VENICE MINE: Wakatiwana Mumusha Medu Tichingourayana, Sekuru Kanengo Batsira Mwana Wangu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 сен 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 32

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa День назад +11

    Konhawu yamanyoni yavepapi mukoma robie

  • @beautysithole5965
    @beautysithole5965 День назад +9

    Kanengo handichakutembi zvangu nyaya dzenyu hadzina magumo makatisiya tiri mumhepo nanhasi nyaya yagogo Manyoni makangonyarara, makaikltadza here

    • @FelistasMagomo
      @FelistasMagomo День назад

      Eeee nhai chinguva takamirira havapedze nyaya ava

    • @beautysithole5965
      @beautysithole5965 День назад

      @@FelistasMagomo havana chavachagona n'anga idzi, vave kungoda kuonekwa pa social media chete chagonekwa dololo, ini handichambidzitembi ndakadyirwa Mari kani for zero results

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda День назад

      Haa nyaya dzacho hadzipere ,PAYE chakanetsa vakasangana naManyoni akarakidza kuti handiitwe izvozvo

    • @beautysithole5965
      @beautysithole5965 День назад

      @@Ryanmatanda Manyoni ndiye munhu akavagona manje vese vanobvuma vamwe paye vanenge vasina mhosva kana huroyi hwacho kuvhundutsirwa chete kwavanenge votya, zvinhu zvavo zvose vanovhundutsira, kwanzi ndokuita go back yekusura, zvine musoro izvozvo, Manyoni akati kwete ndaramba kumbunyikidzwa

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza 21 час назад

      1 munhu anopedza masports ndisekuru bae Tsoka Simboti
      Vanoratidza kubva vachitanga kusangana nemhuri voratidza zvese kusvika pekuripa ngozi

  • @WilliamNyamadzawo
    @WilliamNyamadzawo День назад +14

    Mai veku uraya muzukuru achizvimba dumbu update please

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 День назад

    Hei kuitwa mukadzi natete mmmmmmmmm yaaaaaaaaa ma1❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @SelinaMhiripiri
    @SelinaMhiripiri День назад

    Kuzopaya munhu haakwaara here

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve День назад

    Mmmmm imi arikumubairei kudaro yoweee muoko kutodedera akabaya,usabaisa kani iweee 😢.

  • @MaryManyunga
    @MaryManyunga 11 часов назад

    Yamanyoni ngaidzoke toda kuona magumo ayo mkoma robby

  • @darlingtonmusiyiwa4137
    @darlingtonmusiyiwa4137 18 часов назад

    Takazosiyiwa papi neyaya iyi ahhh go back to sender yakazodi

  • @ATavana-z3g
    @ATavana-z3g День назад

    Kanengo maone

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps День назад

    Vari kubvunza manyoni chisi hachieri musi wacharimwa nguva ichakwana achauya manyoni

  • @ArnoldMlambo-yg6co
    @ArnoldMlambo-yg6co День назад

    Manyoni yakaperasei tinonoda kuhwa

  • @Widzo349
    @Widzo349 День назад

    Robbie fambira nyaya dzinopera yaManyoni takaimirira

  • @ArnoldMlambo-yg6co
    @ArnoldMlambo-yg6co День назад

    Sekuru dzimwe hadzipiti taidakuvona kuti dzinopera sei

  • @Tatenda-g7d
    @Tatenda-g7d День назад

    Pano weee tasvika

  • @alicemakusha8852
    @alicemakusha8852 День назад +1

    Taapo

  • @user-xx8gh1ud3k
    @user-xx8gh1ud3k День назад

    Ma1 chaiwo kubaya uko akurwadzi hr nhai

  • @PatienceMuchena
    @PatienceMuchena День назад

    Ummmmhandina shavi ASI kangoma kakarira Soo ndohetsura

  • @LucyDudu
    @LucyDudu День назад

    Ummm chimuti icho vakubaya Zvinorwadza kunyudza kudaro

  • @SelinahGovere
    @SelinahGovere День назад

    Tawe pano wo

  • @ATavana-z3g
    @ATavana-z3g День назад +1

    Ko mhepo zvaisina kuzotaura wani sekuru

  • @shyleenngwarai8134
    @shyleenngwarai8134 День назад

    Kubaya bol ere 🤣🤣 kuita kujunga

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 День назад

    Mhepo Kana ichinge yasvika haidi kutaurwa nayo nehasha zvamurikuita sekuru honai mhepo yainda musatimadzwa Kuti chii chairikuda

    • @asychiinhai
      @asychiinhai День назад +3

      Vashedze kudare kwako wozotaura soft usaudzire sekuru Kanengo zvekuita mudare mavo

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve День назад

      Ko iko kubaya kudaro mmm ndatoita seni

    • @rambochauke710
      @rambochauke710 День назад

      Chivanhu chen'anga hauchizivi​@@ChishongoMadhuve

    • @rambochauke710
      @rambochauke710 День назад +2

      Ichichikwambo chichada kubviswa kutaura nekusataura zvakafanana