Iwewe unengewo dofo futi iwe, Madam Boss varikutaura wani kuti she ddnt know of Ronald wenyu being the owner of the song, akakanganisa ndiJerdan Paradise ndiye akaunza song kunaDenzel naMadam Boss achiti ngatiitei futi song yangu pandakaiita haina kunyatsobuda ndibatsireiwo kupusha... saka ivo vakaibira munhu wenyu papi ? Teererai nyaya zvakakwana kwete kuuya nemafeelings pasocial media
Yes she must apologize, if she has ways of making it right, suggest to the rightful owner then let him decide Music is music, people should respect and acknowledge other people’s hardwork
Haa kunamata hakupusise kupusa hakunamatise .vanhu ngavangotaura nemunhu song iti nakidze iyi .
Mahure ana madam Boss netukomana twavo twana Danzel utwo nxa
Ndokunonzi kupusa. Dai akangwara angadai atosenza na madam boss. Make money . Kutenge aine shavi renhamo .
Shave reumbavha haa getwaay!!
You’re a fool!
Kkkkk anotambura here
Haaaa guys that's bad hamungodzupure song yemunhu coz you are popular that's very bad
Saka yakabviswa iye anowanei
Iwewe unengewo dofo futi iwe, Madam Boss varikutaura wani kuti she ddnt know of Ronald wenyu being the owner of the song, akakanganisa ndiJerdan Paradise ndiye akaunza song kunaDenzel naMadam Boss achiti ngatiitei futi song yangu pandakaiita haina kunyatsobuda ndibatsireiwo kupusha... saka ivo vakaibira munhu wenyu papi ?
Teererai nyaya zvakakwana kwete kuuya nemafeelings pasocial media
Yes she must apologize, if she has ways of making it right, suggest to the rightful owner then let him decide
Music is music, people should respect and acknowledge other people’s hardwork
Ndimi munoripa manyemwe gogo jafifi vekwa ngundu ava
She's leaving bttr than you hure rakawanirwa nyasha Tyra anokutemesai msuro shame muchigwauta kunge imbwa irikumwedzi
Hmm ma one
Saka
Song iyi tane time tichiimba kuchurch kwedu wani
Chokwadi
Kana akangwara ngaabatane Navo aite Mari kwete zvedzungu
Anofanira kubatana nevamwe ndiye akabirwa? You should be an idiot? Were you going to do the same?