Relationship Loyalty Test with KingRyanSkits… hahaha vaskana 4 munovadii boys 💔💔💔💔😩🥹

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 янв 2025

Комментарии • 247

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  20 дней назад +22

    Happy New year to my fellow Zimbabweans 🇿🇼 😂

    • @Yungkayz4
      @Yungkayz4 16 дней назад

      Haaaa uyu atina zera naye😅😅😅😅.... hapana munhu akamboenda kuna ryan akabudirira😅😅😅😅

  • @VieyKane
    @VieyKane 20 дней назад +24

    Enda unodzidza mwanasikana , you're still young, take care of yourself, love yourself baby girl. Uchamuwana wako

  • @Tingzytakestyme
    @Tingzytakestyme 20 дней назад +15

    18 years wakutofunga marriage 😂😂 you deserve it. Kutofunga kuroorwa nemunhu ane20 years. I feel for your children 😢😢

    • @kingryan_Official
      @kingryan_Official  20 дней назад +4

      Pakashata

    • @JestinaKhongono
      @JestinaKhongono 13 дней назад

      😂😂😂musawedzere mwana marwadzo cuzeni😂😂

    • @VanessaNgavi-g7j
      @VanessaNgavi-g7j 12 дней назад

      Imagine 😅😅😅😅😅 isu vmwe trikudanna nevane ma30 something bt htisi kumbofunga zvemarriege trikungoti chauya chauya

    • @emmanuelchogugudza8187
      @emmanuelchogugudza8187 8 дней назад

      ​@@kingryan_Official I always follow your post young man but on this one it looks like a skit, how can this guy talk like that iwe wahudzwa kuti you are live on radio wotaura vaskana vako 2 to 3 iwe uri paradio haa zviriko here izvi I smell a rat on this one

  • @GloriaMash-gc1ld
    @GloriaMash-gc1ld 20 дней назад +7

    Both of you you still young musiye imboita zve kutyoro uchiita basa remaoko rinokupa mari do that when the right time comes unenge wave ne foundation, uye dzidza kuwana vakomana vabva zera at least muhombe kwauri ne 6 yrs zvichikwira, uyu ane 20yrs mudiki zvekuti kwauri thou iwe une 18 vakadzi thy mature more,,,, and iye wacho mudiki at 20 achiri kutotengerwa hembe nekuchengetwa ne family yake,,,, ❤❤❤

  • @MalvinChigura
    @MalvinChigura 20 дней назад +7

    Mnhu akazonz taurai nanhingi unonzwa akut matiiii 😂😂😂😂seusn kunzwa

  • @munyalife
    @munyalife 20 дней назад +7

    Musapuse sistraan😂😂😂😂
    Musajairirwe Sistraan😅😅😅

  • @floriannyikadzino
    @floriannyikadzino 20 дней назад +11

    Enda kuchikoro iwe siyana nemujolo uchiri mwana mudiki

  • @TsitsiHer
    @TsitsiHer 20 дней назад +5

    INI ndorwadziwa hangu nevanhu vanopedzera vamwe vanhu time . chokwad kutoti handina pfungwa dzekurora . tisadaro vanhu kunze uko . Be loyal guys

    • @BothwellMukwenje-p7v
      @BothwellMukwenje-p7v 18 дней назад

      20 yrs mukomana achiri mudikisa uyo that's why arikudater vasikana vazhinji haangaimisi imba mwanakomana achri mudokosa.

  • @darliechax9598
    @darliechax9598 19 дней назад +9

    Hasha dzemunhu akakwirwa idzo😂😂😂

    • @calistaashwood
      @calistaashwood 7 дней назад

      Iwe zvinorwadza veduwee 😂😂 makumbo ngaasungwe

  • @nenaniphiri9760
    @nenaniphiri9760 19 дней назад +3

    Sis Karen you are in this relationship mega regai drama😂

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 19 дней назад +3

    Mukoma nigel ipfambi..ihureee chaoro 😂😂😂😂😂😂😂

  • @virginiapamire1740
    @virginiapamire1740 18 дней назад +1

    Haa ende zvakaoma ko kuzonzi pane basa rimwe ravanoshanda, hope hazvisi zvandikufunga😮

  • @Excellence-7
    @Excellence-7 16 дней назад

    My guy Haa mababe ukuita ekundiunganidzirira one love my guy❤❤😅 wobva wangokaanda dza karren waizya😅😅. Keep up the good work 👍🫡🫡

  • @charitymushayabasa-qb5ww
    @charitymushayabasa-qb5ww 5 дней назад

    Focus on yourself girl
    You still young and one day you will look back and laugh about this day
    You are beautiful and you deserve more shaa20 years angafunge zve marriage here Siyana naye and focus on you

  • @MozSiya
    @MozSiya 5 дней назад

    Svakarohwa nyoro izvo 😂😂😂😂😂😂😂 kusimudza gumbo 180 😅😅😅😅😅 kusvisvinyirwa kkkkkk mweya pakaipa kkkkkkkkkk hiii hiii hiiiiiii

  • @Simbarashechimushamu
    @Simbarashechimushamu 20 дней назад +2

    😂😂😂😂boys mapenzi evanhu chaivo,wese anochita mwana wemumwe munhu ngaafe arirombe

  • @AyaanCraig
    @AyaanCraig 15 дней назад +1

    Ko kuzotanga nekuti ndati une shuwa 😂😂😂....umjolo uyanyisa wena 😅

  • @tarirohapazari-yx7md
    @tarirohapazari-yx7md 20 дней назад +4

    😂😂😂 hanzi naryan akukudherera nekuti wakangopusa pusa

  • @Eltonsky92
    @Eltonsky92 20 дней назад +2

    Itai zvechikoro sis introduction mune 18 .

  • @antonikamugisha2578
    @antonikamugisha2578 20 дней назад +1

    Happy New year to my fellow Zimbabweans hahahahaha patriotic citizen lol

  • @passmorechidoko7779
    @passmorechidoko7779 20 дней назад +1

    😂😂😂 Happy New Year my fellow Zimbabweans 😂😂

  • @passmorechidoko7779
    @passmorechidoko7779 20 дней назад +3

    @KingRyanSkits chizomboisa face before and after the test 😂😂😂😂😂

    • @munashemumue
      @munashemumue 20 дней назад

      And cameraman apote achitora kusvika kutsoka

  • @StevenMauku
    @StevenMauku 20 дней назад +4

    Wagova mwari here unoda munhu wese 😂😂😂😂😂😂😂

  • @Theresa-n2h
    @Theresa-n2h 20 дней назад +2

    Mweya yakaipa for me king mbouyawo kwangu puruzi😂

  • @lincolnejosh2390
    @lincolnejosh2390 5 дней назад

    karen arwadziwa kuti zita rataurwa pekupedzisira

  • @KelvinTakadiyi-mw8dh
    @KelvinTakadiyi-mw8dh 20 дней назад +2

    Vana prudence mweya wakaipa 😅😅😅 dzinenasasi

  • @SoniahJudah
    @SoniahJudah 18 дней назад +1

    Anenge arimwana wako achinzarwo nxaaa

  • @LeratoPitso-e1y
    @LeratoPitso-e1y 9 дней назад +1

    Uyo anonzi Ryni amuna zera naye

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 20 дней назад +2

    Happy New Year carren😂😂😂

  • @TatendaChikadzi
    @TatendaChikadzi 20 дней назад +2

    Vane pavari kushandawo 😅😅 ini zvangu

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 20 дней назад

    Musapusiswe bbe girl you're beautiful and young 😂😂😂Ryan kupusapusa

  • @mmc307
    @mmc307 20 дней назад +1

    Mwanangu Curren siya player boy pliz hakqsi serious kamikomana aka

  • @frankjjsolomon6935
    @frankjjsolomon6935 20 дней назад +2

    😂😂😂... Hahaha 4 girlfriends is super dope ...😂

  • @JudithMudhuva-yp4sb
    @JudithMudhuva-yp4sb 19 дней назад

    Move on my sister you are still young Mwari vachakupa wako chaiye

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 20 дней назад +2

    Kkkkkk iyi mboko hanzi andiite zvemoyo plus andimude hangu kungodanana naye zvake

  • @TapiwaNyatito
    @TapiwaNyatito 19 дней назад +2

    Varume chero red handed vanonyepa kkkkkkk.haaaa gender iyi 😂😂😂😂😂

  • @JTCHAMZ
    @JTCHAMZ 9 дней назад +1

    kkkkk foni yakubreaker💔😅😅😅

  • @FaraiSaimani-rj1ll
    @FaraiSaimani-rj1ll 20 дней назад +3

    Hanzi akuziva kuti makango pusa pusa ndosaka akudaro 😂😂

  • @LovemoreMhlanga-u7k
    @LovemoreMhlanga-u7k 2 дня назад

    😅😅😅😅😅mukuruavoka kkkkk 4 here na

  • @ROYLISTONMUHLORO
    @ROYLISTONMUHLORO 18 дней назад

    Wakaipa wangu...l wish 1M. Subscribers

  • @peterngonie4356
    @peterngonie4356 2 дня назад

    ndanga ndisingade kukutura paradio coz ungaroyiwa

  • @VengaiChigwedere
    @VengaiChigwedere 20 дней назад +5

    Ndisotei ka bby ako king

  • @WitnessMukute
    @WitnessMukute 20 дней назад +3

    King ryan what's up my big bro

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 20 дней назад +1

    Hanzi “saka muri pfambi ....”
    Ryan so ka 🤣🤣🤣

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 4 дня назад

    18yrs watotangana nemaheartbreak ???? Iwe unochembera uri mwana mudiki iwe....akugona Nigel enda kuchikoro apa

  • @YeukaiDzepete
    @YeukaiDzepete 20 дней назад +2

    😂😂😂😂😂😂 weduwe zvepa radio ndezvema funnies

  • @CAROLINERUMBIDZAYIKAPAPIRO
    @CAROLINERUMBIDZAYIKAPAPIRO 16 дней назад

    Mjolo uri kumbofamba seyko Mwariwe kkkk uuu vamwe vanofa neheartattack but seriously guys musadaro apo munhu uri kunzi uri live paradio otoradanuka kudaro kkkk foni yatanga kubreaker coz Karen akutaura yooo man why break our girl's,hearts,mafunnies mukoma mune madrama🤣🤣🤣

  • @Tipsy03
    @Tipsy03 20 дней назад +3

    😂😂😂😂 ndanga ndichida kutoisa riri audio ndichiseka yuwi 😂😂😂😂😂😂

    • @kingryan_Official
      @kingryan_Official  20 дней назад +2

      Hahaha 😂😂

    • @ZHOUZW
      @ZHOUZW 20 дней назад +1

      Haaa neniwo nchiri kupatsvaka kna ukatanga kupawana undiratidzewo 😅😅😅

  • @MonarchGee
    @MonarchGee 12 дней назад +1

    Hanzi mafunnies baba 😂😂😂

  • @jubileebenben2898
    @jubileebenben2898 5 дней назад

    Saka pa 3 avo hautoripo futi haaaa siyana nazvo mwanaskana kkkk

  • @GamuchiraiJaji
    @GamuchiraiJaji 20 дней назад +1

    "Anga arimafunnies beb"😅😅

  • @VengaiChigwedere
    @VengaiChigwedere 20 дней назад +2

    Arikutambisa ka bby kanyama ako😂😂😂

  • @tinotendatemba1313
    @tinotendatemba1313 12 дней назад

    Zim boys one in a million ndatii😂😂😂

  • @mjereza
    @mjereza 19 дней назад +1

    Chikomana cho runner mabby ichi😅😅😅😅😅 ma funniez chaiyoo😢😂😂😂😂

  • @MalvinChigura
    @MalvinChigura 20 дней назад +1

    Idzi dzoda kurowesa nemabrothers ako kana uinawo

  • @BossShady-rw7jb
    @BossShady-rw7jb 20 дней назад +3

    18 years chimboita zve University waa 21 wotsvaga not now

  • @TinasheMazakwata
    @TinasheMazakwata 16 дней назад

    Hanty zvepaRadio ndezvemafunnies here saka ini ndanga ndichingoitawo mafunnies 😅😂😂

  • @BrendaZungunde
    @BrendaZungunde 17 дней назад

    Iwewe Ryan ndosaka uchizovingwa kunorohwa unozonyanya kubata vanhu panodzimba 😂😂😂😂

  • @ruefarongwerume6643
    @ruefarongwerume6643 6 дней назад

    Asi pple pay for this?? Or its free

  • @Bosskeida
    @Bosskeida 20 дней назад +1

    Ko ndri jozaaa chimoko chiri koko

  • @LloydmunyaradziMakoni
    @LloydmunyaradziMakoni 20 дней назад +3

    Kamufana aka kanozviita kunge munhu akangwara hanty😂😂😂😂

  • @TendaiTembo-i6s
    @TendaiTembo-i6s 8 дней назад

    😅😅😅 hanzi ndezvepa radio

  • @AronMawarire
    @AronMawarire 19 дней назад

    Iti ndavekuuya kumba kwenyu, uone Kuti anodii futi.

  • @GraceMugomo-e5s
    @GraceMugomo-e5s 16 дней назад

    Aaaah zvaendwa musapinde nemoyo uye ukatsvaga makudo mugomo unomawana
    Iwe chingoda munhu wako chte
    Zvekut muri 4 zvine basa rei

  • @HardprinceManyapwamuhloro
    @HardprinceManyapwamuhloro 5 дней назад

    Hpana hpana apa kupedzerwa nguva nekuitiswa

  • @RolandMabayanzira
    @RolandMabayanzira 15 дней назад

    Kkkkkkkkkkkk hoyoooo shaz ndodawo kumboita izviii

  • @JuniorChopisa-ym2ce
    @JuniorChopisa-ym2ce 17 дней назад

    Handimude hangu 😂😂😂😂mujaya aka penga uyu ndaseka nhasi 😂😂😅

  • @munasheebenezer3729
    @munasheebenezer3729 20 дней назад +1

    kkkk unoda vanhu vakawanda wagova mwari here iwe?

  • @zimbonice5684
    @zimbonice5684 15 дней назад

    Ah mfanha unodenha iwe ungati mumwe murume pfambi 🤣🤣🤣🤣

  • @ItayiMapuranga
    @ItayiMapuranga 15 дней назад

    Uchiri mwana mdiki dzidza ushande utange waita life yako wozotsvaga zvema relationship

  • @AtidaisheChauromwe
    @AtidaisheChauromwe 14 дней назад

    hanzii musajairirwe sister😂😂😂😂

  • @kapereraallan5995
    @kapereraallan5995 15 дней назад

    Wambove Mwari here iwewe unodavanhu vese😂😂😂😂😂😂😂

  • @torie7963
    @torie7963 15 дней назад

    Ma intro already 😂

  • @nyashaamandasevenzayi231
    @nyashaamandasevenzayi231 20 дней назад +2

    Kkkkk hanzi handiite zvemoyo😂

  • @EliasMaturure
    @EliasMaturure 20 дней назад

    😂😂😂😂 ko matokwita mune 18yrs here😅😅😅 haa mujolo hatina zera nawo

  • @Suewally
    @Suewally 20 дней назад

    Apa unenge uchirohwa dasunya everyday uchiti ndodiwac😂😂

  • @ShingiraiChirongoma-k2z
    @ShingiraiChirongoma-k2z 19 дней назад +1

    😮mukufeeler cy panapa😂😂😂

  • @MunyaradziBadza-u9q
    @MunyaradziBadza-u9q 16 дней назад

    Daimaisa number dzevasikana vanenge vaita break up vanogona kuwana mukomana umwe anengenari serious

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 18 дней назад

    Sisi imbokurai 18 yrs momhanyirep henyu kkkkkkkk

  • @TatendaKwashira-x4l
    @TatendaKwashira-x4l День назад

    Bamunini Nizhero murimu hombe

  • @RussellChikwenya-l8v
    @RussellChikwenya-l8v 19 дней назад

    Caren wanyatsoona wega kuti haudiwe...hauna kana kutokwana patop3 pacho

  • @MelisaDivineGosenyang
    @MelisaDivineGosenyang 20 дней назад +8

    Mweya yakaipa ikuchengetedze 🕊️😂😂😂😂

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 18 дней назад

    Ryan rega uzorohwa hako unokuchidzira 😂😂😂 hanzi muri pfambi mukuru

  • @passmorechidoko7779
    @passmorechidoko7779 20 дней назад

    😂😂😂😂 mazvinzwa mukoma Nigel

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 19 дней назад

    Mjolo can never break me😂😂😂ndakazviramba

  • @MargretMpofu
    @MargretMpofu 4 дня назад

    Zvave kunzi mweya wana Prudence 😂😂😂😂

  • @NyaraiMashingaidze
    @NyaraiMashingaidze 20 дней назад +1

    Kkkkwa sisi wakaperera kkkk

  • @loicejames
    @loicejames 15 дней назад

    😂😂aah ryan unotowedzere marwadzo

  • @LauraMusamadya
    @LauraMusamadya 6 дней назад

    Hanzi handimude zvangu😂😂😂

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 13 дней назад

    18 and 20 mose muchiri pwere chimbokurai plz 😂😂😂😂😂😂😂

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  20 дней назад +4

    Where are you watching from??

  • @Excellence-7
    @Excellence-7 16 дней назад

    Ini ndikutoshaya 1 wangu kkk apa ivo vakutoita vekutambisa kudai 😢😢

  • @JudithMudhuva-yp4sb
    @JudithMudhuva-yp4sb 19 дней назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi muripfambi haaaaaaa Ryan wandiuraya nhasi 😂😂😂😂😂

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 20 дней назад

    Watching from Ghana 🇬🇭 😂😂

  • @RumbidzaiButau
    @RumbidzaiButau 16 дней назад

    iii vaskana vese ava usna pfungwa yekuroora futi....ityai mwari

  • @MalvinChigura
    @MalvinChigura 20 дней назад +1

    Ini ndikangonzwa voice rako nekucut fon kkkkkkk😅😅

    • @Profit.Pulse263
      @Profit.Pulse263 17 дней назад

      Unenge uchariziva hre nekuda data😂😂😅

  • @NodzaMany-films
    @NodzaMany-films 19 дней назад +1

    Aaaaa wakaipa wangu

  • @Brothers.MUSIC3-f8pqgtjxiktshQ
    @Brothers.MUSIC3-f8pqgtjxiktshQ 15 дней назад +1

    Go back to school, zvemoyo izvi waita mudiki dear, unochohwa chohwa 😂

  • @moreblessingmercy7844
    @moreblessingmercy7844 19 дней назад

    18 you are still young girl, I am very sorry , love yourself n enjoy life

  • @GraceSibanda-ej2ys
    @GraceSibanda-ej2ys 18 дней назад

    Muzvirenga zvenyu