KUTI TIITE BONDE TOTONETSANA APA NHENGO YAKE HAIMIRE NDIRI KUPIKA JERI HURUMENDE ISINGAZIVE VACHEMA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 11 июл 2024
  • #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnews #harmonize #zimfocus

Комментарии • 138

  • @Zimquiktv
    @Zimquiktv  6 дней назад +1

    Follow the Zimquik Television Official channel on WhatsApp: whatsapp.com/channel/0029VagSOLh7IUYPbUKdPy22

  • @mimmssamuriwo5958
    @mimmssamuriwo5958 Месяц назад +9

    Ndakutopika jeri Hurumende isingazive😂😂😂😂

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda Месяц назад

      😂😂😂Chandi spaker icho wena kkkkk

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos8475 Месяц назад +14

    Kuiswa pabarika ,kunoita munhu abude Ave muroi , mainini hapana marriage apa.

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa Месяц назад +7

    Chief Nyamaropa is maturing with age,mazuva ekutanga vaiwanza hasha,haaaa waishaudhwa ukada kuvatambisira nguva

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo Месяц назад

      Kkkkk it depends nenyaya dzotuka kana dzagumbuka but he is good havo

  • @taponeswatmukorombindo8074
    @taponeswatmukorombindo8074 Месяц назад +7

    first time kuona second wife achitambura kkkkkk keep it up gulez

  • @emmanuelwashaya3388
    @emmanuelwashaya3388 Месяц назад +20

    CHIEF UYU ANOGONA BASA ANOFANIRA KUITA MAGISTRATE

  • @thelbabie7703
    @thelbabie7703 Месяц назад +17

    Munonyanya kuda varume vevanhu 😂

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Месяц назад +6

    Hanzi naadzimayi vacho "baba ava they are too clever". Chirungu chinonetsa chokwadi.

  • @UltimateRef
    @UltimateRef Месяц назад +5

    Mukadzi anozora plus shabini hapamire mushe plus kunwa doro haa murume atori nemoyo murefu😮

  • @kudzanayinyakuchena265
    @kudzanayinyakuchena265 Месяц назад +3

    ❤❤❤ Chief Nyamaropa to the fullest

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 Месяц назад +5

    Nyaya yese yamuri kutaura irikuita Kuti vanetsane inyaya yekuti mukadzi akazambazisa Mari ye business ndopane nyaya ipapo

  • @user-qt3wx8zh6i
    @user-qt3wx8zh6i Месяц назад +4

    Chief nyamaropa mune chipo chekutongz

  • @t.m1222
    @t.m1222 Месяц назад +2

    Kkkkk chingongowa *chinyukumukumbwi* jee repabarika. Murume uyo istupeti chaiyo, ndiye wekuti ita shabeen then kwaakuti handidi Doro mumba.

  • @EuniceMutasa
    @EuniceMutasa Месяц назад +2

    Hawasi baba vemukadzi ava vari kutarisa mwana kumeso achitaura zvebonde😅😅😅

  • @UltimateRef
    @UltimateRef Месяц назад +4

    Mambo voti shabini ngaiende mberi😮

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 Месяц назад +4

    Kana usina shave rehuroyi usaite mistake yekuenda pabarika

  • @GladysRumbidzo
    @GladysRumbidzo Месяц назад +5

    Mugabe ozosvika zvake oti baba hapana chenyu chiri kuwanikwa pamwana😅

  • @makuvise
    @makuvise Месяц назад +2

    Baba ava they are too clever chakauya nengarava sure

  • @user-lg6ff8th8b
    @user-lg6ff8th8b Месяц назад +7

    Iro ihure mukadzi Uyo chengeta mukadzi wako nevana

    • @jaycee533
      @jaycee533 15 дней назад

      Vane face rebhishu yenguva yaRhodes chaiyo . Zera ravo kuita mucheche munhu ane mukwasha

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Месяц назад +1

    Yes zvirikuoneka va Moyo, mzukuru wangu 😂😂😂

  • @user-le6ts3sc6k
    @user-le6ts3sc6k Месяц назад +1

    Yooooooo Nyamasvisva 😂😂 aaaaaaaaaah same watspp gurupu naa baba nhingiiiiiiiiiiiiii yoooooo zviriko futi havagoni barika vanhu ava

    • @HazelKasinamunda
      @HazelKasinamunda Месяц назад

      😂😂😂😂say that loud

    • @user-le6ts3sc6k
      @user-le6ts3sc6k Месяц назад

      @@HazelKasinamunda ndakasangana nazvo hama 😂😂😂😂

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa Месяц назад +1

    Barika rinoda murume akasimba pa homwe , pa mweya zvese ne pa nyama

  • @TheWatcher11119
    @TheWatcher11119 Месяц назад

    True example of kuzvitsagira ma problems, ko kungogara nemukadzi wako one

  • @user-hx3xo8ju1b
    @user-hx3xo8ju1b Месяц назад +2

    Mambo mune huchenjeri hwaMambo Solomon

  • @jaycee533
    @jaycee533 15 дней назад

    Varikutengesa doro nemunhu mushabhini 😂😂😂😂

  • @MattyMazuru
    @MattyMazuru Месяц назад +1

    Nhai smally inge ma red flags wakamaona wani usati wane mwana wakadii kubva wasiya hapana imba apa

  • @fortunefortune6608
    @fortunefortune6608 26 дней назад

    Ndokuti mupfidze kudanana nevarume vevanhu. Pikai jeri rekuzvi pinza mega. Mai muitura mwana makanga mazwa mukadzi wake haagoni kubara here. Thoko.

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Месяц назад +2

    Gukez dzakapedzera murume,mari zvese ne bonde mainini hamuzvioni better musiye vaende kumba kwawo

  • @DorcasTambu
    @DorcasTambu Месяц назад +3

    Mambo manyama uku kunotonga munhu

  • @brownsugar2142
    @brownsugar2142 Месяц назад +1

    if pay is not enough, why two wives and more children..? this man needs to check his settings 😂

    • @lucymashinge
      @lucymashinge Месяц назад

      Chirungu chacho manje😂😂😂😂

  • @b1nice923
    @b1nice923 Месяц назад

    Nyamaropa anogona haanhotora zvise zvinotaurwa nemakurukota ake. Yes the husband must let the wife hustle.

  • @nomatterbolomatv5951
    @nomatterbolomatv5951 Месяц назад +2

    They are too clever nhai😂

    • @catherinemurambiwa4203
      @catherinemurambiwa4203 Месяц назад +1

      Kkkk ndafunga kuti ndini ndega ndazvinzwa

    • @mlamboz
      @mlamboz 29 дней назад

      Kkkk ehe good English kurespecter nechirungu ka kuti vakangwarisa

  • @darlingtonmusiyiwa4137
    @darlingtonmusiyiwa4137 13 дней назад

    Mambo vachigadzirisa panonetsa

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Месяц назад

    KKKKKK murume ane guhwa barika haagone ari kukushandisa se pain killer yet iwe usina kwekutizira

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 28 дней назад

    They are too clever kkkkkk mean vaNyamasvisva kkkkkkk

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri Месяц назад

    Zveshuwa baba avovataura point ahasati aamukadziwavo mapoto Ayo as long pane shebin mukadziwa munhuwese

  • @Makumire-u2e
    @Makumire-u2e Месяц назад

    Chief vanotonga zvavo ava😊 mmm

  • @kudziemunyenyiwa604
    @kudziemunyenyiwa604 Месяц назад

    Hanty patinenge tichiti siyanai nevarume vevanhu, munoti vanhu ndevaMwari kaurai chaizvo😂

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Месяц назад +2

    Nyaya dzemaponde dzanetsa idzi

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri Месяц назад +2

    Kokusiyana zvenyu zvineyikohayiwawo unotoziva zvako kuti vanekumba kwavo chisichako chagara achisochako and mucharamba muchingonetsana chete iwewe dzidza kuzvimiririra zvebonde Ona yekutamba

  • @it3788
    @it3788 Месяц назад

    She's avery pretty lady vachi mupotoava mabasa chaimambo muneva kadzi 2batsirai vachimupotoava😂😂😂

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 28 дней назад

    Maponde maponde anetsa ,bhangu waera power manje coz madzimai arikukupina kubasa ukaure . haaaa iwe chipari unopera mubhora

  • @malaikajachah2972
    @malaikajachah2972 Месяц назад

    Best chief ever

  • @ConstancePongolani
    @ConstancePongolani Месяц назад

    Baba imi siyanai nemukadzi uyu plz mukadzi anonwa doro mmm hahaite kkkk

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Месяц назад

    😂Mukadzi tsotsi Mari yembhero iripi ikokungoendawo pane mumwe mukadzi kwakashata

  • @MarymarthaHassen
    @MarymarthaHassen Месяц назад

    I LOVE THIS CHIEF

  • @user-ls3re3nl2h
    @user-ls3re3nl2h Месяц назад +1

    Pikai jeri amai makadirei murume wemumwe.

  • @user-oo2bx8wb7j
    @user-oo2bx8wb7j Месяц назад

    Chief munondigoera🎉🎉🎉

  • @AnesuisheTagarira
    @AnesuisheTagarira Месяц назад

    muridazvanana baba imi makadhota pfungwa mukaisa duzvi mumusoro chengerai pamochengeta imi

  • @lawrencebondera6896
    @lawrencebondera6896 29 дней назад

    Muti wemusango hauswe paMusha hakuna mkadzi chaiye anomwa doro .Pamwana apo panotoda Tinashe Mugade

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 Месяц назад

    Shuwa mrume anonyepa uyu asi 2000 wakapihwa ukadya ukatadza kuudza mrume ngatiite tichifunga roora

  • @tsitsimupapuri7713
    @tsitsimupapuri7713 Месяц назад

    Baba havangaenzanise ka nemi number 2 amai. Mkadzi wake wokutanga ndiye aripamoyo wake., imi mairoorerwei nemurume wemunhu?

  • @munyaradzibanga4891
    @munyaradzibanga4891 29 дней назад

    pachovanhu maiguru vakutotadza bcz dai vaisada barika vakaramba asina kutora umwe or vakaenda. uhu hwava huroi manje barika or chipari zvirimo mutsika dzedu.

  • @user-le9ve7bq1x
    @user-le9ve7bq1x Месяц назад

    Baba imi endayi kumba kwenyu mochengeta mhuri iri ihure iri

  • @TanyaShumba-bz9cr
    @TanyaShumba-bz9cr 28 дней назад

    ❤😂

  • @user-dz1ty1wl7g
    @user-dz1ty1wl7g 29 дней назад

    Siyai murume wemunhu amai

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b Месяц назад

    Vanoita bonyora vanonakirwa pasina kiss nemaooko anokubata what more iwe unekissss plus maoko anokubatirira

  • @michelleboko2875
    @michelleboko2875 28 дней назад

    Makamama mainn maifunga kt ndimi mutogona here tumikono twetsambarafuta utu

  • @eltonpride1989
    @eltonpride1989 Месяц назад

    Moyo ndikule yangu iyo

  • @beegee118
    @beegee118 Месяц назад

    Chief Nyamaropa vagonesa

  • @Emoney-k3l
    @Emoney-k3l 25 дней назад

    Nyaya ye bonde inonetsa

  • @ObertZhemi
    @ObertZhemi 29 дней назад

    Mambo is biased apa havasi kunzwa side remurume ndokupenga ikoko,haagone basa uyu ipai vanogona basa

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Месяц назад

    I know this guy but ndaakukanganwa zita rake.Anogara kuBudiriro i think

  • @catherinegopoza6147
    @catherinegopoza6147 27 дней назад

    Ndizvi zvinota kupa mari kumahul

  • @zvanyadzamutsvangwa
    @zvanyadzamutsvangwa Месяц назад

    baba ava vane Guhwa 😂😂

  • @gmurapa
    @gmurapa Месяц назад

    People report very different aspects of things that would have happened

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza 23 дня назад

    Varume chihure muchachurega, gutsikana nemkadzi wako....machembere mabishu akangwarisa, anoda kuroorwa kangani? Unfair judgment

  • @catherinegopoza6147
    @catherinegopoza6147 27 дней назад

    Varume vevanhu havabatwe. Ndimi muri kutambudza muridzi wemurume.

  • @recentnyatondo5559
    @recentnyatondo5559 Месяц назад

    its ndakupika jeri hurumende isingazivi

  • @nomatterbolomatv5951
    @nomatterbolomatv5951 Месяц назад

    Separation 😂

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Месяц назад

    Wakadii kumumisa zveshabeen pawakamunyenga nhywee

  • @TonderaiChimbo
    @TonderaiChimbo Месяц назад

    😂😂😂 munogona kugadzika nhubu mambo

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo Месяц назад

    Baba ava vamboti handichada business coz ndiri kunyimwa ma profits now vakuti pamba parikuwanda varume...Dayi vawana ma reasons anobatika..Pasi neguhwa vana baba vese varipano

    • @LeahNdanga
      @LeahNdanga Месяц назад

      Havana guwa baba ava vanoda mukadzi wao

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Месяц назад +1

    Nyaya yebonde iri kupisa mazuvano

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri Месяц назад

    Yaamumaoko menyu iyo mambo Nyamaropa

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

    Iye murume akakwana anoti mukadzi anomwa doro mukadzi wangu, dzakakwana here?

  • @petrocociousmatsangaise4542
    @petrocociousmatsangaise4542 Месяц назад

    Mukadz akanaka uyo

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Месяц назад

    Muchimboitireiko barika ramusingagoni apa bonde dhololo apa pfuma zero masingle lady lets learn to wrk fr ourselves zvevarume vevanhu izvi tofa nestress

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8u Месяц назад

    Chamizoda pamurime vemunhu Choi munatwoo imi

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Месяц назад

    Murume anotaurisa izwi rake chairo says it all

  • @SamGombera
    @SamGombera 29 дней назад

    Mambo akadhakwa uyo. Munhu kudya Mari yese yeBussiness. Nxaaa mambo uyu ngaabve

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

    Mapreviews enyu anobhowa plz.

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Месяц назад

    Murume uyu ane hutsinye ngaangoenda kumkadzi wake asiye mai ava vazviraramire.

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Месяц назад

    Mukadziwo une problem ndiwe wakatanga tsek

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Месяц назад +2

    Mudhara aripadivi avhinduka paanzwa kuti haisikumira.

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 29 дней назад

    Siya murume wemunhu ...vakoma vangu

  • @PalesaMhizha-is2uh
    @PalesaMhizha-is2uh Месяц назад

    Mambo ko Mari ye business yakaendA kupi?

  • @ShunguMachingura
    @ShunguMachingura Месяц назад

    Ko baba vevamwe vana varikudiiwo manje pakadai haa ma1

  • @user-le9ve7bq1x
    @user-le9ve7bq1x Месяц назад

    Ee ndozvinoita varume vevanhu

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf Месяц назад

    Barika ihondo

  • @user-zz2zj3mh9g
    @user-zz2zj3mh9g Месяц назад

    A iwe mkadzi wakaita mistake waisafanira kutozvara it only makes it worse

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Месяц назад

    Mukadzi haasati awako hauna chewakabvisa varume nyarai ayo mapoto ayo musiye atengese Doro awane Mari ye rent

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda Месяц назад

      Point of correction,haasisiri mapoto Ayo akunzi ma drums

  • @user-oj5mf8kv4r
    @user-oj5mf8kv4r Месяц назад

    Wakatora muti wemusango ukaisa pamba mdhara

  • @addlinnjagu5755
    @addlinnjagu5755 Месяц назад

    Y s

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8u Месяц назад

    Muribhishu amai kuzvarira murume mwana haakuzikudiva

  • @agricwomanabie
    @agricwomanabie Месяц назад

    Tomboti masecond wife ari safe nhaii... Motochemawooo

  • @princemanyota1768
    @princemanyota1768 Месяц назад

    Siyanai nemvana idzi dzinokupedzai

  • @sakisndlovu
    @sakisndlovu Месяц назад

    Dzangova nharo varume vevanhu muchasiya zvenyu

  • @beaullahmashingaidzwa4997
    @beaullahmashingaidzwa4997 Месяц назад

    Dai mangobva masiya maiguru nemurume wavo

  • @user-lg6ff8th8b
    @user-lg6ff8th8b Месяц назад

    Pabarika daidzai Vose vakadzi