Tezvara nemuroora vanodanana asi matsotsi. Mambo nemakurukota ake pane pamusina kupatsanura. Muroora na tezvara Vai communicate through sister vemuroora ndoosaka aisira sms kuna sister vake kuti ndibvunzireivo kana vava ku workshop. Vari kusimbirira kuti handei ku econet for records dzema phone avo vachiziva kuti hakuna ma records, vanoshandisa sister pa communication. Matsotsi and vanodanana
Amai avo vari kungonetsa havo kuna YYU kune mamesge hwani avaikurukura wani Forget ari kupomba nababa ndosaka baba vakanyora kuti Chanda sei ivo vari muroora
Stop giving us repetitive stuff.We can find it if we want.Are you short of content?We pay for data!
Nhai
True, it's old stuff
At list kana shaya content better to notify people kuti repeat vanhu voziva coz data rikudhura sly
Tezvara avo havaiite Vanogona kupfura mwana wavo
Tezvara nemuroora vanodanana asi matsotsi. Mambo nemakurukota ake pane pamusina kupatsanura. Muroora na tezvara Vai communicate through sister vemuroora ndoosaka aisira sms kuna sister vake kuti ndibvunzireivo kana vava ku workshop. Vari kusimbirira kuti handei ku econet for records dzema phone avo vachiziva kuti hakuna ma records, vanoshandisa sister pa communication. Matsotsi and vanodanana
Mjolo wapindira nekumapostory 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 tawura hako
Wagara uriko. Matsotsi aya
Ndokwawagara uri manje
Imi chii? Iyi takaiwona, nhasi futi maisa Chief Madziva wekudhara Iko kwava ne mutsva. Chii Slyy? Kubva pawakatanga kuita zvima advert zvako zve Shiloh building wakutaika mukuru. Zivisa vanhu pa heading kuti ( Repeat)
Munoda mombe dzemahara madzimambo imimi,ma Tonga zvisiri fair, munoda mombe dxekupangurirana
Muroora chifeve baba mhudzamusha
zviri pachena izvi 200%
Ko SMTV nyaya yakare kare iyi mati tidii nhai?? Please bear in mind that even professional people follow your stuff so be professional too.
Ko moramba muchidzokorora nyaya iyi
Sly media why are you repeating broadcasts? Njuga dzaku rema here? You can't get new content?
Musapedzerwa nguva nejoki iri ihure rechipositori and rine nharo dzisina basa
Kuita zvekudiiko baba muroora kuvhura 180 waivapo here
Mai ava ihure
Mambo Makoni kuvanhu👏👏👏👏
Sly hachisi chimunya hr ichi
Mai ibhishu avo and vanotaurisa kuda kuedza kuvhara nyara
Repeat K🙄kodwa shuwa
Sei mapostori achigara arimumatare nechifambi 😮😮
Amai ihure fresh 😂😂😂😂
Asi havana kuzorambana here nyaya iyi ndeyakare
Nyaya iyi inondinakidza
Team iri rinopfeka madhuku machena mazi beach chaiwo
Amai avo vari kungonetsa havo kuna YYU kune mamesge hwani avaikurukura wani Forget ari kupomba nababa ndosaka baba vakanyora kuti Chanda sei ivo vari muroora
Hanzi behavior yawakuita ndeyechihure kkkk
baba avo isvina ngavabvise mombe 10
Dear Future Husband ndati ndigare ndakuudza kuti mukugarisana kwatichaita ukazobata foni yangu ukaona number dzakanzi YYU usazvidye moyo hako ibva waziva kuti inumber dzababa vako vanova tezvara vangu😂😂😂😂😂...... Madzimai muri bhishu kudengezera kadhuku nhema kuvharira hubhishu mudzoro immo nxaaaaaa
😂😂😂😂
Muroora natezvara yyyyyu vs Chanda makaoma ko kutaurisa nekusa sangana nemuvhunzo
You can save a number anyway you want.
But not dzatezvara aaa 😂😂😂😂
Zihure remadzimai iri hapana kana zviripo apa
Namatai muzvokadi musahwanda nechipostori xaa unonyadzisa iwe mai
Kuvhara vanhu chitsotsi regai kana mashaya basa
Mai ava ihure hombe
Vakatipa sisi zimai zipfambi
Mukadzi uyu iPfambi muroyi rooryai kure kunyenga vatevera
Ocee
yyu takamboinzwa kare, dei wakamba ka previous snipet ke last dare.
Takamboiona
Yeke Yeke Uno....
Kushoresa vanhu vamwari bvisai dhuku rewhite
Varume hatisina chedu panyika pano vakadzi vatora mukombe cz pamusha vanonzi chero vakahura havabvi vakusapotiwa nemutemo saka chihure chakuwanda
mukadzi uyo ipfambi akukakama can not even explain about YYU😂
Zviriko here izvi 😂😂😂
Mai ava tsotsi
Satan ashaya nyadzi kumapositori
Kkkkkkk chandada atezvaraka
Murume uyo kungosiyana nehure iro zvinei
Vanhu havachina matyira sure
😂 YY U
Stop 🛑 mujolo pandemic😂😂😂😂😂😂
Madzibaba vanembiri yekushandira
Corona time
tsotsi remukadzi iro rakanakirwa nababa
Kkkk wadzoka y y u
Repeat 🤬🤬🤬🤬
YYU
😂😂😂😂😂😂
YYU 😂
Vanhu ngavabvise maduku machena aya crc zvimaduku ozvi zvinechihure hure
Satan chine nharo shuwa
Ko mati tidzokorore chekare
😂😂😂😂 varamba vachingodana havasi kuregerana
@@alicybakeki9803 kkkk ma 1