Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
😂😂😂Nhasi ndini ndatanga kuuawo yoll to us who likes before watching... When it comes to relationship Rayen to the world guys 🎉🎉🎉
lol watitangira wena
6 yrs usati waroora iiii,vakomana ka ,ko kutizisa hakokkk,hautozivikanwe voice ummm love yenyu its made in China 🇨🇳...😅
They might have started dating vari vana vadiki chaivo
kkkkk true mukomana wacho kakudzungaira kari po
Guys you mean kuti Ryan stuff hayibati Nyika dzose here pa RUclips.....why less followers and comments but kumwe tichimwaya mwaya ....ma youth support this platform guyz
People are evil havadi kusupporter cht maviews hobho but malikes mashoma nxaa
6 years is too much wangu. Dai wachiroora.
Guy 6yr zviriko vamwe takatanga kudanana tiri maGrade 7 uchingoti ndezvekutamba until wazoona kuti this relashionship is going srs ska hapana paungazoroora uchiri mwana kaa thats why makore achizowanda .❤❤❤❤❤
A friend frm college akaita mukomana wake ariform 3 kusvika apedza 5yrs achiita surveying nd geomatics vakatoroorana zviriko
@@Rumbie87 yeah zvinoitika and that marriage can not be eazy to be shaken
😊😊😊 iwe pa 6 yrs chiii I degree here iroro
Six years musati maroorana asi maidanana kubva ku primary zvimwe ngatione tega
6yrs muchidanana chii chakadaro zvichiri zvekudanana here kanakuti zvava zvemidzimu😅
😂😂😂😂
Where are you watching from??
Ukkkk
Haaaa muuye mubudiriro 😂😂
Watching from Capetown
Hello mashoko erudo hello magadzirira in tafadzwa voice😂
😂😂😂Ko amboti ari single wani
she is loyal ❤❤❤❤
Hungwe vanodiwa 😂😂😂❤❤❤
How are you Mr Dembetembe
Haa munhu waknzi une vakomana vangni woseka itri red flag iyyo 😂😂
Red flag home chaiyo😂
😂😂😂 6 yrs ratove degree lol
ne masters
Mr dembetembe😊
Don’t forget to subscribe ❤
Mukuru chirorai nguva yarebesa
6 years no merechi 😮 apa anga akutsvaga kumurambira paryan
6years uuuu mwana naotofamba zvee nhai
Tisvikeo pano huh mukuru ndiitireio yangu test nabbe wangu ndiri top fan ndotofollower zvkudar
Umm 6 years yatove phd . please roorai.
Kutadza kumitisa munhu for six years uridofo
Imimi makatodhakwa brain😂🤦♂️
king Ryan chimboita iya yaunosiita yekuporofita
Hainakidze iya ndeye kushaya iya iyoyi inotinakidza shem
Sakaurikurega kurora nei
Iyi yatove PhD, muri kushaiwa mari yekuroora here Samanyanga
Kkkk Musadaro makazeni.
Chingoti wanga uchitsvaga makudo zvino haasati auya kumunda