Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Haiwawo hamuko imi makabirira mwana
Fantan wakadhakwa . Very biased rather than being fair u act on behalf of Gina to proceed to the next round. Jah soft is a young president
fantan akaty last song iye ginna akatanga kuimba
Akabirirwa koz fantan aimupa tym shoma then Marina onzi rova 8 lines... hazviko... chizanu
😂😂😂😅jahsoft ma1 Kane fire
Fantan pliz musaterere zita Jah soft ayitora chinhu ichi
Handis kuona wani painzi akabirirwa pacho 😂😂
unoshaya
@@tinotendacharangwa iwewe chiwana
Fantan ,that was unprofessional.
somebody say Jah Soft 💪🏾🇿🇼💪🏾🎤🎤
Vakamubirira Jay soft uyo ngavasadaro vakomana ava libho kuimba ka 2 otodzi win but uya aka rikita vanhu hombo musadaro muchatogwa imi😢😢😢😢
Kkkk hanzi gina watoonda nei zviya 😅😅😅😅😅😅
This was not fair fantan usadaro
Fantan ne zec same same
Pakashanda moyo apa
Mhata yako fantan
Fantan akabirira papi ivo mafans ndooakati ayewa kuna jah soft
Jar soft ASI kamufana ka hwinza🔥
Makabirira mwana guys mufana akabirirwa
Ginamarina freestyle hako zvake
Mpfanami akangodyirwa bonzo neZita chete
Mufana akapedza hake pafair
Haaaa mfana Jah soft muhombe Boyz jealous down
Mupfana uyu aka batirwa hake
Haiwawo hamuko imi makabirira mwana
Fantan wakadhakwa . Very biased rather than being fair u act on behalf of Gina to proceed to the next round. Jah soft is a young president
fantan akaty last song iye ginna akatanga kuimba
Akabirirwa koz fantan aimupa tym shoma then Marina onzi rova 8 lines... hazviko... chizanu
😂😂😂😅jahsoft ma1 Kane fire
Fantan pliz musaterere zita
Jah soft ayitora chinhu ichi