Mhondi dzakaenda ku n'anga dzichida kuti mweya wemufi usavatevera ,n'anga ikabva yazivisa mapurisa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024
  • Chinhoyi : Munyaradzi uyo aifarira bhora akapondwa achibva kurufu. Vakomana vakamuponda vakaenda kun'anga vachida kuti vasateverwa ne mweya wemufi asi n'anga yakabva yazivisa mapurisa vakomana ava vachibva vasungwa

Комментарии • 393