Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
This is a true gentlemen,big up bro
The Dude is cool....havana kana dzungu vakanyatsopfavira zvinhu
Dude ndamunzwira tsitsi. He is very calm hake. Sorry mukoma
Heartbreak inogona kukuendesa kure ......avo vakutoenda ku Dubai
😂😂😂😂
Cheers to us vanotanga vaverenga tisati taona video 😂😂
Cheers 😂😂
🥂
Musikana uyu asiiwa nembinga
Left and Right 😂
Kkkkkkk haaa king makanyanya .... Melissa akuda Dubai uyo haasi kuda munhu nxaaa siyanai naye mkoma muchawana enyu
Ryan hanzi saka muchiri kumada here ma tyre, unodenha hako 🤣🤣🤣🤣
Ryan ma Tyre 2 in preparation for mota ichauya 🤣🤣🤣🤣1 Tyre for you and 1 Tyre for your man 🤣🤣
😂😂😂😂😂hanzi next week ndikuenda Dubai kkkkkkk dzarwadziwa wena okkkkkk😅😅😅😅😅😂😂😂😂
Kkkkkkkkk kwaaa muchamama nemujolo uyu
Melissa is rude 🤣🤣Hanzi tazvinzwa nyaya yenyu iri papi lolChirega kuti bhebhi Tatenda, zvatopera.
🤣🤣amanaka ,muchatitadzisa kuendà kubasa tichimukira maskits enyu
Hanzi ndikuenda kuDubai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko skiri rekutorerana zvinhu matengerana muchidanana ndozvinei
Ryan master mind😂😂
Apa baba vakda mnhu asngavde ava apa vakutardza kuzara nerudo,Dubuy fut 😂😂😂😂😂so sad am srry bro.
Laptop ngaidzoke mishy😂😂😂
Chikadzi chacho chojinyura apa kahure
Mmmm vasxana kusa vimbikaa muchanzwa henyu nemitsanyo makuvada varume ivava vamuri kuitisaa🤣🤣
Mkoma wari calm zvawo, sorry bhudhi Melissa itsotsi
Haa vasikana kusavimbika kwakanyanya veduwe
Haaaa very sorry blazo ndakunzwirai tsitsi no problem muchawana umwe
Vasiiwa pachena netshirt yavo yakanzi i ❤ Vietnam😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂
Kkkkkkk kwaaaaah imagine
Kkkk viteam team yanyura kkkk
Sazi wasiiwa pachena haaa vana Tendai tochitiwa haaa
Siyayayi zvemujolo izvi
Ko sei ndisiri kuona vanoburirawo 😂😂😂
Hanzii uwuye nelaptop yangu ndeyekubasa kkkkk😂😂😂 ndachema zvangu
Mukuru muri kuseri sando dzako ndichambouyawo 👊👊👊
King muchafirwa nemunhu mumwe musi varume havasisina kusimba zvisinei sorry Tendai
taura hako
Siya wangu zvichiri padyo Tendai
2 and half is not a joke. Mmmmmm zvinorwadza
Asika Ryan itya mwari how to you so ungatanga nema tyre
Kkkk wasara ne ma tire 😂😂😂😂Sis ava vange votofunga buyer we ma tire
Glen Norah Hoyooooooooooooooooooooooooooooooooooooo
Ryan ukuputsa kichini dzevanhu
KingRyn murikuseri sando dzenyu
Michelle, Melissa kkkk
mmmm mjolo mjolo..umwe achafa chete takavarairwa
😂😂😂😂😂baba vari kumanikidza zvisinga ite ngavasiye kkkkk mujolo uyanyisa
Uudze vefomoko motors kty vahodhe mabdy parts emoyo yawabreaker kkkk
Ko kungoita munhu 1 zvinei nhai aaah mujolo ndautadza todiiko
Kkk Melissa haangatorerwe zvese laptop nekurambwa asara netyre zvave nani
Ryan kaaaaa 😂😂😂😂
Vakazobaya Dubai here mkoma ava
Wow kkkk endai ku Dubai😂
mjolo mjolo mjolo
Ko Melissa wacho atori rude😂
Kuambwa ne kuenda ku dumbai🤣🤣🤣
Kkkk mujolo uyu ayas
Is he really going to Dubai 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
😀😀😀😀😀😀 haaa usadaro mwana iwe
Vana Tendai hatiwanikwi pakuchita wow
Kkkkk hanzi saka muchiri kumada here maTyre aya😂😂😂😂
😂😂😂Dubai ndoyawakuda manje
Ndotongokudai mese after a kuti wakabhondiwona ndichicheater here 🤣
Haà ma1 musikana uyu kkkkkk anga anzwa yedubai kkk hanzi handisi kupa munhu laptop ndoda kutaura newe
Ryan amana😂😂😂
Kkkkkkk pama tyre apo 😂😂😂😂😂😂
Sei pasina arikupasa test iyi
Taura hko
These are skits
Gegegegede gegegegegede kurambwa nekuenda dubai
Ngasiye hure iro
In this case Mjolo its survival of the fittest
@kingRyan kkkk munemushonga here unoita kuti Fon ipinde Chero yanga yamboramba 😂😂😂
Taura hako
@alertadube297~ mind you thus a skit so anoita upload kana number yaita number ikaramba skit inoita null void kkk😊
Baba ava hanzi babe usadaro soo😃😃😃
Michael munesu
Mjolo is real
Zviriko zvemjolo haunyepe
Kkkk 😂😂😂 makundivhiringa
bho here apo amana🤣
Haaa mdara siyaiii mjolo mdara
Zvakaoma
Ivo ana Melissa avaa 😃 😀 😄 😁 🤣 😂 😃
Program iyiii iriko hr chaizvoo or its just a comedy
Zvitoriko
Iriko it's reality sekutaura kwake after i ask him
Unotobhadhara USD 20 kuti zviitwe izvo
Iriko dear yaimbove 10us bt yave 20
It's real
Melissa wachho ka
Ryan haaaaa ukugona mufana.
Yaaa mjolo
Man Ryan
😂 Tambooo
Kkkkkkk umujolo uyanyisa
Moto uyo🔥🔥🔥🔥🔥
Dubai bhooo here
King 🤴
Oh finish
Bye sis l am going to Dubai
Arip mukoma Panashe
Wakanyanya dear
Kkk wakanyanya mujaya
Ko nhai Babe ndeip iyi
Kkkkk Ryan ukuvapedzera maspots kkkkkk
Aunoda haakude ,anokuda haakure
Is this for real???????
😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣
That's sad 😢
Is dis true or guys tell mie
Kkkkkkkkkk ma1
Mujolo pandemim
Ku Dhubhai
This is a true gentlemen,big up bro
The Dude is cool....havana kana dzungu vakanyatsopfavira zvinhu
Dude ndamunzwira tsitsi. He is very calm hake. Sorry mukoma
Heartbreak inogona kukuendesa kure ......avo vakutoenda ku Dubai
😂😂😂😂
Cheers to us vanotanga vaverenga tisati taona video 😂😂
Cheers 😂😂
🥂
Musikana uyu asiiwa nembinga
Left and Right 😂
Kkkkkkk haaa king makanyanya .... Melissa akuda Dubai uyo haasi kuda munhu nxaaa siyanai naye mkoma muchawana enyu
Ryan hanzi saka muchiri kumada here ma tyre, unodenha hako 🤣🤣🤣🤣
Ryan ma Tyre 2 in preparation for mota ichauya 🤣🤣🤣🤣
1 Tyre for you and 1 Tyre for your man 🤣🤣
😂😂😂😂😂hanzi next week ndikuenda Dubai kkkkkkk dzarwadziwa wena okkkkkk😅😅😅😅😅😂😂😂😂
Kkkkkkkkk kwaaa muchamama nemujolo uyu
Melissa is rude 🤣🤣
Hanzi tazvinzwa nyaya yenyu iri papi lol
Chirega kuti bhebhi Tatenda, zvatopera.
🤣🤣amanaka ,muchatitadzisa kuendà kubasa tichimukira maskits enyu
Hanzi ndikuenda kuDubai 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko skiri rekutorerana zvinhu matengerana muchidanana ndozvinei
Ryan master mind😂😂
Apa baba vakda mnhu asngavde ava apa vakutardza kuzara nerudo,Dubuy fut 😂😂😂😂😂so sad am srry bro.
Laptop ngaidzoke mishy😂😂😂
Chikadzi chacho chojinyura apa kahure
Mmmm vasxana kusa vimbikaa muchanzwa henyu nemitsanyo makuvada varume ivava vamuri kuitisaa🤣🤣
Mkoma wari calm zvawo, sorry bhudhi Melissa itsotsi
Haa vasikana kusavimbika kwakanyanya veduwe
Haaaa very sorry blazo ndakunzwirai tsitsi no problem muchawana umwe
Vasiiwa pachena netshirt yavo yakanzi i ❤ Vietnam😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂
Kkkkkkk kwaaaaah imagine
Kkkk viteam team yanyura kkkk
Sazi wasiiwa pachena haaa vana Tendai tochitiwa haaa
Siyayayi zvemujolo izvi
Ko sei ndisiri kuona vanoburirawo 😂😂😂
Hanzii uwuye nelaptop yangu ndeyekubasa kkkkk😂😂😂 ndachema zvangu
Mukuru muri kuseri sando dzako ndichambouyawo 👊👊👊
King muchafirwa nemunhu mumwe musi varume havasisina kusimba zvisinei sorry Tendai
taura hako
Siya wangu zvichiri padyo Tendai
2 and half is not a joke. Mmmmmm zvinorwadza
Asika Ryan itya mwari how to you so ungatanga nema tyre
Kkkk wasara ne ma tire 😂😂😂😂
Sis ava vange votofunga buyer we ma tire