Let's work hard guys . Inini I don't have much but I always feel kuti what man can do I can do. Rubatsiro rwamukutsvaga munoruwana but kana musina brain hamuna zvamunoiya still. Dollar rino shandirwa tsvagai mabasa anoinderana nekuti hamuna kudzidza mochengeta nekudzidzisa vana venyu 6 vanoenda kutyoro kn musina mentality yekushanda hazvife zvakachinja mukufunga kuti mari munoipihwa for how long
Kuno kwedu kuMufombi zvirikowo panextdoor pangu,ane madzimai matatu asi arikuroja mu one room,hanzi one ndiye wanorara naye pamubhedha vamwe two pasi nevana,its high time government yapindira and stop these cults masquerading as churches and stop the abuse of our women and children.Havana humwari wanavo vanhu ava,they must be stopped.
I go to a different church. I luv my church too, but I am open-minded enough to say kuti zvimwe zvinoitwa mu church yangu is nonsense rubbish. But then, humans are not perfect, and cannot create perfect churches/ institutions
Elizabeth is a true definition of Beauty 🎉🎉🎉
True
Mutori we nhau uri chibaba pabasa rako. Itirwa zvakanaka urambe une rukudzo neruremekedzo. KUDOS to you
My dear sister take all your kids and take them back to school before it’s too late and one day they will take care of you
Problem is they are not allowed phones and education, it won't be surprised she won't even see this or messages.
Kkķk😂
inn ndakakurira kwamarange ndakaoenda kuchokoro my father was a soldier vakatofa vane mukadz one vabereki venyu ndovane problem
Hakuna verse inodaro kuti roorai vakawanda ruchiva zvavanopiwa na baba vavo satan
Natural beauty Eliza
thank you
Varume vekwamarange marwadzo😮
Let's work hard guys . Inini I don't have much but I always feel kuti what man can do I can do. Rubatsiro rwamukutsvaga munoruwana but kana musina brain hamuna zvamunoiya still. Dollar rino shandirwa tsvagai mabasa anoinderana nekuti hamuna kudzidza mochengeta nekudzidzisa vana venyu 6 vanoenda kutyoro kn musina mentality yekushanda hazvife zvakachinja mukufunga kuti mari munoipihwa for how long
Zvekwamarange Aisi church inopa mutemo wekuroora ndezveruchiva wevarume coz toti auna kuenda kuchikoro woti ichurch mrume wako vamwe varikuenda kuchikoro Wani kwamarange
Kozvirwere zvepabonde apa vanozvifambisa sei since vakawandisa mathrush
Lizzy unondigonera ufunge 😘 keep it up my Angel.
Vakadzi ngavanake mukoma nemunin"na ava vakanaka asi chinamato ichi ka zvinorwadza
Zvese zvekuti mitemo yechurch ndezvekunyepa mazidhara emuchitendero ichi aneruchiva nenyengo neUtsinye chaiho kuuraya upenyu hwevanasika kudaro shaaaaame
Vanhu kubasa plis, izvi zvekupemha izvi taneta nazvo
Ummm long time hesi Elizabeth Nyaguyo
Ndiri bho makadii henyu
Kuno kwedu kuMufombi zvirikowo panextdoor pangu,ane madzimai matatu asi arikuroja mu one room,hanzi one ndiye wanorara naye pamubhedha vamwe two pasi nevana,its high time government yapindira and stop these cults masquerading as churches and stop the abuse of our women and children.Havana humwari wanavo vanhu ava,they must be stopped.
Vapewo room imwe ka vawane pekurara hurombo
💯 huroyi broad day light.
I agree , it is about time the government ban these cult groups, this is not a church .Women and children are suffering 😢😢
Ummmm chii chakadaro asi
Vanhu ivava varoyi for sure. Asi ndivo futi vanototsigira ZANU shame
Vabereki venyu ndovaiva neproblem ini ndakakurirawo kwaMarange baba vangu vaiendesa vana kuzvikoro zvisinei nekt uri muskana hr kana mkomana.
True
Very true pane vandinoziva vekwaMarange haaa vana vakadzidza baba vacho havana barika
Taura hako vaud,ewo
@@fortunatemuchekadzese1939asi havaonekwi semunhu vanengevachingoenda zvekushingirira
@@leongoora9512
i think a true reflection is to give us follow up kuti vana ava vakazoroorwa ere after zvinhu zvabviswa, same story on each case
To the familes who lost their daughters, please go the muthi way, get them sorted. They will rip what they jus saw these evil satanic doers😢
Sis idzungairwa, vaiona situation yavari ndopovonotora munin'ina Kuti huya titambure pamwe
Imi haisi mhosva yavo vakadzi ava mishonga chaiyo ndiyo inoshanda apa
Ndafarira rudo rwavo mukoma ne muni'nina ❤
Devil's camp
Varoyi chaivo
Hesi Elizabeth 👋🏽👋🏽👋🏽 wakadii zvako?
ndiripo makadiiwo
Haisi mishonga here iyi
kwaMarange zvekuchikoro or kuroora Ausi mutemo wechurch ndezvevanhu vanoda vakadzi ruchiva varimo madhara vane umwe mkadz
Kwamarange ndokuchurch I luv my church too much
I go to a different church. I luv my church too, but I am open-minded enough to say kuti zvimwe zvinoitwa mu church yangu is nonsense rubbish. But then, humans are not perfect, and cannot create perfect churches/ institutions
@@ROGUE406 very very true I couldn't have said it better
Taura hako ❤❤❤❤
@@ROGUE406well said
Ndofunga uri munhu wekwamarange iwe tseki mhani why usina tsitsi iwewe
Hi Elizabeth
Muchapedza vana nezvigwere ne church dzenyu idzo
Tsvagai basa muchengete mari muhodhe mutengese kupiwa mugere henyu zvakaoma
Baba avó ganha vakashata moyo wavo
Elizabeth akasandiita interview yandakakumbira ndakumuitira munamato wekumabvazuva
can you contact us pa number dzakanzi News Alert tibatsirane
@@ElizabethNyaguyo Pamberi nokubatana
but how come uchiti wakanyeba kuti uri kuhura. shuwa pane munhu anganyebe kuti ndakahura iye asina
Amen
Marange kana ummmm ma1
Siyana ne marange taurayi zvinyaya zvenyu zvekumama izvo zvekunyeba simbe idzo kuda kubatsirwa mahara nekunyeba
Newewo Eliza kutobvunza zvinhu sina Basa tsvagai Basa rehouse girl mushande
Unopenga
Zvorwadza
Vanhu vekwamarange mafumuka zvokuti dai muri vamwe machinja hunhu hwemuchurch yenyu zvave kutonyadzisa izvi kana uchipinda church yekwamarange
Saka ndiko kuChurch kwamuchirikuenda here nhai amai?
Marange ichurch yechihure akuna nezwekunamata apo kunze kwekutarisa vana vadiki kuti ndamurota ndadiyiko chihure chegachega nekungorepa vana vadiki
Hauna nyaya
Kupenga chaiko. Nhamo yakaipa veduwee
Ma1
For get about the soo called Husband they is no happiness start doing your project and take care of yourself and the children
Volume ya mai avo haisi kunzwika
Amai avaa havasi Mai vemusikana uyala hre akambobuda pa sly media akatizawo murume wake kwamarange akasiya munin'ina wake ikoko
Ngavatsvage mabasa, they are full bodied not disabled they can work
Munawo here vapei varikutotsvaka
Vanhu vakutojaira kuitisa vanhu
@@ZvikoMorebChidauisimbe idzo ngavauye vachere manure kudanga
Hausi mutemo we church, zviriko Kuma individuals havasi vose vanotadza.
Murume anorova mukadzi Imbwende.hutsinye hune varume ivava kutora vana vadiki pedzezvo kuvachengeta havagone vakadzi ndovanoshaya kuzorora vachitengesa kuti vawane chekudya nekutoti baba vacho vadye nyama haa zvakaoma.kuzoungana pamurume mumwe iyeye nemun'ina wako zvivindi zvacho soo
Vanhu vekwamarange vanehudyire imhondi kusisa vana chikoro nekunyeperana kuti hauende ku denga kunge ndivo mwari vanoroya ibwa dzevanhu
Zimnews beat vatori venyu venhau vanonakidza kuteerera
thank you keep watching
ummm i cant imagine giving away my 10 year older daughter kumurume
Mainini vane Anger zwekuti
Nhai veduwe church iyi hurombwa chairwo kukanganisa njere dzevanhu bikai Doro midzimu yavarasha
Iwo madara e marange ndiwo asingapinde denga nokutora vana vacheche
Hakuna mupositori anoroorwa ane 18yrs.99%ma under age. Saka hazvitishamise.
Murume akafa mese mashirikadzi
Dai mawana anobatsirawo zvnyu muchengete mhuri
Church iyika inofanira kuvharwa
Hubenzi henyu n wabereki wenyu 😂😂
Matununu chaiwo
Marange church ngaivharwe
Ko madhara zvaanongotora vasikana ko vana vavo vakomana vanozowanipi vasikana vekuroora ndibvundireiwo mutori wenhau
Abuse
Vana 9 mune makore mangani, mhai?
Ho ndwo mai vevasikana vaye
Tawapoooo
Tsvagai basa mainini muchirivadiki zvekuti shandisai maoko
Anonyepa uyo dress code haisi yekwamarange iyo
9 vana aaaa
😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂 hanzi ndiri kuhura ne varume 5 vange vasisade murume zvesure
Ummmm
Vana 9 inopenga ne age yako unovapeyi
Kana tikazowana mutungamiri akanaka church iyi inoda kuvhariswa
Unoivharisa wakamirapai dzikama unofira mahara
Panoda moyo gwanzi gasviki Church iya afii yakavharwa
Haa mutemo wechechi wakanaka bt kunanambwa vanehutsinye
Wakanakei vachirodza pwere mutemo upi
Ruchiva manhi
Kuda rubatsiro motsvaga nechurch yekwamarange endai koshanda makutibhowa manje
Ndopaunonzwa rimwe rekwamarange richit zvir right kushungurudza vanhu seizvi azvina kunaka apa muchiita rape kuma 🔞 under age
Brainwash chaiyo this is bad. Hurumende ari kuti chiiko nayo church iyi. It must be shut down or abolished
Mha mati vana vangani 9 🙉
Church iyi ngaivharwe
Nani anovhara chechi
@@phillipmaswanise5906 Church hamuna zera nayo nyararai henyu hafii yakavharwa
Uyu akunyepa uyu 100 vakadzi kunyeperwa
Ahasi kunyepa taka kura nayo church iyi marange wacho vakati vake vaisvika 100
Vanonyepa vanhu venyu ivavo
Munoda kubatsirwa kuchengeta vana va Satan avo wurayai hwana hwe muroi uyo. Kandai na tyre mudire peturo hwese
Zvorwadza