That song oh my God 😢 Mwari bataiwo Hana dzevana vangu vandinzwirewo vasazobdirwadzise ndrikushingirira kuti vararame zvirinani andina wandingaudze kunze kwenyu Jehova Mwari samasimba
Aaaa ndachema prophet maita zvenyu neniwo ndiri single mother ndinoendesa vana vangu kuchikoro ndega ndichigara kuno ku SA mwari chengetaiwo vana vangu.ndarwadziwa 😭😭😭
Vana ava zvinotirwadza asi it's a topic that we should have to discuss now and come up with a solution. This generation yema2K yato siyana, most of them are sexually active, I'm sad hangu but akatofunga kudzivirira kuti vasaite mimba but asingazive kuti kune maSTIs and STDs. Tinorwadziwa sevabereki but let's educate them of the choices they are making and the consequences there after
Mai avo vaimbofanira kupa mwana uyu gwatii chairo remwanaaa kumbomukwatura achinowiraaa ukooo benzi remunhuuu ndanzwa tsitsi mai avo vachemaa zvonzwisaa tsitsiii shuwaaa ...bhurai munhu mother mbamaa 1 masvika kumba momukwazhaa chaikoo tione kty anodii haambokurovei anotanda botsoo......kwaturai munhu prophet mugare neshamhu chaiyoo kurikita munhu
Everytime I cry wen you sing this song .vana vanotambudza prophet tibatsirei wo.
Ma songs amunoimba prophet anobata zvikuru mwari ngava rambe vachiku shandisai man of God
Uuumm kuchemedza Mai kudaiso here vana wedu Jesu pindirai.
Thank you Prophet 😢😢 chokwadi cheese bvuu
Ndarwadziwa nemwana uyo sadaro amai vake . Prophet thank you so much neadvice
Ndarwadziwa hangu .if you have mwana musika you will understand what she is feeling now.
That song oh my God 😢 Mwari bataiwo Hana dzevana vangu vandinzwirewo vasazobdirwadzise ndrikushingirira kuti vararame zvirinani andina wandingaudze kunze kwenyu Jehova Mwari samasimba
Ndokusvikawo chete ndimbosanganawo nemwiwo prophet pamwe zvangu zvingaita
Amen munu wamwari tibetserei Iini ndirikurwara ndinamatirei wo ndipore
Vana vanotirwadzisa chokwadi ndabatikana zvekuti mwari ngatibatsirewo pavana vedu ava🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Amen Amen Amen handidi nemi prophet wedzerwai mazuva ekurarama
I was there ndinopupura Amen
Mwari toita sey ko nevana ava ndabatikana😭😭😭😭😭
Thank you prophet haaa vanasikana soo
Amen prophet ndoshuvira wo kuswika kwamuri asi handing plan prophet t Fred
Chokwadi kunyepera mai Kuti waroyiwa 😢Vana Ava chokwadi zvongoda kuudza iye Jehovah chokwadi 🙏
Thank you prophet zvinorwadza hazvitambirike shuwa vana vedu vanoda nyasha tibatsirei tega hatigone
Powerful man of God 🙏 i love 💕💕💕 it
Chokwadi Prophet makanyanya vana awa weduweee, Mwari wanyaradze mai awo
Mwari ndinokumburawo kuti vana vangu vasandirwadzisewo I know I disappointed my parents but please my lord have mercy on my 2Girls
Aaaa ndachema prophet maita zvenyu neniwo ndiri single mother ndinoendesa vana vangu kuchikoro ndega ndichigara kuno ku SA mwari chengetaiwo vana vangu.ndarwadziwa 😭😭😭
Amen and powerful my Prophet ❤❤❤❤❤
Thank you prophet God bless ❤
My son is writing form 4 prophet pliz pray for me apase all subjects he is writing l have faith in u n l believe in God
Makanyanya prophet,I love it
Vana vanorwadzisa chokwadi maita henyu Prophet vanoda jesu tega hatigoni
Ndoshuvirawo kumboonawo prophet vandibatsire,
Amen..I connect from Ireland
Zvakaoma mkurarama unenge uchiti ukugara nemwana mudiki iye atove mukadzi mukuru anopasa papi😢 ipapa
Ndarwadziwa veduwee ishe ngavavape peace mukati memoyo wavo
Thank u baba vana vedu vanoda Mwari
I wish one of day to be there from Thumelani comes from Plumtree kubaroyi chayizo
Magonesa Prophet kusaviga chokwadi, vana avaka ipapa kudanana nevarume vakuru vane mhuri dzavo
Mwari batsiraivo vana vangu ndarwadziva nemwana uyu
Mwana anorwadzisa uyu ndarwadziwa prophet
Amém meu pastor .❤🙏🙏
😭😭😭😭💔 may the Almighty Lord heal your heart mother.... ndabatikana hangu ummmmm
Thanx prophet nekunzwisisa
Veduwee kutengesa musika kuti munhu ayende kuchikoro haisi nyore mufunge,ndipo munhu otadza kuziva zvaanoita sure mmm ndadzamirwa hangu aiwa
Pray for my kids Eugen ,Victor and Anesu man of God
Haa prophet Freddy makapenga Amen 🙏
Watching from Cosmo city
Vana ava zvinotirwadza asi it's a topic that we should have to discuss now and come up with a solution. This generation yema2K yato siyana, most of them are sexually active, I'm sad hangu but akatofunga kudzivirira kuti vasaite mimba but asingazive kuti kune maSTIs and STDs. Tinorwadziwa sevabereki but let's educate them of the choices they are making and the consequences there after
Your song is so touching
Nhumbu here ndisati ndapedza kudzwa prophet
Tibatsirei prophet
Uuuuummm vana ava zvakaoma shuwa mugoni wepwere ndeasinayo
Azvina mugoni izvi kunze kokudana iye Jehova chete
Uuuuum vana musatidaro,pasi rakaremerwa shuwa
Eish zvinorwadza veduwee
Nfarwadziwa😭😭😭Vana ngavarege kutidaro
Live long man of God
Vana vasikana varorwadza asikana ndarwadziwa zvangu
Ndarwadzi veduwee vana vasikana ava apakuchikoro hatoende ipapa
Ndarwadziwa hangu
Eish ndanzwa neshungu Mwari chengetaiwo mwana wangu form 1 right now.Sorry mama😢
Amen prophet 🙏🙏🙏
Neniwo ndine mwana arikunyo ndibatsirewo baba
God bless you
Raramai nekusinga peri,munobatsira. Ruzhinji
Ndinokudai prophet makanyanya
Amen prophet
Amen man of God locate me
Amen
Ndarwadziwa ini hey vana vedu ava ummmmm
Vana vedu vakutoda imi Mwari
Zvakaoma hazvo vana sikana tisadaro vabereki vedu.Ngwana tisu vabereki
Onaiwo vana vangu mwari
Pray for my child Kelvin man of God
Prophet ndoda kutombouya kwamuri ndiwananewo nyasha
Shona inoti kuzvara hunya ndove shuwa mwana uyu kunyadzisa mai vake here
Zvarwadza.
Unopera power sure. Mwana wechikoro. Who will marry.
Eish we children, sorry mother
Vana vanorwadzisa veduwe ndaradziwsa
Same problem neni ndatove ne2 months lni help me nditori serious zvangu
Prophet garai nechitiropu chemombe ,kana mangoona mashura seiwawa murove chaiko.Vana vanogumbura after all munhu uchitambura kuprovider vana.Kutopusa kwacho kuendesa mai kuna prophet iwe uchiziva kt une chinhu mumuviri.kupusa zvokusagona kufunga.kt since ndakaiswa chinhu ichi zvinhu zvose zvakachinja.mwana uyu ari kungoitiswa nehudofo chaizvo.Pamwe rinotova zirume ziguru rine gumbakumba redumbu.Police get biz,investigation inodiwa ane makore mangani mwana iyeyu
Vana vedu 😢 vanorwadzisa
Ipapo unenge uchitambura kurara usina kudya kuti mwana adzidze vana musatidaro ndarwadziwa hangu
Anoraira ndiMwari asi zvakangooma zvatinoitirwa Nevana ava
Joburg connected
Umwe achangoti mwana ndiye ziii,ini zenya randigadai ndamudira aizvisvora
Mwari tibatsireiwo pavana vatinavo chokwadi
Painful, Mwari ngavanyaradze amai avo .zvinorwadza 😢😢
Asina mwana musikana ndiye anoseka. Ummmm zvakaoma vana vanotivhurira hombe ava
Mwari vhurai maFiles ovupenyu bwangu nhasi
Makanyanya Prophet
Haa ama2k soo makuzvinyanya tsvagai mwari achawanikwa
Haaaa unopera simba zvokwadii ummmm
ummm mwari vana vedu vaparara nekushaya zivo
❤ amen
Nhai Mwari
Haaa shem
Zvakaoma hazvo vana vanorwadzisa 😢
Ummmmm ndarwadziwa hangu Mwari vana vanorwadzisa kani APA unenge uchitambura kunyanya vana yemasingle ngavatinzwirewo kani nhyi Mwari
Veduwe todiko nhai mwari nevana sikana 😭😭😭😭
Vana vedu vachatiuraya takavarayirwa😢, mugoni wepwere ndiye asinayo sorry mama kubereka uku
Benoni connect zvorwadza
Ummm ini manheru ndakarota mandipa ma team ebhora amakati tamba iwayoo unohwina but usazondikanganwawo but I don't know hope idzi dzaireveyi