Bobby Makaza (Tanzi Tiende kumba) Akabata mwana chibharo akamubatira demo - Victim's parents speak

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 июл 2023
  • Bobby Makaza (Tanzi Tiende kumba) Akabata mwana chibharo akamubatira demo - Victim's parents speak

Комментарии • 523

  • @tafadzwajeranyama9988
    @tafadzwajeranyama9988 Год назад +115

    Likes for the journalist/ presenter she's just to good for her job all round ❤

    • @sevaseva836
      @sevaseva836 Год назад +1

      Journalist haasi bho.Dai aiva bho atevera mhuri dzose dzakaparirwa mhosva imwe chete yakaparwa nababa ava .Ari kuda kusungirira munhu mumwe chete asi paya takaona bhazi rese vaingoti Rape,Rape.Journalist uyu ane agenda yakewo zvake.

    • @yvone260
      @yvone260 Год назад

      ​@@sevaseva836taura hako

    • @jahmunetsi2997
      @jahmunetsi2997 Год назад +7

      ​@@sevaseva836nxaa unopenga iwe,urikuda kuti afambe nyika yese achitsvaga mhuri dzese dzevanhu vakarepwa.... how is that possible...?

    • @sevaseva836
      @sevaseva836 Год назад +1

      @@jahmunetsi2997 Usati ndopenga nhai mwana wamai. Kana tichitaura nyaya kana kuzeya usapinda nemwoyo.Ndiri kuti ini ngaaite chirongwa achiti vanhu vese vakaburitswa vaine maCases eRape vese ngsvadzikere mukati.Jana zvichiita ngaafambe nyika yese handiti ari kuratudza chido here chekuda Justice yemaVictims.Kana tichitaura tisiri kuwirana iwe stick yo your point and try to explain more.Handisi kuti ari right kuRaper kwaakaita but why him only out of hundred people.

    • @user-fs6cj9jf4z
      @user-fs6cj9jf4z Год назад +5

      I think inyaya yekutoti akadeedzera kuti tanzi tiende kumba iye amubvunza kuti makadzidzei nekugara kwandaita mujere

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Год назад +73

    Chimudhara Bobby ngachidzokere mujeri pfungwa dzake hadzina kuita mushe. Mwari vapindire kune mwana musikana uye hunhu hwemwana uyu hwashata. 😢

    • @Pessiamystic05
      @Pessiamystic05 Год назад +6

      @joycemafigo3517 taura hako I agree with you 💯.He only got to serve a fraction of the sentence and all he learnt from his short stay in prison is"Tanzi tiende kumba".I didn't know what the powers be used as criteria to get amnesty but Bobby was not rehabilitated nor remorseful for the crime he committed.If I was on the parole board I would recommend no parole or amnesty to murderers,rapists and armed robberies and amnesty is not a bad idea to unclog the overcrowded prisons but serious and serial offenders like Bobby should get locked up and throw away the keys in the deepest part of the sea coz the trauma he has caused in that kid's life,mwana is now getting involved in things that she shouldn't be doing coz she's scarred for the rest of her life and Bobby was a serial offender who got away with raping kids for a long time in fact I will go further to say munhu wese ano bata vana chibharo ngai chekwemb❤ro yacho coz Hoboken mabishu manyama muma touchline umo mari yako chete.sir Bobby didn't deserve to be even be considered for amnesty to begin with.chupeti yemunhu.

  • @SusanChipirongo
    @SusanChipirongo Год назад +69

    Presidential amnesty must not apply to murderers and rapists. Please I beg

    • @ChantyBabe-bd5wx
      @ChantyBabe-bd5wx Год назад

      Very true why freeing them they are toxic in e society

    • @zaingambiza6841
      @zaingambiza6841 Год назад +1

      But the problem is there are people who were framed they didnt commit those crimes so amnesty gives them back their freedom

    • @shaungranger2166
      @shaungranger2166 11 месяцев назад

      ​@zaingambiza6841 I hear you but two different issues here, the comment says murders and rapist must not be given amnesty, people who have been framed and are in jail it's because of poor investigation

  • @user-sd2dv2dq5m
    @user-sd2dv2dq5m Год назад +26

    Obuda a saver 4 instead of 16 kana asiri wako mwana akabatwa ahuzvinzwisise shuwa😢

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Год назад +65

    Such a good mother who recognised the signs of abuse

    • @veronicamarowa6584
      @veronicamarowa6584 Год назад +2

      Youu can say that again

    • @user-hg7sl3dg2b
      @user-hg7sl3dg2b Год назад +4

      Ver sory mama marwadzo ayo

    • @user-jr7kp2tw9q
      @user-jr7kp2tw9q Год назад +4

      Makadzidzeyi pamamuri kujeri kuti tiende Kumba😭😭😭😭😭 unanyoona kuti nezvinofungwa hapana

    • @mmc307
      @mmc307 Год назад +3

      Knowledge is power

  • @brinemasungo6791
    @brinemasungo6791 Год назад +19

    I salute you our presenter you are too excellent for your job and keep it up

  • @gr_techz6390
    @gr_techz6390 Год назад +40

    It`s painful and I can`t even imagine the pain the mother is going through, this is beyond shattering. A child`s future is ruined n the culprit is bragging about it. Call me a bad person but this guy deserves death penalty, he`s taken a life.

    • @michellechidhandara902
      @michellechidhandara902 Год назад +2

      Truth

    • @JoeKan-gj6bm
      @JoeKan-gj6bm Год назад +2

      I go with you on that one coz ndisatani mdhara uyo

    • @gee4690
      @gee4690 11 месяцев назад

      I dont understand the reason y vanhu ava vachibuditswa asina kana kusvika pa half yemutongo ...dai vachitarisa vanhu maererano nenyaya dzavo not kurwadzisa vanhu kudai 😢

  • @sharonmatenga4167
    @sharonmatenga4167 Год назад +25

    This is heartbreaking, especially when the mother broke down I cried.

  • @user-bk3cd6iv8d
    @user-bk3cd6iv8d Год назад +10

    Uumm mrme uyo Boby ngaadzokere kujeri by force by fire pliz pliz judge ngaaite plan😢😢😢😢😢😢😢

  • @stephamate3888
    @stephamate3888 Год назад +7

    This mother I have the urge to help her. But how do I get in touch?????

  • @SusanChipirongo
    @SusanChipirongo Год назад +9

    Whichever behavior of the girl,doesn't give Boby or any man the right to sexually assault her😢😢😢😢😢Please who is crying with me.I have girl children i don't wish to experience this kind of pain .Boby enda undofa

  • @bridgettesibanda5367
    @bridgettesibanda5367 Год назад +15

    I don't think Bobby is mentally okay, and he's a danger to society even to the girl who was raped.

  • @nellyrukuni5380
    @nellyrukuni5380 Год назад +13

    Ndozimbabwe innocent people are kept in jail ,guilty are released

    • @ChrisCresta-hs8cz
      @ChrisCresta-hs8cz 4 месяца назад

      This guy is guilty he boasts about his crimes. If there was a review checking and releasing people who are wrongly convicted that is different to just releasing criminals of this nature. Petty criminals should be released not murderers and rapists.

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 Год назад +8

    Destiny TV ndakufarirai apa. You did a very good followup.

  • @TKG2024
    @TKG2024 Год назад +19

    Even if Bob was released from jail!why is he allowed to stay in the same village with the victim 😢handione kuti Zvinoita.Boby anofanira kunogara 100km away from kwaakapara mhosva atleast zvinopa kusununguka kune mwana nevabereki vake

  • @MagretMushandu-bl5tc
    @MagretMushandu-bl5tc Год назад +3

    Mwari ngaapindire Shuwa dai vakasakuvadziwa mai ava na boby iyei

  • @user-my1cg9ku3h
    @user-my1cg9ku3h Год назад +37

    If there was a way we could consider writing a petition to the president to have this man taken back to jail. The same way recommendations are written for the release of these people on parole. The community where he stays can sign it to indicate that he has not yet rehabilitated and is still a potential danger to the girl child.

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 Год назад +8

      Exactly apa varikunzi varikufamba vachitodada throwing shade the victim family.I commented on post yakaiswa neumwe mai anonzi Madzongo on TikTok ndikati baba awa is not remorseful and she was very angry at me akandi blocker.Apa I wasn’t following her ndakataura my own opinion.Vanhukadzi until tagona kuita chirwangwe kurwadziwawo kuti dai aiwe wangu.Imagine zidhara rakadai pamwana mudiki asi unonzwa umwe achirerera utsinye hwakadai.Vakadzi dai batana kusvitsa chichemo kuhumende kuti kwete taramba apa munhu ngaadzokere uyu tose nema women groups munoti zvairamba here?But kune vamwe vakadzi wakaoma moyo vanomira nemhondi iyi.Rape yakafanana nekuuraya munhu hapana mutsauko.

    • @merrymary6065
      @merrymary6065 Год назад

      ❤❤

    • @ruthchefe6857
      @ruthchefe6857 Год назад

      @@nyashahungwe8946I think I seen the post as well on tiktok… ndinofungidzira kuti she blocked you bc vanhu taitifarawo kuti vanhu vakawanirwa amnesty.. nobody angaaine moyo yekufunga kuti they won’t retreat their old ways.

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 Год назад +1

      @@ruthchefe6857 Yaa true pekutanga tisati taziva nyaya yese munhu wese akangovanawo but after unongobatikana chero ari mwana vako iwe or ini zvogwadza Ruth.

    • @mmc307
      @mmc307 Год назад +1

      Shuwa zvaakuda vagari vemaMurehwa vabatane panyaya iyi .achakanganisa vanhu vakawanda

  • @isaacpinielo
    @isaacpinielo Год назад +8

    You're doing a sterling job Stella. Keep it up.

  • @peenyikayaramba5433
    @peenyikayaramba5433 Год назад +19

    Bobby must go back to prison 😢😢

  • @starcks1686
    @starcks1686 Год назад +4

    Bobby ngaadzokere kujeri vanhuwee!

  • @mmc307
    @mmc307 Год назад +1

    Inga Judge Munamato akati mhuri dzinenge dzasangana nezvakadai vanoda councelling iripoko councelling yacho nhai hurumende .musadaro .this one brke our hearts

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Год назад +9

    Ummm life yemwana yaka kanganisika 😢😢😢😢

  • @patiendlovu-pc9md
    @patiendlovu-pc9md Год назад +2

    Mwari chengetai vana vamakatipa zvinorwadza izvi

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 Год назад +23

    Ngaasungwe mudhara uyo kukanganisira vana hupenyu

  • @nyashachirinda7237
    @nyashachirinda7237 Год назад +8

    I guess zvakuitwa nemwana maAfter effects of sexual abuse mwana uyu aida kubatsirwa how to love herself again

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Год назад +13

    This is sickening & l didn't think the government stabbed its subjects into chaos & disaster. Such animals should not even be considered for pardon. You have left us vulnerable thie es are at it again. 4 years out of 14 years jail term. And no ounce of remorse such people should be banished from the village.
    Parents lets not leave minors (maybe 12 years & below) alone please, even in villages l know you train them early, at times leave a minor to take care of other minors. The world has turned wild Sodom & Gomorrah Brethren,
    Lets keep safe our Children & Pray steadfastly because Satanism has gone rampant. We're living in a wicked & perverse world. Now that family is not at peace & need to quickly take protection order; please l beg you leaders justice should be served in full, so that our trust in you is restored.
    See the elderly guy who should be the custodias are our Judas of today you can't trust anyone, never ever only in God we Trust lets plead the Blood of Jesus upon the Family & Children especially.
    Let children walk in groups always please. May this Family get justice the child has been traumatized & stigmatized,this will stain her life for life, the world is wicked,may we worthy Guardians, Amen.

  • @kudzitagwireyi4082
    @kudzitagwireyi4082 Год назад +2

    Good interviewing skills..well done cc

  • @gamerx2592
    @gamerx2592 Год назад +4

    Vano raper ngavadamburwe zvirimu bhurugwa imomo lesson kune vamwe

  • @memoryrwabeta2563
    @memoryrwabeta2563 Год назад +3

    Mwana needed counseling
    This is so heartbreaking

  • @user-zo5ct2zq7r
    @user-zo5ct2zq7r Год назад +13

    Problem murume mukuru shuwa achena musoro nendebvu kushaya zano nepfungwa zvose ,kunzi madzidzei kwavekuti tanzi tiende kumba 😢 speed inemudhara iyi yakanyanya kungwarisa

    • @perseverance9096
      @perseverance9096 Год назад

      Haa zidhara chairo n haana kana sorry zvake

    • @queen7008
      @queen7008 Год назад

      Ndoo kutotaura chokwadi kwaakaita kuti hapana chandadziidza apa ndaakuenda hangu kumba😢

    • @ForgiveForgie
      @ForgiveForgie Год назад

      Kkkk taura zvko

    • @mmc307
      @mmc307 Год назад

      Sure kutoshinga kuenda pamusoro pemwana ane 11 muzukuru wake

    • @maviskaseni
      @maviskaseni Год назад

      Kungwara hre or akapusungwara

  • @elizabethtazarurwa7016
    @elizabethtazarurwa7016 Год назад +8

    Good presenter

  • @deeking742
    @deeking742 Год назад +24

    But that's how Munangagwa is he has and infected with HIV,wat do you expect from the evil man

  • @emenjildavioletdzama8886
    @emenjildavioletdzama8886 Год назад +39

    Haakodzere kugara mumusha ngaadzokere kuchizarira,he deserves punishment.

  • @memorytchiware7877
    @memorytchiware7877 Год назад +2

    Dambudziko nderekuti marape victims haawane good counselling. I have seen vazhinji vachibva vapanduka

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 Год назад +29

    Im cutting onions .we are not judging but boby deserves to stay in bars

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 Год назад +11

    Painful. As a father of two daughters lm hurt. Bobby anoda kumamiswa chete

  • @rumbidzaikafurama7128
    @rumbidzaikafurama7128 Год назад +4

    Bobby ngaaiswe mukati nhai imi vemutemo

  • @valloriechaoma6262
    @valloriechaoma6262 Год назад +1

    Bobby akaratidza hapana zvaakadzidza ngaadzokere kujeri😢wotofamba uchiganza futi,urimumwe dzikama wo zve..

  • @vachihera3823
    @vachihera3823 Год назад +5

    Stella well done for your exclusive journalism. I think nhau yekuita rehabilitate macriminals aya muma communities mavanenge vapara mhosva must be done well. The responsible authorities must take into consideration the circumstances as well as provide proper counselling to the victims and their loved ones

    • @smartazchaparadza4472
      @smartazchaparadza4472 Год назад

      Mnangagwa also shows that he is a rapist. He doesn't even feel the pain the parents of the sex abused child are going through. How can a leader of a country free rapists.He did this to win the hearts of them so that they vote for him.

    • @sekaimidzi4789
      @sekaimidzi4789 11 месяцев назад

      As a mother am hurt. He is not regretting his actions at all.

  • @nothandomakiwah8165
    @nothandomakiwah8165 Год назад +4

    A mother's love

  • @emilyzenda4851
    @emilyzenda4851 Год назад +5

    I think Bobby needs to go back to jail at least for 8 years.

  • @Sbuda05
    @Sbuda05 Год назад +19

    Bobby deserves kudzokera kujeri

  • @richmanmukahiwa7069
    @richmanmukahiwa7069 Год назад +2

    Life ya Bobby haisisiri safe vanhu varikurwadziwa Avo Saka They are going to do anything Kuna Bobby

    • @valm7314
      @valm7314 Год назад

      But what about the child he violated ?

    • @maviskaseni
      @maviskaseni Год назад

      It's better

  • @ItaiKanhimba
    @ItaiKanhimba Год назад +1

    Ngatimbopai maiguru waitapa nhau maruva haa vanogona kutapa nhau 🎉🎉

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 Год назад +15

    Ko Sekuru ava vayinzi vafa wani

  • @user-il1kt6sc3t
    @user-il1kt6sc3t 6 месяцев назад

    Zvinorwadza 😢 ASI Mutungamiri we Zimbabwe Dai arimwana wenyu mhondi iyo maisiya here ichigara panze. Please vamunangarwa udzai mapurisa adzosere mhondi iyo mutirongo ndokuti tirambe tichikutsingirai pasina izvozvo Pasi nembavha

  • @blessingmumvenge3830
    @blessingmumvenge3830 Год назад +1

    I said it ini when I saw the clip....hapana chaakadzidza mdhra uya😂😂😂

  • @marylenejenya4773
    @marylenejenya4773 11 месяцев назад +1

    Tovarerera kupiko vanasikana vedu ,,this is heartbreaking

  • @natalie1103
    @natalie1103 Год назад +1

    I have a daughter and so sensitive abt these issue for me these is a personal issue Bobby don't deserve amnesty ibhinya.

  • @user-ym9bc2ow6w
    @user-ym9bc2ow6w Год назад +2

    Bobby hongu akatadza asi handiyechete munhu akapara mhosva yakadai akaburitswa mujere chinhu chakangita kuti nyaya iyi ikure kudai ndepaakangoti munangagwa huchi kooo vamwe vakaburitswa mazuva abuda bobby sei vasingataurwi nezvavo

  • @peace6296
    @peace6296 Год назад +1

    This is crazy imbwa you ngainofira mujeri

  • @dephinemanamike4990
    @dephinemanamike4990 Год назад +2

    Ngaadzokere kubatira mwana demo Ngaadzokere imhondiii akatouraya mwana

  • @TendaiRyanTembo-ej3tq
    @TendaiRyanTembo-ej3tq Год назад +1

    Ngadzokere Bobby this is heartbreaking

  • @user-si8th1xt9n
    @user-si8th1xt9n Год назад

    Ryt yes zvinorwadza bt ngatipei baba vekudenga nguva yavo.

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v Год назад +1

    My heart is broken dai vana vedu vaiziva hawo kuti tinovada sei vaisatidai ..ko zvaakanga abatwa chibharo ari mudiki kudai seiko asina kubva atyawo varume kuburikidza ne pain yaakanzwa.

    • @sithatshisiwe8398
      @sithatshisiwe8398 Год назад

      Vana vacho ndodzava nyanya. Vanoda varume zvisingaite. Zvakutoda self control. Am not saying Bobby was right. Vana vechisikana kana minamato havachabzwiri ndovoteverera varume. End times

  • @maviskaseni
    @maviskaseni Год назад

    Dai ndirini Bobby ndaimugadzika mudish

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 Год назад +3

    ngaadzokere Boby

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 11 месяцев назад +1

    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!
    ZANU PF Ndeyeropa!!!!!

  • @easilysagwete2014
    @easilysagwete2014 Год назад +1

    This is so sad... 😢

  • @lizziefombo7800
    @lizziefombo7800 Год назад +2

    Anenge aita rip nemhondi ngavangare mujeri bcz mwana life yake yakatokanganisika

  • @FelexChibanda-yq4qt
    @FelexChibanda-yq4qt Год назад +3

    Akatoripa ipapi but iye semunhu mukuru anofanira kuvhara muromo wake

  • @gozos1552
    @gozos1552 Год назад +4

    Ngaiitwe live screening itongwe fut

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga7428 Год назад +1

    Aiwa chimudhara ichi 😢 mujail back haanyare shuwe

  • @odrichmavanda3580
    @odrichmavanda3580 Год назад +6

    Tete Stella now makudadisa the way you present nhau. Ndanyemwerera zvedi, ndini uya wekumbotaura pamaka presenter yemunhukadzi akawanikwa akafa mumunda wechibage kwenyu Harare ikoko, now makutseketudza

  • @nishah941
    @nishah941 Год назад +9

    Bobby is not remorseful,, ngaadzokere or they should burnish him from that village ibenzi

  • @belindamangoti692
    @belindamangoti692 Год назад +5

    Am.heart broken shuwa kushaya kna counseling zvayo ummmmmm dai Mwari vatibatsira

  • @simbarashegmasasa5477
    @simbarashegmasasa5477 Год назад +9

    4 years is not enough kuraper mwana at least 8 years mavictims awanewo a bit of closure

  • @evangelistmakoni
    @evangelistmakoni Год назад +22

    This is heartbreaking 💔

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Год назад +2

    So sad 😭😭😭

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 Год назад +1

    Ndarwadziwa guys kana zvisina kuitirwa kwauri hauzvinzwisise😢

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Год назад +1

    Inga zvakaoma humhandara hwemwana kwakayeredzwa nemvura sekuru ngavadzokee mujeri

  • @efildachirwa7907
    @efildachirwa7907 Год назад +5

    Mabhinya kujeri anotirepera vana🙄

  • @Cutetsambarafuta756
    @Cutetsambarafuta756 Год назад

    Ko Bobby wacho makadii kuti atipe rake rizere, taimubata matauriro ake kana arikuganza zveshuwa. Kamhere kamomz kanesugar ako. Mwana ngaabatsirwe uyo ave neramangwana rakajeka

  • @rojamillerover
    @rojamillerover Год назад +3

    Why is this man not yet back in prison

  • @bigmama973
    @bigmama973 Год назад +4

    Ummm mwana uyu akaona nhamo yekubatirwa matemo

  • @blessingmumvenge3830
    @blessingmumvenge3830 Год назад +1

    Mwana haachatodzoreke pavarume. 😂😂😂. Huh, ndaona paita another episode kachinzi ka raper same munhu futi. Izvo vakutonakirana. This time imimba😂😂

  • @marianbotawo2835
    @marianbotawo2835 Год назад +2

    😢so sad

  • @miyonsesakala5548
    @miyonsesakala5548 Год назад +3

    Akabuditsirwa kuti avhote basi

  • @TP-ol3yv
    @TP-ol3yv Год назад +1

    Sad story indeed.

  • @maviskaseni
    @maviskaseni Год назад

    Zimbabwe yawora chokwadi because vanhu vasina mhosva avabude mujeri.but imbwa dzinenge ana Bobby dzichibuda ummmm pakaoma

  • @user-mm3st4cy4p
    @user-mm3st4cy4p Год назад

    Team,mukadz uyu tarisisai mukadz wechipir.Saka jealous riripo

  • @Lydia-hi7mk
    @Lydia-hi7mk Год назад +1

    So painful

  • @godwingwatidzo3980
    @godwingwatidzo3980 Год назад +1

    Bob haana kumbata chibharo akanyeperwa na mai ava ruvengo chete

  • @peace6296
    @peace6296 Год назад

    Very, very funny, nyika imoshaya counselling nyaya dzakadai

    • @user-vr2gs2jw3v
      @user-vr2gs2jw3v Год назад

      Bobby dzinenge dzisirikunyatso dhonzaba dai adzokera hake ku jeri

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад +2

    Ndoshaya kuti munhu anorepa mwana ava vanenge vachifungei chaizvo asi

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 Год назад +1

    Nyaya inorwadza iyi Bobby ngaadzoke kujeri

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 Год назад +2

    Boby iharahwa isinakukwana mkarabwa asina kudzingiswa.zvinonyadza. Uye anovenganisa vepahukama

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Год назад +1

    Endayi munodzwa mativi ose mutori wenhau

  • @user-tn7rq9iz9r
    @user-tn7rq9iz9r 5 месяцев назад

    Ngaidzokere kujeri mhondi iyi

  • @christieultd
    @christieultd 7 месяцев назад

    This is sad. Apo odzorerwa futi musame area munogara victim and the affected parents. Ko chero ishe vari kutii this is a case of incest. The child needs serious counseling nekunamatirwa kwakasimba she has been seriously affected.
    I feel for this family.
    Women's organisations dai mabatsirawo mai ava nemwana wavo.
    This family seems a good family. Sorry for what happened kumwana
    Thumbs up to Stella for presenting well

  • @user-ch7un4bk8m
    @user-ch7un4bk8m Год назад +1

    Vanhu ngadzidze kuregerera zvemakuhwa hazvishandwe nazvo

  • @gloriamunetsi1802
    @gloriamunetsi1802 Год назад +1

    Bobby ngaadzokere kuchizarira🛑

  • @rudochiroodza
    @rudochiroodza Год назад +1

    So sad mmm

  • @fortunemandishona6303
    @fortunemandishona6303 Год назад

    Nyaya iyi inorwadza

  • @auxiliachitondwe1720
    @auxiliachitondwe1720 Год назад +3

    😭😭😭😭😭😭😭😭😢😢😢Some people are evil

  • @user-hs2wy4yt7c
    @user-hs2wy4yt7c Год назад

    😮Uyu mdara ngaadzoserwe mkati mhani

  • @takudzwamagoshe6094
    @takudzwamagoshe6094 Год назад +1

    No social workers in zimbabwe

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Год назад

    Guhwa guhwa muvillage Dambudzo huchi musiyei

  • @masigodo8341
    @masigodo8341 Год назад

    Hmm sekuru avo vanehutsinye veduwe

  • @user-el8lq9ds5n
    @user-el8lq9ds5n Год назад

    Mai avavarikuchema zvekurevesa here