Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Vana Tytie varikuzvidyira mari dzavo havadye kuzikanwa namadungwe tsvagai content nezvimwe
Ngaangono renta kuheaven,,, baba vane njere dzakapesana ava
Please take this guy to mental checking
Very true he might be mentally disturbed
Ane mkadzi here murume uyu. Izvezvi uchanzwa oti ndirimutumwa andiroori kana kunzi ndiri deputy God kudenga atiroori
Saka tytie akwana papi apa tsvagai
😂😂😂😂Ndaseka zvangu murume uyuuu zvakaoma
Pane basa kkkk
Ko rent vakazodii mukomana ?
Kkkkk uyu munhu icomedy
Full time comedian
Kkkkkkk sparks unovhura hombe iwe 😅😅😅😅😅😅 denga raramba
I stay in heaven 😂😂😂
😂😂😂😂😂haaaa idzi dzotomhanya bani cte mmmmm
Uyu anonga anopenga chete madunge Uyu
Nyaya dzacho dzinongosanganiswa😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ukugula ingqondo sokuworse ,ngaze ngahleka shame 🤣😅😅he lives in heaven
😂😂😂 hanz I don't know them I stay in heaven
Kkkkkkk haaaa baba avo ma 1 chaiwo
😂😂😂😂😂Batai mudungwe imii
Mmmm madungwe ngaaende kunochengetwa warwere
Naidzo nzeve marema shuwa dzinoterera zvisina basa 😅
Chero achidya mari dzake arikuzvitira Kuno kubsa but platform rinoona hunhu hwake nehama dzake uye muroora wacho unotarisana sei neamwene natezvari uchiita zvinyadzo respect body yako kunyangwe iri mari hatisvike pastage iyi kungodya yausina kushanda hairwadze but uchiita zvinyadzo zvinoonekwa nenyika dzose
😂😂😂 baba vanotaurisa ava iiii
Kkkk hanzi ndogara kudenga aaa uyu anoramba mbanje chte kkkkkkk
Hoyoo
Siyai vana
😂😂😂😂 Ma 1 But iye Tytie wacho Akuzvinyanyawo guys
Madungwe iduzvi nyoro
Wakupenga kudenga kupi kwaunoziva iwe
Kkkkk kkkk haaa zvimwe ndezvimwe anedama uyu
Uyu anopenga imi iiiii
😂😂😂😂😂😂
Tyre na kiki vadiiko makushaya
Pashaiwawo hre ma doctors anoongorora brain dza baba awo nhai weduweee 😢😢😢😂😂😂😂😂😂😂😂
Mwari munzvireivo tsitsi
Madugwa mwari ngaave newe shuwa 😂 I stay in heaven I don't know them
Can you imagine that
Koiwe washaya Content ere unotaura nezvevamwe but bhoo ndovarikupisa wanga uchadii
KO maaakusumudza nyaya ye tweleti fut
Mazita Mazita
Hanzi Alick Macheso akaridza Bass line rake kkkk zviri kupinda papi Prophet
Ko rent yevanhu makazo bhadhara here vamadungwe
Vakatadza kubhadhara Rent varikudenga kkkkk
Murume uyu akakwana here uyo
Idzo dzinongwadza
Uyo
Zvakaoma mufunge
But aita explainable description
Hanzi as an army commander hatinonoki
Zvakaoma
Uyu anonzi madungwe heaven yaari kutaura ASI ndeye panyika here?
Madungwe madungwe madungwe iwe ka hokoyo nedenga
Uyu murwere wepfungwa nemweya zvese, hama dzake ngadzimufambire
Dungwezi unorwara uyu
Iwe madungwe unenge unotopengawo iwe
🤣🤣🤣madungwe kaa usanyepedzere kusaziva couple iyi
Kkkkk
Takura mhuri munogara kudenga pane kugara panyika panobhadharwa rent
Kkkkk it's true kkk aende kudenga
😅😅😅😅😅😅
Kkkkkkkkkk
Yaa mambozorodza vana nhingi vamaida kuti varambane manatytie nakiki futu
This man he's mad ..he needs a Jesus
Zvakaoma 😂 mental illness is serious guys
Kkkkkk vana titty vakuziikamwa nenyaya yekumama
😂😂😂😂