Well nyaya haisi hayo pakuti akabvisa vangani but mukadzi akanyepa at first aifanira kungotaura chokwadi kuti handisi mhandara and zvakafamba so thus all than kunyepa... Kunyeperwa kunorwadza
Que o Nosso Deua continue lhe abençoando profeta. Eu amo voce. O meu sonho é de conhecer profeta pessoalmente. Espero que seja realizado em nome de Jesus
Vaimbove zvifeve vanongoroorwa wani... vanaRahab chifeve cheJericho vakagoroorwa na Mighty Man of God Joshua wani and shes found in the genealogy of Jesus... ko Prophet Hosea akaitwa living parable naMwari and was instructed to marry a harlot, Gomer??? Ko ivo vanotsvaga humhandara hadzisi mhandara kana majaya wani 😮😮😢😢
But still imba iyo Haina peice and that issue haisi yekutongwa nechurch vana Tete ndobasa ravo and munhu anoroora anotarisa ma qualities if the wife fit so uyo she fails rather divorce her if ndaiva Ini
Kubva ndirimudiki ndaifarira nziyo dzaprophet T Freddy vachirikinzi Tapiwa Messiah kkkkkkkk vakabvira kure and he's truly from God ummmmm paita zvemweya mutsvene chaiwo❤❤❤
ini zvangu ndairamba Cherokee ndakabvisa kusvika andiudza kuti ndiyani
Ndomene haichemedzi, iye aivewo asiri Jaya, rough yacho, gotsi kuti papata nekuda kuziva
Man of wisdom, my Prophet
Gagagagagag ndaseka hangu ndakunyarira baba ko waitovewo gonzo kkk hanzi na paster muparinga mwari haana kupusa kusvika palevel yekudaro kut iwe murume waneta hako nekuita mabasa erima ,uchinyanganya uchikwira vana vevanhu uchibvisa himhandara waneta nazvo wozotarisira kuda kuroora mhandara kkkkk hazviko izvozvo mwari vanotokupawo mebho anzwa nekukwiriwawo atonetawo nadzo akutodawo kungoroorwa azorore saka inonzi matsotsi haagerani,kkkkk makanyudzana ma cmds,love you profet freddy good job❤❤❤❤
Hatichamiri aaaaa seizve ngatiendei kumberi
Justice kkkkk the truth shall set us free , chawaita wazviitira kkkk chinodzoka wakanganwa and unorwadziwa
Kkkkkkkk gegegede haa Huyai muzoita vashe kwedu prophet munogona kutonga zvine huchenjeri God bless you
Yhooooooooo ko zvavanonyepera kuoma misoro zvisna basa varume ava nhaimi,, wakahwa butter sugar kuinda nxaaa
mmmmm prophet vema sure sure...i like it...the way he handled it munhuwamwari uyu
Wow prophet Muri one of the million
Mmmm you did well man of God
I salute you man of God thank you ❤
Magona prophet mamuudza chkwadi amen iyoyo
Thank you prophet varume vanozvita ma innocent people
Well nyaya haisi hayo pakuti akabvisa vangani but mukadzi akanyepa at first aifanira kungotaura chokwadi kuti handisi mhandara and zvakafamba so thus all than kunyepa...
Kunyeperwa kunorwadza
Ndodawo kusanganemi prophet t Freddy
Mukadzi again akawirirana nazvo chero asiri jayawardena but I've asingade mvana
Thats wisdom man of God
Hutongi hwamambo Solomon 🎉
Watching from Durban
True apa uchaita sei uuu pakaipa
Kana wamuziva woita sei
Muchidirei zve muchato dhemeti
Kapenzi kemurume kakawura
Yes the truth prophet
Well done munhu waMwari
Watching in Pretoria 🙏
Chakanyanya ichi god is good all the time
Que o Nosso Deua continue lhe abençoando profeta. Eu amo voce. O meu sonho é de conhecer profeta pessoalmente. Espero que seja realizado em nome de Jesus
Amazing prophecy
Keep it munhu wamwari
I loved yu prophet today 🎉🎉🎉🎉
I loved the wisdom
I love it
Skweeeeyaaaa Man of God, iye akaruma akasiya nemusikanawo akarumwa akasiiwawo draw/draw 69
Mamugona profet
Vaimbove zvifeve vanongoroorwa wani... vanaRahab chifeve cheJericho vakagoroorwa na Mighty Man of God Joshua wani and shes found in the genealogy of Jesus... ko Prophet Hosea akaitwa living parable naMwari and was instructed to marry a harlot, Gomer??? Ko ivo vanotsvaga humhandara hadzisi mhandara kana majaya wani 😮😮😢😢
Tou know nothing
Nyaya iripakunyepa chete akanyeperei
Through many of God Ilove my prophert T Freddy big up chokwadi chinorwadza
Amen Man of GOD u reap what u sow
God is good,all the time....
Prophet makanyanya .Sando dzenyu kwamuri
Yaaaaa haaa prophet vanogona zvavo nekubata kwevo ndabvunza shame
Kuda kuona akabvisa humhandara hatina kumbozvinzwa kana usingadi munhu musiye chatangira pauri hre
Eish. The wisdom of King Solomon
Thank you man of God
Good job
🤣🤣🤣 kachurch kanofaya aka
Prophet chimbouyaiwo kupolokwan
Magona team irori rozviti rakapenga
Aaaaa zvakaoma chokwadi 😢😢😢
Surely , you are God sent
Powerful word man of God
I salute u doctor...
Sqweeeeeeya makagona apa man of God
Surrender 🎉🎉
Thankyou Prophet love you Prophet magona V11 yamunyaradza 😂😂😂😂😂😂😂
Machina prophet makanyanya prophet
Amen prophet
Wisdom at its Best. I am sorry for the unfortunate circumstances on you house. I once had a dream when you were praying for me ,
Wawanza Mai t1❤
Makanyanya prophet munotongera fair chayo
Wisdom ❤
Square ndatenda hangu munhu vamwqri
Doctor Doctor
Even they said you are lying l like that
True prophet of God.
Kkkkk. He wanted to prove selfish . Unokohwa chawakadyara . Good judgement and lesson
Bt akambonyeperei then n zvingani zvaakunyepa everyday akadii kutaura chokwadi at first chete seni zvangu I hurt kunyeperwa
Hakuna square yakadai imiii
Eish kukohwa zvawakadyara
The prophecy yababa ava mmm grass of who Jesus Christ Havana kumbodai
Kkkkkkk😢😢😢😢😢 zvakaoma chokwadi Kkkk heya
Well done Prophet
Doctor
Glory
Zvinhu zvinongobhowa kuroora mkadzi asiri mhandara apa aikunyebera all along kut is virgin. Nxaaaaa
Kubhowei ipapo iwe usiri jaha
Kunge imimi munenge muri majaya
Kkkk asi unoda kuzoita repair here
Makanyanya munhu waMwari.
I love lit❤😂
Glory to glory
Well done Prophet you did like King Solomon
That was a fare judgement munhu waMwari
Kana ukakwira gomo uchitsvaka makudo unomawana
Kikkkkk dai tangomirira ipapo 😂😂😂
Saka jahman vatoonambuga zvee kkkk 😅😅😅😅
But still imba iyo Haina peice and that issue haisi yekutongwa nechurch vana Tete ndobasa ravo and munhu anoroora anotarisa ma qualities if the wife fit so uyo she fails rather divorce her if ndaiva Ini
Asi varume havafanirwi kuzvibatawo here unokohwa zvawakajara
But ko iye 3 vaakabvisa avo vacharoorwawo nani anoda magaba iwawo ngaagare naiyeye akabviswawo ne mumwe iyeye
Sando dzenyu munhu waMwari.🎉
Kanoshusha kamurume aka ko vaakabvisa vacharoorwawo nani
Mapedza basa
Chabvondoka, chabvondoka
Mai god kkk
Fair
Ende sis avo next week vachadzoka ku church futi here
Awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu awuwuwu 😢😢😢😢😢
Sqweya
Muchato kkkkkk hoyo
Prof munhu auya nechichemo chake not zvamazomuratidza izvo
Pakaipa kkkkk
Magonesa apa
Chibvondorei😊
Munhu wamwari vakafadza pfambi iyo ...am sure kut she is not faithful....marriage yavo won't last
.😅😅😅😅Prophet
😂Very fair
Makanyanya munhu wamwari