PART 5: Ndakabatwa Chibharo Nababa NeHanzvadzi, Juilet Says THANK YOU Zimbabweans

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 сен 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 237

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi  10 часов назад +1

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 9 часов назад +18

    Mambo kana sabhuku vanofanira kumupa stand avane pekugara

  • @herbertklyde846
    @herbertklyde846 8 часов назад +20

    Vanhu vakawanda y musingabelieve kuti vanhu vanoromba muroyi haafe akabvuma

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 8 часов назад +15

    Uku julie shes so beautiful natural beauty

  • @mhofu02
    @mhofu02 9 часов назад +12

    Sando dzenyu madzibaba Enoki

  • @TendaiKanonge
    @TendaiKanonge 5 часов назад +8

    Vese varikuti muporofita naJuliet vanonyepa Mwari ngavabuditse chokwadi through upenyu hwenyu nevana venyu
    Amen

  • @jr2011f
    @jr2011f 7 часов назад +6

    To Madzibaba ...Rambai makadaro ndinokutendai zvikuru shuviro yangu kuda kutogara naye mwana uyo nemwana wake vavengi vachanyara thank you soo much madzibaba ...ndakawana mkana chauya ndega ndionewo mwana uyo

    • @reemabs3634
      @reemabs3634 6 часов назад

      👏🏻👏🏻👏🏻

    • @Amarie077
      @Amarie077 53 минуты назад

      Mwari akuitire zvakanaka Jr.

  • @user-jc1xb6bj4b
    @user-jc1xb6bj4b 9 часов назад +7

    Kana pasina mubereki anokumiririra zvinorwadza

  • @MarjorieChihuri
    @MarjorieChihuri 44 минуты назад +1

    She must be supported to rise up for herself through a business to sustain her and her baby! God is your healer! As your mind heals, your body will heal!

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 10 часов назад +8

    Zvaadzikira this time ft😢😢...dai Mwari apindira zvakaoma

  • @Tsitsi-l8n
    @Tsitsi-l8n 10 часов назад +15

    Rape case hatina ma witness ko vakarara Nate pliz Mwana uyu ndiye anoziva chokwadi Chale Vana vari kumbunyikidzwa vachishaya vanomira navo

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 8 часов назад +7

    Vabereki musadaro vana venyu mai matoramba mwana vemakatakurira nine months nekuda murume zvakaoma varikuti mwana uyu arikunyepa mune utsinye nekuti varume vanozviita

  • @Masas-ekwamupapadzire
    @Masas-ekwamupapadzire 9 часов назад +11

    Vese vari kuti kunyeba dai Mwari akurovai neshamhu murimbwa dzusina muswe maivepo here paaibatwa chibharo ipapa makabvisa nhumbu makazvitaura here kuti makabvisa itai order

    • @TendaiKanonge
      @TendaiKanonge 5 часов назад +1

      Dai Mwari vangoita kt zviitike kuvana vavo vaone kt zviriko zvinhu izvi😢

  • @maitakunhau5698
    @maitakunhau5698 День назад +9

    Awedzera kudzikira shame Mwari betserai Jully🙏

  • @mercynagengwaru5061
    @mercynagengwaru5061 8 часов назад +6

    Vose varikuti anonyepa murivana vehanzvadzi dzamamai enyu

  • @Tsitsi-l8n
    @Tsitsi-l8n 10 часов назад +15

    Mwana uyu Ari kushaya anomira naye chete vanhu vari kuzviita zvekurara nevana tinosa justice kana muchiti madzibaba vano nyepa ngatsvage kumwe kana Kwa miracle Paul

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 4 часа назад

      Akatomira kare nedare nemapurisa vakatoona kuti manyepo. Mujeri makazara varume varikupomedzerwa chibharo chavasina kuita

  • @EthelBokah
    @EthelBokah 9 часов назад +3

    Wakaongororwa here ropa.

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha9191 5 часов назад +1

    Thank u madzibab enock komborerwai najulie nevezim news

  • @LawrenceNdaramo
    @LawrenceNdaramo 10 часов назад +2

    Hie Zimnews

  • @Mmbire
    @Mmbire 10 часов назад +9

    Muendesei kwa Mukotsanjera njera Dr anobudisa zvese pachen

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 8 часов назад +2

      Mukatsanjera izvi haazvisizvake ,kwake ndekwengozi nekutaura nezvipoko haaa uko he is number 1.

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve 7 часов назад

      Inga muscana atopora wani nhy ngatitendei mabasa evamwe. Sekuru Mukotsanjera izvi azvisi zvavo kwavo kungozi

    • @Mmbire
      @Mmbire 27 минут назад

      @@ChishongoMadhuve oh ok ndakairangirao panzira nyaya ya Julie

    • @Mmbire
      @Mmbire 24 минуты назад

      @@ChishongoMadhuve Mukotsanjera anobatsira senge pakurambwa nehama dzake anogona kubatanidza madzinza kn mhuri dzapesana

  • @Shyza-i2t
    @Shyza-i2t 9 часов назад +6

    Juliet ngaaende for full blood count
    Anotetswa zvese coz she's deteriorating further
    N'anga feja feja chaiyo

  • @NeoMaphosa-d3t
    @NeoMaphosa-d3t 8 часов назад +7

    Asi Julie arikupera chii ipfungwa here mwari pindirai 😢

    • @CharityFasha
      @CharityFasha 7 часов назад

      Ungatadze hr situation yaari haina kumira mushe zvachose dai asina mwana unoti kufa kuri nani ac ukatarisa mwana zvorwadzazve 😢😢😢

    • @NeoMaphosa-d3t
      @NeoMaphosa-d3t 7 часов назад

      @@CharityFasha nyaya.yake inondirwadza ndoshaya angabatsirwe sei anga achida vanoziva kudzosera zvinhu kumhuri ikoko vaone chakaipa chakabata Paari kurambiwa namai haisi nyore

    • @CharityFasha
      @CharityFasha 6 часов назад

      @@NeoMaphosa-d3t taura hako

  • @OtilliaAaron
    @OtilliaAaron 6 часов назад +1

    mwari vakaramba chakaipa nemufi akati mwana wangu kumubata chibharo mai vemwana voramba zvananoziva juli usanetseka kt hapana achamira newe kunyepa vana vezim havakusiye you are super hilo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Час назад

    You are a hero for your life ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @ednatopez7612
    @ednatopez7612 9 часов назад +6

    Ngaende kuhospt uitwe matest akawanda mukanya hagoni bsa 2yrs uchirapa mnhu hakuna zvakadaro aaaaa uyo mukanya uyu becareful naye itsotsi 😊

    • @Shyza-i2t
      @Shyza-i2t 9 часов назад

      🤝

    • @theresamambara5923
      @theresamambara5923 7 часов назад

      Chokwadi

    • @user-eq6zh6uh4m
      @user-eq6zh6uh4m 7 часов назад

      True igube iro

    • @LinetChipfurutse
      @LinetChipfurutse 7 часов назад +1

      Hamunyepe ini ndakapagara pamukanya apo ndaendeswa nax hubby ndikagara more than 2 months ndikatoona kuti uku ndiko kutamba nenguva ndkati ndakuenda kusouth coz marriage yacho yakatoparara ndiripo zvikanzi namadzibaba avo murikusvika muchifa kusouth but now since 2019 ndiriko kuJoni hutano bhoo paitove nevamwe vaiti vane 6 yrs varipo

    • @ednatopez7612
      @ednatopez7612 7 часов назад

      @@LinetChipfurutse shuwa hre apa anobhadharisa izvezvi vanhu varikubatsira mwana uyu arikutodya naye kkk

  • @DiamondSeka
    @DiamondSeka 4 часа назад +2

    Sando dzenyu madzibaba Enock Mukanya kwakaNdeya m

  • @ThandiweMacheka-c8h
    @ThandiweMacheka-c8h 7 часов назад

    Tinotenda madzibaba Ndizvo ngirozi yakasimba panaJully Tokutendai nebasa ramakabata nikuramba muchibata Mwari akuiterei nyasha

  • @user-dp5gb2rc4i
    @user-dp5gb2rc4i 9 часов назад +3

    🎉its easy mkoma rob muripi torai mwana nababa muendese kumwe chiremba kana pane kuromba zvinobuda pachena

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  6 часов назад +1

      Mwanasikana ari kubatsirwa na Madzibaba Enock

  • @HgcbvcnccHdhcbk
    @HgcbvcnccHdhcbk 6 часов назад +2

    Hakuna chiprofita chinoparadzanisa vanhu pawakaoba kuti zvinoparadzanisa mhuri wakadii kugadzisa urimharadzi prophet

    • @makuvise
      @makuvise 5 часов назад

      Komporofita akaporofita hre kana kut akat reurura upon kumusikana ndopaakareurura nyaya yake kut awanekubatsirwa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 часа назад

      Baba vake ndivo mharadzi chaiyo

  • @ephraimmurukai9915
    @ephraimmurukai9915 3 часа назад +1

    Batsirai mwana ne advice yekuti baba vemwana must support his child kwete kuti Mai vapinde busy

  • @FaraiMapuranga
    @FaraiMapuranga 8 часов назад +3

    Zvinhu zvacho zvakaoma anosvika rini ari pamba pemubatsiri

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 5 часов назад

      Kusvika abhoe chero akaita gore chikuru kupona think u madzibab

  • @Margaret-i7t
    @Margaret-i7t 6 часов назад +1

    Tinokutendayi madzibaba chokwadi chamurikutaura batsirayi mwana uyu

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v 8 часов назад +1

    Baba avavaingoda kuregavkusungisiwa vazvisungirire kanavachifa vafe

  • @user-wu2bm3cj6x
    @user-wu2bm3cj6x 3 часа назад

    Zim beat TV itai kuti Juliet dzokerane ne murume wake. She is beautiful. Juliet ngaadzokere kuchikoro sezvo aigona.

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 9 часов назад +3

    Ndinoona kuti varikutaura vachiti kunyepa ihama dzake chete

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 8 часов назад +4

    Ini ndajekerwa netsanangudzo yemwana uyu hangu.😢

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 10 часов назад +4

    Juliet ini ndakaona kunga arikunyepa andizi kuti sei....kana chiri chokwadi ndoti sorry hako coz ungabatwa uine 6yrs kwakutadza kushaya kana akaona ummmm Juliet go to Romieo

    • @smartchidyamuti2437
      @smartchidyamuti2437 9 часов назад

      Makanzwa here ticha vakaunzwa nemwana vakati wazvitaurira chii

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 9 часов назад

      @@smartchidyamuti2437 ndosaka ndati hangu kana chirichokwadi ndongoti sorry.mwari naiye Juliet ndovanoziya chokwadi

    • @ignatiusmachingura
      @ignatiusmachingura 8 часов назад +2

      @@mesiMutepfano dzokorora kuterera Ticha vakati vakaudzwa zvekubatwa nehanzvadzi ari Grade and family payakataura nyaya yacho vese vaive vana vadiki
      Haana kumbobvira audza Ticher nezvababa vake

  • @MargieNdlela
    @MargieNdlela 24 минуты назад

    Be strong

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 6 часов назад

    Vana havana chavanenge vachiziva veduwee tisabate vana chibharo vakomana ngatichengetedze kodzero dzevana vedu ndivo vatungamiri uye vabereki vamangwana 😢😢😢

  • @TariroTaruona-vn6gu
    @TariroTaruona-vn6gu 3 часа назад

    Madzibaba makaita henyu vanhu vasati vasangana nazvo vanorotomoka imi batsirai mwana

  • @WellingtonMasango-yj1ev
    @WellingtonMasango-yj1ev Час назад

    Rubatsiro kudii,mupe mombe yawakatira Kuna baba vake
    Mbavha kubira murwere

  • @TsitsiManyati
    @TsitsiManyati 8 часов назад +1

    Ndavaenda kwasekuru kanengo kana chiri chokwadii baba vakaramba go back to sender kuna baba vake kana vakaromba

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 2 часа назад

    Varikuti madzibaba vanonyepa,vanhu vasina moyo nokuti Juliet nenhoroondo zviripachena kuti baba vairara naye nemishonga vakaromba asi zvichavatevera zvese ,Mwari ngavakuitire nyasha Juliet zvinopfuura

  • @MarthaChiwundura-fr2jy
    @MarthaChiwundura-fr2jy 8 часов назад +1

    Ko ivo teacher vaiti ndakaudza vakadii kusungwa kuchengeta zvinhu zvakadai

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 часов назад

    Mai vakakoshesa murume kusagona kuzvimiririra nevana vavo. Madzibaba makaita basa zvenyu vanhu musavateedzera havana kwavo ava. And havadi chakanaka

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe 4 часа назад

    Vese varikuti ngavarnde kwaksyi vatikuto maketao kutsvaga mbiri nmari as zviriko hakuna don't worry madzibaba makaita basa pamwana

  • @tendaiMufandaedza-ku4gr
    @tendaiMufandaedza-ku4gr 8 часов назад +1

    Ko mwana zvaadzikira nhaimi

  • @farichisunga7120
    @farichisunga7120 7 часов назад +1

    Vakuru vakati rinamanyanga hariputirwe,kudza baba naamai vako mazuva ako panyika awedzerwe,its not too late apologise or going for an HiV test madzibaba,mazera madiki aya anouraya,isu vamwe tirikuakabira.hatidi kuzonzwa kuti matinha mombe muchiti mubhadharo wangu wekurapa mwana.

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 9 часов назад +2

    Akamboenda kunotariswa chibereko here kumadoctors chaiko? I hope she gets well.

    • @DRRZOE09
      @DRRZOE09 7 часов назад

      Eeh akaitwa ma test pa Mt Darwin hospital

  • @ThandiweMhlanga
    @ThandiweMhlanga 8 часов назад +1

    Iwe Mmope sataure zvisina basa l see you're part of family yekwababa juliet ndosaka uchidaro tirikukuona hedu macomments ako sei usina mayo pavanhu vese ndiwe uri opposite ..manje mwari haadhakwe zvichakuwana

  • @user-xp6qh8pq3c
    @user-xp6qh8pq3c 3 часа назад

    Kana apora ngaauye ashande kuita project nevamwe vakadzi muchiweshe

  • @OtilliaAaron
    @OtilliaAaron 6 часов назад

    muhu anonatsa madibaba makaita basa hama idzi imhondi

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 9 часов назад +2

    Case yaDoc Mukotsanjera

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 часа назад

      Uyo ndewekungozi zvehurombwa zvinevaridzi vazvo

  • @KatlegoMmope
    @KatlegoMmope 8 часов назад +2

    Munonyepa madzibaba Moda mbiri munhu anoita makore maviri muchirapa munhu zviriko here

    • @LinetChipfurutse
      @LinetChipfurutse 7 часов назад

      Pane vamwe vandakasiyako 2019 vachiriko nanhasi haiwa uku ndokuziva kuitiswa chaiko

  • @MarthaMusara
    @MarthaMusara 8 часов назад

    Baba vanozviti muprofita avo ngavatibudire pachena avo Dai vakapihwa nemweya Kuti zvinhu zvichasvitsa Kawana papi Dai vakakaita munamato anonyepa uyo

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 13 минут назад

    Juliet akadzukira veduwee Dai achienda pa next stage pa nevamwe varapi madzibaba akaita pavo totenda but now zvakuda another healer

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 часа назад

    Daddy ivavo vaikufarira zvenhema kuvhara nyaya dzavo since uripwerw

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Час назад

    Vaikufarira izvo kwaiva kuvanza hurombwa uye vaikushandisa heiiiiiìi pakaoma

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 часа назад

    Kwamamubatsira vanhu havana kuramba madzibaba but pahurombwa hwababa ndihwo hwakufanirwa kubviswa saka musabatikane kana vachiti ngaaende kwakati cz baba nemwanakomana wavo pane hushereketwa huripo

  • @JaneZamani
    @JaneZamani Час назад

    Mwari pindirai muupenyu.hwa Julie sure mummm varume musadaro Veduwe zvkoma sure

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 9 часов назад

    Vanoti ari kunyepa pane mukadzi mukuru chaiye akatozotaura ava mukadzi mukuru chaiye saka vanoti kunyepa hameno zvakwamuri

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 9 часов назад +1

    Shemu atodzikira futi

  • @TadiwaManjere
    @TadiwaManjere 7 часов назад

    Idya juliat mwari vanokutungamirira ivo mai vako ndivo vasina kumira newe shinga mwanasikana

  • @PaulineChishandure
    @PaulineChishandure 2 часа назад +1

    Julie akaende kuchipatara anogona chibereko chake chiine mafribes kana cancer nokuti ati dumbu rake rakazvomba

  • @tapiwamutemajiri4527
    @tapiwamutemajiri4527 49 минут назад

    Saka apora here

  • @trymorechiringa6711
    @trymorechiringa6711 5 часов назад +1

    ku Nyabira uko ana madzibaba waitoviga wanhu dzisiri hama dzawo wanopesanisa anambwa awa ukangoona munhu anorapa achichengeta wanhu its a red flag mishonga

  • @nostermadzivanzira-te3bz
    @nostermadzivanzira-te3bz Час назад

    Very sry my sister ko baba ava varipi ngavasungwe

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 5 часов назад +1

    Pamwe akaroiwa na Gold buyer asina kupiwa mari yake bck

  • @johnmakwana6227
    @johnmakwana6227 8 часов назад

    Chirwere chiri pamwana asi baba Havana pakaipa chaiko koz Juliette wacho ari kuonda

  • @KatlegoMmope
    @KatlegoMmope 8 часов назад +1

    Madzibaba mawana henyu mukadzi wenyu Juliet wenyu uyu

    • @jaspernambala
      @jaspernambala 8 часов назад

      Ndikasakubata in luck endererai mbere wha3ever your name

  • @highlyfavored1143
    @highlyfavored1143 2 часа назад

    Now adzikira shame sorry Juliet

  • @jennifervuta8116
    @jennifervuta8116 6 часов назад

    Mwana arikupupura chokwadi
    Zvinorwadza kunzwa kuti mubereki anobata ropa rake ahhh vakomana regai nyaya dzokuropa

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 7 часов назад +1

    Ko airegerei kutaura kare mwana uyu .. wozotaura ikezvino waroorwa

    • @tanyarue
      @tanyarue 5 часов назад

      Zvakawira vana vakawanda zvinhu zvakadai and ukataura hapana wemhuri anoteerera unonzi unonyepa uri kupesanisa mhuri muchazonzwisisa kana ari wenyu mwana abatwa akanyarara

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 5 часов назад

      Kakusataura chokwadi karipo spa😊

  • @EverMudungwe
    @EverMudungwe 5 часов назад

    Mai vemwana uyu vanemoyo akaoma sedombo sure kuramba mwana nkuda kwemurume 9months e labor sure 💔😢

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 часа назад

    Haaa nyaya iyi yaida Bushu,Nyamaropa or Mutasa dai tatova pame imwe stage

  • @NellyChishava
    @NellyChishava 5 часов назад +1

    Step father va Juliet vakabuda ava,i don't think vari kumapurisa vakasiiwa Juliet ahasi kutoziva kuti nyaya yakatsikwa tsikwa

  • @user-ts4uw3tz5s
    @user-ts4uw3tz5s 7 часов назад

    Zvakaoma

  • @meviachiroodza2453
    @meviachiroodza2453 5 часов назад +1

    Saka hurume can stay in the body for such years here ndibatsireiwo, chiiko chavakaona chababa muna Juliet kuma test uko

  • @beautymagwagwa8373
    @beautymagwagwa8373 6 часов назад

    Amai vake varipi ngavagare ne mwana kwaari kurapwa murume we nhaka avanakira kudarika mwana wavo

  • @CharityFasha
    @CharityFasha 7 часов назад

    Situation ine mwana uyu dai mwari vapndira haina kumira mushe zvachose hakuna pain inorwadza pasi pezuva sekuraswa nemubereki, uku vofunga kut ndkafa ko mwana wangu veduweeka moyo wangu vaenda kure kunzwa kunge ndini chaiye😭😭😭

  • @ThandiweMacheka-c8h
    @ThandiweMacheka-c8h 7 часов назад

    Anopora kana urombwa hwaparadzwa nokuti mishonga yakaipa inotamba ichishanda pamwana

  • @beautysbongilesawana8776
    @beautysbongilesawana8776 4 часа назад

    Nyaya iyiniri simple muchaoedza nguva mahara
    Endai kwa Apostle Miracle paul vanokuudzai chokwadi pasina kubhadhara endai kuchitungwiza please. Please

  • @PaulineChishandure
    @PaulineChishandure 2 часа назад

    Madzibaba ndinokumbirawo kuti Juliet akabatsirwa nemari ngambodzokera kuchipata zvekare anotariswa chibereko chake

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 7 часов назад

    Bviswa chibereko icho

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 8 часов назад

    Ngaaende kumba vafambe kumwe

  • @UnityMabanga
    @UnityMabanga 7 часов назад

    Chinorwadza ndechekuti mwana uyu haana mutariri

  • @mhofu02
    @mhofu02 9 часов назад

    Chikwambo zvinoreva mukwasha

  • @user-dp5gb2rc4i
    @user-dp5gb2rc4i 9 часов назад

    Baba vacho kwamuri havauyi imbwa yemunhu kuromba ndizvakunoita havabvumi inni ndot handit vanot ivo vakachena endai kumwe

  • @user-oq4tw7tq5c
    @user-oq4tw7tq5c 9 часов назад

    2y hr madzibaba

  • @joylinemasiyakurima3074
    @joylinemasiyakurima3074 5 часов назад

    Madzibaba munotendwa nebasa Rose musadzorerwe kumashure nenyika ikodzero yayo kutuka nekushorwa.

  • @HgcbvcnccHdhcbk
    @HgcbvcnccHdhcbk 6 часов назад

    Marketing technique prophet

  • @Shyza-i2t
    @Shyza-i2t 9 часов назад +1

    Mukanya haana chokwadi
    Why Juliet akazo taura baba kwa Mkanya ??
    Mkanya aakuda Juliet 📌

  • @bensautopanelbeaters6254
    @bensautopanelbeaters6254 4 часа назад

    Zveakanaka cani nhai mwana vevanhu

  • @nostermadzivanzira-te3bz
    @nostermadzivanzira-te3bz Час назад

    Kuromba uku kwakaoma

  • @BesinaiNgapasare
    @BesinaiNgapasare 14 минут назад

    Zvaprophet vaita ehe vapedza pavo asi hutano hapana munhu kuchipatara

  • @SimangalisoNkomo-j6y
    @SimangalisoNkomo-j6y 9 часов назад

    Jo murine hauchadi nei

  • @HgcbvcnccHdhcbk
    @HgcbvcnccHdhcbk 6 часов назад

    Kkkkk hanzi mukuda kuti aende kupi nyaya iyi ndini ndakaita mukuda kuti vamwe vaite muchekadzafa here

  • @TindoMadzama
    @TindoMadzama 6 часов назад

    Arikupera ichokwadi dai mwari vamubatsira.zvorwadza chokwadi chomupedza ipfungwa dzekufunga kuti hapana arikumira naye mumhuri

  • @tanyarue
    @tanyarue 5 часов назад

    Munhu wese anga achiti mwana uyu ari kunyeba mazigongo aana mai venyu meseeee mikosho mazichendekufa ana maivenyu

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 5 часов назад

      Ummmmmm zvakaoma mwana haanganyepe sure

  • @pnasheclarah
    @pnasheclarah 5 часов назад

    😂 mudzimu uya wabata baba!