It seems like mawutoooo vaane influence mu music industry cz this year mwana wese ane camouflage yanga yakapfekwa nemunhu wese .....mawutoooo anofanwa kuitwa ambassador we Army ❤❤❤❤
Haaa zvamwari chaizvo in ndakatsamwa munhu anokumbirirwa ruregerero sei manj iye aripo ngakumbire ega kana kuti ita colambo zvipere chete munhu oregererwa
Haaaa ngakumbire anga rurengerero rwacho kaa in andisati ndamuregerera asati ati kusvika azvininipisa iye kwete iwe kumukumbirira kuti iye ana muromo here nhai ngakumbire enga haaa achazwa zvake nawo maken

Chabva chapindira naManuwero bigg up mauto ese 😊
Khonangale muhombe Uchida usingade
Lavender tichamutema kusvika kumbira ruregerero ega Mauto vangu
Easy ndati 😂😂😂
Tsika ipapo Muchinjikwa Mitatu tese
Hameni 🙏
Mauto to the fullest vafambi vemadeko 💥💥💥💥💥💥💥
Mauto hapana anokukunda wakanyanya
Kugomba vakadzitsika tsvimbo kkkkkkk shamhu
Haaaa ma fans ngaasadaro mbida munhu wenyama arikutosvagawo musadaro amana
Straight op
Khonangale ndiye akapedza carrier yemunhu
Uyu muhombe 😂🔥🔥
You must have a collab
Haaaa ngakumbire anga rurengerero rwacho kaa in andisati ndamuregerera asati ati kusvika azvininipisa iye kwete iwe kumukumbirira kuti iye ana muromo here nhai ngakumbire enga haaa achazwa zvake nawo maken
Ndakagara ndazviona kare kut mbida Haako ngaambono rairwa
Mauto 🎉
Ma result e 6 months pa training 🔥🔥🤣
Big up khonangale
Straight op 💯
Mauto to the fullest @ khonangale
Uyu muhombe
Vafambi ve night
Very soon ndiwe HARARE Haina kupusa
Khona🎉🎉🎉
Mauto 🤙🤙
Wakunyanya kugaira mafana unogona bt usafone mangoma aya
Mauto ✅
Lavender anzwa nekutemwaa😂😂😂
Vanhu ngavasadaro
ZUDA REIPAPO NDAKAMECHESA🥺🥺💥💥💥
Congo takatengesa
Khonangale ❤
Ndanonoka
Easy yako inobhowa siyana nayo, use Mauto only.
Ndanonoka kusvika mauto muhombe uyu
Ngoma dzinodhaiwa
Ndofamba nengoma fanike vayera gumbo handisaizwe nevapfana vakarumurwa nejumbo
Khonangale ihoro uyooi
Khona
Chibaba ichi
💥
Mauto
Vafambi vemadeko
Mauto
Halamboloko
Aiva akatenga mafans kuti vateme mbida. Akuita kunge anerudo
Futseki wako iwewe wakamuona achitenga ma fans acho here taura kwavaswera
Unopenga iwee ukwane
@@Lildopeking_sB3p zvaiva pachena baba
@@DenzelMakawa-t8x iwe ukwane unonditukira kutaura maonero angu . Anokupei chaungatoita mafeelings. Ishavi rehurombe iri.
Mauto
Halamboloko
Mauto