All about Gamue and Frets

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 3 фев 2025

Комментарии • 157

  • @TatendaWaya
    @TatendaWaya 2 месяца назад +4

    🔥🔥🔥 hoyoo couple iyi inondiitira ❤

  • @wisemanpardmah
    @wisemanpardmah 2 месяца назад +18

    Ini ndoda kuziva kuti mnodanana zvesure here

  • @AdvocateChuma
    @AdvocateChuma 2 месяца назад +1

    Gamue my favorite 🎉🎉 I love you girl

  • @gamue_wenyu
    @gamue_wenyu  2 месяца назад +21

    Thank you all for supporting us. We apologize for the background noise. Next time tichagadzirisa.👏🏾🤍

    • @TatendaWaya
      @TatendaWaya 2 месяца назад

      Shuwa coz chivhayo uyo akuvhiringa 😅

    • @AlettaChiyangwa-xd1ex
      @AlettaChiyangwa-xd1ex 2 месяца назад

      @@TatendaWaya kkkkk ati ndiWicknero ndianiko vanhu kaaa kkkk

    • @TatendaWaya
      @TatendaWaya 2 месяца назад

      ​@@AlettaChiyangwa-xd1ex😂😂😂😂 baba vanofema zvavo ivavo

    • @langton7395
      @langton7395 2 месяца назад

      Kikikiki ndangoti pamwe frets ane asthma

    • @Mchengeti
      @Mchengeti 2 месяца назад

      vanofemereka ngavarare kumba

  • @TawandaKamuswapu-v8j
    @TawandaKamuswapu-v8j 2 месяца назад +8

    Endesai munhu uyoo kuchipatara anokufirai 😂😂😂😂kufema kwaaiiri kuiita mmmm ndatya

  • @alphoncechishiri8868
    @alphoncechishiri8868 2 месяца назад

    Keep it up Mr and Mrs Mudzvanyi

  • @RumbidzaiMaphosa
    @RumbidzaiMaphosa 2 месяца назад +1

    Keep moving #Our own Gamue

  • @lincolnejosh2390
    @lincolnejosh2390 2 месяца назад +11

    Musawunzewo mu studio vanhu vanofema kudaro purizi

  • @tatendamarenga
    @tatendamarenga 6 часов назад

    Camera man arikupona here neImbwa idzo

  • @sylviamachokoto5998
    @sylviamachokoto5998 2 месяца назад

    comic Pastor ndibaba vedu😊

  • @chiedzatanda1870
    @chiedzatanda1870 2 месяца назад +1

    Ndinokuda gamu🥰🥰🥰🥰

  • @SwallowKingOfficial-s9d
    @SwallowKingOfficial-s9d 2 месяца назад +1

    I like it! keep going Guy's the future is bright

  • @tichypashymonde890
    @tichypashymonde890 2 месяца назад +1

    Gamue Wenyu na Frets to the world 🌎. Imimi dai muri vamwe mabatsirana parudo mapinda musvitsa

  • @TerenceKapeta
    @TerenceKapeta 2 месяца назад +1

    Ndiani akufemereka Chivhayo irimo here umo

  • @FungaiKachena
    @FungaiKachena 2 месяца назад +1

    Handidi nemi vanhu imi💝💝💝💝💝💝❤️❤️❤️❤️❤️❤️

  • @tinotendachimhande3938
    @tinotendachimhande3938 2 месяца назад +11

    Vanhu vakurwara kunze uko 😂😂😂😂haa iro ririkufema ma1 kkk

  • @keithuchena4669
    @keithuchena4669 2 месяца назад

    haaaa camera guy ummm ngaasadaro weduwe

  • @tafaramatsikidze53
    @tafaramatsikidze53 2 месяца назад +2

    Breathe in Breathe out 😢

  • @KingSamazProduction263
    @KingSamazProduction263 2 месяца назад

    😂😂😂😂 paita dafi here rikufema

  • @Taylor_Megx_ZW
    @Taylor_Megx_ZW 2 месяца назад +3

    Frets is very clever...

  • @mabalikasikwila5933
    @mabalikasikwila5933 2 месяца назад

    Well dispined couple, keep going mosvika kure

  • @TatendaWaya
    @TatendaWaya 2 месяца назад +2

    Frets vanoda violence hanzi @ Hatipere ndeupi uyu 😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @AndrewDube194
    @AndrewDube194 2 месяца назад

    Gamu iwe kkk kamuitiro kamurikuita ma chair ayo ka ,ukunzwa kuita sey muchitenderera kudero kkkk kuzunguzikira 😂😂😂😂😂😂😂

  • @keithmunatsi7582
    @keithmunatsi7582 2 месяца назад

    Ko uyo auya arikufema auya achimhanya here boys.

  • @AbigailChoto-md4jc
    @AbigailChoto-md4jc 2 месяца назад +3

    Quality couple

  • @pahweliciousmedia
    @pahweliciousmedia 2 месяца назад +1

    Pahwelicious media TV first ont comment 🔥🔥🔥

  • @munyaradzihastingsmusungwa2179
    @munyaradzihastingsmusungwa2179 2 месяца назад

    Ndian arikutwa bj uyoooo

  • @AlettaChiyangwa-xd1ex
    @AlettaChiyangwa-xd1ex 2 месяца назад +5

    Was going through comments 😂 ko zvaingori nyaya yemunhu ari kunzi ari kufema 😂😂😂 pane umwe ati kunge dafi/ datya 😂😂😂😂😂 haya😂😂

  • @lamentmatimba4276
    @lamentmatimba4276 2 месяца назад +15

    Haa camera men ngavaende kuCheck up... zvavachapera mweya

  • @16vitall
    @16vitall 2 месяца назад +6

    Ko hanziikoo nekufemereka kuseri ukoo asi atevera netsoka kani munhu uyoo😂😂😂

  • @owensimbarashematamai3866
    @owensimbarashematamai3866 2 месяца назад +5

    Ndiyan ari kufemeruka uyo

  • @blessingngonidzashe6272
    @blessingngonidzashe6272 Месяц назад

    uyo akabata camera ari kutinyaudza nekufema kwake uyo mhanii munomubatisireii camera mhanii nxaaa

  • @greatwinmutsvairo543
    @greatwinmutsvairo543 2 месяца назад

    shedding ambulance muchafirwa nemunhu arikufemereka uyo

  • @g.mmadharikeni2460
    @g.mmadharikeni2460 2 месяца назад

    Akufema pa camera apo akubhowa

  • @ReubenChibove-y8j
    @ReubenChibove-y8j 2 месяца назад +3

    Ini ndoda kuziva kty modanana hre

  • @previousmpofu3831
    @previousmpofu3831 2 месяца назад +1

    Bhachi iro unorifarira...ndorinongobuda pamavideos ako emaSong😂😂

  • @SpineTalent
    @SpineTalent 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂ko chivhayo abva nepi uyo mubudisei imomo anoframo

  • @TendaiTindo-mr8bi
    @TendaiTindo-mr8bi 2 месяца назад +2

    Baba namai mudzvanyi

  • @Tapsy05Dzoccotto
    @Tapsy05Dzoccotto 2 месяца назад +1

    Together as 1 🎉❤

  • @sylviamachokoto5998
    @sylviamachokoto5998 2 месяца назад

    shout out to mbuya Banda🎉😊

  • @nyariegannet1
    @nyariegannet1 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂😂😂 comment section mandiuraya munhu wese arikuchema nekufema kwa cameraman kkkk imiks

  • @hamfreyvictor5840
    @hamfreyvictor5840 2 месяца назад

    Ko uyo akufemera mudenga kunge ndere ndiyaniko yoooh aaaa camera men bho here ukoo.....

  • @KeniasTinashe-ht6cv
    @KeniasTinashe-ht6cv 2 месяца назад +1

    Mafemero rudzii iwaya

  • @kudakwashemariwa3988
    @kudakwashemariwa3988 2 месяца назад +11

    uyo arikufema achiri mupenyu heree asi????

    • @ephiphanianhamo6570
      @ephiphanianhamo6570 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂ende zvanga zvichinyatsonzwikwa

    • @NKMOYO
      @NKMOYO 2 месяца назад

      Kkkk imbonzwai zvafrets

    • @MisheckGatsi-n4e
      @MisheckGatsi-n4e 2 месяца назад

      😅😅😅 arikufema uyo muhombe sure

    • @TendaiDoviMapanzure
      @TendaiDoviMapanzure 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂 ndati

  • @AshleyMupanagani
    @AshleyMupanagani 2 месяца назад

    Uuumm pa29 apoo ichokwadii😅

  • @sharonnhamburo6510
    @sharonnhamburo6510 2 месяца назад +1

    😂😂😂 haa chefuel kuZupco andichikanganwi

  • @BrightonBHEBHE-c1j
    @BrightonBHEBHE-c1j 2 месяца назад

    Muface wako here pa real life

  • @itaimoyo3111
    @itaimoyo3111 2 месяца назад +3

    Cameraman anofira mustudio weduwe

  • @charleskarase499
    @charleskarase499 2 месяца назад

    Ko ndiani arikufema senge arikufema ku background uko???

  • @previousmpofu3831
    @previousmpofu3831 2 месяца назад

    Uyu arikufema uyu ngaaende kuchipatara achingobva pakushuta video iyi please...ane asima😅

  • @boishonamusic8221
    @boishonamusic8221 2 месяца назад +1

    My Family

  • @elijahmadzongwe7543
    @elijahmadzongwe7543 2 месяца назад +2

    ko munhu akafa nhaimi

  • @trymorechikusvura3012
    @trymorechikusvura3012 2 месяца назад

    Saka torega kukuona hre

  • @CliveBere-nt6bn
    @CliveBere-nt6bn 2 месяца назад +1

    Munhu arkufemuruka uyo purizi ngaasadaro otherwise zvimwe zvese boe ngazviende mberi

  • @innesidumingo3764
    @innesidumingo3764 2 месяца назад

    Aiwa vafana mogona imi

  • @MaramaTanyaradzwa
    @MaramaTanyaradzwa 2 месяца назад

    Frets anotodzikama kudayiii nhayiiii

  • @jacobhomela5384
    @jacobhomela5384 2 месяца назад

    Good humour Frets

  • @kumbiemufandaedza986
    @kumbiemufandaedza986 2 месяца назад +5

    Ko asi manga muripedyo nepanoiswa ma Tyre pressure? Because compressor irikufema apo ma1

  • @TendaiDoviMapanzure
    @TendaiDoviMapanzure 2 месяца назад

    Kasi phone yanga ina Wicknel Chivhayo kanj 🙄🙄🙄

  • @sylviamachokoto5998
    @sylviamachokoto5998 2 месяца назад

    Gamue and Frets🎉🎉🎉😊

  • @tapiwamasiya
    @tapiwamasiya 2 месяца назад +8

    Camera men ma body parts ake arikunyimana moto. Kuita kunge arikufema kekupedzesera kudaro. . .

  • @innesidumingo3764
    @innesidumingo3764 2 месяца назад +2

    Kouyo aifemuruka hanziiko asi ndewe kuEQUITORIA GUINEA KANI

  • @carlxman
    @carlxman 2 месяца назад

    Camera inenge yakabatwa naChivhayo

  • @gamuchiraishani
    @gamuchiraishani 2 месяца назад

    Haa kufema kukutotidxnga pano

  • @JusticeMasendu
    @JusticeMasendu 2 месяца назад

    Ko idzo dzaive kubackground ingonono ere

  • @dangerfyah4712
    @dangerfyah4712 2 месяца назад +2

    Asi uyo arikufemereka atera kustudio netsoka kani👀

  • @Mchengeti
    @Mchengeti 2 месяца назад +2

    ko uyo arikufemereka makamupirei camera

  • @henrymwando9765
    @henrymwando9765 2 месяца назад +2

    ndiani arikufemereka kudaro nhai

  • @faraichihata
    @faraichihata 2 месяца назад

    varikufemeruka avo matii todi navo😅

  • @ngoninyadore42
    @ngoninyadore42 2 месяца назад

    But next tym Camera man anofanirwa kut avewo neposition yakanaka kut zvinyatsobuda handis kut kudii zvang but maarrangemets akaita equipment renyu nekune vanhu vamuri kuinterviewr pagadzirisei

  • @LilianChandiwana
    @LilianChandiwana 2 месяца назад

    Comment section mondidzingisa basa,😂😂😂😂ndaseka nhasi

  • @trymorechikusvura3012
    @trymorechikusvura3012 2 месяца назад

    Unogona usina gamu

  • @TatendaWaya
    @TatendaWaya 2 месяца назад +5

    Nxt cameraman avo ngavasatore video coz varikunyanya kufemuruka 😮

    • @AnesuSivangani
      @AnesuSivangani 2 месяца назад +1

      😂😂😂😂😂😂💪😂😂😂😂😂😂😂😂ndafunga kuti ndini ndega ndahwa havasi Tsano ere avooo

    • @TatendaWaya
      @TatendaWaya 2 месяца назад +1

      @AnesuSivangani 🤣🤣🤣🤣 kuita munin'ina waWicknell chivhayo

    • @AnesuSivangani
      @AnesuSivangani 2 месяца назад +1

      @@TatendaWaya 😂😂😂😂😂😂🤣🤣😂😂🤣🤣 haaaaa ndapererwaa mukoma wedu frets vakunyara

  • @Bleezy-n5p
    @Bleezy-n5p 2 месяца назад +1

    Ko mukwasha yakaenda nepi

  • @wacheadvent1766
    @wacheadvent1766 2 месяца назад

    cammera man ummm mukufemereka yoooo

  • @nigelmavhunga1168
    @nigelmavhunga1168 2 месяца назад +4

    the person breathing heavy has jus ruined this interview thats all we can hear now :(

  • @lisahmatore1834
    @lisahmatore1834 2 месяца назад

    Frets kachilling kake ndekekuona madam

  • @RyaneChikudzaa
    @RyaneChikudzaa 2 месяца назад

  • @kundaimationi9508
    @kundaimationi9508 2 месяца назад

    kondiani arikufema

  • @KanyimoSelby
    @KanyimoSelby 2 месяца назад

    Endesai camera man ku hospital please

  • @twanberville
    @twanberville 2 месяца назад

    Munhu akabata camera asi ari kudzingirirwa🤔? . Kufema Bhoo here 🙊

  • @LawrenceMaulana
    @LawrenceMaulana 2 месяца назад

    Umm asi makuitwa zvebonde futi hr mustudio umo pamwe ndashaisha kunzwa zvikuitika kuseri uko kune arikunakirwa shuwa umm,kakufemereka ako bho hr umwe achafa chete😂

  • @AnesuSivangani
    @AnesuSivangani 2 месяца назад +2

    Frets hauzi mu salad 😂😂😂😂😂🫠 don't try to force 😢😅😅😅😅😅😅

    • @FretsDonzvo95
      @FretsDonzvo95 2 месяца назад

      Kkk ko ndaita musalad papi

    • @FretsDonzvo95
      @FretsDonzvo95 2 месяца назад +3

      Kkkk ko ndaitasei

    • @AnesuSivangani
      @AnesuSivangani 2 месяца назад +1

      @FretsDonzvo95 kkkkk ma nozero acho akoma 😂😂😂😂😂

  • @stallionmaxofficial5285
    @stallionmaxofficial5285 2 месяца назад

    Kkk Frets vaka cooler down madam vari pa sid3

  • @methusellahchidembo6738
    @methusellahchidembo6738 2 месяца назад

    Arikuita ngonono ndiyani

  • @FaraiRuzvidzo
    @FaraiRuzvidzo 2 месяца назад +4

    Pane munh ari kuyit kunge chivhayo kuseri kwe camera wyyyyyyýyyy wyyyyyyy

    • @TatendaWaya
      @TatendaWaya 2 месяца назад +1

      😂😂😂😂

    • @AnesuSivangani
      @AnesuSivangani 2 месяца назад +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @2BG570
      @2BG570 2 месяца назад

      Kkkkkkkkkkkkkiest pakashata kkkkk

  • @ThelmaNyanguwoMushamba
    @ThelmaNyanguwoMushamba 2 месяца назад

    Frets are you saying urimudiki kunacomic elder here

  • @DivineMuzira-u3f
    @DivineMuzira-u3f 2 месяца назад

    Hoyoo love you gyz

  • @tawandatazvivinga
    @tawandatazvivinga 2 месяца назад

    Ko asi Oxygen Plant yeku Solwezi yadarikira kuno

  • @TatendaSimonje
    @TatendaSimonje 2 месяца назад +1

    Sorry game ndanzwa nungo dzeku uyakuno ndaingo ku ziwira ku Facebook

  • @pbanks.officialmusic5805
    @pbanks.officialmusic5805 2 месяца назад

    Asi vakasiira Mukwasha panziira

  • @TrustTazvigwira-cp4bk
    @TrustTazvigwira-cp4bk 2 месяца назад +1

    Kudonha Quarity

  • @Comedy-g2x
    @Comedy-g2x 2 месяца назад +2

    Camera man go and see a Dr😊

  • @eltonrwatirera8836
    @eltonrwatirera8836 2 месяца назад +1

    Guy holding phone breathing so heavily is okay?

  • @paulchivende3658
    @paulchivende3658 2 месяца назад +1

    Avo vanopedza

  • @AliceJackson-r7o
    @AliceJackson-r7o 2 месяца назад

    Aaah nhai veduwee asi vachivhayo vari imomo Kani kufemereka kudaro

  • @homemadepictureszw
    @homemadepictureszw 2 месяца назад +1

    Hoyooooo

  • @NosterGayi
    @NosterGayi 2 месяца назад

    Volume ishoma

  • @lloydprincedube1775
    @lloydprincedube1775 2 месяца назад +1

    Are in love guys ???

  • @tarirokawanza1292
    @tarirokawanza1292 2 месяца назад +1

    Frets