Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

HWEDZA ...........................VENGUWO TSVUKU VOPINDIRA KUTSVAGA MWANA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 июл 2023
  • VERUZHINJI VANEVIMBO

Комментарии • 216

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Год назад +27

    I don't know why ,ndne feeling yekut mbuya nasekuru vanenge varikuziva kunemwana, ko time yakanzi muroora atungamire kumvura ivo vakasara vachitei snce vanga vakabereka mwana , smthng is not adding up

    • @giregrace317
      @giregrace317 Год назад +1

      Plus ivo mbuya vaigobvunza muroora kuti mwana wamurarisepi sei ivo vainge vasiira murume wavo

    • @aggiematsambo4648
      @aggiematsambo4648 Год назад +1

      Same pfungwa dzandinadzowo plus sekuru na mbuya ava vkanzi vkanga vbuda early in the morning vchienda kwa Rusape bt vkazonzi dzokerai enyu mnhu wacho haako mnhu upi wavaida knoona ndne ?? npo

    • @ignatiusmachingura
      @ignatiusmachingura Год назад

      And also remember vakabuda makuseni vachida kuenda rwendo vakazodzoka vachiti munhu wavaida kufambira haako vakadzoka
      I think varikuziva kuziva zvirikuitika mbuya na Sekuru mwana Haana kubiwa nevekunze

    • @aggiematsambo4648
      @aggiematsambo4648 Год назад

      @@ignatiusmachingura yes mnhu wacho wawaida kona akanzi haako ndiani pne nyaya i can smell the rat

    • @ignatiusmachingura
      @ignatiusmachingura Год назад

      @@aggiematsambo4648 mapurisa ngaaite basa chokwadi chibude kudzoka kwavatadza kuenda nekuti muroora handei kutsime and fanofamba ndotevera manje

  • @evansmusambo8814
    @evansmusambo8814 10 месяцев назад

    Sahwira woye gara muberere.kkkkk nice song

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Год назад +8

    Kwaida kuendwa na gogo na sekuru kwaive nei nekuti it seems ku n,Anga ,munhunakafonera gogo ngabatwe avhunzwe kuti vaidei ikoko🤔

    • @confidencenhau
      @confidencenhau Год назад +1

      Unepoint sahwi vaiendepi ?vakazoregererei kuenda zuva iroro mwana achibva ashaikwa

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 Год назад +6

    Basa murikubata mukoma Neshamba ngazviende mberi munotendwa 👏👏👏

  • @SbabalweKhohli
    @SbabalweKhohli Год назад +6

    Pamwe kwaida kuenda sekuru nambuya ndokwaidiwa mwana iyeye sei vakazodzosewa panzira.pane nyaya

  • @user-go1by5hk9k
    @user-go1by5hk9k Год назад +3

    Drewmas media never give up pamunodzingwa vanotokuwedzerai simba shumba haivhundunduke bere

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 Год назад +11

    Usandione kunonoka sawira ndangandichiuya song for mie 1:15 1:17 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃

  • @SRJ419
    @SRJ419 Год назад +12

    Such gatherings makes home a special place 😢 diaspora sucks

  • @LinetChipfurutse
    @LinetChipfurutse Год назад +4

    Mwana dai ari wangu pamusha pakatamiwa kukiya madoor chaiko hapaidyiwa rinopisa vanojairira sekuru nambuya ava

  • @user-wo9he5pe6i
    @user-wo9he5pe6i Год назад +3

    Ko,ambuya ava kwavayida kuenda kuenda vakazofonerwa vakazonzi chiregedzayi kuuya ndekupi kana ndisina kukankanisa kunzwa kun'anga mbuya nasekuru vari kuziva kune mwana

  • @TinasheChingwende
    @TinasheChingwende Год назад +12

    Mhuri iyii musha wemhondi chaiwo tezvara vanoziva kwawakaisa mwana

  • @Ktm-lc8sl
    @Ktm-lc8sl Год назад +9

    Tokuydzayi kuti ma church ma synagogue of Satan. Budai muzvimachurch izvi . Inga varungu vacho vakauuya nazvo vakasiya. Zvasarira mu Africa. Zvechechi ndezve nhema kupera.

  • @ruthmukutiri4917
    @ruthmukutiri4917 Год назад +2

    Batai basa Drewmas Media.Thank you for covering my home,Wedza.

  • @djwaxxyzimbabwe2164
    @djwaxxyzimbabwe2164 Год назад +7

    Sahwira woyeee gara muberere ❤❤

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut Год назад +5

    Mwana ngaabude drewmas taking you to another level

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +4

    Thanks Drewmas maybe dai mainge musirimi nyaya ingadai yakangonyararwa nanhasi. This is a serious matter inogarwa nayo muhana. It's unheard of.

  • @PamelaForoma-su1vm
    @PamelaForoma-su1vm Год назад +3

    Song inongondinakidza zvayo

  • @user-gy8sb9fg8d
    @user-gy8sb9fg8d Год назад +9

    I like the song

  • @paulinematambo
    @paulinematambo Год назад +8

    Ndakazoona vamunya ndanga ndarara ini I was so tired...Drewmas Media taking me to another level❤

    • @giregrace317
      @giregrace317 Год назад +2

      Ini ndakutoonawo munya chakauya late

    • @thekisonomsa2826
      @thekisonomsa2826 Год назад +3

      Ini ndiri kutoonawo now ,ndakatadza kuona manheru wifi kuita musarinya zvayo 😂😂

    • @givelashlychaluka4665
      @givelashlychaluka4665 Год назад +2

      Kkkkkkk ndatomirira, kuona venguwo tsvuku.

    • @paulinematambo
      @paulinematambo Год назад +1

      Kkkkk pakaipa wangu

  • @tatendadirai5413
    @tatendadirai5413 Год назад +1

    Drewmas Media ndokumbirawo that song I like it

  • @emenjildavioletdzama8886
    @emenjildavioletdzama8886 Год назад +7

    Tirimo muberere,mwana ngaabude

  • @gladysmutyiri8864
    @gladysmutyiri8864 Год назад +2

    Nyaya dzekushaikwa nekuurawa kwevana dzorwadzisa henyu 💔💔 Praying for divine intervention mwana awanikwe uyu 🙏🏾

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Год назад

    Hwedza ndeye mondi sekuru na tete vangu vakapondwa ikoko boom takazoziva vanetswa nengozi ndokuuya kwevanhu vacho

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Год назад +11

    This song is addictive 🤗🥳🤗 love it nice meaning 🤗. Mberere meaning?

    • @Spo7017
      @Spo7017 Год назад +2

      Mubererr, mumadziro memba

    • @confidencenhau
      @confidencenhau Год назад

      Muberere meaning mumadziro emba especially imba yehuswa

    • @elandbull9419
      @elandbull9419 Год назад +2

      Indlu yesemakhaya zotshani uyabona lokhuyana ukunikeza umthunzi if uhlale phandle edulwini wendlu yikho abathi Muberere

    • @Clarieta-ir7pb
      @Clarieta-ir7pb Год назад

      Vanoti gara muberere not mberere

    • @ntandokhayesumcnganashawa4329
      @ntandokhayesumcnganashawa4329 Год назад

      @@elandbull9419 Enkosi

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +2

    Thank you Drewmas. Nhasi vokukudzingirira vaye varipi

  • @letitiamudzingaidzwa7790
    @letitiamudzingaidzwa7790 11 месяцев назад

    Neshamba vamwe umboendesa kwaProphet Miracle Paul. Abraham's tent inomboita fast revelation ..kuedza kwese kwese

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад +3

    Mai wacho is too calm. I saw yer in the last episode. Atezvara vanoziva. Ko vaitandanisa Andrew vaya varipi.

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Год назад +1

    Song inondifungisa makare angu ndichatemwa dzinobuda ropa kupfonda ko Sokostina naachihera vakayendepi

  • @fakapressure6356
    @fakapressure6356 Год назад +1

    Sahwira woye gara mberere. Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya

  • @blantinamuwandi2994
    @blantinamuwandi2994 Год назад +2

    Sekuru nambuya plus uya akazofona kuti chiregai kuuya vakuziva deal veduwe vanhu musarombe nevana vevamwe ndapota hangu

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v Год назад

    The story is so sad shame but p am dancing muma gumbeze kkk the song is waaal❤

  • @user-yx7vz2ko4z
    @user-yx7vz2ko4z Год назад +4

    Song manyama ❤

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Год назад +1

    Madzisahwira angu musandiwone kunonoka ndanga ndichiuya

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 Год назад

    Shumba Shumba vana sekuru vangu ivavo ichoo vadzokera pampata ipapo ..

  • @Confession26
    @Confession26 Год назад +2

    I pray this won't be another tapiwa makore

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 Год назад +1

    Mwana ngaabude Drewmas Media taking you to another level ❤️

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 Год назад +3

    Ukhulu lo gogo bayazi okulomtwana abamvumbulule umoya wami ulokhu uhlukumezeka ngaba kwenze umntwana igazi labo kodwa chaa chaaa

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 Год назад +1

    Eish zvinorwadza vanhu kufarira mota yemapositori as if ndomune mwana,ko mhuri iyi iripi ,toda mbuya vataure futi nasekuru ngavataure timwe kune mwana

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 Год назад

    Tsvagai mudzimba muArea imomo. Munomuwana. Do door to door search . Haazi kure chete mwana iyeyu. We did it and wedu takamuwana saizvezvi. Vanhu ngavasechwe

  • @memorysandati2522
    @memorysandati2522 Год назад

    Baba Tryson, mai Chakwa mai George ndakuonai basa ngarifambe mwana awanikwe. Zvinotirwadza zvinotyisa zviri kuitika kumusha.

  • @user-jo4ty8ut9u
    @user-jo4ty8ut9u Год назад

    Song I kutanga ichinzi kudii nhy? Ndikuzongonzwa usaone kunonoka ndange ndichiuya

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад +1

    Drewmas media taking us to another level nhasi muri kumusha kwangu

  • @GraciousGumbo-pr5uh
    @GraciousGumbo-pr5uh Год назад

    Dzifambirei nyaya dzacho mwana ngabude vanhu havachadi kudya cheziya vakudya ropa revanhu dhemeti nxiiiii

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq Год назад +4

    Sekuru na mbuya va kuziva kune mwana😢😢😢😢

  • @user-zw5dm9dt8n
    @user-zw5dm9dt8n 9 месяцев назад

    Song usandiona kunonoka ndange ndichiuya inondiropafadza

  • @edwardmujuru5492
    @edwardmujuru5492 Год назад

    MUBVUNZO.wangu seyi muchiridza mbira chivanhu chiriko muporofita ayiyita zvidawu dawu arikupinhasi kwaMutoko vanhu ava vano ramba chivanhu asi vano pedzisira vasekuru kanakuti.usa madzichembere.musawhande nechigunwe chivanhu chiriko.

  • @tawandamuzinda8427
    @tawandamuzinda8427 Год назад

    Mai wemwana changamuka iwe stand on your own ndiwe wakazvara enda kwana Tasvu uko

  • @linnetbhasvi8115
    @linnetbhasvi8115 Год назад

    Mwana anorwadza veduwee vanhu ngavaendeswe kunana sekru tasvu, kanengo, ka

  • @lovenessnyakunu9396
    @lovenessnyakunu9396 Год назад +2

    MaVillagers anotya kutaura with the way the family violent..Dai Mwari apindira

  • @monicamatambiko3710
    @monicamatambiko3710 Год назад +1

    Drewmas Media taking us to another level
    Ndawana wave munya chaiwo 😢

  • @sarudzayichizema8186
    @sarudzayichizema8186 Год назад

    Sahwira woyee garamuberere ,ndanga ndichiuya for me

  • @beautysbongilesawana8776
    @beautysbongilesawana8776 Год назад

    Ko imi ve drewmas media sei musingaendese vanhu kuti vanobatsirwa nevanhu vamunoziva kuti vanobatsira Tateguru tasvu or tateguru Kanengo vanopedza ma sports wani mwana pamwe asati awuraiwa anotozosvika pakurova chokwadi nekunonoka ikoko
    Muchitora vanhu vanosviko zamawo zvavo

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Год назад

    Toindepiko vanhu veHwedza ..asi chii nemi imimi .ndotama here muMash east Ini hangu ...munodireiko kuromba nevana vevanhu

  • @MunasheZvinorova
    @MunasheZvinorova Год назад +1

    Another level please

  • @TakudzwaHwarari-cc3vt
    @TakudzwaHwarari-cc3vt Год назад

    Makazobvumirwa kutora hr drewmas taking us to another level

  • @milandafilimon3724
    @milandafilimon3724 Год назад +1

    Please vanhu we hwedza musatishorese buritsai mwana chiichocho chinenge ngozi

  • @charlesshambare143
    @charlesshambare143 Год назад +2

    Achawanika here mwana

  • @mitchellcharity
    @mitchellcharity Год назад

    Tamirira for you to take us to another level

  • @scary1977
    @scary1977 Год назад

    Ko ku Zimbabwe hakuna mapurisa here

  • @MunasheZvinorova
    @MunasheZvinorova Год назад

    Kuti haana kuendeswa kumoza here

  • @user-lf4tb1fl1s
    @user-lf4tb1fl1s Год назад

    Awanikwa here

  • @westonzengeza8048
    @westonzengeza8048 11 месяцев назад

    Ava venguwo tsvuku siyanai navo torai sekuru tasvu or kanengo ndivo chete vanoziva

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 Год назад

    Drewmas media gairai muberei musandiona kunonoka ndange ndichitsvaga Bundle me singing zvangu ndkamirira kuuya kuno vata

  • @tawandamuzinda8427
    @tawandamuzinda8427 Год назад

    Endaika kwaTasvu nhai hapana asingaxiwe kuti vana Tasvu varikuzvigona kungotenderera tenderera mwana aripanguwa yakaoma

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa Год назад

      Big Amen to that. Tasvu to the people chikara chevaroyi0

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад

    Song song. Gara muberere vange vachiuya

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад

    Drewmas Media ndeyedu taking us to the next level ❤❤❤

  • @user-si8th1xt9n
    @user-si8th1xt9n Год назад +2

    Hazvingatori nguva tasvu na kanengoni varipi vatiudze kune mwana

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 Год назад

    Sekuru ndimi munoziva kune mwana hamunyare here kuunganidza vanhu vese muchiziva hurombwa hwamunoda kuita.

  • @maimore4126
    @maimore4126 Год назад

    Mwana ngaawanikwe varoyi veMamazivanhanga vakajaidzwa. Kana zvaramba sekuru Tasvu ngavadeedzwe.

  • @user-kq4iu1cd6p
    @user-kq4iu1cd6p Год назад +1

    Ini ndoti nyaya iyika inoda Kanengo or Tasvu zvana madzibaba izvii idrama irooo

  • @MercyMudziso
    @MercyMudziso Год назад

    Sekuru nambuya vanoroya ngavabudise mwana havasvodi kuroya

  • @matie2476
    @matie2476 Год назад +1

    Ini wangu mwana vaiburitsa vanodakurakashwa chaiko Chembere nemudhara suspect

  • @nmanjarera
    @nmanjarera 10 месяцев назад

    Andrew uri mboko saka iwe uri kukoshesa kutora video kuti uite mari. Maporofita vanei nezve kuti kwadoka pavanoita mapungwe avashandiri hare

  • @MercyMudziso
    @MercyMudziso Год назад

    Vañhu vekuhwedza munonyanya uroyi nxaaaa

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Год назад

    Sekuru nambuya ndavabudise mwana , vanoziwa zvavakaita naye😊

  • @ceciliamusegedi-jq1me
    @ceciliamusegedi-jq1me Год назад

    Hwedza kumusha kwangu musadaro mwana ngaabude iiig😢😢

  • @Dorkie-pb5ou
    @Dorkie-pb5ou Год назад

    Kana pasina kumboonekwa tsoka dzevanhu or dzemwana kuti dzakafamba sei i think mwana ari mumba akasungwa muromo nemakumbo sezvo ari mwana mudiki anongogaramo...vanhu ngavatsvage muzvi hozi zvembuya nasekuru avo..kuvhundunyura muma suitcase

  • @givelashlychaluka4665
    @givelashlychaluka4665 Год назад +1

    Inga tasvu na kanengo, vanokutaridzai pagirazi

  • @edwardmujuru5492
    @edwardmujuru5492 Год назад

    Vanhu tiri kunganwa tiri kudaispora zivakwabva ngozi yingozi saka vachiti ziva kwavaka machuch akawuya nevarungu ngati dzokere kuchivanhu kutawrura chave chirurngu chivanhu chivanhu chiriko vese vano pedziisira vave masvikiro makurumaku chivanhu chiriko munonyepa usaroveimba v wakaviga mupini vachivanhu

  • @talentmugweni9714
    @talentmugweni9714 Год назад

    Song manya inobudisa zviripasi pemvura

  • @monicamusiyiwa6155
    @monicamusiyiwa6155 Год назад +1

    Kuri kunzi sahwira gara muberere here kana kuti sahwira ndava muberere handisi kunyatsonzwa ini

  • @ednashumba8326
    @ednashumba8326 Год назад +1

    Part 2 yezvakazoitika tanzwa nekudzika .

  • @user-rp8hj8ps4w
    @user-rp8hj8ps4w Год назад

    Ko zvavakamboku dzingayi wani imbwaaa dzevanhu

  • @Teeone07
    @Teeone07 Год назад

    Havasiivo vanhu vekumhanyisa drewmas team nhasi vava kubvuma sei

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад

    Drewmas media please refer this family kwaSekuru Tasvu or kwaSekuruAchapola or kwaSekuru Bunzamukombe kana varamba munenge pazamawo penyu vamwe vese awa vanopedza nguwa for nothing, vanoda mari chete ava

  • @tiziraichibharo
    @tiziraichibharo Год назад

    Basa ngaribatwe tinotendai drewmas ❤

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Год назад

    VaNeshamba daidzai Tasvu pamusha apo pane nhaurwa huru

  • @shalommakwerere980
    @shalommakwerere980 Год назад

    I can't wait to see forward

  • @user-bo3vl2po8g
    @user-bo3vl2po8g 4 месяца назад

    Vna madzibaba namadzimai mune tsika zvenyu

  • @elizabethtazarurwa7016
    @elizabethtazarurwa7016 Год назад +1

    Madzimai Connie namadzibaba Herry muzukuru aripi

  • @TinasheChingwende
    @TinasheChingwende Год назад

    Takachango mirira vaneshamba mwana akazooneka her

  • @user-jo4ty8ut9u
    @user-jo4ty8ut9u Год назад

    Mwana ngaabude takamumirira hura utete uhwu

  • @TakudzwaHwarari-cc3vt
    @TakudzwaHwarari-cc3vt Год назад

    Kwaedza Andrew pane zvirikuitika here kumusha kwedu ukooo😂😂

  • @irvinemurombedzi9628
    @irvinemurombedzi9628 Год назад +1

    Andrew usatambe nesu. Ukutsvaga Mari nehukopokopo. You should just wait for vapostori instead kupedza nguva nezvima interview .

  • @MunasheZvinorova
    @MunasheZvinorova Год назад

    Manje mukarovashumba isunyika dzekunze topindira hwedza hamungari nokori

  • @SunflowerSky-hv1xr
    @SunflowerSky-hv1xr Год назад

    Ko ivo sekuru vakasara nemwa na kana kumbouyawo pa camera kuti vatsanangure bho here

  • @kundaimurambiwa9843
    @kundaimurambiwa9843 Год назад

    Can't wait mabudire emwana

  • @shupiemuzarabani
    @shupiemuzarabani Год назад

    Mwana ngaabude mr Neshamba

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Год назад +3

    Hope mwana is still safe n alive 😮

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Год назад +1

    Toda mwana ari mupenyu chete