of people’s time for sure
In europe strong men take in protein not masadza aya....
This is madness
You are very shallow ndashiawa ndokubetsera sei...
Actually they take in both a lot of carbs a lot of protein and even fats check even mavideo aana brian shaw. They probably eat more than this dude
Inga wati Europe wani 😂 uyu ari in zim
@@regismubayiwa6457very true
Ane huro yakasimba iwo mazinusuva mupengo iwayo
Ndezve mushonga
Iyo iMhitsa😂😂😂
Dzoshandepi kkkkk
Haaapedze 2kgs ye sadza uyo ngaasanyepere vanhu
😂😂😂😂 true that
Haaaa ma V11 mahombe
Nezhara ikuZim apa vanhu vakayeva
Ko kungogura musuwa uri normal wopedza hako 2kg yako zvakanaka
Mazisovanzombe
Hanzi atadza kupedza apotsa afa uyo
Uuuum iwe ndamuona live adya akapedza sadza 2kg
Achaurayiwa ne appetite yake munhu uyu that's not good
😂😂😂saka zvozodii,
Shumba ye upfu.....
Ha muhombe
🤣🤣🤣🤣
Mmmm this is not healthy....
Following this rubbish kaaa. Kunyepa chaiko
Ana tula mudumbu..
UKUDYIRWA NEMA WORMS🪱🪱🪱🪱🪱