Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
HANDINA KUMBODYA BOTA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 27
HTML-код
- Опубликовано: 9 апр 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 27 ZVIPANE (KAROI)
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
I like tete very honest person, vanyatsonyarira muzukuru wavo plz let's give her ma likes avo tete
Don’t forget she lied also kuti bamunini vaitaurirwa nyaya na bamunini and also she didn’t want to give number yaPamela , so to me Tete was being pushed nenyadzi dze kuda kurovera munhu asin ngisabusy uye nhema dzavanga vataura.
@@zvaazvinhu5216waona chokwadi marubbish atete
She lied initially!!!
Tete itsotsi I dnt support her .
Vanyara shuwa tete ava
My first time celebrating 0% in favour of a man. He looked so innocent from the start,very intelligent and focused as well. His future is so bright,all the best young man.
first time ??? damn it's either you haven't watched enough videos or ahuna moyo
@@ETS2_Fanatic do you have to insult me really?
@@nomah132it sort of means you were in favour of false accusations so of course people would react negatively
@@nomah132sorry zvako
@@nomah132 kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Saka zvakaripwa zvichadii vanoti ngazvidzoke gather with me here😂
The girl's family has to give whatever they were paid back to this man's family and on top of that pay him kumunyepera nekusvibisa zita rake kwavakaita
Kkkk
Zvinofanira kudzoka coz zvakaendera mahara
Guys let's gather here to help this young guy🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Count me in.
Wangu hapan zvaka daro musikana uyu asadaro Ane problem
Maziso atete azere nyadzi shame mai denzy musadaro shuwa, thumbs up to the man so intelligent. Night bota family.
Kana wanakirwa ne celebration gather here tine meeting🤣🤣🤣
Celebration is the best 👌
❤
mai kani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 panga paita fawel zveshuwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂VAR😂
Yes ndanakirwa
Kuenda kuchikoro kwemukomana uyu kunechiremera chikuru, he is so so different, so cool and straightforward
Ndambotanga ndichishora Tete,Tete please forgive me, you are straight forward and very directive.Chokwadi hachiputsi hukama, I salute you Tete.Mukoma hauna kuchinja nyaya yako, you were honest
Tete is evil
@@NamataiChikonye
Tete is right. That young man’s life has been on hold for the past 7 years
vadii tete @@NamataiChikonye
Tete ia very right.Inonzi cash talk yavataura.
This guy is level-headed. He was very articulate in narrating his story. He needs some sponsorship yekutoita life yake. Even zvikanzi kunerima rekunze kurikunaya haungatadze kuona kuti uyu ndiTinashe MUGABE uyu ndiTinashe Mutarisi. Mainini itai mushe.
Nhai veduwe voice raTinashe Mutarisi ini hangu handirizive but raTinashe Mugabe ndoribata chero ndiripanze apo saka angatadza here kuziva voice remunhu murima since aiti vaive ne 3 months vachifambidza aah anogumbura musikana uyu
he is my next door mface uyu totamba tese
😂
kamukadzi ako kanzenza chaiko. mukomana aidanana na sisi vake, kwete naiye. saka mombe ngadzidzoke. haa inini ndobva ndatosimudza nyowani kwasabhuku. kkkkkk
I'm happy for the alleged father.. Mai benzi ungatadza kuziva munhu chero murima. Zvonyadzisa
The most intelligent young man to ever come on the show. All the best with your life youngman. VAR yakubuditsa machena.
Haaa murume uyu akangwara zvake anogona kuva mutikitivha chete nekuti huchenjeri huripo
Mukomana anga anzi apiringisha Cristiano pagedhi at the 94th minute... ma1
Very true
Ngaaripwe defamation of character, odzoserwa pfuma yake! Mai vemwana vakadzungairisa!
@@pnasheclarah inonzi defamation, kwete deformation of character.
Ok, ladies!! This is bad, we shouldn't let innocent men suffer for crimes they didn't commit. This guy couldn't even achieve his dream of finishing his school nekushaya mari!!! But mari, mombe nembudzi zvekuunza kumba kwenyu for mwana asiri wake akazviwana.
Imimi kaaa!!!
This episode was one of the most emotional episodes ever, zvinorwadza!!
Ngavamudxosere zvinhu zvake tutsotsi iye namainin vake
Chokwadi, how do you sleep with someone you cannot see? Izvi zvanyadzisa, kunyepera munhu pachena!!!
@@Mimi-td9stmakorekore haana kukwana kani chikoro chishoma. Mashonaland west province ine vanhu vasingade tyoro. Makare kare mwana aiti akapedza grade 7 kana ari musikana akutoenda kumurume kana ari mukomana akutoenda kumapurazi kunoshanda kana kuenda kuKariba kumatemba
Refund the guy& his mombe and monies
Ndarwadziwa😢
Mr mugabe batsirai mukomana uyu apedzise chikoro ane bright future mberi kwake
I wish this guy gets sponsored to get a fees or money to start a businesses. Anoenda kure🎉
Celebration yandidonhedza pasi ....but very intelligent, very calm and collected man ...hats off
He is a man of integrity, he was unfortunately dealt a cruel hand of fate, he deserves to be assisted, firstly to recover his cattle, goats and money...then assisted to start some enterprise. May God bless him with a great future so that he is a role model to society.
Ndafara this young man is not the father he is smart and intelligent ❤
very smart and intelligent for sure
Zvinorwadza zvinhu izvi imagine dai baba vakasungwa vangadai vari mujeri. Varume vakawanda vakupikira mhosva dzavasina kupara. Vakadzi munotinyadzisa mhani chii chakadaro. Ndine chivimbo chekuti vakadzi madzidza ngatidzidze kutaura chokwadi from day 1
havana kudzidza ba... mastupet kani vanhu vacho
Unoshaya pekupinda chokwadi. Kumwe kunyepa hakusi kudaro so.
muchinyanya musikanzwa rega musungwe
A big question mark on the lady
tinoti vamwe varume.tikati vakawanda zvakunetaa
Mwana anogona kunge akabatwa chibharo nababa akanzi ndokuuraya ukatauta akanzi nyepera uyu. Thats step mum iriiyo witness. Or its Wesley's friend. Test sekuru vemwana neshamwari. Or hanzvadzi ya step mum. Pane nyaya hombe chaiyo ichaendesa vanhu kujail
Without bias tete speaks with deeper feelings at the end and I like her teaching.... thank you tete makarasiswa nemwana wabhudhi...
Ngavadzorere Mombe and everything that youngman paid to the woman's father
mombe hadzidzoke, unongodzi wakadyawo
@@larrywild haana kudya arikuti chero kudanana haana ,,now its her word against his.
@@trikxtanikoras7690 bota akadya, aizobtwa sei nebabie?
@@Mbegabulawe Zvamuenge munhu mukuru, kwanzi akabatwa achidya here?
@@Mbegabulawekubatwa kupiko😂 nhema idzo kunobvunza mainini ipapa havazvizive or inyaya yavakanga vatogadzira namainini. Kubatwa pamwe akabatwa hake asika hanti aienda kunoona sisi vake here votandara.
thank you Mr Mugabe .Most men are suffering for crimes they did not commit.
VaMugabe vanopedza masports -the VAR ye DNA
Bota family pamibvunzo uri mberi🙌
Zvinopisa tsitsi varume mune nhamo ,apa ndakunzwiraiwo tsitsi ,
VAR should appear at the beginning of the show.❤
Wessy is smart & calm!! I'm seeing a potential barrister - he managed to stick to his guns!!!
😂😂😂 I think family iyi yakachiva A Level, I grew up kumusha patakaenda kuA level haaaa unoita mukwasha weVillage yese!
But it is very bad!, We are happy for you young man as Zimbabweans ! 🇿🇼
But that was only 7 years ago not the 80s or 90s
Yes, that's true
@@cc35506 zvichiriko ufunge. Unoita vasikana vekupiwa nana mai vacho. Isu tave kumacollege vanin'ina vangu vainzwa nekubvunzwa kuti ndakaroorwa here. Kudoti ari kucollege. Next month vanenge vakutoti haasati apedza here, apa program ye4yrs.
I can give a testimony too
No no iye musikana uyu ndiye aida Teacher ava. Ibenzi mukadzi uyu.
This is so sad,he sounds very intelligent akashaya opportunity..I hate our country,i pray that may he meet the destiny helper 😢
very true very intelligent. very humble
You hate your country? Wat do u mean?
@@shingiraitrevormboto2105 is zim a normal country to you?Do you love it?I hate it in a sense that few opportunities,the economy is non fuctional.Talent is wasted ..Bursaries is for the connected individuals
Don't blame your country for everything. Zim is better than a lot of African countries. If one can't go to university straight, there are so many part time courses in colleges.
@@edwardchirimudiwa2293Such statements when said they're three different groups of people that can be noticeable. Two of which consist of people who are not ignorant. The first one consists of people who could notice the genuine feelings of the writer in connection with his/her surroundings and the second group consists of people who acknowledges the writers feelings but feels some kind of threat to their interests. The third and final group(the 2nd group finds comfort in this one ) consists mainly of ignorant people who would dismiss someone's genuine feelings because they think they love their country more than any other. Buried under their ignorance... what a shame 😢
Guma rizere data iro. Very intelligent young man.
Kazhinji kacho vekaguma vari intelligent
😅😅😅😅
😂
🫣
🤣😂😂😂😂maiwee ndafa
Iwe musikana urijoki remwana uye kumba kwenyu moroya kutemba urombwa . Mhata yako. Thnx young man fr great respect . Ufunge vsnhu ava vaitokuda uye kana aisava ma DNA waichengeteswa zvavakajaira pakuroya
Kkkkkkk ehe nhai kunyepa kunonyadzisa kupomera rima
Umm ko vulgur language ndoinei nhaumi
He is a legal practitioner this guy , he must follow his academic journey
True, his cross-examination was great.
This guy is very intelligent ,anofanira kuita lawyer he knows the job very well
Ndivo vanhu vanoda tinashe mugabe foundation .
Mazukuru uyu hadzina kunyatsoti kwesere.. sure kukwirwa murima kusvika mimba ibate.. maiita henyu matichenurira humba yedu makombeee🎉🎉
Sure inofadza kuziva kuti ndian uyu
No aifunga kuti akagwara akaronga na anywhere since anywhere aiva nemkadzi kuti vanyepere wessy mimba isiri yake
Rima rekumusha kwenyu rakasviba sei rinochinja ma voice evanhu😅
Kkkkkkk haa unozvishaya
Anogwara musikana uyu
😅😅
I usually enjoy watching ndiri ku terrace without commenting but hayiiiiiii nhasi ndaburuka....ndanakirwa neVAR🎉🥳🥳🥳
Im so happy for him.. such a gentle and respectful man. Goodluck to him❤️
If there is any footballer in Zimbabwe who would like to dedicated a goal to this youngman after scoring. He will be so proud 😊
VAR zvinhu baba
Thank u Wesley chokwadi chako chakuponesa gara vakamira pachokwadi Mwari vanokukomborera paupenyu yr blessings are flowing now
We need a follow up on this story Mr Bota please please
We need to follow
Tete vanogona kumira saTete chaivo, proud of you tete
im happy for this young man and also thank you tete nekuraira mwana ana calling a spade a spade. and the celebration summarised the whole episode in seconds. thank you Tinashe
Very calm and confident young man. This lady disappointed me ungatadza kuziva munhu wako nekuti kwaita rima saka akatorara necommunity yose achichinjanwa murima 😮
VAR at the Beginning of EVERY SHOW Button👉👉👉
VAR Celebration
VAR 😅😅😅😅 killed me hey.
I almost got into the same predicament where people would think that you were sleeping around yetis the girl who will be
VAR took me out!!!
😅😅😅😅😅😅😅😅
Mai Denzy imbokandy
Haa regai ndimbokuudzai zvandaita nhasi😂😂😂😂was watching this episode also trying kuty mwana arare naizvozvo bamunini decided to wake the baby up after the" Var "celebration ndaseka zvekuty and ndafara am celebrating with you Wesley well done vakakuchengetera mombe dzako dont wrry dzirikudzoka usatye uchidonhedza 1 ombodyya nyama .....vakakuripisa mombe vachadzidzosa welll done my guy ....God bless you i celebrate you🎉🎉🎉🎉
The fact is that girl wekuitiswa mwana inzenza & l don't vknow which group of people can l put her,all l can say is upbringing yake yakadhakwa ,may God bless that young man
This is inconclusive though the fact that the mother was not tested. Ko kana mai vakachinjirwa mwana muchipatara by mistake😅😅😅😅😅
There's need of a special cleansing Ku Karoi uku. The truth of the matter is that munhu akapa musikana uyu mwana munhu wehukama and the matter wanted to be swept under the carpet. This guy was well composed and throwing in thoughtful questions achiziva hake kuti he is clean. Hama dzemusikana uyu dzakaronga dondo.
Ko kuzoripisa mombe , mbudzi nemari 😂😂😂😂
Mainini knows muridzi wemwana ndosaka variwo witness yamai Denzi😏.
Mai Denzy maitambiwa 2 zero nevanhu vaviri ava, vakatora advantage yezera renyu, vaitoronga, kt chimboendavo unongosvika woti ndini nhingi, this young man kuripa.kwaakaitiswa ukoo was right aidya bota pana mai Denzy, akaripaa ma damages😅😅
@@user-vv3vi2xd4kthis guy was open he said it several times he was a school boy and never has sex with her not even her lover the elder sister
They should repay the man they planned everything even the aunt lying on someone's behalf I pity her
At the same time chandinoziva ndechekuti nyaya dzinobikwa, dzigotobuda mushe mushe.
You can say that again
This girl can lie yoooo🙌🏽 even mahusiku hauzivi munhu here even voice haaa ndaseka hangu. It’s so true kuti munhu anosungirwa mahara 🙌🏽
The truth always prevails! I want to give this young man some financial assistance, Mr Mugabe please provide an email address or contact details to enable me to discuss this further. Thanks
Be blessed 🙏🙏
Young man wagona
Bless you
May God bless you
Get in touch with Mugabe directly on the given numbers.
Tete vane wisdom komborerwai tete i wish dai maive tete vangu😢
Mai Denzy vakasarudza mukomana asina mukadzi knowing kuti mumitisi akaroora
asi unenge uchozova chokwadika iyeo anenge achiziva chokwadi. saka munhu anenge achiti zvinofamba sei?
Veduwee kkkkk
I feel for tete vanyara. She is a down to earth tete asi vakanyimwa vazukuru.
@tinashemugabe
Anyway ndiye muridzi we nyaya ainyepa indentity husiku testai anyware itsotsi mwana anga akapusa.
The VAR at the end I would suggest to call it MAP meaning MUGABE ASSISTED PATENITY😂😂😂
hats off to tete, wise words, she calls a spade a spade. hauna munhu anomitiswa kaviri
A very good question from tete, saka kana waimuona sei wati pamwe ifriend yacho yainyebedzera kunge Wessy
Brilliant young man. Lets do something for him❤
Mr Mugabe you working indeed l wish you we around 1990 ,,Mu very happy for you young man you are very lucky to be out of this problem ,,, some of as we well never be out for good
Trust me if you hear a male getting to an extent of saying that "l don't even want to see her" just know he's hurt and being falsely accused. Painfully she still can't be responsible and no sorry will ever come out of her mouth.
And ndafara kuita sekuti ndini😮
Testai shamwari ya Wessy ndiye muridzi wemwana
this guy is my neighbour kumusha uko
Saka nyaya yacho iyi unoiziva here? tiudze chokwadi chacho@@tafethfarm
@@tafethfarmSaka endai munotestwa mogona makadyawo bota neshamwari
Akazumgaira musikana uyu pamwe shamwari yaWessy haana chake futi ipapo
@@RonikaMajawithat's not it 😂😂
VAR guy very innocent indeed Tinashe your are really a VAR Man keep it up watching from Botswana 🇧🇼
This young man is so composed, May your dark days be behind you and, may there be brighter days ahead of you.
The issue yataurwa ne mufesi uyu in regards to kupomerwa about rape is deep ,
Vakadzi honestly vanotijairirira pafair . I am disgruntled wth this lady , and a lot of ladies who have send innocent souls into prison 😢
Varume tiripa disadvantage
I felt it baba, I have a friend who went through such
@tinashemikejoeshayanewako9510 sometimes I feel the laws should be tough on people who lie on such serious charges. Anonatsoziva zvake munhu akamushudha😢
Ini I blame the govt iri kuregerera vakadzi ngavaise mutemo sekuru awanikwa anyepera munhu rape jail 20 years no negotiations nyaya dzakadai Dzinoita shoma
@@tinashemikejoeshayanewako9510 taurai henyu mukuru , who sleeps wth some1 and then oti it was manheru i ddnt know kuti ndiani wandairara naye amana , wat is that lame excuse , mnhu otoendera kujeri for rape coz mnhu haasi kutaura mnhu waakarara naye chaiye apa this guy akatoripiswaa mahara . Inini i will not pay any cent for dowry to anyone to compensate all this injustice these whores do to our innocent brothers .
Some of these people are wicked in deed
Tinashe endesa uyuu kuvarsty
very true kuita kwamwari this guy needs support. ma lawyer aya
So happy that this young man got vindicated and absolutely loved the VAR celebration. In all honesty the mother was conspicuous in her absence both at the DNA testing and during the recording of this episode. Those occurrences on their own were enough to raise suspicion that probably she already knew the outcome. Then there is the issue of the alleged father coming in the night to be intimate with her and her not being able to recognize him, that is totally unbelievable. All this fracas was totally fabricated from the start.
Happy for the young man, and sorry kuna tete. The young lady should just be truthful.
Well done tete. Mamira pachokwadi unlike mamwe mapenzi anoramba akamira nemunhu akunyepa zviri pachena.
Shuwa munhu angashaiwa # yasisi vake neyabmkuru vacho zvose haaa kunyepa mkadzi chikwambo chaicho
@@GraceMapfumo-ep9tx nhai hako. Plus ungarare nemukomana asiri iye ukatadza kuzviziva sei. Chero bofu chairo rinotoziva wani
Vatete vatete kani vatete munodarireiko kuchengeta marovha. Very dodgy family. This man is very intelligent. They stopped the big sister from coming l believe so she can tell the truth.
Tete manyama. Tete has given a good lesson to all Zimbabwean ladies. Well done tete
the young man stuck to his story and there was some degree of honesty
Chidzidzo kuva kumokomana huyu, VAR big up Boy a lesson to us in Lilongwe Malawi 🇲🇼
This guy argues like a disbarred lawyer, or an ex-communicated Roman Catholic priest. The thing with this case is that everyone has an excuse for everything. Tete kuseka zvavo vachinzwa muzukuru achinyepa. Mai sounds believable on the phone, although her story is a really wild one. Tete is for the truth chete chete. She was the ultimate judge; she had the last word. Baba ne VAR manje!🤣🤣🤣🤣
Disbarred Lawyer hauhwinhe 🤣
😂😂😂
@@tinashemikejoeshayanewako9510 you're right there!
I'm happy for this guy. He stood firm on his ground and is a perfect example yekuti kutaura chokwadi kwakanaka. Interesting case indeed. Follow up strongly needed here.......
Maita humba.. Chitamba nemadhakwaa.. Makombe masunungurwa henyuu.. Keep on moving wesly nekugadzira life yako. Hauna kubvira wanzvenga panyaya. On point 100%ndafaraa
Hanzi naVamugabe mama hamuna chamukuda kutaura hre zvikanzi namama handina zvikanzi navaMugave VEDUWEEEEEE
😂😂😂😂
Makanyanya
😂😂
😂😂😂
Hii haa zvakaoma its true kut vanhu kuma rural area vanoda kubatirira pamunhu aenda A level or kuvanhu vanoti wanei
Kabhishu kari confused aka...welldone baby boy sando dzako👏👏👏👏
Karikunyepera kuzungaira aka kanoziva Baba vemwana iye namainn vake vakabhadharwa kuti vanyepere munhu coz murima voice unorinzwa kuti uyu ndini nhingii
Kkkkk ungadyiwe bota murima usingaone munhu wacho
@@beeparie imagine Kuda kuitisa vanhu
Iye munhu ungatadza kuzia kuty ndiani murima 😂zvakamuomera mukadzi uyu
Msikana uyu anonyepa zvinosvota
This Guy is very intelligent and thumbs up to Tete for standing with facts... Bamunini vemukadzi ngavatestwe futi ,vanogona vari ndivo vakadya bota remwana
Dai ndaigona kupa tete hug zvayo sezvo ndisina Mari. Kumira pachokwadi well done auntie
Sando kuna tete
VAR yapindira. 0% in football terms. Wakagona kubvisa mombe, mbudzi nemari dai uri mujeri. Don’t go and claim them vachazviusa vega kana vanzwa ma results
team iroro might challenge the results and say vakatenga Mugabe....kikkk mombe hadzidzosewe zve....mukomana aramba hake asi bota akadya
var kkkkkk hapana offside kkkkkkk Lewandowsky ari onside
anogopa kuridziro yei nhai VaMugabe😂😂she's just a silly liar aargh.
nharo dzinodiwa pakadai thanks my brother for defending urself😢😢
Mainini vanonyepesa avo yoo thanks @Tinashe Mugabe nebasa ramuri kuita muri kusunungura varume vari kupiwa mhosva dzavasina
Vanhu vari kuKaroi and surrounding areas yaah bota muridya zvemhando yepamusoro you are definitely not disappointing panyaya dzekudya bota nway rambayi makadaro tiwane nyaya dzekutandarisa tichinwa tea kana mukava kava 😊.
This was the most eye opening episode for me.
Big up to tete for asking the question i had in my head the entire episode
The real father must go to jail for 2 charges rape and deformation of character plus the woman's family should pay back this young man it painful
Right if they are damages you paid mr Wessy to this family dzosera mombe dzako nevana vadzo also vanofanirwa kukuripa for character deformations, tarnishing your image mahara. Mhangara kwa sabhuku wobata bepa rako rema DNA unyadzise musha wemahure uyo
@Tinashe Mugabe VAR showing must be shown at the start and end of every show.
We vote for this...
Thank you
Yah VAR ngaiitwe pese panotanga show
Yes tete
Kkkkk
Asi kne munhu here anodyiwa bota usina kuona kti ndiani adya mkadzi uyu anonyadzisa
She was 16. Vanogona vaiita tag team akatya kutaura umwe wacho or she was paid like this boy said.
It seems like she was 15 or 16 when it happened and being munhu wekumamisha in a broken family it's possible.
Munhu wako chero murima unomunzwa kuti ndiye....hz scent,his body,hz moves unenge wakuwaziva....
Kkkk dai ATI ka 1 huri usiku taimboti kuda
Bota rakadyiwa nevanhu vakawanda apo, including mpfanha uyo.Musha uyu waive Zinyekenyeke. Bamdiki ava vaidyawo Bota vachidzivirira sezvo Mai vaive munhu akareruka.
Mainini vaakuhwanda nekuti ndaive mwana mudiki mwana mudiki anoziva kupakura bota here 😂😂😂
I encourage everyone to watch this video till the end 😂😂🙌. I swear have never laughed so hard😂. Var celebration was the show😂😂🔥
You when Tinashe says "now you fasten your belt " tonight I actually fastened my belt very tight ndanga ndichifunga kuti this young man achanyadzisa. But well done mujaya wanga wasungirirwa
same same neni
Young man dzokera kudare unopiwa pfuma yako. Mukadzi ngasungwe isitupedhi yemunhu.
Kungoramba nhema hanzi aiuya usiku unobva watadza kuziva kut ndiani
Ngavadzose mombe yake mbudzi dzake n mari yavakatora vacipomera mhosva munhu, thanks bro nokuzvibata coz vaiziva zvaunoda in life
Woow this guy is very bright 😍🥺am enjoying him speak
Tinashe Mugabe you are doing a good job. Kare takakura zvichingonzi gomba harina mwana nekuti chokwadi chainetsa kuziva, now DNA eliminates all that. Keep up the good work
The truth always prevails.Thanks to the young man and many thanks to tete❤❤❤
Well done Wesley mwanangu. May your God meet your heart’s desires.
Saka mai Dee vanoreva kuti vanga vasingazive voice raWessy here 😂😂 kakatogona kasina kuuya 😂😂😂kaMaiketsamvarambafuta nxa 😮saka wessy angadeyi akapinda mjeri kaa apa, l think mainini vaiva nedhiri ravo ini vaidya chete nemwana uyu ndivo vanoziva baba vemwana
dai Pamela ambofonerwa please she's the denominator 😅
Chokwadi pamela arikudiwa
Thats vanga vachiti number dza Pamela kutya kut aizoburitsa chokwadi
👏I love this episode pasolver X apa thanks to the DNA program.Ndanga ndakusaziva ndinovimba ani manje 😮I'm learning a lot 👍
Imi tete musamirizikire zvinhu zvsmusingazive kunge ndimi mairara nemunhu.Muzukuru wenyu ihure otherwise nemi vacho mutori hure futi .Tibvireiko tuuziso kunge imbwa yawanikwa ichiba mazai.Big up Mfana God was and has been in it.
Yoweree😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk
Program yakauya zvakanaka iyi varume vanga vanzwa nekuchengeteswa vana vasiri vavo thanx Mr Mugabe