Murume akabatwa achiita bonde nedongi // Mukadzi waSabhuku akatema vanhu nenyaya yehuni (17 Sept 24)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 сен 2024

Комментарии • 21

  • @Regina-e7w
    @Regina-e7w День назад +3

    Mbuya avo pooo rikitiiii bvuuuu vane huroyi husakambooneka umm vanhu muchanotsva kudenga nehuroyi uye kutadzisa mvura kunaya

  • @IdahMarambire
    @IdahMarambire 2 дня назад +2

    Bhozho na KB Makanyanya munoti batisai zvinoera pamberi nebasa musvunudze nyika

  • @IdahMarambire
    @IdahMarambire 2 дня назад +1

    I am the first person to comment ndinacho chimuti ndakachibata kutii dzviiiiiiiii

  • @FunnyAtom-hf7og
    @FunnyAtom-hf7og 2 дня назад +1

    KB mbuya vane shavi reuroyi ndiro raive rakagara navo ,hazvisi zvechipatara Vana vanofanira kutanga kubatsirwa nechivanhu vapedza voenda kuchipatara

  • @PopsMuzanenhamo
    @PopsMuzanenhamo 2 дня назад +1

    Handei nacho chimuti, Mbuya avo Mutakati chaiye

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru День назад

    Chimuti woyeeee ❤️❤️❤️

  • @FelistasMagomo
    @FelistasMagomo День назад

    Mbuya ngavasungwe ava vakaba vana

  • @IdahMarambire
    @IdahMarambire 2 дня назад

    Oky thank

  • @memorybotomani8057
    @memorybotomani8057 2 дня назад

    Hello bhozho nakanyemba

  • @SheilaMunkombwe
    @SheilaMunkombwe День назад

    Mbuya ava marwadzo chaivo vano

  • @anashe.j
    @anashe.j 2 дня назад

    Rikiti bvuuu

  • @tabethnengomasha
    @tabethnengomasha День назад

    Vanhu ngavaroore

  • @FelistasMagomo
    @FelistasMagomo День назад +1

    Mbuya ava kuda kupengesa vana havanyare kuda kuitisa vana ma Street kids ivo vachivashandisa saka vamwe vana vatinoona muma Streets kushandiswa kuye

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza День назад

      Ndarwadziwa nhaiwe 😢😢😢
      Apa tinenge tichingoti vakatiza kumba nekuda kwemadrugs

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 2 дня назад

    Ndiripano husiku ap ndinotya sei 😢

  • @AliceGanje
    @AliceGanje 2 дня назад

    Pooooo rikiti

  • @NormanSoyapi
    @NormanSoyapi 2 дня назад

    Chinoposa chimuti ndati

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 2 дня назад

    Ndnga ndaneta kumirira veduwee😅

  • @SurprisedDancers-gd3pd
    @SurprisedDancers-gd3pd День назад

    Tokumbirawo number dzemubatsiri akaronda vana

  • @Prisca-r6c
    @Prisca-r6c 12 часов назад

    Ndipeo number eakabatsira mkoma bozho pls

  • @stancelee
    @stancelee 2 дня назад

    poooo rikit