Mashura. Mwana wa Tuku obuditsa ma V11 akawanda.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 11 окт 2024
  • Mwana wa Tuku Aaron Chaka speaks.
    Disclaimer this video was used under Fair Use policy and value was added on it to add context
    Credit ZTN • Aaron Chaka the allege...

Комментарии • 194

  • @bettybetty9569
    @bettybetty9569 5 месяцев назад +7

    Hooo ndoosaka Samanyanga vakaimba kambo kaJerry shamwari yake now it makes sense paakafa

  • @AgnesNyakusendwa-j9p
    @AgnesNyakusendwa-j9p 4 месяца назад +5

    Yaa I think the greatest thing Awana dzinza rake kana agamuchirwa orega kuchiva inheritance God can start something bigger in his life

  • @DevineDavid-f4c
    @DevineDavid-f4c 5 месяцев назад +8

    I don't know kuti vanhu varikubvunza kuti anga arikupi pese apa vari right right, he is explaining zvinobatika kana arimwana waTuku mwana wake chete , zvekuti nhaka and everything mamwe madrama iwayo.

    • @WinnieLAJoya
      @WinnieLAJoya 4 месяца назад +2

      Plus anaamai vakarwadziswa havambofe vakakuudza baba vako,unogona kutozoudzwa nehama kana dzisina godo

  • @ElizabethMutarini
    @ElizabethMutarini 5 месяцев назад +8

    Interviewer tiitire mushe wakutoita kunge ndiwe amai dezzy mutukudzi y uchimunzwira shanje

  • @EmerinaMukaro-hq8bq
    @EmerinaMukaro-hq8bq 4 месяца назад +9

    Dei mtukudzi ange ari murombo mairambira Aroan apa mafunga kuti arikutsvaga mari siyai mwana aende kudzinza rake.Tine nyaya dzevarume vakawanda same neiyoyi yevana vanouya baba vacho vafa

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 4 месяца назад +5

    Im not surprised cz I heard the prophecy of Dr Ian Ndlovu about a famous musician's son who will emerge

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  4 месяца назад

      Oh really share the link

  • @Neddyfesteji
    @Neddyfesteji 4 месяца назад +4

    Uyu ndiye king of katekwe. Wedande mukosori nyanga yenzou tuku

  • @miriamwillism8998
    @miriamwillism8998 5 месяцев назад +10

    Ane kaku fanana naSelmor Mutukudzi.

    • @Net-lr1fo
      @Net-lr1fo 5 месяцев назад +1

      Taura hako he's like Selmor

  • @MrBC-san
    @MrBC-san 4 месяца назад +7

    First all Tuku Kids are grown up individuals.Mbuya vedu Daisy needs to do the necessary steps nevena via DNA that way she will be stress free.Some of these Kids arent claiming anything even if they are Sekurus kids.If they happen to want anything of which i dont think so,but Gogo vanongovapa mapadza voti endai kunorima Kufarm uko kuMazowe kana kumusha KuMadziva and take care of her and their families kana vari vana vane hunhu.Vana VaTuku vese they are standing alone from Sandra,Selmor,Samantha,Selby ,Sibel and Faith Mwan waDaisy they are taking care of themselves .Aaron Kusvika Paasvika apa shows he can also stand alone.There is nowhere they will claim inheritance ipo pane surving spouse they Just want to be know as vana VaSekuru.Kutsamwa kune labour shuwa.They should make sure as a family kuti these issues hadzibude mumapepa just coz of being stubborn.Whats difficult in just taking DNA..and accept and tell them old kids kuti ndini anamai venyu vakasiya pamusha NaBaba wenyu you have to listen to me and lets defend the legacy chete.

  • @ChipoRufasha
    @ChipoRufasha 4 месяца назад +3

    Vakashanda naAron zvinofamba maonero angu he is a humble mam pls kuti baba vake vabudirire zvakabva mumaoko asekuru vake

  • @godfreyphiri5697
    @godfreyphiri5697 4 месяца назад +6

    Vanhu vakare vaivigwa zvinhu, imi kunyanya varume, varume, imi munezvipande shuwa kusiya mwana achitambura,

  • @Mimi-td9st
    @Mimi-td9st 5 месяцев назад +8

    The lady hosting the show is very condescending towards this man. She has already drawn conclusions about him and is not open to letting him tell his story. Please be professional, no- biased and balanced in your interviews. Allow the audience the ability to come to their own conclusions. Apa you are acting as if ndiwe Mai Mtukudzi!!! Very sad that a lack of proper reporting and journalism ruined an otherwise informative episode. I hope the young man finds the closure and sense of belonging he is seeking. Everyone deserves to be acknowledged by their family regardless of their conception.

    • @XolanifaraiSibanda-n6n
      @XolanifaraiSibanda-n6n 4 месяца назад

      Interview iyi yaida Tilda Moyo

    • @emillypesanai9855
      @emillypesanai9855 4 месяца назад

      exactly the presenter ane mapoor interviewing skills kutorwa kunge ndewekwa mtukudzi

    • @ClaraChipendo-fg6wk
      @ClaraChipendo-fg6wk 3 месяца назад

      Koseiko DNA irikutyiwa apa ummm vanhu muchanyara nazvo pazobuda 0%😢

  • @GavenKagodora
    @GavenKagodora 4 месяца назад +1

    Thank you nekutionesa mkoma,much love to u ❤❤❤

  • @sekurugudopikichatv1761
    @sekurugudopikichatv1761 4 месяца назад +4

    love the quality bro, kip it up!

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  4 месяца назад

      Sekuru Gudo how are you doing

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 4 месяца назад +2

    My Bro you are star in ur analysis 💪

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 4 месяца назад +5

    interviewer akangotora side nekutarisira munhu pasi she or he doesn't follow the story. chashamisi chii ko kana arimwana watuku..tuku aiva mwari here.

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 5 месяцев назад +4

    Paangotaura zva Jack Sadza ndabva ndangozvibvuma kuti mwana waTuku

  • @stawablanco5401
    @stawablanco5401 4 месяца назад

    His eye are exactly Tuku’s eyes!. Can you all see that?? Wow!

  • @porciarutsvara6953
    @porciarutsvara6953 4 месяца назад +2

    "Hazvireve rudo handina" takambohwa kt yakaimbirwa Eric Night so tozviva zvipi 🤷🤷🤷🤷🤦

  • @porciarutsvara6953
    @porciarutsvara6953 4 месяца назад +2

    DNA ngavaite ndiko kupedza nyaya.kumitisa sis ve friend zviriko.Jerry wacho aingotsamwa zvopera, mai vaAaron shouldn't have sacrificed happiness yemwana vachiitira friendship ye brother yavo ne boyfriend

  • @RumbidzaiGapare-c8j
    @RumbidzaiGapare-c8j 4 месяца назад +5

    Aron akafanana naSelma ihanzvadzi yake zvemachokwadi

  • @ReubenMachazi
    @ReubenMachazi 2 месяца назад +1

    They shouid accept Arron to work with him.

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 4 месяца назад +3

    Eric Knight anozonzi mwana waTuku pakudii ko vange vasina kutosiyana padiki here pamakore.ko mwana uyo ini handisikunatsa kuona kufanana kwake manhingi naTuku inini ndinonzi wani ndakafanana nemrume wangu saka tiri brother and sister here its a big Noooo vanhu munogona kungofanana but musiri hama

    • @NyashaNdini
      @NyashaNdini 4 месяца назад +2

      I don't think mai vemwana vakatarisa munhurume akafanana nemwana wavo bt she knows munhu wavakarara naye kt vabate nhumbu anova Tuku..Aaron akanonoka kuudzwa baba vake chete ndozvandirikuona hangu

  • @linnetmangre3025
    @linnetmangre3025 4 месяца назад +3

    Kune certificate rake riri kwaMutare iyeye hamubvunzi square

  • @lucksonmangana-ho1oc
    @lucksonmangana-ho1oc 4 месяца назад +2

    Who died first, Jack Sadza and Oliver Mtukudzi, and where was Aron's mother and the child to date?Aron is still an alleged son, and you guys need not rush into deciding for the family

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 5 месяцев назад

    Aroan is fountain of wisdom he is a music superstar already his music is similar to Oliver mutukudzi

  • @munyaradzinyati6559
    @munyaradzinyati6559 4 месяца назад +1

    But why is it difficult for them to do DNA tests

  • @ChristinaChipoperwa
    @ChristinaChipoperwa 4 месяца назад +3

    Mwana ngaaende kumusha kwake vana Mai udzai vana nguva iripo kuti zvisazonetsa mangwana

  • @herbertmugwagwa1003
    @herbertmugwagwa1003 4 месяца назад

    Let him start by learning his father's songs until he is adept at playing them. Let him just prove himself as a musician and make his own way.

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 4 месяца назад +6

    Macheso arikurambawo simbarashe ukoo hatizive kuti vanenge vachifunga kuti vana ava varikuuya kuzotora hupfumi that's bullshit

  • @neversonbutau5232
    @neversonbutau5232 15 дней назад

    Yeah Aron by merly looking haubvunze ,u can see mtukudzi chaiye but DNA ngaiite basa zvayo for clarity, but even ma siblings acho hamuwone here baba wenyu apo mega.

  • @blackman19447
    @blackman19447 4 месяца назад +2

    That song was done long back the version you know is a remix

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  4 месяца назад

      Oh I didn't know about that

    • @blackman19447
      @blackman19447 4 месяца назад

      @@JCTVAfrica ruclips.net/video/SYn4MVMR5j0/видео.htmlsi=6f4JrDyK1mq8P8aC. That's the original song

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 5 месяцев назад +4

    Aiwa akafanana na Oliver Mtukudzi uyu
    Handiti Tinashe achaita dna yacho here

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  5 месяцев назад +2

      Akatochinjwa surname kare vanin'ina va Oliver vakatomubatsira

    • @Shamiso-bw5zo
      @Shamiso-bw5zo 4 месяца назад

      ​@@JCTVAfricathat's great

  • @herbertmugwagwa1003
    @herbertmugwagwa1003 4 месяца назад +2

    There is nothing that beats DNA tests. That is the only foolproof way of doing things.

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 5 месяцев назад +3

    Uyu mwana wamutukudzi Oliver mutukudzi anga ari shamwari yasekuru hadzwadzi yaamai va Aroan saka ndopaivadzwa nekuti shamwari yakamitisa sister veshamwari ini ndakakura remukomana uyo he is into music too much music in his blood

  • @reubenmujati1708
    @reubenmujati1708 4 месяца назад +2

    Zvekuti aivepi parufu hazvina basa,mari /no mari hazvina basa.Chikuru ndechekuti aende kudzinza rake.

  • @JulierMabada
    @JulierMabada 4 месяца назад +1

    Mai Mutukudzi should welcome the boy

  • @monalisamhlanga6254
    @monalisamhlanga6254 4 месяца назад +3

    What does the interviewer mean by...saka zvichachinja chii...hauzive kuti arikuda kutambirwa nevedzindza rake zviripachena including the step mother.... everything else follows. Mutemo wemuZimb unotaura kuti even vana vekunze are entitled to inheritance wani... its never too late. Push on Aaron.

    • @takawirachimombe9969
      @takawirachimombe9969 4 месяца назад

      that interviewer must stay away from interviews. The best place for her is to stay in the library.

  • @CharityDube-yl4xd
    @CharityDube-yl4xd 4 месяца назад +3

    Saka anodeserver something coz jeri anga ari promoter

  • @SharonRopafadzo
    @SharonRopafadzo 4 месяца назад

    I think this guy can revive the Mtukudzi fame more. Yes Selma. But she is doing a little. It requires a man. Look at Sam. He had more punch and Oliver lost a lot in Sam. This new son might be right one to relight the torch.

  • @hulisaniramabulana5035
    @hulisaniramabulana5035 4 месяца назад +1

    Can we get a video of him play 🎸

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  4 месяца назад

      Yeah that's what we want to hear

  • @oppahtarie9505
    @oppahtarie9505 4 месяца назад +2

    Jctv tsvagai mwana uyu mutangidze interview kana Stella muusha ngaite interview naye zvinonyatsonzwisisika

  • @nyangab
    @nyangab 4 месяца назад

    Oliver pawana anga aiine hake kaureckless kanofinha soo. Kuzoppa sis Dezi haa zvakaoma hazo. Takambozvinzwa kuti sis Dezi waidzinga wana wese waiuuya.

  • @DellahChipuriro
    @DellahChipuriro 5 месяцев назад +4

    Chokwadi mwana vamtukudzi vanhu musadaro kuti haasi mwana vatuku hamusati masangana nazvo chete

  • @Zinhle314
    @Zinhle314 4 месяца назад +3

    Bad journalism!

  • @Nancychimangaro
    @Nancychimangaro 5 месяцев назад +3

    Interviewer kwana iwe don't judge a book by its cover

  • @BE4STBOYPS4ACC
    @BE4STBOYPS4ACC 4 месяца назад +2

    Mai vape yum here if so can she be interviewed if alive but this boyfriend is photo copying of Tuku

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 4 месяца назад +1

    Voice ....rake kufana baba vake

  • @drrudosmmungwashu8000
    @drrudosmmungwashu8000 4 месяца назад

    Regai mwana apinde mumusha zviripamutemo.
    We can not deny him the right to enter grate with his biological siblings. Let us stop fueling discord among Oliver Mutukudzi's Children Aaron is not looking for money he wants to join his family the person who interviewed him sounded arrogant and she dud not listen to what Aaron was saying and if the did listen she failed to comprehend what Aaron was saying she misrepresented what Aaron was saying. It is painful that Aaron did not have time with his father but I have great respect for his mother for protecting Aaron's father and helping our heroes to raise to fame thank you mother.

  • @PercyKugarakuripi
    @PercyKugarakuripi 4 месяца назад +2

    Why not DNA if one is doubting?

    • @NyashaNdini
      @NyashaNdini 4 месяца назад

      In this case arikudoubter ipublic kwete vanhu vari involved...ndanzwa achit ana bamunin vakatobvuma kt vaiziva and iye achibatanidza zvaiitika arikuonawo kt Tuku was his father and he's not doubting

  • @VesperWatsika
    @VesperWatsika 8 дней назад

    Mai vaAaron vandikona ini ,mwana kuzoti baba vava muguvaso

  • @Ron..-Xbim
    @Ron..-Xbim 4 месяца назад +1

    Tinashe Mugabe the DNA man.

  • @jaelncube416
    @jaelncube416 4 месяца назад +1

    First thing ma DNA then the resulits will bring the right decesion

  • @Tendai-sr4hc
    @Tendai-sr4hc 4 месяца назад

    I like to know this story to the end thank you

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  4 месяца назад

      We are cooking it on 25 It will be out

  • @MateweTv
    @MateweTv 5 месяцев назад +3

    Rinemanyanga hariputigwi

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 4 месяца назад

    This was prophesied by Dr Ian Ndlovu but he dd not mention the name of the musician

  • @AssaNgara
    @AssaNgara Месяц назад +1

    Tinashe Mugabe ndochikwaturo

  • @annabanda6190
    @annabanda6190 5 месяцев назад +4

    Vakafanana zvavo

  • @FihlieMpelah
    @FihlieMpelah 5 месяцев назад +4

    Ende anohwisa vurombo mrume uyu Aron

  • @AssaNgara
    @AssaNgara Месяц назад

    This boy hazvina sure pamwe ndimajuta Mpofu makuruku aya .

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 4 месяца назад

    JCTV look for the clip of the prophecy I now blv all his prophesies cz they really come to pass.

  • @KashayaTsarukani
    @KashayaTsarukani 4 месяца назад +2

    Akafanana na baba vake

  • @edinakachigamba938
    @edinakachigamba938 4 месяца назад +4

    Uyu chero zva tinashe azvina basa his face looks like his alleged father

  • @PercyKugarakuripi
    @PercyKugarakuripi 4 месяца назад

    Things of that nature happens a lot out there are born to friends and relatives.

  • @drrudosmmungwashu8000
    @drrudosmmungwashu8000 4 месяца назад

    I meant did and not dud.

  • @patriciachibanda4199
    @patriciachibanda4199 4 месяца назад

    They can not deny him his birth right

  • @sallyshiri6128
    @sallyshiri6128 4 месяца назад +1

    Aaron kufanana nababa vako Tuku. Kudaro

  • @blackman19447
    @blackman19447 4 месяца назад

    Paangotaura zva Mazarura he has convinced me kuti he knows what he is talking about.

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 5 месяцев назад +1

    Chokwadi mwana watuku nyaya iyi ini ndinoiziwae wakambotaurika kare kare yobva yangovharwa naiye Tuku. Mudhara uyu Aiwa nechihure. Tuku akatora mwana wegirl friend kuita mukadzi mushure mekunge girle friend yacho yafa . It's true

  • @NyasharMpofu
    @NyasharMpofu 4 месяца назад +1

    Guys moreva here kuti seĺma is the only tuku's child

    • @NyashaNdini
      @NyashaNdini 4 месяца назад

      Hant kunana Sandra,Samantha na Sybil here then the late Sam naiye Selmor...he had 5 children vaizikanwa which means naAaron anenge ava wechi 6

  • @josephinezata7529
    @josephinezata7529 Месяц назад +1

    Hapana DNA inodiwa apa zviripachena

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 4 месяца назад +2

    Chibatsirai tione vanachivayo

  • @elphastasiyana2730
    @elphastasiyana2730 4 месяца назад +1

    Ndakaudza vamwe kuti munorwadziwa nei naAron manje chinzwayi huchapupu uho. One fact itori stubborn ndeyekuti girls raTuku rikutofara kuti tanehazvanzi yetopa imi muchitoti heee ayivepi.

  • @jealouschirambadare2055
    @jealouschirambadare2055 4 месяца назад +1

    Aaron akafanana nababa vake wani vanhu imi. Hamuoni here zvimazino zvakatarangana pa front apo. Plus iyo tsananguration yake is vivid wani?

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  4 месяца назад +1

      Yes its very clear

  • @Smuchinani
    @Smuchinani 4 месяца назад

    Interviewer hausii kugonaa

  • @nomsanyoni4191
    @nomsanyoni4191 4 месяца назад +1

    Mkomana uyo akangofanana na oliver uyo zviripachena kwete zvamatest izvo ngavaite matest but mwana uyo tuku zvake

  • @JosephChaguma-rw4dy
    @JosephChaguma-rw4dy 4 месяца назад +2

    Zvimwe zvamunoti Dna hazvina zvazvichabatsira ngaaende kudzinza rake chet

  • @MaxwellZulu-ii2ot
    @MaxwellZulu-ii2ot 4 месяца назад

    They look alike to be honest

  • @alzmafy
    @alzmafy 4 месяца назад

    I don’t like that interviewer, kwayi, “Saka chii chichachinja?” Very unprofessional

  • @prochixvisuals4528
    @prochixvisuals4528 4 месяца назад +3

    Tinashe mugabe ukudiwa kuno

    • @RuvaraShe77
      @RuvaraShe77 4 месяца назад

      He refused

    • @porciarutsvara6953
      @porciarutsvara6953 4 месяца назад

      Varikuramba vana Aaron kuita DNA Tinashe Mugabe akanga atoti vauye free of charge ufunge hako

  • @sabastainmasimo8859
    @sabastainmasimo8859 4 месяца назад +1

    Mai vake iproblem

  • @ShynessTagarira
    @ShynessTagarira 5 месяцев назад +1

    Ndatorwe DNA

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 4 месяца назад +1

    Tamirira vaMugabe 😂😂

  • @Blessing-y9x
    @Blessing-y9x 4 месяца назад +1

    Ko Eric night

  • @jacksonmusariri4039
    @jacksonmusariri4039 2 месяца назад

    Vakadzi ndimi munobvunza kuti anga aripi senseless apa ndimi futi munoramba kuudza vana kuti baba vako ndeava mapenzi avanhu nyarara nyaya igadzirwe (women are Evil)xaaaa

  • @CleverKambanje
    @CleverKambanje 4 месяца назад

    Let him do his things if others rejected him

  • @gaffa7549
    @gaffa7549 4 месяца назад +1

    Mwana wa Tuku akandiudza ega feya feya

  • @marcelinemukura3266
    @marcelinemukura3266 4 месяца назад +1

    99,9999999999 %

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we 4 месяца назад +1

    Munhu Ari kuinterviwer ndewe fazi Ari kupingirisha munhu wakafanana baba nemwana

    • @takawirachimombe9969
      @takawirachimombe9969 4 месяца назад

      anogona aida kupiwa mwana naTuku zvikaramba so akurwadziwa kuti uyu mwana waTuku.

  • @MatuzviMuchandiwona
    @MatuzviMuchandiwona 4 месяца назад

    Mukadzi wamutukudzi uya uya akawoma misoro pfungwa dzako dzakanaka but mkadzi uyaa hazvibude

  • @Siphaty91Siphaty
    @Siphaty91Siphaty 4 месяца назад +1

    Ngapaitwe DNA nharo dzipere

  • @philadelphinendangana
    @philadelphinendangana 4 месяца назад

    Heyi pakaipa Saka ma pikicha furemu aidonhereyi ko im lost apa

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 4 месяца назад

    ❤❤

  • @MaAmanaTa
    @MaAmanaTa 4 месяца назад +3

    Ngaapihwe start mwana wake mhani

  • @AssaNgara
    @AssaNgara Месяц назад

    Munhu ngaadye paakashanda not zvekuda kunyepa izvi

  • @lineagunhidzirai1938
    @lineagunhidzirai1938 4 месяца назад

    No dought copy

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d 4 месяца назад

    hazvirivei rudo handina yakabuda 2004

  • @priscillaranga9605
    @priscillaranga9605 4 месяца назад +3

    Interveiwer usapinde nemwoyo hausi mkadzi wake

  • @MadlaminiZaneleMadlaminiZanele
    @MadlaminiZaneleMadlaminiZanele 4 месяца назад +2

    Zvakaoma hazvo vana mai udzai vana dzinza ravo nguva iripo Erec Night Mwana wa Mutukudzi
    Nemiwo vana baba tsvakai vanavenyu nguva iripo kana unemari zvirinani kusimudzira mwana wako zvinorwadza izvi nemukurumbira waive namuTukudzi ngava dane Tinashe Mugane chokwadi chive pachena

  • @jamesmoyo8785
    @jamesmoyo8785 4 месяца назад

    Kana wapinda basa ne face chete but chozikanwa pasina