Mai avo zvanotaura zvokuti kunogara njuzi hakudyiwi hakutauri hazvisizvo asi dai vati zvinosiya siyana nokuti vakawanda vakabvako vanotsanangura kuti vanoti kunotodyiwa sadza tingati hazvifanani takanzwa musikana uya wekwa rusape akayenda na tete vake wakati akandopiwa kuna King wenjuzi na Queen tete vake ndivo vainge vagara vachienda kumusha wenjuzu Tete ndivo vakazotumwa na King kuti vamutsvakire musikana akana waidiwa na King we njuzu Tete vakaita sekudaro iye musikana uyu wakati ikoko kunotove nevamwe vasikana asi akati haana kumboona vakomana ikoko asi iye anebasa raamapiwa sika
Opening graphics are poor and offensive. Imagine trying to relate cultural knowledge and practices using the stereotypical Hollywood horror movie style interpretation of African culture. It gives a bad vibe from the onset. Very off putting. The rest of the program was actually very interesting. Gadzirisayi those graphics …. If you need ideas bvunzayi vamwe. Simple mbira music with a background of our ancient sites or Victoria Falls would have been better.

Yaaaa iyi nhava episode ine something interesting for sure.
Opening graphics are poor and offensive. Imagine trying to relate cultural knowledge and practices using the stereotypical Hollywood horror movie style interpretation of African culture. It gives a bad vibe from the onset. Very off putting. The rest of the program was actually very interesting. Gadzirisayi those graphics …. If you need ideas bvunzayi vamwe. Simple mbira music with a background of our ancient sites or Victoria Falls would have been better.
I was about to say the same! These graphics perpetuate the notion that Zimbabwean tradition is unclean and demonic
True
Very very true its also demonising ATR in its graphics
Besides the opening graphics the program is good...
Thanks for the English subtitles
Ko cei musingade light
Uuum zviriko here izviiiiiiii
Mmmm matangiro anotyisa
Munongo kwata kwata
Kushota rumamiso uku
@@simbarashemukanya3347 mapedza
Plizzz dont judge pple about their skins never judge a person
😊😊
❤❤❤❤❤❤
Tyra uyu. Can you send links? Because this is an interesting individual
True
Please can I have the lady in white's contact details.
Matuzvi chaiwo chimask icho kutya Covid here if you have powers why not defend yourself against viruses which tells me it's pure nonsense
I mean the lady with white clothes it seems she is using lighting cream eeeeeee hummmmm sorry 🙄
ko zvine basa reiko zvekuzora lighting cream yacho is there anything wrong with that
Zvine basa here, besides she's not bleaching you look at the knuckles
@@kwarummond77 so you mean you don't know that these lighting creams damages skin?🤔
Don't judge pples skins ,never judge a person
I am sorry to say that, this lady is using skin lighting. 🤦♀️