Arikuona nyoka nemunhukadzi- Chief Mutasa's traditional court

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 23

  • @CarolinaMachipanda
    @CarolinaMachipanda 4 месяца назад +2

    Chief ngavaende kun'anga vanhu ava.

  • @St-G2
    @St-G2 4 месяца назад +2

    Hapana munhu aitakurana huni namai Kamupound paMikiri apo. That woman was a work horse.

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 4 месяца назад +1

    Vakomana varikutya baba vakadaira panofiwa kkkk

  • @t.m1222
    @t.m1222 3 месяца назад

    Mujaya uyo ane inozi *cerebral palsy* inokonzerwa nekunonoka kubuda mudumbu peakazvarwa. Hapana zveuroyi and hazigadzirisiki.

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 4 месяца назад

    I only come here for comment section😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. But Chibanda itawo serious.

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 4 месяца назад

    Chibanda usatiitire zvemudhoto nhaika nxaaaa chiii chakadaro

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 4 месяца назад +1

    Nhai camera 🤳 unotiratidza miti kuti zviite sei

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 4 месяца назад

    Nhasi wagona chibanda ndokuti video nesound zveee

  • @leahafauconier4072
    @leahafauconier4072 4 месяца назад

    Pa picture ummm ma1

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 4 месяца назад

    Babà muroi

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 4 месяца назад

    Cameraman utinyarewo tinoda kuona full body yemunhu not mapassport photo amurikutiratidza ayo everyday zvakubhowa.

  • @vachihoro
    @vachihoro 4 месяца назад

    Iwe chibanda kana usingade tione zvaunokanda rega. Unotipa mav8d aki vanhu unoita half y

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 4 месяца назад

    Chibanda kamu 2k kaye kesviro tava nenguva tisati takaona. Chimbokadzosa

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 4 месяца назад

    Sungai vanhu mambo child abuse