Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nyaya iya yazokoŕa muto , amaiguru mangamoda kutourawa sekuuraya kwaakaita murume kuti awane matorere e property. Mainini masvodesa shuwa here kuda kuita zino irema pamberi pa prophet. Manje Prophet T Freddy havaitirwi izvozvo zvekuda kuzungaira . Zvine kodzero kuti mubve moga pamusha ipapo , vana amaiguru vanovachengeta
Komborerwayi prophet muri mutonga gava maenzanise muroyi ngabudirwe pachena ,God bless you prophet T. Fredy
Mwari WA prophet locate me woooo
Aaaaa ndashaya pekupinda kkkkkk uku hakuendwe zvedzungu munonyadziswa mainini
Ipapa mainini vanenge vakasvika vanhu vainezvinhu zvawo, votarisira kuvana nhaka
Nhai Mwari weee ko akauraya murume futi.. tibatsirei tipone apostle T.Freddy you are too much
Prophet I'm in south Africa may you stay blessed for us we need you in this life time
Pandichaona munhu waMwari nyaya dzangu dzichanaka nemuzita raJesu
Very good prophet magona mainini muroyi vasapihwe kana nyama ngavafe nenzara
I wish I can see you prophet all my problems will end in Jesus name amen 🙏
Bomdia profeta você é verdade,, xtou ligado de Moçambique,, Martinho virassone.
Vanhu vakaoma zvavo.muroi haana tsitsi
Bless you Maiguru mune good heart
Luv your voice prophert
Kupfupika zvese nemoyo😢😢😢yooo vanamaini vanoroya shm uuu
Umm barika mazino ndakabva neko
Gulez musatambire pedyo nemupfiti mainini uyo, Thank u Man of God, thank you Prophet ❤️🙏
Makanyanya prophet mwari ngavandibatsire ndisvikeko barika rakaoma heyi
Live long prophet
Thank you Father makanyanya Prophet
Ko munouya rinhi SA Prophet🎉🎉🎉
Mainini moti makauya pamurume wemunhu makuda kuuraya futi makanyanya papa l love it
Muri muporofita wamwari makatumwa baba rambai makadaro ndinotenda ❤❤❤
Prophet makanyanya ❤❤❤❤
Tibatsireiwo prophet unenge uchitori une umwe wake
Ende ka 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Ndiripo baba ndibatsireiwo
Zvakaoma sure
My you please help me pray for me and my husband and my children I wish to come to see u prophet at Harare
Tibatsirei Prophet T.Freddy munotaura wena 💪💪💪🙏
Ndoshuvirawo kusvikako munhu wa Mwari
Ndatenda daizvaiita hama dzaiuya dzozvinzwira chakaura Maxel pamberi pe church mainini vasativapedza mhuriyese
prophet makanyanya i love it.....i love it for the love of pokimbi,........mo life to Man of God
You’re too much prophet ❤
Muri muporofita baba ❤❤❤
Profert ndatambura ne life yangu ndibatsirei
I love it
Ndarwadziwa shuwa ungauraye murume nekuda kusara nehupfumi hwausina kushandira
Amen man of god
I love your prophecy Prophet.I love it
Ninez apedzerwa, udzai vanhu prophet
Makanhyanhya munhu wamwari
Prophet makanyanya ,muroyi akaoma wena ,hokoyooo chenjera chenjeraa
Thank you prophet ❤
Amai ava vakada kubatana namainini vavakuchiuraiwa mnje kuti vagosara vava voga nokuti vari greed mainini
Zvakaoma maita bsa prophet
Go deeper munhu wamwari I love it🎉😂
Mmmmm yaaa mainini ma1
Zvakaoma hazvo
Akauraya murume
Amen Powerful Papa 😂😂😂😂
Kkkkkl asi prophet kkkk kwai vanyimei zvese
Makatumwa Baba vangu
Good judgement
i love it🥰
I love it!
ibasa zvedi
Ahhh zvakari kamuroi
Haaaa magona prophet 💯💯💯💯💯
Makanyanya baba❤
Amen
Prophet munonhonga tsono
Maita bsa prophet marapa maiguru zvakaoma
Amen sure
Grande profeta
My prophet 😂😂😂😂😂😂😂😂 iwe muroyi chenjera 😮😅
Yha ndopaunoona kuti mwari haadhskwe unobetserwa wourayazve
I love it 💕💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Zvakaoma sure mainini musadaro imi
Ma small house hamulume .
Help us prophet
avo mai vatsvuku vekupraise and worship chii navo
Pamwe mainini ndivo vakatouraya murume.
I chokwadi ukaona mkadzi avinga umwe mkadzi pamurume wake anenge anezvivindi zvakaipa
Vamwe vakadzi so mmh zvakaoma 😢
Prophet Dai mangoti ataure pachurch ipapa Kuti Maxwell akafa neyi...
Pakaipa
Ndiri kuuya ku one on one
Makanyanya baba
Ndikuuya 30 August kubva kuno ku Capetown
Reporting it as it is from heaven dhomokai prophet uuum mabatsira apo wahosi wange wachifa awo
Help me prophet
Tamatirai Vana vangu
Mainini muroyi kutora mrume wemunhu womuroya futi nxaaa
ZvaMwari zvonakidza kana zvichiitwa nemazvo
Naivowo maiguru vanatwo.makamboonepi vanhu vanoshare murume vanowirirana? Pane anenge achinyangira mumwe
Mainini avo Havana kumira mushe
Maiguru manga Moda kuendeswa zvakaitwa murume mainn vasare nema lorry nema 🚜
Munhu wamwari ndinamatireiwo licence yangu ibude uye ndiwane basa ndiri truck driver ndine licence yeku south Africa asi haisi kubuda
Makanyanya papa
U are too much t.fred😂
Hei nhasi magona
Zvanaka zvaonekwa nekukasika nemweya panga pachaita makuva pamberi apo
Sàlibonan hay boooooo aaa futhi
tvt
I don't trust my siblings at all I don't know why
Iyo yekuda zvemahara, that's stupid wauraya munhu for being greedy lazy and selfish, musadaro
This God prophet is too much
Iiiii
murikubatabasa.munuvamwari.mundiisevo.ropafadzo.nyenyu
Nyaya iya yazokoŕa muto , amaiguru mangamoda kutourawa sekuuraya kwaakaita murume kuti awane matorere e property. Mainini masvodesa shuwa here kuda kuita zino irema pamberi pa prophet. Manje Prophet T Freddy havaitirwi izvozvo zvekuda kuzungaira . Zvine kodzero kuti mubve moga pamusha ipapo , vana amaiguru vanovachengeta
Komborerwayi prophet muri mutonga gava maenzanise muroyi ngabudirwe pachena ,
God bless you prophet T. Fredy