Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Anozviziva here Natasha kuti pfungwa dzenyu dzinombo tacha😂😂😂😂😂🙌🙌🙌
Ukanzwa kuti that's super dope ...RUN
Murife don't run 😂😂😂
😂
😂😂😂 muchatijoiner kugomo kuminamato henyu
😂😂😂😂taurai henyu imi
kkk takanoenda kuma prayer mountains se nyika
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk hanzi dzinombotacha kkk
Victor kamukono ketsambarafuta 😂😅😂
😂😂😂😂😂
Tanga tazvisuwa izviii 😅😅😅😅
mufunge
Please don't forget to like comment share and Subscribe 👏🏼
Thank you so much ❤
Ukangonzwa Kuti super Dope run with your life pano chohwa chohwa munhu@@kingryan_Official
Welcome back Mr Dembetembe
Ryan I lyk how you investigate please on phone it shows you're smart in your brains.
Mwana nganake, Ryan you must pass varwadziswa kwatiri shaa. We have strong shoulders for them😊
Don't be a simp
😅😅😅 ukaona chinhu charaswa nemumwe dont touch WAZVINZWA
ka blaz kanohura mhani ako😂😂😂
We have missed u Mr Dembetembe n ur photographer Tee Jay 😘
You doing good kingryan but fambai makangwarira because zvinorovesa izvi kkk
the probability of the lady going back is 99.9%, zvichireva kuti sisi vachadzokera coz she is still calling niqqa bae ah kkkkkk
dzimwe nguva inobva yanodyiwa ikoko🤣🤣🤣🤣 dzinotombotacha
Murikuchenesa ma streets chibaba keep it up mdotombodawo. But ndiri pa Capetown
Pane vanotombotaura straight here or kucheater chete vanhu vese
😂😂hanzi pfungwa dzinenge dzichiremerwa 😂😂😂😂
Ndikangonzwa kuti dembetembe pafon pangu.. ndikuikwatisa mumvura ine salt yemagodo
🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😅
King musadaro Apa muri kuwedzera moto 😂😂😂😂
But pa beb ariboo hake kungotambisirwao nguva nana abhero
😂😂😂
Bby inyama ndipei hangu inini mapudzi anowira kusina harii kk
😂😂 airtime or relationship
Zvichikonzerwa nevanhu anoudza munhu wancu zvisiko.
Kkk ini moyo wangu mutete better ndidyirwe murima ko kuzoti bbby Ryan kukwichidzira kkk
😂😂😂😂😂😂😂😂 kutacha kwefungwa apa ndanakirwa ndanakirwa nguva refu
Muchati joiner Kuma 21 days fastings very soon
Kkkk ndokunonzi kudanana nembwa munhu uyu ibenzi zvako ryan
Haaaa Natasha tokukukuda woman's conference mangwana😂😂😂😂
Apa bota madyiro aayiriita soo. Haaa Victor kaaa😂
😂😂
10:17 Dembetembe kukuchidzira manje 🤣
Kudanana neupengo kkkkķ😅😅
That's super dope😅
Dzinotacha serious 😂😂😂
Unosiya vaine stress kkkkk😂😂😂😂
Hi Ryan ndanzwa kutii wkaitwa rough is it true or
Camera quality is upgrading youtube.com/@elvistalent57?si=PGtj1PfCJhRlumTo 0:37
The super dop bn used too much
Zvorevei kuti supper dop😢😢
Ryan chii ko newe 😂😂😂😂😂 hanzi moda kudanana nebenzi saka
Haaa achiri kutomboti babe😂Ryan unokuchidzirawo iwee😂😹
Muchazvisiya zvemujolo izvi motijoiner kumbanje😅
Kunaka hakudyiwe imiii
well come back king .....we missed you &💜💖you
I’m back❤
Aaaaah achitori babe futi🤣🤣, uyu a haana kutsamwa
iwe ka Ryan ndichakubata hauite ❤❤😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 haaa it's the ehee dzotombo tacha for me 😂😂😂🙌
😂😂😂Can you imagine
Where are you watching from??😂
Gaborone Botswana
I'm in Centurion Pritoria
From Rusape aiwa Makanyanya murikugadzirisa Nyika 🔥 🔥
Kolwezi DRC
Sandton Johannesburg
Hamuna umwe wamunaye asiri vaviri hr ava😂😂😂
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Thank you so much 🎉
😂😂😂😂@@kingryan_Official
Ini nditori paTiki apo😊😊😊
ko vari afar munotestawoo heree timboonawobkt wekwanku dzinombotachawo here nhy @Ryan😂
😂😂😂uuum vanhu vakuhura kunze uko
Kkkk pamberi nechirongwa
😂😂😂😂😂😂 marara akunoza rumbi atora chimukombe zvekudaro kwaaaaaaa pidigu
iyi ndotype yevasikana vanotaura soft asi vachitorevesa kuti hapachisina
Hanzi dzinombotacha sometimes 😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂ayewa mjolo will jololize you 😅😅😅😅😊
😂😂😂😂
Kkkkk ryan ryan ryan ryan ryan how how many times did l call you 😅
Rumbi haa uyu todanana ndiye wangu chaiye 😂😂😂 hahaha my gender kkk
Mazita awandisa😮😢 yoh
Iwe ucharohwa nevanhu sure kkkkk
Fear men uuum Hanzi mrara .😅
Long Tym Ryn Watch from Pretoria
Hoyo🎉
Nyika yakuzoguma umh
Yaaa vanhu vanofiira data remahara😂
Ko dumbu iro ndere sadza here😜
Haa kingryan munozodhipisa iii makutoti munhu ibenzi
next tym ukapunza 1 wobva wandiitiratitore hedu isu vana nhingi
From Mozambique king Ryan
Veduwee ne kunaka kwakaita babe Gail
Ukatoona waenda kuLoyalty Test gara waziva kty munhu wako anokuremera
ichi chibaba 4 in 1😂
Natasha akanyatso nyengererwa anobvuma uyu
Sure matauriro ake ndeekuda
Ndiye achatoenda kunonyengerera .
😂😂😂😂😂Victor une drama hanzi dzombotacha😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂yooo kudanana nebenzi,dzinopot dzichitacha
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ah kungoraramawo munyika inezvipoko
😂😂😂 kusvika pakut dzombotacha
Can you imagine 😂
Hanzi dzinombotacha, statement rechi bandit😂
Ahhhh Victor 😂
boys iri ndorozonyenga mababy aya after skit
Imboita skiri rekufonera anenge achinzi anodiwa wacho on a 3 way conference call tione kt all these apologies anobuda here. #endcheating n fake rltnshps.
Kamudhara kano hura aka 😂😂
Kkkkkkll kwaaaaa eeeee zve mujolo tichazvirega
Its ku toucher for me😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂hanzi dzinombotachaaaaa mjoloooooo
Eeeh uriko nhai watching from Dubai
Zverudo kujogger muglue chaiko kukweva dovi nestraw😅😅😅😅
😂😂😂 sasi rako rakanyanya
😂😂 mhaiii hanzi dzinotacha vakomana hatina zera navo
😂😂😂😂😂Huya hako ticleane kuchurch
Mr dembetembe makura masimba henyu kkkkk
Hanzi wanga uchiziva hre kt unodadana nebenzi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kwaaaa
Watching from Cape Town SA
Amana kune vanhu vanotesva haiwawo kkkkk
🤣🤣🤣Hanzii dzinotacha
🤣🤣🤣🤣Ryan hanzi mamuchiziva kuti mukudanana nebenzi here
Zverudo muchazvirega guys vasikana 4 ava . Four akati reason team pagetto 4. Anohuya mujita uyu
Gadzirisai nyika mkuru
Saka Natasha ato popota ipapa? 😂😂 Ini dai ndiri ini ndakumbira kubata phone ndapedzerana naye pa phone
victor victor why uchishooter kudaro
Vanhu vakavaka pamakamira vakagona👏
😂😂😂😂😂😂😂😂
Ini hangu andimbofe ndakaenda kwaRay moyo wangu mutete hawo
😂 shuwaaa ndotogona kufira ipapo
Kana tazogara varume hatina zera vavo ndatya
Rinenge drama iri nesimairi irikurorwa nebby iro ndozvingaite munhu arwadziwa hre😂😂
Kkkkk dzinombotacha dzababie wacho futi😂
Anozviziva here Natasha kuti pfungwa dzenyu dzinombo tacha😂😂😂😂😂🙌🙌🙌
Ukanzwa kuti that's super dope ...RUN
Murife don't run 😂😂😂
😂
😂😂😂 muchatijoiner kugomo kuminamato henyu
😂😂😂😂taurai henyu imi
kkk takanoenda kuma prayer mountains se nyika
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk hanzi dzinombotacha kkk
Victor kamukono ketsambarafuta 😂😅😂
😂😂😂😂😂
Tanga tazvisuwa izviii 😅😅😅😅
mufunge
Please don't forget to like comment share and Subscribe 👏🏼
Thank you so much ❤
Ukangonzwa Kuti super Dope run with your life pano chohwa chohwa munhu@@kingryan_Official
Welcome back Mr Dembetembe
Ryan I lyk how you investigate please on phone it shows you're smart in your brains.
Mwana nganake, Ryan you must pass varwadziswa kwatiri shaa. We have strong shoulders for them😊
Don't be a simp
😅😅😅 ukaona chinhu charaswa nemumwe dont touch WAZVINZWA
ka blaz kanohura mhani ako😂😂😂
We have missed u Mr Dembetembe n ur photographer Tee Jay 😘
You doing good kingryan but fambai makangwarira because zvinorovesa izvi kkk
the probability of the lady going back is 99.9%, zvichireva kuti sisi vachadzokera coz she is still calling niqqa bae ah kkkkkk
dzimwe nguva inobva yanodyiwa ikoko🤣🤣🤣🤣 dzinotombotacha
Murikuchenesa ma streets chibaba keep it up mdotombodawo. But ndiri pa Capetown
Pane vanotombotaura straight here or kucheater chete vanhu vese
😂😂hanzi pfungwa dzinenge dzichiremerwa 😂😂😂😂
Ndikangonzwa kuti dembetembe pafon pangu.. ndikuikwatisa mumvura ine salt yemagodo
🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😅
King musadaro Apa muri kuwedzera moto 😂😂😂😂
But pa beb ariboo hake kungotambisirwao nguva nana abhero
😂😂😂
Bby inyama ndipei hangu inini mapudzi anowira kusina harii kk
😂😂 airtime or relationship
Zvichikonzerwa nevanhu anoudza munhu wancu zvisiko.
Kkk ini moyo wangu mutete better ndidyirwe murima ko kuzoti bbby Ryan kukwichidzira kkk
😂😂😂😂😂😂😂😂 kutacha kwefungwa apa ndanakirwa ndanakirwa nguva refu
Muchati joiner Kuma 21 days fastings very soon
Kkkk ndokunonzi kudanana nembwa munhu uyu ibenzi zvako ryan
Haaaa Natasha tokukukuda woman's conference mangwana😂😂😂😂
Apa bota madyiro aayiriita soo. Haaa Victor kaaa😂
😂😂
10:17 Dembetembe kukuchidzira manje 🤣
Kudanana neupengo kkkkķ😅😅
That's super dope😅
Dzinotacha serious 😂😂😂
Unosiya vaine stress kkkkk😂😂😂😂
Hi Ryan ndanzwa kutii wkaitwa rough is it true or
Camera quality is upgrading
youtube.com/@elvistalent57?si=PGtj1PfCJhRlumTo 0:37
The super dop bn used too much
Zvorevei kuti supper dop😢😢
Ryan chii ko newe 😂😂😂😂😂 hanzi moda kudanana nebenzi saka
Haaa achiri kutomboti babe😂
Ryan unokuchidzirawo iwee😂😹
Muchazvisiya zvemujolo izvi motijoiner kumbanje😅
Kunaka hakudyiwe imiii
well come back king .....we missed you &💜💖you
I’m back❤
Aaaaah achitori babe futi🤣🤣, uyu a haana kutsamwa
iwe ka Ryan ndichakubata hauite ❤❤😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 haaa it's the ehee dzotombo tacha for me 😂😂😂🙌
😂😂😂Can you imagine
Where are you watching from??😂
Gaborone Botswana
I'm in Centurion Pritoria
From Rusape aiwa Makanyanya murikugadzirisa Nyika 🔥 🔥
Kolwezi DRC
Sandton Johannesburg
Hamuna umwe wamunaye asiri vaviri hr ava😂😂😂
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Thank you so much 🎉
😂😂😂😂@@kingryan_Official
Ini nditori paTiki apo😊😊😊
ko vari afar munotestawoo heree timboonawobkt wekwanku dzinombotachawo here nhy @Ryan😂
😂😂😂uuum vanhu vakuhura kunze uko
Kkkk pamberi nechirongwa
😂😂😂😂😂😂 marara akunoza rumbi atora chimukombe zvekudaro kwaaaaaaa pidigu
iyi ndotype yevasikana vanotaura soft asi vachitorevesa kuti hapachisina
Hanzi dzinombotacha sometimes 😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂ayewa mjolo will jololize you 😅😅😅😅😊
😂😂😂😂
Kkkkk ryan ryan ryan ryan ryan how how many times did l call you 😅
Rumbi haa uyu todanana ndiye wangu chaiye 😂😂😂 hahaha my gender kkk
Mazita awandisa😮😢 yoh
Iwe ucharohwa nevanhu sure kkkkk
Fear men uuum Hanzi mrara .😅
Long Tym Ryn
Watch from Pretoria
Hoyo🎉
Nyika yakuzoguma umh
Yaaa vanhu vanofiira data remahara😂
Ko dumbu iro ndere sadza here😜
Haa kingryan munozodhipisa iii makutoti munhu ibenzi
next tym ukapunza 1 wobva wandiitira
titore hedu isu vana nhingi
From Mozambique king Ryan
Veduwee ne kunaka kwakaita babe Gail
Ukatoona waenda kuLoyalty Test gara waziva kty munhu wako anokuremera
ichi chibaba 4 in 1😂
Natasha akanyatso nyengererwa anobvuma uyu
Sure matauriro ake ndeekuda
Ndiye achatoenda kunonyengerera .
😂😂😂😂😂Victor une drama hanzi dzombotacha😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂yooo kudanana nebenzi,dzinopot dzichitacha
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ah kungoraramawo munyika inezvipoko
😂😂😂 kusvika pakut dzombotacha
Can you imagine 😂
Hanzi dzinombotacha, statement rechi bandit😂
Ahhhh Victor 😂
boys iri ndorozonyenga mababy aya after skit
Imboita skiri rekufonera anenge achinzi anodiwa wacho on a 3 way conference call tione kt all these apologies anobuda here. #endcheating n fake rltnshps.
Kamudhara kano hura aka 😂😂
Kkkkkkll kwaaaaa eeeee zve mujolo tichazvirega
Its ku toucher for me😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂hanzi dzinombotachaaaaa mjoloooooo
Eeeh uriko nhai watching from Dubai
Zverudo kujogger muglue chaiko kukweva dovi nestraw