Relationship Loyalty Test with KingRyanSkits [Hanzi ndovada vese😂😂💔]

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 122

  • @drivermugwira
    @drivermugwira Год назад +9

    King Ryan one munhu anobudisa chokwadi , Nyanyest to the fullest

  • @berthaaudrey303
    @berthaaudrey303 Год назад +9

    KingRyan zvamanje manje ndiwe ukurira,keep up the good work bro😎

  • @TapsM-so4gv
    @TapsM-so4gv Год назад +6

    Hanzi ndapesanisa mazita 😂😂😂😂😂 vamwe vanhu vane dementia zvokwadi. Zviriko here izvi 😂😂😂😂haaa drama rega rega unogona Ryan tinoonerera wena

  • @conndlovu
    @conndlovu Год назад +5

    Muchazoti joiner kumbanje

  • @birifaraikumulaz7070
    @birifaraikumulaz7070 Год назад +4

    Hanzi rudo rwako rwakawanda harwukwane munhu 1 kani kkkk ukuda kuita barika revarume here haa ariconfused zvake uyu

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku9831 Год назад +3

    Musikana anofanira kudanana chero ne 3 ko akarambwa after nguva yareba anofa ne heart break

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Год назад +3

    50/50 uyu unopenga musikana uyu muchazvirega zverudo izvezvi

  • @jeftamutodza940
    @jeftamutodza940 Год назад +7

    Une chipo mukomana wechidiki❤

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 Год назад +5

    I like your style Ryan 😂😂😂

  • @kennygunda216
    @kennygunda216 Год назад +1

    😂😂mdara Ryan muchaita ndisade kuroora imi aaaah. Vanhu ava kunze uko kaaa🙌🏿

  • @ritatgotora376
    @ritatgotora376 Год назад +2

    Ryan vanhu vanozovharika sei nhai iwe,, havatombonyumwewo kaana zvavo,,, une chipo here kana kuti une mushonga wekupusisa vanhu 😂😂😂😂😂😂😂,, haa wakaoma mwanakomana munhu anopusa 2 minutes idzodzo kkkkkkkkkkk

  • @nyarichanayiwa713
    @nyarichanayiwa713 Год назад +3

    Kasikana aka kanzenza iwe mukomana iwe tsvaga zvimwe kk

  • @lizbertify
    @lizbertify Год назад +3

    From Tanaka is my brother to Tanaka ndiye munhu wangu.....what a mistake
    This Trish name is too much woo 😂😂

  • @samueldzanza233
    @samueldzanza233 Год назад +2

    Kkkkk gadzirisai nyika bba😂😂😂

  • @user-qe9mo8uk3t
    @user-qe9mo8uk3t Год назад

    I thought King Ryan uri we fake but this episode proves kuti ndozvinoita ma babez mazhinji thats real wakanyanya King Ryan babez achinja ma statement kuvhara mahwani

  • @privilegemuseki1320
    @privilegemuseki1320 Год назад +1

    Kkkkk haaaa izvi handimboedzi zvangu ndazviita unorara wadumbirwa chaiko

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Год назад +1

    Haaaaaaaaa its better tidzoke kumashure kkkkkk kuma 1980s i,zviiiiii ama 2000 ma1

  • @BothwellTirivanhu
    @BothwellTirivanhu Год назад +1

    Makanyanya king ryan ❤❤❤ munozondinakidza pamunorova ndimi dzenyu dziy

  • @jacobmafunga6782
    @jacobmafunga6782 3 месяца назад

    Kkkkie yaaah ma1, kapererwa xaaa kamusikana aka, haaa kanopenga chete kamunhu kanoda kuita barika munhu wemukadzi

  • @memoryzhou-vh5xz
    @memoryzhou-vh5xz Год назад +2

    Ryn ikozvino wauya uri hot hot 🔥🔥❤️❤️

    • @user-qe9mo8uk3t
      @user-qe9mo8uk3t Год назад

      Ndazviona ummmh king arikuvaka nyika yezimbabwe

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Год назад +2

    Ryan uri Gungwa wena ,gungwa haride tsvina wena kkkkk

  • @aminahtapfuma1756
    @aminahtapfuma1756 Год назад

    Vanhu nzwisisai kuti muri reletionship or mufriendship here bfo maenda kure. Unogona kungodanana wega wakatemba

  • @blantikethrine
    @blantikethrine Год назад +1

    😂😂😂😂 hanzi mweya yetsvina unenge wandigara Kkkk Ama2000 vane yese

  • @gibsonguzha7963
    @gibsonguzha7963 Год назад +1

    Tinashe Mugabe na King Ryan makatumwa

  • @blesscharms9062
    @blesscharms9062 Год назад

    Wancu program yako i wish iyende mberi yakapenga bro may God bless

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 Год назад

    Kkkkk ryn ndokumamisa ukaita mafunnies aukuita aya pamjolo wangu....hanzi haisi type yangu....vasikana imboko

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Год назад +3

    Trish sefebe sentombozane😂😂😂😂

  • @user-ew1tt5jk8o
    @user-ew1tt5jk8o 9 месяцев назад

    Ndosaka vasikana vacho vakutadza kupinda mudzimba noti varikudanana nevakawanda panguva iwechete vakomana vaya pavanozoziva unosara usina kana one mukomana atambisika ndiyani chasara kuroorwa nemunhu anemhuri kare iwe usati

  • @nyariegannet1
    @nyariegannet1 7 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 ndaseka musikana anedrama uyu sory hako hanzvadzi yangu ❤

  • @kennygunda216
    @kennygunda216 Год назад +1

    Vanhu varikuitwa maBrothermen kunze uko😢😅

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 месяцев назад

    Muchatanga kudya chinhu zveee here 😂😂

  • @pauldube6165
    @pauldube6165 9 месяцев назад

    RYAN iwew kukuchidzira here

  • @boss_w.e_m.a.n.i.c.e
    @boss_w.e_m.a.n.i.c.e Год назад +1

    Ndikudao , munhu wangu handisi kumuTruster

  • @TendaiZaveni-m3q
    @TendaiZaveni-m3q 9 месяцев назад

    😂😂Usapedza ma relationship iwe ryn

  • @tinotendakamere5657
    @tinotendakamere5657 Год назад +2

    😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu 😂😂😂😂

  • @mrtee4878
    @mrtee4878 2 месяца назад

    kana tazogara, zvivanhu zvinohura izvozvi

  • @tapiwajosh1360
    @tapiwajosh1360 10 месяцев назад

    Anototora mari sanaBaba😂😂😂😂😂

  • @websterrm
    @websterrm Год назад +1

    Kkkkkk pakuwada wese aaah deepisa mebby uyo kkkk😂😂😂😂😂

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 месяцев назад

    Mari yawakachengeta tipe heyoooo😅😅😅

  • @lifiasmapudzi1227
    @lifiasmapudzi1227 Год назад +2

    Yooooh Tanaka focus on your self

    • @tanakatsireti644
      @tanakatsireti644 Год назад +1

      Focusing on people that will be focusing on you ndo plan if you chose me i will chose you uri wangu

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Год назад

    Umukate ka ndichiri kutaura aaaa 😂😂😂😂

  • @VirginiaNemhara-zt6dq
    @VirginiaNemhara-zt6dq 9 месяцев назад

    😂😂😂😂😂😂 ndakanganisa kutaura kkkkkkkk😂😂😂

  • @mildredkasaira8386
    @mildredkasaira8386 Год назад +1

    Tsano musarwadziwe zvenyu ndoyacho

  • @FaithNyamukonda
    @FaithNyamukonda Год назад

    Saka hapana kana vanombobudirirawo here veduwe

  • @kimberleym7493
    @kimberleym7493 Год назад +1

    Hanzi kata kamunhu aka 😂😂😂😂😂

  • @seneciagarikai8746
    @seneciagarikai8746 Год назад

    Uchatamba ma steps

  • @user-eq1lg8wd8r
    @user-eq1lg8wd8r 9 месяцев назад

    But kana uchiri musikna you have a right to date 2 boys at a time 😂😂😂

  • @lsaacmatsigire866
    @lsaacmatsigire866 Год назад

    Hakuna kwatiri kuenda apa 🤣

  • @jacobmafunga6782
    @jacobmafunga6782 3 месяца назад

    Aaaaa aka kamunhu aka kanopenga chete kapfambi kemunhu

  • @user-ew1tt5jk8o
    @user-ew1tt5jk8o 9 месяцев назад

    Ingodananai asi usaroore apo ingodyawo kusvika usade kkkkk

  • @fadzanaimushohwe6408
    @fadzanaimushohwe6408 Год назад +1

    50/50 uyu akutodhomoka uyu 😂😂😂

  • @user-by7ws8lz3n
    @user-by7ws8lz3n Год назад +1

    Go and buy your car 🚗 dia

  • @nyashadiaries
    @nyashadiaries Год назад +1

    😂😂😂😂 keep it up brother

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 Год назад

    Aaaahh ko mudhara maitotenga maIphone...amana chengetai ana momz vanhu imbwa ava

  • @user-dz9pn9wb1h
    @user-dz9pn9wb1h Год назад

    Kkkk Hanzi we were planning married yedu.. Even English will betray at this moment

  • @nicemanhimbe1953
    @nicemanhimbe1953 Год назад

    Endaa unotsvaga Munda urime wheat nemari iyoyo mufana wanguu....

  • @user-lx6kc4mm5b
    @user-lx6kc4mm5b 10 месяцев назад

    Haaa bro tengayi mota or mubhedha zvenyu ipapa munenge manzwa nekuumburuka mufloor😅

  • @tapiwajosh1360
    @tapiwajosh1360 10 месяцев назад

    Ryan was built for this

  • @user-ew1tt5jk8o
    @user-ew1tt5jk8o 9 месяцев назад

    Ko akasarambwa ozoitasei nevamwe ava kkkkkk ndokupusa chaiko

  • @crytonsanangura2228
    @crytonsanangura2228 Год назад

    Xaaahh kata kamunhu aka

  • @alicezingwanda5288
    @alicezingwanda5288 Год назад +1

    😂😂 kuzoda vese manje kkkk

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Год назад +1

    Tanaka uri wangu asi uri rabishi

  • @shadreckclevernyure7589
    @shadreckclevernyure7589 11 месяцев назад

    kkkk King Ryan anoda vese mwana

  • @emanuelnyamuramba617
    @emanuelnyamuramba617 Год назад

    Pfanha wangu pinda wakadaroo sando dzako king 👊👊👊

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 Год назад

    Ivo mazita anotanga nana T ma1

  • @cecilwycliffetmasvingwe
    @cecilwycliffetmasvingwe Год назад

    😂😂😂asi chii ndakakutadzirei veduwe

  • @antoinettenyambira1208
    @antoinettenyambira1208 Год назад

    Ndipo # dzaTanaka the guy uyo😊

  • @PrinceSithole-dd1oc
    @PrinceSithole-dd1oc Год назад

    Makaipa mukuru ndimi moga

  • @wilsonmasiyiwa3747
    @wilsonmasiyiwa3747 Год назад

    Kupesanisa mazita kkkkkkkkk😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @tichapondwamatemazano
    @tichapondwamatemazano Год назад +1

    Wanku wanku

  • @conndlovu
    @conndlovu Год назад +1

    Third😂❤ to watch

  • @user-lx6kc4mm5b
    @user-lx6kc4mm5b 10 месяцев назад

    Haaa vamwe vasikana vakutotadzisa kt ma ex avo atiendesewo out haaa 😢

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 Год назад

    Hanzi anototora mari yana baba

  • @kissbae17selem76
    @kissbae17selem76 10 месяцев назад

    Tsano tanaka

  • @tatendaallenmazhero9406
    @tatendaallenmazhero9406 Год назад

    famba wangu Ryan famba kkkkkkkkk buritsa vanhu vanoita zvisizo wangu hahahahaha famba

  • @BrianBrian-nd3zr
    @BrianBrian-nd3zr Год назад

    Hoyoo

  • @judithmagaya3764
    @judithmagaya3764 Год назад

    Akuda kutoita barika

  • @thomaschipinda6952
    @thomaschipinda6952 Год назад

    Vana awa vakwane

  • @praisekuwaza5673
    @praisekuwaza5673 Год назад +2

    50-50😂😂😂😂

  • @pedrosamasiya5836
    @pedrosamasiya5836 Год назад

    I donno hangu is anyone loyal out there nhaimi...really 😢

  • @alicezhou8812
    @alicezhou8812 Год назад

    mwanasikana arikuda barika

  • @user-bl5yl3cx9r
    @user-bl5yl3cx9r Год назад

    😅😅😅 hanzi ndoda wese 😅😅😅 asi chiii chakadaro

  • @TakudzwaKatenaire
    @TakudzwaKatenaire 9 месяцев назад

    Kingryan makanyny 😮

  • @respectmukuze9256
    @respectmukuze9256 Год назад +1

    First 1 to see

  • @byrontakunda9724
    @byrontakunda9724 Год назад

    Modiwa mese guyzz 😍😍😍😂😂😂😂

  • @pauldube6165
    @pauldube6165 9 месяцев назад

    kkkkkkk chibaba ichi

  • @musamugidho1053
    @musamugidho1053 Год назад

    Kkkk wakanyanya king big up

  • @wantastimela6144
    @wantastimela6144 Год назад

    Iro hure siyana naro

  • @dubeck1689
    @dubeck1689 Год назад

    Hnzi ndakadzirei 😂😂😂

  • @tarirokofi3695
    @tarirokofi3695 Год назад

    Bhudhi wangu 😂😂😂

  • @antoinettenyambira1208
    @antoinettenyambira1208 Год назад

    Ryan hwu ndipo #dzaTanaka uyo

  • @munyaradzimuchemwa9943
    @munyaradzimuchemwa9943 Год назад

    Hanzi kata kamunhu aka😂😂😂😂

  • @kelvinkamuputi6567
    @kelvinkamuputi6567 Год назад

    😂😂😂😂😂hanzi ndapesanisa mazita😂😂😂😂😂😂

  • @wilsonmasiyiwa3747
    @wilsonmasiyiwa3747 Год назад

    Une skillfull. Ryan

  • @wellingtonmapfundematsva8099
    @wellingtonmapfundematsva8099 Год назад

    Kkkkkkk hanz xaaaa kata kamunhu aka

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 месяцев назад

    Chy chandgara 😂😂😂

  • @memoryzhou-vh5xz
    @memoryzhou-vh5xz Год назад

    Ryan unogonera nyika hako mjolo wanetsa

  • @freddykaujiri9980
    @freddykaujiri9980 Год назад

    Aahhhh hanzi 50 / 50

  • @byrontakunda9724
    @byrontakunda9724 Год назад

    Unopisa Ryan

  • @prudencemoyo4005
    @prudencemoyo4005 Год назад

    Mmmn people cheat😮😮😮