BREAKING!! MURUME AKAFA AKAMUKA INZWAI | I had out of body experience Ndakafa i was taken to haven

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 1 окт 2024

Комментарии • 26

  • @mrcshamwariyerwendo
    @mrcshamwariyerwendo 3 месяца назад +4

    Kindly separate a dream and death my brother, . Find a better way to introduce your ministry. Kunyepa nezita raMwarii kwakashata. and your story is now more than 5mins narrative 😮

  • @chiedzakundishora3274
    @chiedzakundishora3274 3 месяца назад +3

    Thank you Tatenda for sharing

  • @tenduchess5865
    @tenduchess5865 3 месяца назад +1

    Umm I would agree if it was a revelation unenge usina kufa guys munhu akafa ahadzoke and how do you know kuti Ndi Mwari Uye asingaoneke.

  • @noreenrupapa3729
    @noreenrupapa3729 3 месяца назад +2

    Thanks for sharing.God bless you

  • @Chadyaniki
    @Chadyaniki 3 месяца назад +2

    Zviroto izvo! Idya chikafu chinehutano!

    • @tenduchess5865
      @tenduchess5865 3 месяца назад +1

      😂😂😂😂

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 2 месяца назад

      @Chadyaniki taura hako 💯 I think nyika yedu yarohwa nenzara pakusvika zvekuti munhu wese akungo ita Madungwe skilful yekuti anoskwera ari ikoko tozonzwa ne H-Metro kuti heavenly army commander vane zvipande pasi pane panyika 4months none payment of rent and now this guyis claiming that he was in heaven.zviroto zviroto and should remain as such 😊.

  • @TawandaMavhunga-o2r
    @TawandaMavhunga-o2r 3 месяца назад

    Saka kufa kwavo kunoita kuti vaite church yavo here . Kuda kurova Mari dzemarema chabvuma kufa kwake kwe fake ikoko

  • @Tynoebae
    @Tynoebae 3 месяца назад +1

    Ngatiregei kut Mwari atadzirwe takatarira mhani ...vairota

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 3 месяца назад +1

    Kna usati wambofa ukamuka you dnt understand what that man is saying it real unofa nguva isati yakwana asi unodzoserwa bck kuti ubate basa raMwari

    • @tenduchess5865
      @tenduchess5865 3 месяца назад

      No hakuna munhu anofa time isati yakwana tell me ungaziva here Kuti aifanira kurarama how many years?

  • @MarshalZvoushe
    @MarshalZvoushe 3 месяца назад

    Amen

  • @princechido2531
    @princechido2531 3 месяца назад +1

    Dako rako unomuziva Jesus iwe

  • @RudoMhlanga
    @RudoMhlanga 3 месяца назад

    Ichokwadi pandakarwa ndazviona

  • @BernardMahachi
    @BernardMahachi 3 месяца назад +1

    He can go join Madungwe

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 3 месяца назад +1

    Madungwe's buddy

  • @EltonZvikonyo
    @EltonZvikonyo 3 месяца назад

    Thank you for sharing such important message

  • @Prophet_Tapiwa_Chimombe
    @Prophet_Tapiwa_Chimombe 3 месяца назад

    Thank you DJ Sparks for sharing. I like your content because they show me that you are a great scribe, who fears God.
    This is amazing, I can relate with some of the encounters I have personally had. What Minister Tatenda went through tallies pretty well with how heaven is like, it is a testimony that is both true and faithful.
    1 John 2:1
    My little children, I’m writing these things to you so that you might not sin. Yet if anyone does sin, we have an advocate with the Father-Jesus, the Messiah, one who is righteous.
    Jesus is coming soon.

  • @tendaitakawira9730
    @tendaitakawira9730 3 месяца назад

    Glory to Jesus. Thank you for sharing

  • @ephraitmwitha9999
    @ephraitmwitha9999 3 месяца назад

    Thanks for sharing,obvious comment section yagara inoshora , but hapana chaatadza hake pakutaura

  • @nelliemushambi7909
    @nelliemushambi7909 3 месяца назад

    Yes Tatenda urikutaura chokwadi ndakamboita dream yakadaro

  • @rumbinyamazana704
    @rumbinyamazana704 3 месяца назад

    Maitabasa munhu va Mwari ne testimony

  • @bonuspawari7819
    @bonuspawari7819 3 месяца назад +2

    Ndovanhu varikuita ndisaende ku church ivava

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 3 месяца назад

      Kkkk

    • @bonuspawari7819
      @bonuspawari7819 3 месяца назад +1

      @@dasilva8081 woti madungwe, woti freddy woti uyu webhora ,woti ishumairi unonamata sei sure?