Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kindly get in touch with us @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
It's a framed story,the whole family haichade mukadzi uyo,since uyo ayine another wife,saka uyo mukadzi varikuda kuti ayende smart,Amwene itsotsi but m happy Mambo atoona chitsotsi chacho,murume aramba kuti mukadzi aripe cz he knows she's innocent
Umwe muporisa akabva kubhawa akapinda mumba musiri make akara pasi dziri nyaya dzedoro
Iyi inyaya yekugadzirwa havachadi mroora
Vamwene itsotsi kkkkk her stategy worked muroora uyu vaisamuda ende vamuendesa smart smart.....
Amwene muroi chaiye mwana wenyu musikana acharongerwawo
ichokwadii ichi
Thanks chief munotonga sezvazviri yakagadzirwa nyaya iyi
Nyaya iyi inorwadza musikana uchine opportunitie siyana nefamily iyi
Amwene vane experience yechibishu. Hazvirongwe nemunhu akafamba zvakanaka muhupenyu izvi.
True
Kovaigara padoor pemurora kusvika pachena vangavaudzwa nan Kut muna Tinashe mumba 😅😅😅😅😅😅 murora akarongerwa uyu haachadiwe nekut pave nemumwe uyu wechi2 murora ngaende hake haachadiwe uyu
Mai ava havadi murora musha wavo hauna hunhu
Ko. Imi maituma muroora kubhawa sei
Muupenyu kana musisade munhu musamugadzirire nyaya plis.muroora haana mhosva.amwene taurai nyaya yenyu mushe
Muroora who is a month old in a marriage anonwa kusvika pakadaro 😢
It's a plotted deal to remove the makhothi
Taura hako. Kana muroora Asina. Kubvira ambonwa doro why did amwene encourage her kuenda kubhawa
Straight
Very true. Amai avo inyoka. Vangoda way yekuti muroora uyo abve
True munhu uyuu haachadiwe zvake...vakuda mumwe kutsvagirwa nyaya kuti aende..chakaitika apa hapana
Marriage rule 01: Stay away from inlaws
😂😂😂😂😂
Amwene. Duzvi
😂😂😂😂😂😂😂chiregai kudaro ka nhai
Muroora akaramba kutambira shavi rehuroi so vamurongera nyaya havachamuda
Kana mune mwana sikana muchazvionawo here
Amwene havadi muroora pavabvira kutoti chidhakwa.
Amwene vakangwarisa ndozvinovapa kutsvuka kumusoro kunge stick yematches havabude husiku here amai ava
Vamwene ndo nhunzva mutunzvaaa😮😮
Vamwene ava havade muroora uyu asi vavenganisa vana plus vanoda kuvenganisa vana.
Uyo mukomana muridzi wemukadzi anoziva nyaya iyi magadzirirwo ayo
Vanhu ava vakatoraraswa pasame bed vese vasingazive nekudhakwa Iiiii kana usisadiwe unorongerwa zvese
Amai havachadi murora uyo andisat ndapedza kuona hangu asi ndatoona kwazviri kuenda
Kkkkkkkk
Icho chivindi chekurara vakarinda varoora vakakorewa nedoro ahasi mahumbwe hre pamusha iwawo 😂
Taura hako ndatoiona kwairi kuenda
Amwene avk set a trap fir the makoti. She wants to get rid of her old makoti
Ndipei hoyo mukadzi wamusirikuda.
Kkkkkkkkkk mukumuda here kkkkkkkkkk vakadzi kana murimudzimba momeireiko doro veduwe imwai 1musare muchiziva zvekuita
@@PaulineNcube-nc2uh yaaaa ngaauye hake ndanzwa nechibhachura
Very well plotted bt Mwari haadhakwe vamwene,kana musingachadi munhu rambai zvakanaka imi mudhara dnt force munhu kubvuma zvaasingazivi. Mkomana uyo akatofurirwa nezimai racho havachade muroora
Paakasheedzera ivo vachiona kuti adhakwa vakadii kumutora pane kurara vakarinda door. Inga i shit yemunhu
Vamwene chamadzvara nhasi mangwana muchachikohwa...kana makazvara vana sikana chete muchachiona
Hamuna kukwana amwene hamunyare kunyepera muroora
Muroora haasikudiwa mumusha umo
Amwene nemwana wavo vacharohwa havo neshamhu
Ndanyara fani mbuya Mai kumbu mmmmm musadaro mroora shem
Muroora uyu haachadiwi yatove tip iyi ekumutsagira nyays
Mmmmmm vamwene vane ruvengo nemuroora
Chokwadii
Vakarara vese vanhu ava bcz mkadzi ATI ini ndaingofunga kuti pamwe murume wangu adzoka
Imi handiti vanhu avo vanga vakadhakwa er., nyaya yakagadzirwa iyo, please vamwene avo kana vane mwanasikana ngavachenjere.
0😊0
Chief havagone kutonga havo ava kutadza kuona nyaya iri pachena iyi muroora hadiwe uyu idhiri iri rakaitwa
Chief haatonge nemufungo anotonga from nyaya yataurwa
Mmmmmmmm amwene vanoiziva nyaya iyi
Aah chief tongai fee iyo Amwene inyoka chaiyo
Haaaa vatadza zvavo mambo nemakurukota avo nxaaaa
Mambo amuna njere dzehu mambo. Nyaya ndeyekugadzirwa iyo muroora achadiwe uyoo
Ndanzwa kut vane mwedzi vagara vose nemurume asi murume ane umwe mukadzi ,Koo rudo rwakanyanya rwekutorinda mukadzi mudiki kusvika kuzomusimudza ovata pabed rwaiva rweiko waingozomukaka ega iwo voita care pamwana hant ndiwo waive vasiya Mai werusvava kunonwa ,kugara padoor rakashama ndookudii nekut vakazopinda wakunzwa kutaura
amwene vane utsinye
Nyaya isina kuteererwa kuti muroora akati murume akatora mukadzi wechipiri , vamwene kwaakutuma muroora kuti anopedzera stress pa doro saka mambo vatadza nei kupabvunzisisa ipapo
Ngatiregere kutambisa vana vemwe vanhu kudai mwari anotsamwa
Mai avo vagara havadi muroora ndivo vakamurongera dhende
Yaaa muroora akutsvagirwa nyaya uyu ummm
Vanhu ava vakatorangana nyaya iyi. Muridzi wemkadzi kutoramba kuripwa arikutoziva kuti hapana kana nyaya ndeyekugadzira.
Havachada murora mkuru ava
Mambo makaora imi nyaya yekugadzira iyi
Amwene murimbwa uye muri mharadzi imi
Wamwene mambo inhubhu iyi
Waroora wanobuda kuenda kubhawa here uye nezera renyu iri doro moridiiii nhayi asi vamwene musadaro mazoiti varroora waende kubhawa sei chirudxiiii
kkkk mafunnies chaiwo awa . Most likely havana zvavakaita
Haa chief kuonera hamuonere zvenyu mandibhowa
Amwene vagara muroora havamude because akatorwa mubhawa
Vamwene avo ibere pamwe nemukomana muhombe
Mmm nyaya dzemumakomboni idzi
Amusikuona kutinamwene ava avasikuda murooraSei vakatuma muroora kuti ayende kubhawa amusikuona kuti vakarongeea muroora uyu here amwene ipfambi ava
Kubhawa hezvo .ivo vamwene vanotuma muroora kuenda kubhawa
I like mambo bushu
Amwene kusada muroora
Nyaya ndeyekugadzira iyi
Yakatambwa kare nyaya iyi muroora haasi kudiwa
Mambo maraswa .. family iyi yakaora vanehutsinye plus kunyepa
Muroora ratoReject remushaa muroora hachadiwee ngaendee zvakee coz botaa kudyiwaa harina hakudyiwa haro
Amwene 1 mukomana uyu ane wakadzi two saka uyu haachadikwa 3 why wakawata padoor wakadii kumupindira or kuita hondo wanonyeba ndofunga wanopinda pindawo
Saka kuvata padoor havana chavakanzwa here
Amwene mahatma ndimi Makati muroora enda unobvisa stress makuchinja nyaya mudakuona kubvisa muroora aaaa
Uuuuh haadiwi nokuda kwenzvimbo yaive Ari. Akaseterwa uyu kupusa chaiko
Amwene makazomanikidza muroora kuti aende kubhawa sei
This is a plot, a deal chairo
Vagodzidza here Varume. Anenge achingoti ini. Handimboitirwe izvozvi
Vamwene vane utsinye
This is real drama. Inyaya yechibhishu bhishu iyo. Vakawanana kumafaro. I month patova nenyaya yakadai. Hapana musha apooo
Akamanikidzwa nani kutora mwana wevanhu ,hatitorere vana vevanhu kuti tizovape mazita ekwatakawawanira
Muridzi wemukadzi arikuziva nyaya yake nemai vake amwene musaparadzanise vana venyu kutorara vakagara pamumusuwo
Panogara vanhu vanganiko pamba pacho 😢
Ko amwene munomanikidza muroora kunonwa doro sei aaaaa mwanagu musikana ibva pamba apa hauchadiwa iwe
Amwene haasikuda muroora vakamurongera . Nekusaiziva muroora mwana mudiki saka vamuunza kudare.
Tsoro iyi.
Izheti raamai nevana vavo vese kuti muroora aende nekuti murume ava nemukadzi wepiri
They no longer want the daughter inlaw bt God iswatching
You're very true
Nyaya yakagadzirwa iyi uyo muface arikutsvaka nzira yekuramba mukadzi mari yabamunini vanoziva kwayakainda ndivo kut vamupe stress agodhakwa voseta madhiri hapana nyaya apa mawittness ese ndeemumhuri
Chief naamwene wanopanana bota chete amwene havadi muroora pamwedxi mawekutogadzira nyaya kumuroora
Musamanikidze vanhu kutaura zvisina kuitika muristupid mese
😢😢nyaya iyi inorwadza vakamurongera muroora uyu
Amwene avo mwari avenavo kugadzira nyaya nevana vavo kuti muroora uyu aende .even amainini vaizviziva .chandinongoda kuudzwa amainini ndechekuti mangwana ndiwe
Amwene imi muri mharadzi hamuvaki
Iyi nyaya ndeyekunyepa iyi
Mambo mabhaiza
Vamwene mavenganisa vana venyu, mune mwoyo wakaipa kuona kwangu
Mkomana mudiki akamanikidzwa kunwa Doro kuti plot yavo ibude uye havambovengani cz anoziva kuti plot cz mudare unobvuma uchishandisa musoro here kudzungudza
Vamwene vamwene vamwene
Mmmmm inyaya iyi inechitsotsi mukat
Uuuummm ndarwadziwa ne nyaya iyi vanhu vese varikutoziva dhiri ravakaita apa😢😢😢
Amwene ibhinya finish and klaar sei kutaura semunhu asingazive hupenyu .??????Mwedzi mereji bhoooo here vatongi ????I drama rega rega Havasi kuda kuvenganisa iplan vane wavo vakatowirirana semhuri kudhakwa imhosva here??????Asiri chidhakwa ndiani????
Imi baba varipakati muristupid yemunhu.itai nyaya senyayaAnemukadzi vechitwo saka havachadi mukadzi uyu
Haaaaa bamnini wane chekuita nemhuno yavo kkkk aidya madzihwa pahudiki hwake
Mambo navamwene munozivana imi..nyaya iri pachena iyi
Amwene itsotsi zitsotsi chairo
Nyaya iyi yakagadzirwa
Muribenzi vamwene mungafumira musha wenyu muriimbwa amwene Maka plotter nyaya iyi
😂😂😂😂😂 muroora mudiki aivepi pavakarara vese 😂😂😂😂😂 muri tsotsi mai
😢vamwene havachada muroora
Makagadzira nyaya

Amusikuona kutinamwene ava avasikuda muroora
Sei vakatuma muroora kuti ayende kubhawa amusikuona kuti vakarongeea muroora uyu here amwene ipfambi ava

Imi baba varipakati muristupid yemunhu.itai nyaya senyaya
Anemukadzi vechitwo saka havachadi mukadzi uyu