The time signature, melody, Chord progression is the same. The only difference is the lyrics are the only difference. Izvi hazvimbodi any monosophical analysis. Signal plagiarized the Charamba’s song. Not only this one but also “Tengai Mafuta” by MAi Charamba.
Song ye 5 yrs ago makadii kuzvitaura ipapo we do respect you chaizvo zvimwe maifanira kusiyana nazvooo song isisimo muma streets
Ngavaitwe featuring zvipere
But why it took them so long🤔🤔?? This song 'Sweetie' yakatopera muto kare. Takatomirira zvitsva😏
Song iyi haito enderane ne ye ku church pleasee but 😂😂
Mucha repotwa na Charamba imi😂😂😂😂😂😂😂
The time signature, melody, Chord progression is the same. The only difference is the lyrics are the only difference. Izvi hazvimbodi any monosophical analysis. Signal plagiarized the Charamba’s song. Not only this one but also “Tengai Mafuta” by MAi Charamba.
Where is the first artist from?
He's also from Zimbabwe but he's a Gospel singer 😢
Charisi charamba
Kkkkk asi mukoma sig munozvifambisawo sei
@@reginadzapasi9668 pakango shanda jealous apa sig haana problem mukureva kut charamba akanzwa song nezuro hre from 6 good years anga arikupi pese apa
@INNOCENTDREADLOCKSZONE verengai report from Charamba kt munzwisise. Sig akatora kunyarara kwavaCharamba akaona sekt vakapusa asi atorambirwa pekutanga kuita copy and paste ,ndokutorqmba achidaro ft saka apa vakuavoider zvinotevere nkt mukomana wqcho haasi kumira ,zvichida vane karunyerekupe kept ari mustudio kudazve kuita muromdatsimba. Kana munhu atadza atadza ,the Charambas were lenient naye bt akaona sevakapusa
Mukoma mono pindirai